This hardly makes no sense to me, munhu akashanda ,4yerd, munhu akamboita mota, ndobva azotenga komb , ndokushaya pfungwa dzekutenga stand , ndokushaya pfungwa yekuvaka kana 2rooms pa 4years? I am trying to wonder. Haa the guy is not serious ....... Apa harware haa, the young man is funny, ndoita kunge munhu asina moyo bt i am trying my best to mk sense out of his story , my conclusion is h is not serious
Let him go and see prophet Miracle Paul. Life is spiritual. There are spiritual issues that cloud humans and need a Spiritual authority to separate from
So sad. Ana Mnangagwa vachitora zvinhu zvese kuita zvavo. Vamwe vanhu vasina pekugara, kana chekudya hapana. Ma hospitals vakubika ne butter for the patients. Zvakaoma. Chisi hachieri musicharimwa. Ushe madzoro.
If this is the Zimbabwe we were crying for, I'm regrettably sorry to state that " we don't need it" as brothers and sisters like this one are reduced to homelessness and the old ZANU PF idiots continue looting.
God bless you sekuru banda
Sekuru Banda ndivo vakutoita kunge President wenyika kubatsira vanhu
Wakutaurisa wakuda kukwadzisa munhu
Ichokwadi taura hako kazeni
Ndipo pamunotuka Sekuru Banda vachibatsira kudai, rambai makadaro Sekuru venyika I like his hand
Hie guys help ndodawo# yakule banda
My question is pamaiwana muchishanda kuAir Zimbabwe maimbopawo here vanotambura?
Anenge akaroyirwa nyaya dzeku funda heyi zvipo izvi zvine ruvengo ne hama
Great work mkhulu 🙏 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Asi self proclaimed man of God like passion vanenge varipi panguva dzakadai
Taura hako
There is a lot of stuff this guy didn't say. His story dosen't add up at all.
Haiwawo anodada kudaro shuwa ungat ini nsinoxhena kwete muromo nenzara. Haazivi kut upenyu ivhiri. Tinokutendai sekuru Banda muwedzerwe pamatapudza
That is what it is, in Zimbabwe, Man of God hate sekuru band yet they rip off people
thanks kule
Why is that my people think it's right to buy a car before one gets a house????
Kusaikwana ikoko kunoitwa nevanhu, uyu akadya mari nevakadzi, kurongeka haana. Chinomutadzisa kuenda kuruzevha chii, akasiya atuka sabhuku zvese nehama, manje hakuchadzokereke.
Apakuda kuzogaramu town
Sekuru bhanda munoshamisa mwari vawedzere pamatapudza
so sad ...
Sekuru band makaita basa Tendwai sure makaita basa
This hardly makes no sense to me, munhu akashanda ,4yerd, munhu akamboita mota, ndobva azotenga komb , ndokushaya pfungwa dzekutenga stand , ndokushaya pfungwa yekuvaka kana 2rooms pa 4years? I am trying to wonder. Haa the guy is not serious ....... Apa harware haa, the young man is funny, ndoita kunge munhu asina moyo bt i am trying my best to mk sense out of his story , my conclusion is h is not serious
Vaita basa shuwa tinozvitenda kubatsira kwamaita kukuru zvinokudzwa shuwa mwari ngakukomborereyi mugare nenyasha dzakadai
God bless you sekuru nerudo rwamakaita
Let him go and see prophet Miracle Paul.
Life is spiritual. There are spiritual issues that cloud humans and need a Spiritual authority to separate from
This is sad
So sad. Ana Mnangagwa vachitora zvinhu zvese kuita zvavo. Vamwe vanhu vasina pekugara, kana chekudya hapana. Ma hospitals vakubika ne butter for the patients. Zvakaoma. Chisi hachieri musicharimwa. Ushe madzoro.
Haa sekuru Banda handina remuromo navo
Izanu inodai kuoma kusvika vana vajugara musango
Zvinorwadza
There is a story behind this guy he didn't say on this interview
Ko mhuri iripi
So sad
Thanx sekuru Banda nerudo rwenyu
Ndosaka zvichinzi ukawana mari tenga stand
If this is the Zimbabwe we were crying for, I'm regrettably sorry to state that " we don't need it" as brothers and sisters like this one are reduced to homelessness and the old ZANU PF idiots continue looting.
Aaaa driver wangu
This is what zanu pf does to its people, and they don't even care. Basa ndere corruption chete reducing educated people to absolutely nothing.
Weldone
Ndikumutsvaga
Ndaishaya kt sei kombi iyo ichigara muna second street just after tongogara street
The guy story is lacking some truth
Sekuru Banda iBhoo munhu hanti?
Camagu Mntomdala 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Wakadya mari zvisizvo mudikani
Good going Kulez, musadzokere shure
Ko mhuri iripi?
not making sense
Shame zvakaoma
Kumusha ndekupi iwe mukomana iwe
this guy is fake ngaataure chokwadi chakaitika asatamba nepfungwa dzevanhu uyo
Waimbobatsirawo ani pawaive nemari tsano
I knoe this guy. He hev to tell the truth. Guys idai vanhu mune Mari. Airova mkadzi this guy ainyima .
Oh shuwa here
Coz kna akadzidza zvikoro zvodhura akaita komb at that age haasi kutaura zvemhuri. Kna vabereki chero hama ummmm ane nyaya munhu uyu. Nway thanks to sekuru Banda nerubatsiro rwavo
Kkkkkkkk tambai mushe
Zvakaoma mwana vaamai shame
Mmmmmmmmmmm
Musapote muchibatsire vanhu vakadai mashaya basa here? Kunevanhu varikutambura kuzim ikoko zvekuti haavatokwanisi kutombodii
Usaite mweya weutsinye unorangwa namwari chakanaka tendawo
Imarii yako here iwe
This is sad
So sad