Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Vanoti ndezvekunyeba vaye muripi nhasi vanhu vahihedhwa kudaro. Isai like hama ndifarewo
Dai kwaizi vanasangoma ava vatibatsirewo pachema tarwadzwa ndivo varombist ava
@@WachidopaidamoyoHaunyepi ivo zvinhu zvavo zvichifamba
Please tipeiwo number dzamu mukotsanjera
Ngozii yataura kuti ndakauraiwa naani here manyepo ayoo
😂😂😂😂
Kuti Haradada kuti Dheshe ,Sofa rese mangwana tiripanozve #Stay Chulated
Musazotinonokerawo plz nhasi ndatambudzika nekutsvaga notification
Thnk you ndaswera ndakamirira
Magona ba Taps
Can't wait
Mange matiregerera baTaps
These things should be shown on national tvs let it be a lesson to those varikuromba nekudeura ropa
Chokwadi I agree with u
True ipapo
Unoti vanebasa nazvo here
@@MatildahM i dont think they know the consequences...tarisa kwa Chirinda pfuma irikudiwa kumufi apa zvakuripwa nevana nyakupara akafa
Haaaa zvimwe ndezvimwe mukotsanjera is the best
Wasu accent is jus good I'm proud of my wasu language ndiri kunakirwa hangu ndisekuru's expression kkkkk muchamama 😂😂😂
Kkkkk
My favourite word
Endetonyatsotaura without kumbonyara kkkkk
@@nyashabuwerimwe-sw6qu kķkkkk imagine nyasha hahaha huye
Aah ndodziya dzekunzii kiss me bye byee atanga kuhedhwa 😂😂😂😂
Dzabvuma haaa dzinenharo wena
@@lukemunhumumwe7719😂😂😂 haaa nharo dzacho kutenderera achiziva hake hasha dze battery low 😂😂😂
Ehe kkkkk dziri pa list
😂😂😂😂Aaah Amana vbva vanangwaa ivoo shame
Apa dzaiita nharo
Baba Taps, Chief Mutasa , Mukotsanjera... Ndiyo combination inoti Manicaland
Chokwadi kani
Wapedza!!!
Ko chigodora
Kkkkkkkk haaaa pa hedwa vanhu misoro😂😂😂muchazvirega
Phew 😮💨 finally .. was waiting for this episode for the last 13 hours .. baTaps musazodaro but thanks a lot mazotipa sekuru mkosanjera vedu
I was waiting for this since morng😅
Sekuru mukotsanjere we thank you for the job that yu doing in our country the 1 and the best watching from Namibia 😊
Mukotsanjera..the greatest prophet of our time!!
Chinhu chimwe chamakagona Sekuru kubuditsa mudzimu kuwaridzi wawo ..wari kuramba kungoramba zvawo ...keep it up Sekuru Mukotsanjera
Mapositori ekwamarange vazhinji kuwanda nechurch vakaromba bvunzai isu😂😂😂😂
Duzvi
Haunyepi Kwete kwamarange chete machurch ose vamwe vachizviita maElder ekumapentecost uko asi vakatakura kurema
Chokwadi ichocho
Eya makubhinya Aya nekuroya
Achisi chi church chiya kubata chibharo kuuraya kuroya zvese
Sekuru mukotsanjera chibaba ❤
The bast one man anogona basa rechivanhu musimbabwe
Kupi kkkk
Sekuru Mukotsanjera chivororo chengoziii, chibaba 😘
Dai wambosvika kwamutoko bee arikuramba
Yeah nyaya yengozi Haina kumira mushe 😢😢ukangoona munhu akafa ukanyarara watofanana neakaponda wacho Hayaaa.i think vanhu vese tinoda dzidziso pamusoro penyaya dzakadai bcz hey I think dzimwe ngozi dzatinadzo ndedzemadzitateguru akaona zvitunha akanyarara
It's true
Mukotsanjera aaaaah pangozi URI chibaba ndokupa sando dzako 99.99%
Kwai Humba urayayi😂😂😂😂😂😂😂😂urayayi varamba kufa wena vaombera
Eish uyo arikutora nekaphome is disturbing really , thank you baba Taps job well done
Thank u Karanganda.....sekuru Mukotsanjera ndokudai hangu 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Neniwo zvemashuwa shuwa
Deadman when they thought zvapera vhondo, Duri 0 Undertaker 9 I'm loving it ❤
Hàzvimbonzwisiski kwazvinoenda nekwazvinobv zvinh zva Mukotsanjera aźvin ķan direction,,Tasvu chibaba che Zimbabwe
Dzidzai makwara nemutauro wengozi kuti muzvinzwisise
Taura hako. Kuwanza nyaya bedzi kana chandanzwa
Uyu ngavamurove anoziva nyaya. Apa zvemweya waMwari ngavamboise parutivi parohwe munhu, anotaura uyu. Haangapedzesi rudzi nezvaanoziva uyu.
Was here the whole day thank you baTaps
me toooo
Haaa mudhara haabvumi but nyaya iripabani iyi sematako embudzi 🤗🤗🤗🤗🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣bhora mberi kkkk
Sekuru mukotsanjera panhau dzengosi I salute u General no fear
Even me yoh big up to him
Ko yaTonde yakazodii nhai sly😢 vanhu ngavasiye kuuraya munhu haisi. Huku ba
Kkkkkk zviripamhene kunge magaro ehuku 😂😂😂😂 kule manyama
Nhasi ndakwira mastreets kutsvaka part 9 finally ❤❤❤
Vaipaparika vaye mava kuhedwa nhasi 😂😂😂😂😂😂 ichoooooooo kamani sekura imi munofanirwa kunzi vaMukodzanjere imi🤜
Sekuru Mukosanjera we salute you ayehwa murichibaba henyu❤❤❤❤hatidi nemi
Tovada kani sekuru mukotsa hatimbodi navo hedu
@@Manondo34 tawura hako
Mukotsanjere is the best than vaya vakuzviti Kanengo vaya
Takaimirira yese nyaya iyi. Dai matoiisa yese ka1. Three hours none stop kkk
Yoh kade ngimelele sure siyabonga ngaranganda
Maswera sei ddy Mukotsanjera ....maita basa baba taps
Zvokwadi kuswera kose ndichingodzika😂 nokukwidza zvakaoma chakandwa ndavarairwa
Ndaona mupostori akapfeka tshirt ye castle aaah🤣🤣🤣
Power of the spirit's
😂😂😂😂😂 mahedha mnje ma1 kkkkkkkk ummm baba avo vane chkwadi chese vachisiya vnhu vachitambura chokwadi vanacho zvavoo ngavasazodaroo so taura chkwadu vnhu varrame
I salute you VamuKotsanjera🙏🙏🙏
Iyeee Konoria munyama here kut angonongedzwe pese nekufa kwakupemba
Na,nga inogara pasofa here
Kule Ava zvinhu ndikudawo kubatsirwa nemi plz
In the land of spirits witness must not hide anything but in the land of the living witnesses get tortured and abused oppressed and sometimes killed for witnessing now we're scared to testify...
Hanzi naMukotsanjera Kupemba uraya 😂😂😂
Was here for the past 10hrs
Tese tese wena
Haunyepi tichimbocheka manotifications uchipi pamwe yapinda ikasashowa 😊😊😊
Neniwo was checking
Zvakaoma wena , kuswera tichidongorera kuti pane chatipo here 😅
Taswra muberere gaya 🎉
😂😂😂😂😂nyanga chirikutsva
Classic header iyo ummmmm ndatya
Mukotsanjera shumba yengozi no defeat anopedzera hake
Wow I was waiting for this🎉🎉🎉❤
Vanhu varikuti kunyepa hamusati masagana nazvo imiweeee
Bvondora mukotsanjera 💃💃💃💃💃
😂😂😂😂am behind shame
Karanganda 😢uyo wephone uyo muri pamwe here or not aaaaa mhata yake mhani uyu munhu uyu akuvhiringaaaa
But zvinorwadza veduwe kuti munhu anoromba ,or kuuraya achiita maths dzake now yave ngozi yakuripiwa nevadingazvizive nxaaa madzibaba edu anotiparira aya
Hahaha weshirt yeblue inga aitaurisa nhasi zvamuwana 😅😅😅😅header yakaoma iyo ane nharo dzinosvota dhemeti
Taura hako
Chayaa kmusoro ikko kasinganzwee 😂😂😂😂 chairamba payaa hedhaaa chaiko
Baba taps matitsanyisa nhasi ziso kuswera pano😅😅😅😅😅😅
Vaya vanoti ndezvekunyepa variko nhasi havabudikire taakuvaremera manje
Blue shirt atorine problem chaiko
Ibhinya
ibhinya apo ibenzi
Mukadzi wacho anotaura offtopic uyo anoziva nyaya
Ini ndaifunga kuti akauraya ndiye anobhadhara sure kugara nhaka huona dzavamwe😮
muri iyi yazoshedza sekuru ava welldone
BABA TAPS, CHIREMBA MUKOTSANJERA, CHIEF SAMUTASA, HEADMAN CHIGODORA
Kuregerera muroyi ukoo mamisai munhu akatochena muromo kudhara uyoo😊
Kule nyaya iri pachena semagaro ehuku kkkkkkk kwaaaa
Was waiting for this thank you baTaps
Was waiting for it baba taps
Nhaimi sekuru ava vanowanikwepi
Kkkk nhasi ndaswereraa kutsvaka part 9
Mukotsanyera chibb uyo unofamba step by step kti vanhu vajekerwe
Kkkkkk midzimu yaveko haichatyi chirungu [macamera]
Zvakakumbirirwa kuti zviive zviripo
Matigonera ba Taps thank u
Rambai makadaro baba mukotsanjera imbosvikaiwo mamutoko
Mukotsanjera unonetsa kubata plus unodhura
Mai vekiss me bye bye here ava😳 ichòkwadi here ichi😳
Vakangwarangwanduka nhema nhai
Good chokwadi chabuda
Finally ndandanzwa nekudongorera
😂😂😂😂😂😂😂aghhhVeduwe
Hanzi kana kuvamamisa kkkkkkk Sekuru Mukosanjera ma1
😂😂😂😂😂😂😂eeeeee the foheard 😢😢😅😅😅yasho
😂😂😂😂😂 hedha munhu kiss me byeee 😂😂😂😂
Waiting for party 10
Waiting for part10❤❤.
Cornelius Duri anoda kutyorwa makumbo ese nemaoko. Kuita mbiri yekutaurisa mhuri ichitambudzika nxa
Kkweduwo mkotsanjera
Vamukotsanjera mukono pangozi svikaivo mumberengwa
Uyu Achipedza kuripa kutonanga Kujeri
Aaah hongu hazvo but ngozi haimiririrwe inopedza yega nyaya dzayo haina witness uye hamuvane nguva ye kuita jokes, vega unipindwa ne chando
Ndochokwadi ichi kwete zvembuya iya magumbo kkk
Totenda nhechokwadi
From chirinda to Duri to muranganwa john wa sadok ft hr ,ya area inemabhinya iyi
Haaa ndabvuma nzvimbo iyo vanobvuma kubudirira neropa chokwadi. Team yekwamuranganwa John. Jacob ndivo vaya vekuuraya mwana uya Sadock ndainzwira pamusoro asi yave imwe zve yoo mwari pindirai
Baba Taps udzai cameraman Ane phone Kuti he is not professional,hauise camera kumeso kwevanhu ndobasa reZoom in
Taura hako. haana kukwana mufesi uyo.
Nhai chiii chakadaro kuita kunge achabaya vanhu kumeso
Sekuru huyai kwedu kwaChiundura aah
Mai b for the people zvekuvharidzira vati kweeeete
Great work Mukosanjera
Taswera takarindira thank you bbTaps
Hoyi hoyi 👻
Izvi ndezvekunyepa uku
vapari wengozi haafi akabvuma kt ndakauraya ,weese wandakanzwa nekuona wanoita zvirikuita Konorio uyu

😂😂😂😂😂😂😂aghhh
Veduwe