Zvinhu hazvina kumira mushe munyika medu,kugadzirisa mota unenge uchida asi mari ichiramba kukwana.Rufu rwemunhu asina kurwara rwunorwadza veduwe. Pakafamba satani.
Akafa zvinorwadza mukomana uyu mhsrip.Combi yakamutswa iri mugear .Akakanganwa kuisa munuetral but ndiyo tsaona yacho .Kune vakashaikirwa ndinoti nematambudziko uye kuna conductor ndinoti be my mukoma wangu
Shame hopefully justice system will understand conductor 😢
Conductor anosungirwei mufi akamuti mutsa mota imwe yetsvina inouya nenzira dzakadiyana pls. Conductor Mwari murwireiwo
Zvinhu hazvina kumira mushe munyika medu,kugadzirisa mota unenge uchida asi mari ichiramba kukwana.Rufu rwemunhu asina kurwara rwunorwadza veduwe. Pakafamba satani.
Mu zimbabwe zvinhu zvakaoma kugadzirisa mota unenge uchida asi zvinenge zvisinga sangani.
Zororai murugare mukoma justice kuna contucter mapurisa pliz he is not guilt
watching from Bulawayo, its so touching 😢 😭 asi ngatichemeyi ne tariro.
Vemutemo dai matorwadzirwa conductor ari munguva yakaoma mwana uyu 😢😢😢😢😢😢😢
Ndakarwadziwa hangu Tafadzwa ndaimuziva zorora murugare Tafadzwa .Mwari regererai conductor
😭😭😭😭ndarwadziwa hangu, Mwari inzwaiwo mwana wenyu conductor ochema kwamuri.
zorora murugare muninina wangu mazepe awakandipa last week kwaive kuoneka here Tafi ndarwadziwa
Sister basa renyu is a God giveven this is your real field you are able keep it up
Mwari wangu ndino ziva ndinofa handizivi riiniko ,handizivi kupiko handizivi seiko always I remember this prayer zvinoita kuti ndinzwisise hupenyu munamato uyu ndewe Roma asi munamato wakandisimbira zvikuru saka tinongoti mhuri yakarasikirwa nemwana komana wavo nyaradzwayi naMwari pachake
No Ignation no
Gud mutori wenhau excellent even Mai vataura apa nice
Haaa Tafadzwa akafa zvakarwadza guys.😢😢😢 My neighbour 😢😢😢
Akafa zvinorwadza mukomana uyu mhsrip.Combi yakamutswa iri mugear .Akakanganwa kuisa munuetral but ndiyo tsaona yacho .Kune vakashaikirwa ndinoti nematambudziko uye kuna conductor ndinoti be my mukoma wangu
Zvakaoma hazvo sorry Mukoma.but anosungirweiko iye aiwirirana na driver wacho
So sad😢😢😢 story rest in peace my younger brother kune hama dzemufi ndinoti ngatichemei ne tariro kufa inzira yedu tose musi nenguva ndozvinosiyana
Ndabatikana rest in peace Tafadzwa Kuno conductor it shall be well
Life is spiritual. Idzi i mhepo idzi pane vasina kufara ne kut Tafadzwa anga ave ne kombi