Headman munogona henyu mune justice. Best Mambo in Zimbabwe yese ndimi mukuru wavo Dai hurumende yakusimudzirayi kuita mukuru wemadzishe munogona Baba Chigodora nedare renyu rese haiwa zvakarongeka. Watching from Capetown
Hello team Nyika ngainake. Headman i love your stories please, sponsor wedu Tinhi studios ngaiyipewo nyaya kana 3 hadzo paweek. Love you Headman nemakurukota enyu, bsa ngaribatwe. Zviri kufadza izvi.
Ahhhh vanhu vanotoya hamuvazivi imi😂😂 That is their behaviour just like muroyi chero akabatwa akabvuma mangwana anotaura kuti ndakanga ndakaputurwa. They only submit to a higher power than theirs e.g n'anga. Vakabva ipapo havachatobvumi
I like watching the headman I’ve learnt a lot about how transitional courts are done but eish the camera man is moving the focus too much it’s make it difficult to watch
Kwaziwai headman tangatanzwa nekukumirirai Kuno Ku south African Kuno Tanga takushaya kwekushandisira data kumusha from chipinge munotiitira changamire
Changamire chigodora masunungura vanhu vakawanada good job excellent obrigado tinotenda siyabonga
Anovenga Headman ava muroyi .Basa riri kubatwa varoyi varikucheneswa . Super Headman ,Super!
Makadii Mambo vedu VaChigodora ndinobva kuMasvingo ndinoyemura basa renyu excellent job
Headman itai basa musaterere vanhu sekuru Tasvu nagogo tasvu I'm proud of you keep on doing good job so that u can save innocent souls
I just love you headman chogodora basa renyu munoriziva dai kwedu kuina headman akaita semi vanhu vatitambudza veduwe
Mwana haana kuoma musoro uyu musatambe nekuroiwa nemuBereki zvinorwadza
say it gain mumwe unenge uchadira mvura inopsa kuti anzwe pain yaunayo
Apo Headman matopa masimba muroyi kuti kumbira ruregerero hazvina betsero apo headman
We love you Headman Chigodora from South Africa ❤️❤️❤️🇿🇦🇿🇦🇿🇦
Yu are the best Chigodora keep it up nice job
Mambo munogona basa, watching from Centurion SA.
Amen anovenga Headman unobata bata
It's true you are gifted Headman, wedzerwai makore akaropafadzwa neuchenjeri
Headman munogona henyu mune justice. Best Mambo in Zimbabwe yese ndimi mukuru wavo Dai hurumende yakusimudzirayi kuita mukuru wemadzishe munogona Baba Chigodora nedare renyu rese haiwa zvakarongeka. Watching from Capetown
Head .man Mwari vakuwedzerei mazuva ekurarama ! You are talented!!!!! In south Africa
Excellent job headman
Excellent Headman Chigodora bhora mberi varoi ngavapera
Chokwadi headman ukawona munhu anokuvengai mukuvengerwa chokwadi vanhu havadi chokwadi keep up the good work Mr Headman chigodora
Watching from Nelspruit. Keep going headman
Batai basa ndinobonga ....keep up gd job...watching in mzanzi
Hello team Nyika ngainake. Headman i love your stories please, sponsor wedu Tinhi studios ngaiyipewo nyaya kana 3 hadzo paweek. Love you Headman nemakurukota enyu, bsa ngaribatwe. Zviri kufadza izvi.
Have Hadman Chogodora . Koparikushota vanhu vaenyu havachina kuperera akaendepi shamwari yamagraz kkkk
Baba avo vanopihwa ruregerero rwei ko ..ivo vairara nevana vekubereka vanotova nemhosva baba ...imhosva here kundibereka ...dei ndiriini ndavarova padare !
Varoi vanoramba unless varwadziswa nxaaaa baba musadaro
Hello headman and your team love this platform I am learning a lot watching from UK
Mai havana kubva nemwana kmusha kwavo baba sunungurai mwana hamunyari nei
Dare iri rinoda award but matirasa headman mazuvano
Hardman chigodora
Zobha chakarombesa ichi chine voice remurombi
Watching from Capetown, we love you headman
❤
Good job headman 👏🏾👏🏾
canada here,always wth you headman,more fire,goid job
Long time Mambo happy to hear 4rm you wise man ❤
Mambo chigodora good job watching SA Johnsburg Gauteng
Headman murikubatsi muri kusima modzi yerudo❤
headman haaa mhuriiyi pakaipa nguva shomanana vaiva nezvakawanda esp boys ne gals dzaiva kunze idzoo
Viva headman dai mauya kwedu mhondoro nyamweda tapera mumhuri
Best headman ❤
Watching frm Lilly farm , Cannan . Thank u chief Chigodora nebasa ramuri kuita. Mhuri iyi ine confusion
Well done headman 🎉🎉🎉
Captown tirikuonai Headman asi muri kunonoka 😢 but anywhere tokudai changamire❤
Kkkkk panenyaya apa the madare family , ngavafambe zvekare
Not make sure with sekuru Tatsu after watching chief Mutasa's court..
Same here ,, I kinda believe chief Mutasa's version of what happens after whatever they are given to drink ,,pane chitsotsi
😂😂😂😂😂😂😂 nyange ini ndakabva ndapera power
Ahhhh vanhu vanotoya hamuvazivi imi😂😂 That is their behaviour just like muroyi chero akabatwa akabvuma mangwana anotaura kuti ndakanga ndakaputurwa. They only submit to a higher power than theirs e.g n'anga. Vakabva ipapo havachatobvumi
Big doubt
Me too am doubting him tasvaldo
Gara zviya Joe ndiye wekuti atouya kudare akagadzirira kufamba here
Ehe kkkk akauya anezungu
@@takudzwashumba6976 haaaa joe ma, 1
Joe ndiye mu Giant here uyo or Mr Bobodza ?
😂😂 ndiye
Headman , mune chipo chokugona matare nokuziva chivanhu kuyananisa mhuri tichatobva kumasvingo tichizotongwawo ikoko ,muno tema musina kwamakarerekera
Gogoi pano hapana here anode barika 😮😮😮😮
Anoroorwa wacho ndiyani
😂😂😂😂😂😂😂
Mambo Chigodora vane muviri mudiki asi pfungwa dzavo dzakakura , vanoziva huchenjeri uyevachida kubatsira vakadzvanyirirwa
Aaaaaaaa mhuri iyooo ine nharo.mwanasikana akaoma musoro kunge baba vake 😂😂😂😂😂😂😂😂super woman🔥🔥🔥🔥
Kkkk ko magirazi achapfeki neiko auchadi kunzi magirazi hre 😂😂😂
Headman we love yu munoraramisa vazhinji tinotoshuvira muuyewo nekwedu masvingo uko😢
Honestly nhasi Headman vataura mashoko anovaka sababa I've watched so man videos but this episode inovaka zvikuru
Soko makwira miti regayi timbokwidze maoko👏👏👏👏munotamba hre headman neTeam chigodora haaaa matigonera nhasi kana tisina kunzwa nyaya dzenyu sadza haridziki dayi muchitodziyisa everyday .Haaaa mondigonera headman munezodzo muri mhondoro mwari ngaakuchengeteyi
Headman Chigodora and your assistants Good afternoon
Baba chigodoro 💯 amen 🙏🙏
"Operation Clean Zimbabwe" Headman😂
Kusvika ati Kwebve anhu Aya ane twuro twawo.
Thumbs up to headman and team munogona basa🎉
Johannesburg watching
Basa murikubata va chigodora ndirikuona ndiriku Botswana
Headman Chigodora u are the best
Watching from jouburg tinokudai head man ne dare renyu
😂😂😂my headman...job welldone..
Kkkkkk hanzi torai henyu mukadzi wangu kwete foni yangu😂😂😂😂
Soko chenesai nzvimboo , Amen, Amen
Mambo dai mambonotonga Gokwe kwakaipa 😂😂😂😂
Come on headman chigodora tongai baba ndakateerera
Well done headman chigodora
Baba avo ummm vanongoda back to sender
I like watching the headman I’ve learnt a lot about how transitional courts are done but eish the camera man is moving the focus too much it’s make it difficult to watch
Kwaziwai headman tangatanzwa nekukumirirai Kuno Ku south African Kuno Tanga takushaya kwekushandisira data kumusha from chipinge munotiitira changamire
Pic quality nice one
Headman tatajaira nhawu dzenyu dzikuuya taneta kukutarisirayi
Good work Headman
Baba ava avana moyo 😢😢😢.
Muroi mukuru ava
Utsinye zvese nekuroya 😢😢😢. Kubobodza vana sikana vavo
Headman munogona,anongovenga Headman Chigodora its either Muroi kana kuti murombi full stop
Honye dzakasara papizve imi makainda kwaTasvu, makavharwa 🤣🤣🤣🤣🤣
Munhu amwa mudzepete unennge ongohumana haachazivi musaisa vanhu KWA tasvu I sindiketi
Vanhu vanoromba hama
Plus anohumana anenge amwa ega here mudzepete
@masimbamugova3379 Wakateerera zvaitaurwa naMambo Mutasa ukazvitora se chokwadi 100%. Vanhu vanoenda kwavanoda. Vakasununguka kuenda kumwe zvakare kanavachida. Ingawani varikubvuma nyaya dzavo. Mudhara wekwa Mambo Mutasa aingoda kuramba uroyi hwake pamberi pevanhu. Unoziva here kuti vanhu vanozoenda kwa Sekuru Tasvu vave kutoziva kuti muroyi wavo ndiani nokuti anenge atobatwa kare kwavanenge vafamba. Zvinoitika ndezvekuti havasi vese vanogona kubvisa zvinhu zvekuroyesa nenzira dzinoita kuti zvipere. Kuzvipisa hazvireve kuti zvapera.
Vaudze Tasvu 1
Taura hako hama yangu
My fav Zollywood 😂
But baba avo kudai vabvuma nyaya yavo uye vasarambe vakavenga mwana wavo coz mwana haasiye akaromba maybe vakutoshandiswawo nevamwe vemhuri vasina kuuya kudare.
watching from canada
Sure headman tinokudai musaware murikutisunungura munobva pakutonga kana mafa makachadaro muri gamba
Varoyi tinyararirei, Tasvu ane mirror kana muchiroya munorwadziwa nekutaura zvisina basa.Varoyi vanovenga Headman naTasvu shuwa
❤❤ Headman fromPitori
Watching from Capetown tanga tane nyota
Vachigodora vane basa veduwe mwari vakomborerei vararame vakachengetedzwa namweya mutsvene
favourite headman
1 Tasvu
Ndatova nedambudziko 😂😂😂 kurara ndakatarisa hadman
Ndirimumwe akati mwaite zvakanaka kuite channel yenyu asi hapasisina nyaya dzatichiri kuonaba. Dzosai Karanganda iite basa please
I wish you headman to be paramount chief you how to handle your duty
Baba Havana ngozi vanoda kuripweyi ngavagare vakadaro zimuroyi remunhu
Taura hako ini ndoripa asi ndavadashura size inobhadhara
Headman ndinokumbira kubvunza kuti vanhu vari kune mamwe ma province munogona here kuvabatsira kana vakauyako
Baba avo havazi muporofita musatanisti haungarare nemwana wako wawakabereka 😢😢 hakuna zvakadaro ngavabvise mukwarakwatu wavo bedzi . Vanoda shamhu mbijana kwete manhingi kuroya ropa rake
Soko mri manyama, 🔥🔥
Tokudai zvisingaite headman
Mavideos a headman anondiitira hngu dare ihombe iri ❤
Kkkkkk kwai unoenda namai wako
Anowenga headman chigodora anobata bata
Mutwin arwadziswa uyu .baba muroyi
Iyavozveeeee kubobodza mwana 🤔🤔🤔🤔👐
Haaaaaa ka headman aka na Tasvu varikuitisana mari,
Headman itirwai zvakanaka munogona imikupfuura mamwe maheadman. Asi pane pandoda kuti ndikubatsdireivo. Iana muri mudare simbisai mutemo wekuti munhu haatauri asati apiwa nguva
crush yangu 😂❤❤ chigodora
😂😂😂HOYOOO 😂😂😂
Headman Chigodora to the world