Cherokee zvikanzi baba or mai muroi hauna right ✅️ yekurova mubereki if you don't like to be close to them just walk away from them not to beat your parents guys now look your foolishness has landed you guys 🙄
This is very sad indeed .chokwadi munhu kurohwa vanhu vachinzwa kana kudaidza mapurisa zvinoitawo here .As a community we are all to blame for the death of sekuru ava. I thought we are supposed to look out for each other
You are right ipapo vanhu vakatozvinzwa kuti sekuru vari kurohwa asi vakatoenda kunorara instead yekumhanya kupolice, zvimwe dai vasina kufa sekuru ava
Izvezvi vanenge vaudzwa ne maporofita kuti murikuroyiwa na baba venyu. Zimbabwe has really turned into a heaven for scammers because of lack of education and poverty people are willing to believe kuti varikuroyiwa. Zimbabwe needs to do something about vaporita vanopomera vanhu huroyi
@@gusemukomawasha6308 iwe chausingazive kune anotokunanga huroyi achikuita zino irema..... No one is safe. Lazy people are dangerous havabvume kuti vazvikanya vanohwanda nekupomera vamwe
My sister you are the best interviewer in Zimbabwe, thank you for asking all the relevant questions and interviewing the right people. Sad story indeed, hope investigators will get to the bottom of this .
I don't know this family but speaking from experience my own mother influenced my brother until he beat up my father and when relatives came to inquire she blamed it on drugs and being a ex convict... mothers have major influence on sons they involve children in their battles
Never blame Zanu pf pese pese zvichengeterei vana. Udzai vanavenyu. Makita semalazvariswa ne ZANU SEI. Poverty Ivo vachiwana mari yekutendabmutoriro. Urombe chete. Mune vasiri kutora ma drugs me mutoriro wani. Mwana ndewa mai na Baba udzai vana venyu. In my family no one takes drugs or mutoriro but vangori mu Zim mune ZANU yacho. I'm not saying vanhu havasi kutambura. ASI kutambura hakusi kuti imwa mutoriro vonouraya baba
Matthew 10vs 21 And the brother shall deliver up the brother to death, and the father the child: and the children shall rise up against their parents, and cause them to be put to death.
Very Sad Story. HERE IS THE BIG QUESTION: WHY did these relatives narrating and NEIGHBORS NOT call the POLICE when vana were beating their father for long and with murder intention?? Check the woman in "brown top" at 17:56 minute, she says "but isu patakanorara Sekuru vakanga vasati vafa nekuti vaitaura ma sounds,....". Honestly this woman is severely STUPID or is a drug abuser too. How do you go sleep having witnessed a brutal beating of sekuru, without sneaking out and running to call police?? It seems that some of the relatives are either STUPID or WICKED. Mama vanonzi vanotizira kunohwanda but voregedza kuita bara vakananga kumapurisa, really??? Gogo vevanhu (in white jacket) vataura chokwadi kuti the sons and amai vavo collaborated in the wicked Act. True, parents may have done "kuromba" and usually they may do that naively and ignorantly of the consequences as she said (zvikwambo zvinotanga kuuraya, so we hear), BUT that is no excuse yekurova Baba zvekutoponda, why didn't they engage vana Baba Mukuru nana Baba mudiki to drag Baba kuenda ku same kumapositori acho or N'anga together, zvotaurwa vanhu vose vachinzwa uye kuudzwa solution yekuti hurombwa hubviswe? SAD, Baba ZORORAI murugare, zvinorwadza kupondwa nevana. Rest in Peace baba
What is sad is that they think Hurumende actually care and can do something. The gov does not care about citizens otherwise there would be enough free drug rehab centres as this problem is known widely in Zim. Frustration of no jobs and nothing to do besides taking drugs.
Please be mature enough. Are you not hearing of fathers raping their daughters or using them on goblins munhu haapupurirwe pasina humbowo whakakwana. As for me verse vana na baba vacho ma suspects.
@@irvinemurombedzi9628 zviriko zvechokwadi. Asi zvema goblins ratova drama too much 🇿🇼. We are messed up our beliefs are screwed. Most people vane pavanenge vazvikanya hupenyu then they turn on others kuti ndaroyiwa instead of kuzvigadzirisira hupenyu.
Munhu kuzvika pakufa vanhu varipo shuwa. What's the community for pakashaya vemundaraunda vakabata here. I would mapurisa ndo zero manje. My heart is broken 💔 😢
I just cant imagine this. Mazita evana vacho nezvavakaita yooh. Sometimes mamwe mazita musangopa vana. Mazita evanhu vekarate kuvana what do you expect.
@@chiyenyumba7135 kungoti zvehuroyi hazvina tangible evidence, asi close relatives vanoziva nyaya dzacho vanoti ndozvinogona zvakakonzera. Hakuna munhu ari normal anorova munhu for hours on end kusvika mnhu afa.
So sad mwana rite iyoyo kuzvarwa kurerwa wochiti nhasi muroyi mubereki aka kuti uone zuva ndiyo ngozi iyi kuvana vavo zvakapfuura kuromba kwacho baba vanomuka
Ko handiti ndi Passion Java here arikuita hunhu ihu hwekutengesa rubish munyika and Zanu pf is protecting him.Saka mudhara akapondwa vanhu vakateerera havo ?..
Ndozvavanoita vanhu ininchaiye vana vangu vakatonzi varova Baba vababa vavo vachivangebera ini muroora ndikanzi ndarovavo vamwene nanhasi lm in shock APA ndirimuroora . Handiite izvozvo . Asi mhuri iyi yakagara pasi ukati imdishungurudze vakaedza Kuda kundiuraya kakawanda ASI mwari vanonzwa and vanoona hazvinei hazvo . Hugs to all u. Ini murume wangu akafa 7 july 2021. Vangu vana vachiri vadiki all below 18
Because iniquity shall abound , the love of many shall grow cold .Jesus Christ warned us about this things .Jesus Christ is coming soon let's repent before its too late
Chunguchu Sinare Bruce Tambudzai Getrude Shingsa Lynsha my neighbors ndakakura navo vanhu ava 3323 pedu 3325 wat happened Bruce nd Chung😢😢😢rest in peace achitaukire
The name reminds me of my late husband solomon Mtepa vedu vee sad. APA ndopandooneswa Moto nehama dzake vachitora property yandakashanda nemufi veduveee kani . I miss u solomon Mtepa wangu vana five shuwa all below 18 vedu vee kani ndirikurwadziwa. Haa nyaya inorwadza iyi ummmm very sorry mufunge ndabatikana
Saka those people saying akavarova for a prolonged period of time vaidii kuno reporter !!!!!???and where was the mother haina kunyatsonzi ohh story iyi
12:30 momz iyo speaking facts. Zvanzi munotoziva ma drug dealers ese mumaraini menyu but turn a blind eye. Police your own neighborhoods, kwete kumirira kuti government ngaaite plan.
Asi vavakidzani muri vanhu rydzii chaizvomainzwa mhere mumba kna kufonera police maitikoo muchinzwa kuchema ko imii mai vaChanchuu manga makanyarara asi munerimwe nevana here muchida kusara neimba here iyi Bruce naChanch u are notorious killers imii mhondi dzevana
Those sons from Glen Norah A are just so fiendish & diabolical…which sons in their right minds use fiendish methods of torture on their biological parent til life ebbs away from their soul…nxaaa 😢😤!?
But how does a person get beat for 3hours poshaya anodedza mapurisa..,which means everyone around believed sekuru muroyi and thought he desrved the beatings...the whole community approved this beating of sekuru to death. Maroja kutorara hope shuwa maona zvakadaro...level of minding your business in this community is scary.
Shuwa mungatumidza mwana Zita rekuti Chung Chu, mega hamuonekuti ndere kung fu. Rest in peace sekuru
Kkkkkk iweeeka
Ini ndatopawo blame pazita iroro,zvorevei
Nhaimi izita rudziii zvimwe zvinodawo nyasha dzedenga
Chung chu na bruce lee..rip kuna baba vavo vakomana ivavo
Kkkkk taura hko
Hura mapako hunosenga mhondi,mbavha nemakororo😭😭😭😭
True hama yangu hey
I have been trying to remember saying iyi for 2 weeks.thank you.lchokwadi chaicho.
Idama iroro hura mapako unozvara mbavha nemuroyi
Cherokee zvikanzi baba or mai muroi hauna right ✅️ yekurova mubereki if you don't like to be close to them just walk away from them not to beat your parents guys now look your foolishness has landed you guys 🙄
@@erickmauto1856 idama iroro
Ko imi maivepi munhu achirohwa vavakidzani muri imbwa,,,dzevanhu Makadii kudedza police munosvika pakurara munhu achigorohwa chere
Vakafons police yakaignore
@@fadzainzou673 wakadii kuenda nenguva dziri kutaurwa kuma9 kusvika ku12 imi muchiti mapurisa ari ignore chokwadi here icho
Sure hanzi kutnga na 9 kusvika 12 midnight ivo vachinzwa zvavo munhu achirohwa no action
Nhai henyu.
This is very sad indeed .chokwadi munhu kurohwa vanhu vachinzwa kana kudaidza mapurisa zvinoitawo here .As a community we are all to blame for the death of sekuru ava. I thought we are supposed to look out for each other
So sad zvinorwadza kurova baba nyakubereka kusvika pakufaa
You are right ipapo vanhu vakatozvinzwa kuti sekuru vari kurohwa asi vakatoenda kunorara instead yekumhanya kupolice, zvimwe dai vasina kufa sekuru ava
Zvinorwadza,kupondwa
My question too cuz, why vanogarapo vaisadeedza police, saka tinopera kufa vanhu vakatarisa chokwadi
Chung Chu ASI kaaa vanhu Zita and surname pamwe chete kkkk haaa mareslas
Izvezvi vanenge vaudzwa ne maporofita kuti murikuroyiwa na baba venyu. Zimbabwe has really turned into a heaven for scammers because of lack of education and poverty people are willing to believe kuti varikuroyiwa.
Zimbabwe needs to do something about vaporita vanopomera vanhu huroyi
True
In the past zvayisungisa izvo
Hausati waroyiwa saka uchidaro madhara aya aibata mishonga inotyisa enda ku Zinata vanokuudza kuti varoyi varipo hurombwa huriko
@@gusemukomawasha6308 iwe chausingazive kune anotokunanga huroyi achikuita zino irema..... No one is safe. Lazy people are dangerous havabvume kuti vazvikanya vanohwanda nekupomera vamwe
Asi huroyi munobvuma here kuti huriko kana kuti you don't believe
what a louzy community kushaya kana akabata all they do is give statments now.
My sister you are the best interviewer in Zimbabwe, thank you for asking all the relevant questions and interviewing the right people. Sad story indeed, hope investigators will get to the bottom of this .
I don't know this family but speaking from experience my own mother influenced my brother until he beat up my father and when relatives came to inquire she blamed it on drugs and being a ex convict... mothers have major influence on sons they involve children in their battles
I don’t think that’s the case here. From what they’re saying “vakafamba” meaning they were influenced by outside entities
True
@@samanthakane9986 n
@@blessingmutopo h
Thank you for sharing your life my dear. Sad indeed
Bruce😮. They gave vana mazita e kung fu🙆🏻♀️
vaifarira kung fu movies sekuru kkkkkk
Saka kuuraya ndokugadzira problem here
Zanu pf yauraya nyika, mabasa e poverty, unemployment, there is too much poverty kuma southern suburbs of Harare. Vanhu dzava mhuka chaidzo
Vanhu ngaayende kuma misha
Musangoti ZANU pf inyika ngani dzinotamburwa ngatisangoda kupinza ZANU pf paisingakwanewo please
Never blame Zanu pf pese pese zvichengeterei vana. Udzai vanavenyu. Makita semalazvariswa ne ZANU SEI. Poverty Ivo vachiwana mari yekutendabmutoriro. Urombe chete. Mune vasiri kutora ma drugs me mutoriro wani. Mwana ndewa mai na Baba udzai vana venyu. In my family no one takes drugs or mutoriro but vangori mu Zim mune ZANU yacho. I'm not saying vanhu havasi kutambura. ASI kutambura hakusi kuti imwa mutoriro vonouraya baba
@@chiyenyumba7135 that's true kunorima unorarama.
@@priscillahchiromudzimu1632 you can say that again. ,
Munhu wese akasiya baba vachirohwa kusvika vafa vanhu vakamirira kuzopa umbowo vose vane ropa mumaoko💔
Nyaya dzemaporofita nen'anga dzaparadza misha zvokonzera kusawiriana ,,,kupondana, ,nekusafambidzana ,,,chokwadi baba vakarohwa nguva refu mahours chaiwo munhu achirohwa ndokushaya anorandutsira kana kutsvaka vanobatsira chokwadi 😢😢😢😢😢mayi nevana vavo vakabetserana kuponda baba asi rugare hapachina
Matthew 10vs 21 And the brother shall deliver up the brother to death, and the father the child: and the children shall rise up against their parents, and cause them to be put to death.
Signs of the time. He is but at the door
Very Sad Story. HERE IS THE BIG QUESTION: WHY did these relatives narrating and NEIGHBORS NOT call the POLICE when vana were beating their father for long and with murder intention?? Check the woman in "brown top" at 17:56 minute, she says "but isu patakanorara Sekuru vakanga vasati vafa nekuti vaitaura ma sounds,....". Honestly this woman is severely STUPID or is a drug abuser too. How do you go sleep having witnessed a brutal beating of sekuru, without sneaking out and running to call police?? It seems that some of the relatives are either STUPID or WICKED. Mama vanonzi vanotizira kunohwanda but voregedza kuita bara vakananga kumapurisa, really??? Gogo vevanhu (in white jacket) vataura chokwadi kuti the sons and amai vavo collaborated in the wicked Act. True, parents may have done "kuromba" and usually they may do that naively and ignorantly of the consequences as she said (zvikwambo zvinotanga kuuraya, so we hear), BUT that is no excuse yekurova Baba zvekutoponda, why didn't they engage vana Baba Mukuru nana Baba mudiki to drag Baba kuenda ku same kumapositori acho or N'anga together, zvotaurwa vanhu vose vachinzwa uye kuudzwa solution yekuti hurombwa hubviswe? SAD, Baba ZORORAI murugare, zvinorwadza kupondwa nevana. Rest in Peace baba
The mother and her children are implicated. Let them all face the jail 'till their breaths.
What is sad is that they think Hurumende actually care and can do something. The gov does not care about citizens otherwise there would be enough free drug rehab centres as this problem is known widely in Zim. Frustration of no jobs and nothing to do besides taking drugs.
Vanhu havazivi kuti madrugs nedoro zvavari kutaura zviri kupinzwa munyika nechavari kuti hurumende ichocho
@@hipposave2573 taura hako Oscar pambuka akangoti taurei izvezvi aripi
💔 zvino pisa tsitsi kuuraiwa nemwana uyo wakarera kusvika akura zvekugona kukuponda
Please be mature enough. Are you not hearing of fathers raping their daughters or using them on goblins munhu haapupurirwe pasina humbowo whakakwana. As for me verse vana na baba vacho ma suspects.
@@irvinemurombedzi9628 zviriko zvechokwadi. Asi zvema goblins ratova drama too much 🇿🇼. We are messed up our beliefs are screwed. Most people vane pavanenge vazvikanya hupenyu then they turn on others kuti ndaroyiwa instead of kuzvigadzirisira hupenyu.
Kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma
Ngavanovataridza maporifita acho
Mhepo inongo simuka, zuva rengozi hari ziikanwe, na next door mai ziya kuti baba vanorohwa maidi kuudza mapurisa😳zvakaoma hazvo.
I also blame the government for not arresting the drug dealers nesu isu as community
Sei ivo amai vasina kuenda kupolice she is to blame and get arrested
Ngavasungwe wo she contributed
The lodger knows everything that happened that day
Bt ane hutsinye kana kumbomhanyawo kupolice kuti vanunure sekuru
Munhu kuzvika pakufa vanhu varipo shuwa. What's the community for pakashaya vemundaraunda vakabata here. I would mapurisa ndo zero manje. My heart is broken 💔 😢
Good journalist indeed. Ndoinzi nyaya
This is so sad. The mother has a case to answer.
I just cant imagine this. Mazita evana vacho nezvavakaita yooh. Sometimes mamwe mazita musangopa vana. Mazita evanhu vekarate kuvana what do you expect.
Let them rot behind bars until their last breadth.
Let them rot behind bars with hardest labor 'till their last breadths.
Ini ndinotyiswa ne Zimbabwe pari zvino
You cant leave someone achirova munhu kuva na 9pm up to 12. Vaidi kuphonera mapurisa
Imagine unotoshaya kuti lodger iri dzirimo here veduwee
Mai ava vaneutsinye ngavasungwe 3 hours munhu achirohwa haa ndarwadziwa sheem chero lodger ngarisungwewo unowanepi hope munhu achirohwa haaa
Police ichiriko here zviya??
Guka mbanje veduwe hurumende iripi mapurisa aripi, President Mnangagwa muripi nyika yaparara humhondi hwawedzera munyika nekuda kwemadrugs pliz batsirai nyika
Mbuya ngavasungwe, sei vasina kuenda kumapurisa or kuudza vanhu vepanext door. Ko vanhu vepamba makadii kutiza kumhanyira kumapurisa
Good news reporter clear and sound
Ko.kudaidza mapurisa dzingai mai iyoyo pamba ipapo pamwe varukuda mari yaroja
I believe kuti some names courses major problem in life
Im so sad necommunity yakadai kuti vanosiya munhu achirohwa kusvika pakufa
Good journalism thank you
Thank you
True. She is so so good.
Ingozi iyo. Sekuru avo vanonzi vakauraya mwana wehanzvadzi yavo wavakambogara naye.
Is that true or fabrication
Zvinorwadza kuuraya mubereki uuummm
@@chiyenyumba7135 kungoti zvehuroyi hazvina tangible evidence, asi close relatives vanoziva nyaya dzacho vanoti ndozvinogona zvakakonzera. Hakuna munhu ari normal anorova munhu for hours on end kusvika mnhu afa.
@@missgee1981 people do this vasingafunpe zvemberi. Vakapomera baba huroyi zvisina humboo nhasi ivo dzava mhondi zvine evidence....
Muzukuru she is in pain very sorry
So sad mwana rite iyoyo kuzvarwa kurerwa wochiti nhasi muroyi mubereki aka kuti uone zuva ndiyo ngozi iyi kuvana vavo zvakapfuura kuromba kwacho baba vanomuka
Family issues. This is so sad but the mother must tell the truth. People must stay away from drugs .
Mwari pindirai 🙏 rest in peace sekuru
Ko handiti ndi Passion Java here arikuita hunhu ihu hwekutengesa rubish munyika and Zanu pf is protecting him.Saka mudhara akapondwa vanhu vakateerera havo ?..
Saka mai vakatiza vakaenda next door vaona violence, but didn't bother to call for help? Mai vanezvavanoziva ava, she must also be arrested.
Kushaya mabasa , vakawana mabasa vachashaya nguva yekuita izvozvo , vanotengesa ma drugs varipa business kuchengeta mhuri
Saka panyika pano munhu wakutouraiwa vanhu vakatarisa vasinga bastire 2good hours munhu achirohwa makatarisa zvenyu kana kubata
Ndozvavanoita vanhu ininchaiye vana vangu vakatonzi varova Baba vababa vavo vachivangebera ini muroora ndikanzi ndarovavo vamwene nanhasi lm in shock APA ndirimuroora . Handiite izvozvo . Asi mhuri iyi yakagara pasi ukati imdishungurudze vakaedza Kuda kundiuraya kakawanda ASI mwari vanonzwa and vanoona hazvinei hazvo . Hugs to all u. Ini murume wangu akafa 7 july 2021. Vangu vana vachiri vadiki all below 18
Well don't allow them to torment you.
Shame very sorry dear
Because iniquity shall abound , the love of many shall grow cold .Jesus Christ warned us about this things .Jesus Christ is coming soon let's repent before its too late
Mbuya ngaisungwe futi yaifurirana nevana
If they were taking drugs , vanhu vemumaraini vanenge vatonetawo nazvo , because usually i daily routine kunetsana kwacho
Sad
Mapositori mapositori regai kutaura zvinopesanisa mhuri. Kana zvagona batsirai chete regai kutaura zvinounza kupesana mumhuri mapedza vanhu nenhema.Batsirai kana mazvigona kana musingakwanise mutaura kwamusina kuswera.
Very sad story
Ana Amai ndovano konzera Kuti baba nevana vasaonana vonzii bba venyu vakaipa tarisai panozo svika nyaya
Chunguchu Sinare Bruce Tambudzai Getrude Shingsa Lynsha my neighbors ndakakura navo vanhu ava 3323 pedu 3325 wat happened Bruce nd Chung😢😢😢rest in peace achitaukire
This is the result of prophecy and N'anga culture vanhu vachiudzwa zvehuroyi zvekunyepa. Tafabana neNigeria vanorasa vana vachiti muroyi
So sad
Ungape mwana zita rekuti chung chu ndochii ichocho 😳
unenge usingade kuseka chung chu haya kkkkkkkkkk
Maporofita enyu aya
Sad!
The name reminds me of my late husband solomon Mtepa vedu vee sad. APA ndopandooneswa Moto nehama dzake vachitora property yandakashanda nemufi veduveee kani . I miss u solomon Mtepa wangu vana five shuwa all below 18 vedu vee kani ndirikurwadziwa. Haa nyaya inorwadza iyi ummmm very sorry mufunge ndabatikana
Shame may God fight for you my dear and may yo husband soul continue to rest in peace
Get them arrested
Akapondwawo here nevana iye Solo
Mazvionaka ruzhinji rwezimbabwe kwavakuenda nyaya dziya dzeN"anga nemaporofita dai n"anga nemaporofita zvachingobvisa hurombwa chete vasinganongedzeri munhu.vamwe vanhu vamotadza kuzvibata neshungu vouraya munhu sezvaitika izvi. Zvino chii chabatsira vauraya baba vavo iwo woenda kujeri. Vabatsiri hongu tinoda kubatsirwa asi pavanotiudza varoyi ngavatiudze nehungwaru togadzirisa nehungwaru.
Asi aiwa monya kani vanhu vaiwokera mudhara wachiurawa nemwana.
This is very sad 😭 sua kumwe kuzvara so
Pane nyaya iro secret coz Mai ndivo varipakati pevana vakatadza kumira pakati here coz MWAna wese anorespecter Mai
Pamazita Zimbos tinoda kupona seriously munhu ukanzwa Chung chu u expect kuona muChina wonzwa surname Zvarevashe
Some of the parents they deserve
Ko mazito acho changcho naBruce manotorious chaiwo...zvakaoma shuwa mubereki wako here
Iwo vanhu vakakura "vari right" ndiwo vanozoponda vanhu ivawo. Huright ihwohwo ndopakatangira huwrong.
But the family ichinzwa kuti baba varikurohwa pakashaya chokwadi akaphonera police here kana kudaidzira ma next door 😔
But why ma neighbors asina kufonera police or kudedze venharaudha????
Bruce and Chang Chu zvinonzwisa tsitsi
Iwo mazita acho ChangChu ?
Vana vakakura ngavaende kundoroja ,futi vana ngavadzidze kuzvishandira
Lord have mercy upon de family 💐💐💐💐💐
OMG Bruce and Chung Chu vakomana mamonya aya vachiko here kujeri I would advocate a match with these martial artists vanorova baba kusvika pakufa
Vanhu vemunharaunda iyi musadaro munhu angafe muripo shuwa ko police hamukwanisi kutaura nayo shuwa
Handina hangu mashoko asi ndinongoti Mwari pindirai
Rest in peace dady vaTambu
Saka those people saying akavarova for a prolonged period of time vaidii kuno reporter !!!!!???and where was the mother haina kunyatsonzi ohh story iyi
12:30 momz iyo speaking facts. Zvanzi munotoziva ma drug dealers ese mumaraini menyu but turn a blind eye. Police your own neighborhoods, kwete kumirira kuti government ngaaite plan.
Neighbors really Yu hv guts to explain what happened today the whole 3 hrs munhu chipondwa why didn't Yu call police. Kupinda mugumbeze uchinzwa kudhara achideedzera kut mandiuraya shuwa here
taura hako kutota mawitness panyaya yakadaro hatichina kana moyo nevamwé
It's because of drugs,nanga and mapoositoli
Uye maporofita enhema
Huye mifungo yakasunama our belief system is screwed
Laziness
Zvakaoma veduwe
Zvakaoma sekuru wangu wakatofa shuwa
Amai vacho vaivepi vana vachiponda. Ngavasungwe Mai ivavo
Ko vanhu wemuraini zvakanzwa kurohva kwababa ava makadii kuenda kumapurisa vanhu vanonyepa awa
Asi vavakidzani muri vanhu rydzii chaizvomainzwa mhere mumba kna kufonera police maitikoo muchinzwa kuchema ko imii mai vaChanchuu manga makanyarara asi munerimwe nevana here muchida kusara neimba here iyi Bruce naChanch u are notorious killers imii mhondi dzevana
Nyaya iyi inonzwisa tsitsi MHSRIP asi pakuti Chung Chu and Bruce Lee apo uuuuuuuuuuhm mazita ayo ndapera strong 🙌 hanzi Chan'i 🤭
Aaah vanhu vose vepamba apa havana pfungwa saka vose vakatadza kudzivisa here kana kutsvaga help kune vanokwanisa kubatsira
Ah mamwe mazita amopa vana awa Chang chu
Very sad indeed
KO vari kutsanangura vose ava pakashaya akaudza police here nguva iripo society mukuzvifambisawo sei kurega munhu kusvika pakufa 💔
Zvakangooma kty unozvara munhu womuchengeta azokuuraya ummm sad sorry
Pakaipa wangu tichaurawa nawo vana ava tikazvirega
Those sons from Glen Norah A are just so fiendish & diabolical…which sons in their right minds use fiendish methods of torture on their biological parent til life ebbs away from their soul…nxaaa 😢😤!?
Zanupf inoprotecter madrug addicts sekuti vanongoita zvese zvavatumwa .
Saka pakasha anyone akavabata here has Zimbabwe turn into Europe vano tarisa munhu achirowa. This is not the same Zimbabwe we knew.
Saka pakashaya anorandutsira shuwa raining rose?
9 and 8 and a great place to live stay for with the entrance to the a
Mwari pindirai
Asi pakashaya akadaidza mapurisa here pairohwa Baba awa kusvikira wafe . Zvinorwadza izvi
Mapositori are not clean.Bringing more problems than help in families and communities!Saka all this happening and noone did anything.
But vanhu makadii kudeedza police nguva yavairohwa
Mapenzi vozogona kutsanangura manje munhu afa 3hrs munhu achirohwa muchizvinzwa ndokutonorara makashinga moyo askana
Shame nyaya haigadziriswe nekuuraya munhu zvinoda kutaurirana . Ko vana avo vakadii kugara pasi nababa vavo nasekuru nambuya avo vanoratidza kunzwisisa vachigadzirisa nyaya zvisina kuponda baba
Mother and your 2 sons you are going to rot in jail.
But how does a person get beat for 3hours poshaya anodedza mapurisa..,which means everyone around believed sekuru muroyi and thought he desrved the beatings...the whole community approved this beating of sekuru to death. Maroja kutorara hope shuwa maona zvakadaro...level of minding your business in this community is scary.
Vanhu makaoma kusiya munhu achirohwa for 3hours munhu omboenda odzoka kunopedzisa munhu community iyi ine hutsinye
Vana vangaponde munhu vavakidzani varipo here, everyone is guilt apa , rubbish dzevanhu, maporofita enyu Aya hameno
Zvinorwadza nematambudziko
mmm zvakaoma
Chung chu imika ityai mwari shuwa mamwe mazita munozviparira moga