Breaking News: Sekuru Kanengo Vazvisiya Zvinonetsa
Вставка
- Опубліковано 9 тра 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/DI2r1w0Pa6u6vlfJGeOMQb
add my number
😢it's now full mkoma
It's full
Mberi nebasa sekuru Kanengo mupositori uyo kuromba anoshanda nemusoro wegora
Above all I love the man aripangoma 💃 💃 💃 ndonzwa mudzimu wava padhuze😂😂😂
Kkkkkkkkk haaa ndaseka hangu
😂haa saka anoridza munhu iyeye
mukoma robbie muchatiuraya neBP 😂😂😂😂😂😂😂 ndauya ndichimhanya 🏃🏽🏃🏽🏃🏽🏃🏽🏃🏽🏃🏽Kuti sekuru vaakusiyeizve ndaandati kurapa😂😂.
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣iya waiya wakabatira hana maoko ,aiwa wandisekesa iweka ndabuda msodzi zvangu
@@catherinekangoya8964 ndaandatya cathy shuwa nayave kudayi😀
Headline yacho inovhundutsa
Vasiya Fidelity
Sekuru itai basa renyu siyanai ne mupositori uyo hagone kuyambutsavanhu avo .you are the best sekuru we love you
Best of thy best sekuru, I wish to come to your side,
Fambai nebasa SEKURU Siyanai nema postori asingagoni kuyambutsa vanhu
Mhoroi sekuru vangu Kanengo❤❤❤
Iii mukoma Robert Manga mandibaya moyo ndanga ndashaya kuti vasiya basa here
Vasiya Fidelity
Mukoma Robert ndibatsireiwo ndine sister yangu yaamu 4 years haana mwana angabatsirikana Sei uye sekuru vanoita hre basa rekurwadzisa mbavha kusvika yadzosa zvayakaba mmmm tanzwa nekubirwa Mukoma Robert
Mukoma Robert handidi nemi gandigone kuswera ndisina kunzwa ngoma nehosho na sekuru kanengo sekuru pamberi nebasa we love you nezvamunoitira vazhinji❤ don't listen kuma postori asina musoro kuda kudzorera basa ramunobata kumashure
Kanengo akadzima zvimwe ndezvimwe. Haana dzungu uyu. Tasvu dzungu. Uyu haana zvinyadzi.
Muchinda wengoma ma1
Ko nyaya yamadzibaba varikuti Kanengo mwana mudiki madii kutaura nezvayo, maonero angu madzibaba vane power Kanengo atya madzibaba, uye nyayà yekurohwa kwevanhu ne security yavo ngaitaurwe nezvayo
Iri kupi link please
Apa ndakatonzwa voice ravo vachit ndokupa 3 days toona kt mukuru ndian kureva avagoni basa racho cz aufanirwi kuvhunduka mutsindo webete
Iveve handiti vakasununguka kuenda unovaudza izvozvo zvaurikutaura pano. Zvekare vakasununguka kuenda kunobatsirwa namadzibaba vauri kuti ane simba.
Vanhu munoda zvekunzwa vanhu vachirwa maybe sekuru havadi hondo iye madzibaba anozviwa nepi zvecompetition munhu ngaangoita basa rake kwete kuda ku tsvaga mbiri ne zita re umwe iwe ita basa rako vaunobatsira ndivo vane kodzera yeku jaja kubudikidza ne basa rawaita ngaasiye tsika yake yekuno denha vanhu vasina kukutsvaga
Mapostori anonyepa honai Ishmael,Skuru VaMatakanure I salute you
Mkoma Robert you are the best 🎉
Thank you for the support
Ngoma yakadhamba inoda kudziiswa pamoto thanks nembira
Mumsoro wenyaya ndewe kukwezva ma views
Vave kuita seZimeye manyepo
Taura hako
Wanyeperwa papi?
Zvinotso zvacho tazvishaya , tatomhanya tichiti pamwe wasiya basa rekushopera isu ,kutama kunganzi zvinonetsa hre@@robertapfumaneyi
Hana yangu kutsemuka chaiko ndanga ndabatikana ,Pamusoroyi Sekuru Kanengo naMkoma Robert nebasa renyu
Pane pambotaurwa here pekuti ellious madzibaba
We love you Sekuru kanengo
Sekuru siyananai mupostori anopenga uyo
Bhora mberi kule❤
Ndanga ndazvishairwa pazvo kuti sekuru vakusiya chichanetsa futi ndazopabata
Munopa zvikwambo hre sekuru
Vave pedyo na kule Tasvu, soon vachange vave kuitirira pa one place
Sekuru hatidi navo musaterere zvevanhu vanengozi dzinovanetsa
Bhora mberi sekuru
Pamberi nebasa sekuru kanengo
”Sekuru rapai vana”
Tinofara sekuru munobatsira ruzhinji zvine mutsindo
Asi Musoro wenyaya vanyorwa namukoma Robert uyo vange vandivhundutsa vanhu vanovhundukaa kuti vazvisiya zvinonetsa
Ihhh.neniwo musoro wenyaya wandivhundutsa
anorwisana na sekuru kanengo arwisa ini
Arwisa nyika yese
Shuwa iyoyo wangu
Ini zii zvangu semunhu anofarira zvemushonga
Akundwa ka na madzibaba Elias akutiza base.Usatambe nenyenyedzi unobvira.
Ndanzwisisa ndichatombobata pashoma pandinapo vondinyora hangu kumusana ndopota ndichibhadhara hangu mbichana mbichana
Kk kkk musandidaro plz
Kutaura chokwadi sekuru munogona basa zvakanya ndinotendai nebasa ramunoita mwari vakuitirei nyasha
Haaaa takutouya kuzobika doro musasiya basa asekuru😢
Pamberi nebsa sekuru isu hatirase chivanhu chedu rapayi vanhu sekuru nyika yakatarisa imi ndimi vanhu vacho
Tinotenda sekuru matakanure kanengo nebasa ramuri kubata makorokotozve nemusha mutsva haiva magona chose congestion kuna patrenda nembudzi ini ndaita 4hrs kuti ndisvike tollgate tinotenda negood move
sekuru kanengo naro nato basa
Ndauya ndichimhanya mhoti🙈
Sekuru vanoita ma cross references kunedzimwe n'anga? Njengokuthi athole isguli esilethwe ngeyinye inyanga or ahambise isigulane kweyinye inyanga? Kudala inyanga zazisenza njalo, ngicela nazo inyanga zalezinsuku ziqhubeke ngalolelo siko?
Ndokumbirawo number dzasekuru kanengo ,ndinotenda kune wachabatsira
Kooo sekuru ndavatiudzewo nenyaya yavo yashupa yekuti vakarombesa munhu
Iri kupi , tipewo link
Ko sei musisashandise kasong kaya kekuti kanengo orapa vana?
Randiremera sangoo hoye hoye randiremera sangoo singing
Ko ini kuuya ndiri chahwiriri ndati kusiyeizve nhai veduwe 😂
Ummmm sekuru munogona . Pedzerai varoi kusanganisira madzibaba vakaromba avo
Ko vanhu vanovhunduka kaaaaa nhai
Haaaaaaaaa Mukoma Robert makatrainer henyu
Mabelreign tasvu Marlborough kanengo haaa varoyi vabatwa pakati hakuna kwekutizira
Mukoma Robert headline yenyu yandivhundutsa,havangasii basa vanhu havasati vapera kuyambuka
NgavambotiudzA vave kupa vanhu zvikambo here?
👏👏👏👏👏💃💃💃💃💃💃🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺🕺
Madzibaba tikadzifambira nyaya dzavo tonzwa kut ndimadzibaba venhema vachitoshandisa makwenzi
Kule itai Basa tirikuzviona mwechiyambuse vanhu kwete. makuruku enguwo chena avo
Aah ndanga ndatya mukoma Robert aaah. Ndikati tateguru voendepi zvakare. Haa avo vane misoro yegora havana yambutso avo
Kkkkk birds of the same feathers
Headline yacho inovundutsa
Mukoma robi mandivhundutsa sekuru vakasiya tozodii nenyika yedu yakatakura kurema zvemazuvano haumire nechurch chete unototi uite kwese
But varume tingati munhu anenge azvidira kushandisa zvinodhaka vana mitoriro izvozvo tingati imhepo here or chinhu chaunenge wazviitira nekuda atinoti mazvokuda on my side handione kuti imhepo isarudzo yako munhu yaunenge wada zvakangoda kufanana nemunhu kuti mumwe anosarudza kuputa fodya nekunwa doro isarudzo yako not kuti imhepo hazviko
Robby nema headlines 😂😂😂😂😂 aayas
Ko hondo yavo namadzibaba yave papi
Haaa paingova nekurwisaniswa nemunhu akabatsirwa paye
Headline yenyu inovhundutsa vanhu iyi nhaimi madiiko nhai vaRobert
Sekuru vasiya Fidelity
Sekuru Kanengo 2905 Manyuchi Road New Marlborough
Vabva kuFidelity
@@evamchikovore2612yes please
Randirenera sango randiremera hoye hoye singing hamgu
Aaaaa uyu mpostori kushora asi aive na sekuru n,anga ndakaseka zvangu ,kana ndakamutarisa andione ka that zvangu kana ka1 ,chadinoonanpana Elias i pride chete ndochandakaona zvangu 🤭
Ndanga ndazvishairwa pazvo kuti sekuru vakusiya chichanetsa futi ndazopabatap
Ndokumbirawo number dzasekuru Kanengo, ndinotenda kune vachabatsira