If you are as smart and knowledgeable as you are trying to sound,you would have known it's an unstructured interview...and it's the best approach to interview a creative artist like Kapfupi... Read a book before criticising what you don't know
Kapfupi yes i understand the anger ya anayo myb nekushorwa nevanhu bu he shud just have said i am not at liberty to talk or disclose zva marabha takashanda tese tikasiyana from me i have no problem with him
Chonetsa ndechekuti Marabha akati Kapfupi ndiye anondiroya asi nyika motarisira kuti kapfupi angoita as if everything is normal. Zvakaoma kunzi ndiwe muroyi wangu and at the same time you are expected kuva the main person helping munhu wauri muroya.
Chiisa ma paper e motor Mumba achabvaruka uchirova maooko kkkkkkkkk Marabha haachengeteke uya. Deno ma company ose ataishanda takasiya toda kuchengetwa ne x company here ndiwe wadii hako
Kushanda mese haisi mhosva. Imi do you help all your co-workers with their personal problems even if they refuse to take your advice yekusiya zvinodhaka.
Kapfupi Vharazipi naGringo junior hamuone kut mukabatana moita film like TIRIPARWENDO rinodzidzisa tsika nemagariro edu emuZimbabwe hamuoni here kut munenge maCreator legacy than kungoita mazvake mazvake setuChurch turikungonyuka nowadays unotoshaya kut icalling here or kungozvifonera
Vanhu mune problem sterek maida kapfupi amudii kana iye akabuda ega mkadzi wake chaiye akatotizawo munhu mukuru ngaaoneke kuti akura onwa treatment yake boe osiya mutoriro atopedza zvinomunetsa
Kapfupi be accomodative hama yangu, ndiwe une bhora wena. Munhu wese anomaka bhora rauri naro nepauri. Limit emotions every moment when there is negative efforts PHD - Pull Him Down Syndrome is our bad minds.
and chivayo akakupa motikari hana hr hama dzotambura or kuti hana mhuri kumbakwake hr and vangani vana vezimbwe varikunonga svosve nemuromo uku iwe uchi sadza haushaiwe
Pane video randakaona marabha achitoti ndaipedza Mari yangu ku pleasure nemababe asi kuti kapfupi azoti tadzei kutaura mbichana munhu wese ihama Yako panyika. Hauzodaro kutu haasi hama yangu nekuti fame yaunauyo he contributed towards that and he is more of family since muchibva kumusha umwe chete. Ipapo wapatadza
Hard times muupenyu ndopaunozwisisa who is my true friend, neighbor, relatives and who is my stranger not kuna marabha chete .marabha arib wrong zvake bt sometimes we need to speak in good way and wisdom chero iye achinzwa a feel something
Kapfupi, you are right kuti Marabha akasiya Kapfupi Investments, ngaasiye mutoriro,YES. I still think and feel Marabha also contributed a lot kuti uve zvauri nhasi, and saying Marabha handizive kana mutupo wake, ndiri mutorwa YES but listening to yourself especially your last words, you are addressed Marabha as "mwana wamai vangu" that are alone says a lot. Food for thought
Kapfupi is straight talking and honest vese varikumutuka munotopengawo zvenyu
Hapana mese newe muri vekumama
Thanks home boy wangu kapfupi ndirimugari wemuEpworthy mashoko ako makukutu marabha ngaasiye zvodhaka achengeteke
Kapfupi ane point. Marabha ngaasiye substance abuse , he must be responsible for his life.
Kapfupi you are a grown person for real.all you said is good
Akapfupi murikubatikana ney tinokuzivai muchifara why nhasi kunge musiri happy❤❤
Mutori Wenhau akati puseyi ndachangamuke
I think it's the kind of the interviewer...them questions looks like he is just asking the questions everybody knows
Nhasi ndiFreddy Majalima .
Kapfupi anopfeka cowboy hat an old jacket and a pair of trousers with one side cut to knee level
Maraba akungoda rehab chete
Siyai Kapfupi
Siyananai nakapfupi ane life yake marabha anotooneka kuti anoteedzera tombo ndari .iye he is a man must stand by himself he is above 18
I love Mr kapfupi,,,very humble
Purizi siyanai nakapfupi nenyaya yamarabha kushanda vese haisi mhosva
Kapfupi ngaasiyane naMarabha...akaita pake akapedza ...haangamukwanisi munhu anoita zvekudhaka
Team yese irikutuka kapfupi kahudofo kanenge kakazara mumisoro yenyu mukunyatsonzwa zvikutaurwa nakapfupi kuti takamubetsera nana shugeta problem muri vemutoriro trikukuzivai siyayi zvodhaka
Iwe ndiwe dofo rekutanga
@@MAVISTHOMPSON-j8h bcz wajaira zvemahara simbe inotoonekwa nehurombe sewe vapfanha vemutoriro warwadziwa
@@TakudzwaChivaurataura hako
Kapfupi haana hutsinye nokuti marabha munhu Akura ngavasiye zvinodhaka ,mari yake yaaishanda aiisa kupi kapfupi anemhuri akaitawo zvinooneka Moda kumupa mhosva yei kana hama dzamarabha dzakazvitadzawo iye anozomugona hre musiyei kapfupi nehupenyu hwake vanhu vanotsoropodza munhu musati mafunga sei
Kapfupi 100% correct
Mukoma Kapfupi.munezvokwadi shuwa ende zvokwadi iyoyo inorwadzwa vazhinji....shuwa ngaasiye zvinodaka uye mapirisi womasiiyira chiiii ..
Saka maida kuti Kapfupi abatire Marabha shamhu yekuti amwe mapiritsi ere imi vanhu itai mushe Marabha ave munhu mukuru akasiya ega mapiritsi ake zvivhunze kuti chii chakaita asiiwe nemkadzi wake zvoreva kt marabha ane problem akaramba kutsiurika akazviita shasha. Siyanai naKapfupi nguva haimiriri munhu ndiye angazvigona kusiya basa achiita zvekuteverera munhu anozviitisa. Futi akamborasa muromo marabha iyeye achiti akuroyiwa naKapfupi saka uriwe unonzwa sei
On point kapfupi....but rabho's umwe wako
Marabha ari kuzviuraya ega nekachasu. Asi Kapfupi boe here nhasi tajaira kukuona uchifara but nhasi iiiii
Kapfupi on point
Kapfypi is a genuine man ,I think marabha should regret the drug substances and returning back to the old footages
Sure
true .kana wakambonzi ukumushandisira mushonga zvonetsa
Mutori we nhau keep it up I like your interviews
Basa guru vamanjalima
Keep it up kapfupi our comedian
Kapfupi very smart and was on top of the conversation. Interviewer akaneta . Tangai madya sadza musati manwa musombodhiya
If you are as smart and knowledgeable as you are trying to sound,you would have known it's an unstructured interview...and it's the best approach to interview a creative artist like Kapfupi...
Read a book before criticising what you don't know
@@katenhe I hope you’re not broke. Hasha ndedzei? Everyone is entitled to their own opinion. Is that your best shot devil? Throw your best shot devil
I think chinobhowa kapfup inyaya yekunzi arikuroya mukomana zvinenge zvisina kumuitira bho maybe that's why he keeps his distance
True
Kapfupi you're gentle man ramba wakadaro
KAPFUPI WAKUDERO HAMA YAKO.
Interviewer wakagona kubvunza well-done
Ini nfongoti kuna kapfupi , life is not measured by the breath we take
Kapfupi yes i understand the anger ya anayo myb nekushorwa nevanhu bu he shud just have said i am not at liberty to talk or disclose zva marabha takashanda tese tikasiyana from me i have no problem with him
I like the interview Kapfupi
Hoo kapfup akapihwa Mota nachivhayo ndosaka marhabha aakut vchivhayo ndipeiwo kdik dik kamota zvako
😂😂😂😂
Kapfupi unechigumbu naMarabha,inofanirwa iri nyaya yekunzi ukashandisira Marabha mushonga,zvako zvekuti handimuzive kana mutupo kunyepa ikoko 4yrs kuchishanda mese wotadza kunobva Marabha usadaro iwe nzwira mumwe wako tsitsi siya chinya achimwene
Chonetsa vanhu vemutoriro avanzwisise
True chigumbu chiripo
Chonetsa ndechekuti Marabha akati Kapfupi ndiye anondiroya asi nyika motarisira kuti kapfupi angoita as if everything is normal. Zvakaoma kunzi ndiwe muroyi wangu and at the same time you are expected kuva the main person helping munhu wauri muroya.
Siyana nakapfupi iwee nxaaa
Siyana nakapfupi iwe ... usangoda kubatsirwa
Well said Sir,Marabha ngaazvionere he is an adult
Kapfupi totally 100% correct
Yaa kapfupi is right munhu kana akabva pauri achiti ondotanga zvake akasangana nezvinomuwana ikoko zvenge zvavavo zvake ibenzi riya siyana naro iro rogona kutokuvhiringira
Anambwa avo varikushora Kapfupi murikuda kuti aiite sei.moda kuti amubereke kumusana hre.Marabha ave munhu mukuru ngaazviwonere haasi mwana wakapfupi.
Bonjisi akafa,machisa akafa , longlive marabha, no weapon formed against you shall prosper , and pane arikutoisa chingwa patafura nesituation yako😢😢😢😢
Pamwe pacho hapana arikuisa chingwa ...stay away from drugs
Bonjisi akafa nei machisa akafa nei koukangotaura zvaunoziya unobveii Brugwa Kuna Bongaiso Machisa airfare Marabhaa zvinodhaka akuzviwanzaaa
Bonjisi akafa wen
@@samchrisjunior5178 Bonjisi akafa 2014 muna March ane 28 years ukuona kuti vanhu vanorasika chinhu 1 once wakuita zvemadrama izvi nekuimba mabrugwa yato imwe Genre yavo,now kuzotii mutoriro finish zvikusiririsa ixvii
Kapfupi haachembere
True still looking young
Ana chimwene havachembere
Kkkkkkkk plkaipa
Mmmmm mashoko akapfupi akakosha Vanhu bvumai kutsiurika regayi kutora mutoriro
Iye kapfupi ungamugona here iye maraba wachoo akatosiyiwavo chero nemukadzi wake saka iye ozodii futii
Ndafarira kutenda kwako mwari kut ndinofara nepandave vashoma vanogona kutenda musiki panezvaanenge akakupa
Aiwa rega ndivate ini mutori wenhau zero
kapfupi is a good man
Well said kapfupi chokwad chemahara👏👏👏
I agree na kapfupi bt haafanire ku broadcaster ma problems a marabha muma streets a social media
Taura hako zvechidofo zvega zvega ipapa
Marabha akamborwara paye akavakirwa imba akupuhwa zvinhu magumbeze hembe plus imba vakavagirwa .marabha must grow up
Thank you mudhara kapfupi
For Zimbabwean it's no fair in that industry
😂😂😂😂😂love u kapfupi our comedian ❤mukuto actor ka apa
Hakuna chinhu chinorwadza sekuti munhu anoita choice yake uchiedza kumuonesa but kana zvazooma vanhu voona sekuti iwe ndiwe wakaipa
Haunyepe ipapo mwana wamai
Kapfupi you don't talk bad kumunhu wawakashanda naye we are all human beings kana uyine help ,just help even kungoona munhu zvakakosha
Kapfupi kkkk hanzi munhu anembiri anofamba akazara tsvina kkk mutengere green bar andogeza nekuwacha
Thanks kapfupi wajekesa
Yes yes
Chiisa ma paper e motor Mumba achabvaruka uchirova maooko kkkkkkkkk Marabha haachengeteke uya. Deno ma company ose ataishanda takasiya toda kuchengetwa ne x company here ndiwe wadii hako
Wataura chokwadi❤❤
Kapfupi ane rough uyuu. Plus haanawo mari zvake anoswera pa rubeni pamasese apo
Une pawunzwa achizviti ndine mari here kkkkkk ko paainzi muroyi arikuroya mukomana why mamakanyarara
Kushanda mese haisi mhosva. Imi do you help all your co-workers with their personal problems even if they refuse to take your advice yekusiya zvinodhaka.
Chokwadi chorwadza bt must be told...keep t up Mr Freddy
ko atadzeiko Kapfupi apa , hant he even said marabha the door is open adzoke ku band
What a mature man big up
Correct. Kapfupi
Kapfupi Vharazipi naGringo junior hamuone kut mukabatana moita film like TIRIPARWENDO rinodzidzisa tsika nemagariro edu emuZimbabwe hamuoni here kut munenge maCreator legacy than kungoita mazvake mazvake setuChurch turikungonyuka nowadays unotoshaya kut icalling here or kungozvifonera
Kapfupi musiyei boys chibaba ichii aizveee
Interviewer is weak. Kapfupi was energetic
And ari disconnected looking at the camera not munhu waari kutaura naye
Imi munozvigona here muite zvenyu zvirongwa
Plus he had flue
Very. Ma journalist enyu aya
Tone yako interview yawakamboita
Kapfupi ataura chokwadi vamwe vakutoda kubooster mapages
Wakazama pawaigona napo Kapfupi .Marabha anowanza musombodhiya nezvikozoda. Murume mukuru marabha
Marabha problem mababy waiwawanza kohwa zvawakarima dzidzai kuzvibata imwi macelebrity
Vanhu mune problem sterek maida kapfupi amudii kana iye akabuda ega mkadzi wake chaiye akatotizawo munhu mukuru ngaaoneke kuti akura onwa treatment yake boe osiya mutoriro atopedza zvinomunetsa
Kapfupi asadaro ukabatsigwa mirira kubatsiravo and kurevererana chinhu chakakosha vana chimwene vanoti chapitauzako mawa chirikwaiwe vose vari kutsigira kapfupi hamunatsitsi ndoti mwari vakuregererei handi kuda kwenyu asi chakakosha pamunhu kuregerera nishi wazivamwari 🎉
Hausati wasangana nenhinhi muupenyu. Anyways it's your opinion, hakuna munhu anotanga nekusaregerera , dai asina kumbomubatsira better, ANETAWO. Wava mukana wenyu imi wekunobatsirawo marabha wacho sezvo muine moyo yakanaka, I won't be surprised kuziva lt haina kana cent rawakambopa marabha wacho asi busy kushora akabatsira kasingaperi, achibatsira munhu asingabatsiriki, kupedzera miseve kumakunguwo idzo hanga dzichauya.
Ini maonero angu kapfupi akarwadziwa apo marabha akati kapfupi ane zvidhomba ende zvinorwadza kunyanya kumunhu wavaitamba naye
Hoooyo kapfupi baba, chibaba ichi
Akahwina pakurova dombo ndiMozisi vamwe vese vakurohwa naro
That's a bar😂
Kapfupi be accomodative hama yangu, ndiwe une bhora wena. Munhu wese anomaka bhora rauri naro nepauri. Limit emotions every moment when there is negative efforts PHD - Pull Him Down Syndrome is our bad minds.
and chivayo akakupa motikari hana hr hama dzotambura or kuti hana mhuri kumbakwake hr and vangani vana vezimbwe varikunonga svosve nemuromo uku iwe uchi sadza haushaiwe
Congratulations 🎉👏
Kapfupi ari ryt 100%
That's great
Kapfup ngasandro ... Wat goes around comes back around...... Tushoma itoto batsira ..... 😢 U will never go anywhere ukasabatsira
Kapfupi akabetsera wani moda adii Marabha akurega mapiritsi nekumwa doro oga be reasonable
@@dhereckmherekumombe1945 ehee atikuramba but ngapote achiisa ruoko .... Sevanhu vaimboshanda vese easy
@@samukelisosibanda-u7y imimi give a hand kuna marabha munhu ongoramba uchibetserwa iwe usiri kukwanisa kuzvibetsera Kapfupi siyai aite zvelife yake
Zvakaoma ko akaiswa kureherb ahachinji ere
He already did his part. He helped. Kana munhu wacho asingabatsiriki muri kuda kuti aite sei.
Vakapfupi vanogona kutaura👏🏼
Yaa but vanesimba mumako vanotaura vachimwiza mavoko unogona kutorohwa apo
Mota yekupuhwa inonzi makorokoto here?
Improve your sound system
Pane video randakaona marabha achitoti ndaipedza Mari yangu ku pleasure nemababe asi kuti kapfupi azoti tadzei kutaura mbichana munhu wese ihama Yako panyika. Hauzodaro kutu haasi hama yangu nekuti fame yaunauyo he contributed towards that and he is more of family since muchibva kumusha umwe chete. Ipapo wapatadza
Shr kapfupi aiinzi ndiye ari kumuroya izvo munhu akuto tora mutoriro
Well said Kapfupi
Hard times muupenyu ndopaunozwisisa who is my true friend, neighbor, relatives and who is my stranger not kuna marabha chete .marabha arib wrong zvake bt sometimes we need to speak in good way and wisdom chero iye achinzwa a feel something
💯 percent true,it's so sad
Munhu wenyama anosvika pakunetawo, munhu ngaabatsirwewo obva aratidza kuti anobatsirika
next time kana uchibvunzawo mubvunzo try kukwidza inzwi than kutaura kunge munhu akadzipwa,,,tirikungonzwa kapfupi chte
Mutori wenhau uyo akaneta haa matuzvi chaiwo
There is a big issue naMarabha but the presenter didn't notice, he's just like a robot, very boring, the program could have been better
😂😂😂😂😂
Nhay zvako haagone
Nyaya ndangandichida kuteerera but mutori wenhau mukutoita zvehusalad..Repeat plizz nemumwe mutori wenhau
Kapfupi number 1
Aizve Phiri akanzi akafa wani, mazimba nemanyepo 🙌
Ndiye here uyo
@@davidnyabanga2862 Haasi but ndanzwa kapfupi achiti pane new project yaakaita na Phiri waakatanga naye uya
aaaah saka 3 hauzive kapfupi
Kapfupi, you are right kuti Marabha akasiya Kapfupi Investments, ngaasiye mutoriro,YES.
I still think and feel Marabha also contributed a lot kuti uve zvauri nhasi, and saying Marabha handizive kana mutupo wake, ndiri mutorwa YES but listening to yourself especially your last words, you are addressed Marabha as "mwana wamai vangu" that are alone says a lot. Food for thought
Hanzi naApostle Chiwenga muri vekumama mose makapihwa Mota nachivhayo.
unotaura rough kapfupi ungati hauziwe munhu wawakashanda naye kwe 4yrs..urimbokooo
Marabha wako aiiti ndakaroiwa nakapfupi saka unoda adiu iye aidya mari nemahure achiswera achimwe mutoriro uko
😊kapfupi hauna kana kukwana chaiko ndazokuona hutsinye herr
Aa kut hutsinye hndfunge mnhu udzwa uchinzwa siya zvakat
Apa akatadzei kapfupi
Why is the interviewer not looking At Kapfupi always sticking his face to us
Interview yacho yakadhakwa kuiita kunge vanhu varikudziiya zuva remakuseni. The interwer needs to upgrade himself, twumavhunzo twakadhakwa
Imagine mubvunzo nhando haatozivi
@@DadairaiMamwoyo
Kutitambisira data
Ndingakubvunzeio imimi sajenarist 😂😂😂
Nice ❤❤❤❤❤
Vese varikutuka kapfupi marabha hamunyatsomupihwa mushe imi.dai manyarara henyu
Musakanganwewo kut Kapfupi anemhuri
I believe,vaishanda vose sei Kapfupi asiri paStage ina Marabha.iye Marabha sei asiri paLevel raKapfupi.Ndinoona Marabha anenge akawanza mafaro asingatarisi mberi kt kuchauyei.
Hauna mapepa chete watova zanu