Mhondi dzakaenda ku n'anga dzichida kuti mweya wemufi usavatevera ,n'anga ikabva yazivisa mapurisa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 21 вер 2024
  • Chinhoyi : Munyaradzi uyo aifarira bhora akapondwa achibva kurufu. Vakomana vakamuponda vakaenda kun'anga vachida kuti vasateverwa ne mweya wemufi asi n'anga yakabva yazivisa mapurisa vakomana ava vachibva vasungwa

КОМЕНТАРІ • 393

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 Рік тому +32

    N'anga iyi inoziva basa rayo, inoziva bumbiro remitemo yeZinatha. N'anga yechokwadi dai vabatsiri vose vane moyo uyu kumbavha, mhondi nevaroyi

  • @Chrie-p4l
    @Chrie-p4l 11 місяців тому +2

    N"anga yakapindwa nemweya waMunya keep it up cz mhondi dzaizviona sekut vakangwara🔥🔥🔥🔥🔥gud job bhudhi Munya

  • @CharlesGovender-m1w
    @CharlesGovender-m1w Рік тому +10

    Ndo ED pfeeeee😢😢, president vauraya nyika. Mugabe aripo kwanga kusina mashura akadai. Too bad ,so sad 😢😢

  • @reeghanmakuwerere3707
    @reeghanmakuwerere3707 Рік тому +32

    Handiwanzoda kuti rest in peace munhu anenge afa nekupondwa
    Ndinongoti Munya ramba kutsipikwa vadzokere vakakuponda
    Mhuri neshamwari dzaMunya Mwari ngavakunyaradzei

    • @KimyTembo-wx7tv
      @KimyTembo-wx7tv Рік тому +4

      Mweya wake wakatoramba kutsipikwa coz sekuru sangoma bakatomhanya kumapurisa vakatobatwa vamwe vacho

    • @Tinashemutizwa-t7b
      @Tinashemutizwa-t7b 11 місяців тому

      Chokwadi kananeni handiwanzoti munhu rest in peace nyaya dzakadai Chii chaanofanirwa kuzororera ipapa shuwa ngaasatombozorora munya uyu coz zvakaoma izvi ngaafambe achidzvinya vanhu Huro vamutevere vafewo

    • @kudzaiZava
      @kudzaiZava 9 місяців тому

      Yes vakamuurayavo ngavafe vachipondawo ndapedza

  • @chingombedaries
    @chingombedaries Рік тому +45

    N'anga dzese n prophets must do the same

  • @fadzaimhenyu
    @fadzaimhenyu Рік тому +8

    The best traditional healer ever. Hamuna kukudza mari asi hudzamu hwenyaya

  • @LucretiaCicely
    @LucretiaCicely Рік тому +3

    Guddos N,anga manyama.vashoma vanozviita nekuda Mari yu are one in a million

  • @rojamillerover
    @rojamillerover Рік тому +47

    N'anga iyi deserves long life

  • @marcussok6469
    @marcussok6469 Рік тому +7

    As long mnangagwa neZANU PF vachitonga no justice will be munyika

  • @sarunyazamba6000
    @sarunyazamba6000 Рік тому +48

    I grew up with Munyaradzi, he was an ever jovial individual and he was a loving husband to his wife Rodisca, his death is really hard to accept.

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Рік тому +9

    Imajini munhu kupondwa kuma11pm police inenge ichibata mahure kumabhawa nxaa

  • @abigailsaunyama5060
    @abigailsaunyama5060 Рік тому +10

    Kune n'anga iyi ndoti mwari akukomborerei ne moyo vekubuditsa chokwadi ,vose vanoshandira dzidzai kuita chakanaka

  • @shylinezhanda5205
    @shylinezhanda5205 Рік тому +7

    RIP Munya to the traditional Healer thank you so much for the job welldone

  • @wadzanaityra1523
    @wadzanaityra1523 Рік тому +16

    Munyaradzi was loved and a giver may his soul rest in peace ende vakanaka ndivo vanoenda havo

    • @DadiraiDizha
      @DadiraiDizha Рік тому

      Haafanire kuzorora munya anozorora atora vese vakamuuraya vanosarireyi havo panyika

  • @simlorfilms1954
    @simlorfilms1954 Рік тому +14

    N'anga yakanopedzera vanhu

  • @venusnyarambi8960
    @venusnyarambi8960 Рік тому +20

    Titende kun'anga

    • @LindiweMtiza
      @LindiweMtiza Рік тому +1

      Anoziva hake uyu mwari vamuchengete

  • @DadiraiDizha
    @DadiraiDizha Рік тому +10

    Munya usaterere vese varikukuti rest in peace haisi nguva yekuzorora fight back tora vese vane ropa rako mumaoko avo kusvikira vati ekee

    • @mandlas.4305
      @mandlas.4305 Рік тому

      Encouraging the activation of an avenging spirit is the very definition of witchcraft. Innocent people who never committed the crime are gonna die. It's not a family that committed murder by two individuals.

  • @cleochihombiri5737
    @cleochihombiri5737 Рік тому +6

    Thank you for the good work but i think some of the questions you ask are not necessary

  • @mekong7529
    @mekong7529 Рік тому +6

    zvidhakwa zvino explainer in detail!!

  • @brianmabhodho-gd7cn
    @brianmabhodho-gd7cn Рік тому +4

    I went to the same school with Munya.we lived under the same roof .he was more than good. Rest well my bro

  • @clarahmandongwe2746
    @clarahmandongwe2746 Рік тому +3

    Amen wataura chokwadi angouraya ngaafe the same way ngaaurawe ndizvo zvipere

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Рік тому +22

    😢so sorry to his best friend , family and his kids, hamheno mweya rudzi wabata vanhu kuuraya munhu se huku.

  • @sharontangirai1262
    @sharontangirai1262 Рік тому +5

    Young brother yaMunya akatodhakwa shame mayb madrugs futi zvakaoma

  • @ParidzaiMhondera
    @ParidzaiMhondera Рік тому +3

    N'anga iyi yakasungisa vakomana ava haina hudyire hwemari.Yakaita chinhu chakanakisa .

  • @emmanhuta9340
    @emmanhuta9340 Рік тому +72

    RIP Munya, thanks to our Traditional healer, you played a good role.

    • @HanaPhiri
      @HanaPhiri Рік тому +5

      🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨Sando ndedzenyu sekuru ve traditional healer

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 Рік тому +2

      aiwa sando dzavo vakagonesa🔨🔨🔨

    • @LindiweMtiza
      @LindiweMtiza Рік тому +2

      Vagonesa sekuru ava

    • @nondochirau9664
      @nondochirau9664 Рік тому +2

      Mweya wemufi uri strong

    • @wilmarmarara2448
      @wilmarmarara2448 Рік тому +4

      Yakagona n'anga iyoyo hainakukoshesa mari asi yakakoshesa upenyu wemufi newemhuri rest Munyaradzi

  • @trysonruzvidzo5327
    @trysonruzvidzo5327 11 місяців тому

    M happy kuti takuziva kuti ñànga hazvireve kuti mutadzi.. Prophet mugoni.chikuru rubatsiro.

  • @Pessiamystic05
    @Pessiamystic05 Рік тому +24

    RIP Munya very sad and getting murdered for such a small amount of money good job 👏 🙏 to sekuru for being an ethical n'anga which is very rare in his industry as most n'angas are just greedy for money and in some cases they won't even be able to sort out your problem to begin with so thank you very much for considering the family of the murdered guy and alerting the authorities so that the culprits can be dealt with accordingly by the full wrath of the law and Munyaa I hope that you will fight for your own justice by causing havoc in their lives the people that senselessly took your life for a mere $4 and vanhu vekuziva.Zino irema shuwa coz he even bought cigarettes for these guys but they still decided to kill him anyway,what a cruel world we now live in.

  • @thegeorgemsnog5738
    @thegeorgemsnog5738 11 місяців тому

    Very good reporting by my sister. Clear and relevant questions. Keep it up

  • @simeonnjolomole1409
    @simeonnjolomole1409 Рік тому +3

    I like your volume cc its loud and clear thanks

  • @selinamkandatsama8362
    @selinamkandatsama8362 Рік тому +12

    People are no longer scared of shedding blood srsly, where is our culture, may his soul rest in peace, sympathy to the family

  • @ErinorahReza-qu4mb
    @ErinorahReza-qu4mb 11 місяців тому

    Yooooo nhy mwari hanziiko nanamunyaradzi mhondi zvodzopedza anamunyaradzi hino team munyaradzi rofukaaa

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 Рік тому +6

    Ummmmm tinoda kutenda n,Anga. Iyi Dai irimwe akatotsipika

  • @ColeenChirunga-bl5jv
    @ColeenChirunga-bl5jv Рік тому +3

    Words fall short of expressing my sorrow. My Condolences. RIP Munya

  • @OttilliaDhaimani
    @OttilliaDhaimani 9 місяців тому

    Thank you skru job well done.Haa kuuraya is so easy you cant trust anyone even your closest ones

  • @fadzaivhengere7494
    @fadzaivhengere7494 Рік тому +2

    Thanks sekuru nekutaura chokwad kwamakaita

  • @isaacraiva2993
    @isaacraiva2993 Рік тому +7

    Aunt murikugona basa

  • @sevaseva836
    @sevaseva836 Рік тому +4

    So sad .Drug rauraya nyika.May his soul rest in peace. Dai vaurayi vapihwa mutongo wakaomarara chaizvo.

  • @Mamacee002
    @Mamacee002 Рік тому +1

    Since tane vano uraya vanhu plis mhondi ngadziurayiwe ,thnks to our traditional healer we need more like u ...you dont value money #justice first

  • @morganmakanyaire9305
    @morganmakanyaire9305 Рік тому +4

    As a fellow Chinhoian ndarwadziwa hangu😭😭

  • @selinakakunguwo2550
    @selinakakunguwo2550 Рік тому +5

    Shame Chinhoyi my home town ndarwadziwa😢😢😢

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 Рік тому +3

    Traditional healer uyu akaita zvakanaka kuenda ku Police R IP Munyaradzi zorora Murugare😭😭😭😭

  • @StellaMundevere-ee5bd
    @StellaMundevere-ee5bd Рік тому +6

    My heart is bleeding 😢😢rest in peace Munya ,Tinei very sorry nekurasikirwa nasahwira wako,sorry Tafadzwa wasara wega shaaa😢😢😢😢

  • @esthershumba3214
    @esthershumba3214 10 місяців тому

    Weldone sekuru makaita zvakanaka muri nganga yechokwadi vanhu ava vanofanira kufawo

  • @kudakwasherembo3067
    @kudakwasherembo3067 Рік тому +10

    RIP Munyaradzi. Mwari vanyaradze mhuri yasiiwa😢😢

  • @tatendadaniel8969
    @tatendadaniel8969 Рік тому +2

    One N"anga yakangwara ku reporter Crime zhinji kupe mbedza mabasa akaipa

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Рік тому +5

    RIP Munya, good job to sekuru sangoma

  • @kayceedate4527
    @kayceedate4527 Рік тому +1

    Don't rest Munya untill justice is done ,,Mhondi ngadzimame

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Рік тому +3

    Munya dealer nemhondi idzodzo never rest plz

  • @annahtiwana5512
    @annahtiwana5512 10 місяців тому

    l like the way you interview people baby You are very detailed keep the good work up 🎉🎉🎉❤ 😢

  • @heldkanyurira8048
    @heldkanyurira8048 Рік тому +4

    Because iniquity shall abound,the love of many shall grow cold

  • @shebagava3614
    @shebagava3614 Рік тому +1

    My deepest sympathy Tsuro. He was my school mate.

  • @EdwardSibiya-pn1qy
    @EdwardSibiya-pn1qy Рік тому +1

    Zvakaoma hazvo sorry for the family N'anga iyi God bless you munogona basa rambai muchikomborerwa henyu

  • @regularregularguydoingregu987
    @regularregularguydoingregu987 4 місяці тому

    Munhu anouraya ngaaworere muneri . If akauraiwa anenge atove bho

  • @sheillarnyamupfukudza3375
    @sheillarnyamupfukudza3375 Рік тому +7

    My deepest sympathy to the family RIP

  • @EuniceChikavi
    @EuniceChikavi 11 місяців тому

    Sei vana Munyaradzi vachingofa nekupondwa

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Рік тому +2

    So sad.😢. Zorora murugare Munyaradzi 😢🕊🕊🕊

  • @mercymapudzi8866
    @mercymapudzi8866 Рік тому +1

    Izonyorai zvirikuenderana ne video yenyu.anyway it's very painful, rest in peace young man

  • @ongie7739
    @ongie7739 Рік тому

    Mweya wako Munya ngauzorore kusvika wauraya vese vane ruoko pakufa kwako. Mutongo wekuraya mhondi ngauuye muZimbabwe pamwe vanhu vangambozeza kuuraya vamwe vanhu sehuku. Ndarwadziwa, shuwa chikonzero chacho kuurayira munhu 4 us nemabond. Mwari chengetai mhuri yaMunya

  • @maitwo1397
    @maitwo1397 11 місяців тому

    Ave Munyaradzi wechi2 here uyu nhaimi. Ko uya wekuramba kuvigwa ayinzi Munyaradzi futì ummm RIP

  • @samsonihesie2887
    @samsonihesie2887 Рік тому +2

    Thanks to the traditional healer

  • @tshiwemadamombe5781
    @tshiwemadamombe5781 9 місяців тому

    I respect the sekuru for going to the police
    Very few would do that

  • @salomsalo1346
    @salomsalo1346 11 місяців тому

    Job well done kun'anga iyo,,, Toda n'anga dzakadai munyika not vanofarira kutsipika nekutuma vanhu kuuraya

  • @valloriechaoma6262
    @valloriechaoma6262 Рік тому +3

    vanhu vanouraya vanhu ngavaitwe death sentence ah😢this is sad

  • @bertinagoko3246
    @bertinagoko3246 Рік тому

    Komunongoendera kune vafirwa chete konyanga yacho kana kuvabereki vevakauraya vacho.munozonyanya kubvunza mamwe ma questions haasi necessary kune vanhu vafirwa amunobvunza munozozvinyanya cic stella

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +1

    ZIMBABWE yotyisa vamugabe varipo zvaisaitika izvi ZIMBABWE yakanokorwa tsika sure veduwe zvinorwadza hazvo veduwe

  • @marblejori3569
    @marblejori3569 Рік тому +2

    Mangwana akanaka kwamuri Mose ❤

  • @Moreebie1
    @Moreebie1 Рік тому

    🎉ngavagadzire mwana uyu ayuraye vanhu vakauraya vanhu vakamuuraya ngavafe

  • @victoriatsabasvi4764
    @victoriatsabasvi4764 Рік тому +3

    Zvakaoma sure Irwa vega Munya😭😭

  • @MosesMatotote
    @MosesMatotote 11 місяців тому +1

    Shamwari yaMunya yandichemedza ummmm ndachema zvangu misodzi yangu yabuda, ushamwari hunokunda ukama

  • @josephmashawi3571
    @josephmashawi3571 Рік тому +1

    Ndarwadziwa even thou ndisingamuzive, RIP munya

  • @nyaraitapoka9303
    @nyaraitapoka9303 Рік тому +1

    Tafadzwa anotorohwawo nemutoriro..mataurire ake ummm dombo straight

  • @rufaronyahwedegwe8795
    @rufaronyahwedegwe8795 Рік тому

    Good ,ndokugona kwete kuti n'anga inongotsipika iye munhu akafa zvinorwadza kudaro

  • @upenyumuzungu6592
    @upenyumuzungu6592 Рік тому +1

    Uuuuuum cc Stella vano bvunzisisa yooo kuita CID chairo vanotosvika pakuda kubvunza nemutupo chaiwo

    • @bertinagoko3246
      @bertinagoko3246 Рік тому +1

      Vanobvunza havo but some of the questions avo haasi necessary kuvanhu vafirwa apo vanehama isati yatovigwa

  • @fofoemaibvise2768
    @fofoemaibvise2768 Рік тому +4

    Dai zvainzi auraya anourayiwawo dai pasina anombouraya munhu muzimbabwe

  • @tanyachagonda8146
    @tanyachagonda8146 Рік тому +8

    So sad. My deepest condolences to the family and friends 🙏

  • @Teclar-g7w
    @Teclar-g7w 11 місяців тому

    Sekuru ahwade zvetsvina well-done kule

  • @tafadzwachidongo9826
    @tafadzwachidongo9826 Рік тому +2

    Rip munyaradzi 😢, very sorry kumhuri yekwaMunyaradzi

  • @VioletManyame
    @VioletManyame Рік тому +1

    RIP Munya😭 mweya wako ngaudzoke urwise wega Munya😢😢

  • @finemakamure63
    @finemakamure63 Рік тому +4

    Very sad mhondi ngadzivharirwe

  • @salomsalo1346
    @salomsalo1346 11 місяців тому

    😢😢😢it's not easy kuona murume achibuda misodzi shame,,,, Munya usazorore kusvika vanhu ava vasungwa

  • @EliotMacharaga-qx6xc
    @EliotMacharaga-qx6xc Рік тому +3

    Zim life is now so terrible like SA😢😢

  • @memorychidavaenzi9896
    @memorychidavaenzi9896 Рік тому +3

    Munyaradzi was a giver RIP My bro

    • @sekaichipika3865
      @sekaichipika3865 Рік тому

      Ko ssy muri kuInterview hair style hamuchinjeo here yakagarisa iyoo

  • @EuniceChikavi
    @EuniceChikavi 11 місяців тому

    Uyu Munyaradzi wekuchinhoyi iyezvino Munyaradzi weGokwe

  • @yeukaichitambira2015
    @yeukaichitambira2015 Рік тому +2

    Stella ndewekupondwa kwevanhu chete sekuona kwangu

  • @InnocentIncognito-ds4oe
    @InnocentIncognito-ds4oe Рік тому

    Koiro statement yekuti mhondi dzakainda kun'anga what what, statement yacho haisi kupindirana nezviri kutaurwa,,dai zvichiita muchinyota exactly

  • @lindalinda5894
    @lindalinda5894 Рік тому +3

    sekuru vakagona RIP Munyaradzi😢

  • @Teclar-g7w
    @Teclar-g7w 11 місяців тому

    Ahwade zvetsvina well-done kule

  • @khesiwemoyo8522
    @khesiwemoyo8522 10 місяців тому +1

    Dont rest Munya fight pengesa vose

  • @moreblessingmunaka2631
    @moreblessingmunaka2631 Рік тому +1

    Hapana paangazorora murugare apa,kuuraiwa sehuku achisiya mhuri yke soo,nyika ngaione plz

  • @MaryROZHANI
    @MaryROZHANI 11 місяців тому

    Munyaradzi aipa kupawo wamwe zvanenge ainazvo sorry mhuri yekwaMunya uye ndotenda na'nga yakabatsira kubata mhondi

  • @abnielmujajati9177
    @abnielmujajati9177 11 місяців тому

    People are not fearing to shed blood,so police excute your duties . Dzimwe nyaya haiperi mushe.

  • @batsiraicraig204
    @batsiraicraig204 Рік тому

    Tinehurombo ts sad mutoriro uyu soo.Takunge tikurarama muSouthAfrica.

  • @melodyjanuary3194
    @melodyjanuary3194 Рік тому

    Apa pakudq hunhu weku South Africa. Wekuti community munongobata mhondi mopisa vanhu coz police haina chainota vanongonzi 5yrs mhondi dzodzoka futi. But vana havachina mubereki hupenyu hwese 😭😭😭

  • @constancemarifiye6658
    @constancemarifiye6658 Рік тому

    Thxs kuna sangoma murambe makadaro

  • @AnnoyedFountainPen-mx7hr
    @AnnoyedFountainPen-mx7hr 8 місяців тому

    Ndidzo n'anga dzatinoda idzii not mpengoo dzevamwe dzinobvaa dzatotsipika 😢zvakaoma hazvoo

  • @aaronmasukuma9632
    @aaronmasukuma9632 Рік тому +5

    RIP Munyaradzi this is a poor interview I have ever seen, I won't subscribe to this channel, interviewer you were suppose to interview n'anga yaka exposer mondi and family members dze mondi, even your questioning is also poor, mainini va Munyaradzi mentioned that muroora wavo ane a condition yaanayo you did not bother to ask her about the condition vatozongotsvakiridza pekt vataure that condition along the way you still have a lot to do this channel

    • @cedricchirunga824
      @cedricchirunga824 Рік тому +1

      You're being unfair somehow and I respect your views , not everyone will be avail for interviews people are still moaning to this painful death.

  • @SabinaSadzora-ys1ok
    @SabinaSadzora-ys1ok Рік тому +5

    Sorry to everyone for the death of your beloved one ,those who kill him must rot in jail ,fight for your justice Munya

    • @teemakiwa6792
      @teemakiwa6792 Рік тому +1

      Rot in jail eating taxpayers mny..no, death penalty shud be returned.

  • @YolandavChimene
    @YolandavChimene 11 місяців тому

    Munya aramba kurara shame n'anga ndaifarira zvaaita ndon'anga chaidzo ndipeiwo number

  • @NigelDlodlo
    @NigelDlodlo 10 місяців тому

    Yaa that's nice

  • @GettyKativhu
    @GettyKativhu 11 місяців тому

    This relationship yanga Ina Munya ne vanhu ava eish zvakaoma kashoma kuwanika vanhu vanowirirana sooo😢😢😢