@@marvelouszinyemba9736 I truly believe that she could have been helped but maybe the man or Baba-Sasha refused to come as per Sekuru’s request so that Chenai can be helped. And truly speaking it was very late for her. Mmai-Sasha had already killed her.
Many thanks to you mkoma Robert na sekuru Tasvu for helping this family Uye rutendo rukuru kuna baba chenai vamwe ana baba varikuroya vana vavo but baba chenai have so much love for mwana wavo the way yavanomusumudza dai varivamwe vachiti handibate nokuti mwanasikana but no his doing big up to you baba komborerwai nashe
Haaaa kana mazogara mukatandara Tasvu hachisi chinhu asi zvinhu, long live your Highness, kutsika chivanze wayambuka, kufona fon yaRobert wapona big up mkoma
Welldone mukoma Riboos, maendesa Chennai to the right person, vese vakaroya Chennai hokoyoyi naTateguru Tasvu, maita basa Mukanya munotendwa nedenga pamabasa ese amuri kubata, Advocate wevarombo vashungurudzwa nevaroyi
Tateguru Tasvu,Mwari neVadzimu vakuitirei zvinogara zvakadaro.Robert Tapfumaneyi may the Good Lord grant u a Good for ever Life young man.Moyo wako wakanaka mpfana.God Bless.
Well done Mukoma Robert mwari awedzere pese pamunotapudza muchiisa peturu kutambira vane matambudziko may your family never lack anything moyo wenyu wakakomborerwa tichitenda 1:22 sekuru Tasvu one murapi asina basa nemari anobatsira munhu wese despite their back ground wish you a speedy recovery recovery chenai you are in the right hands
Thank you Sekuru Tasvu for helping this young woman. I hope Bernard wacho anobatsirwawo kubvisa rukawo paari. Otherwise anopedza vana vevanhu. Mai Sacha nen’anga yavo ngavauye kudare ra Sekuru Tasvu vanyadziswe. Maitire avo haasi bhoo. Kuomesa mwoyo kutsumba kuti munhu afe chokwadi.
Mai Sacha I think she’s too naive to know that Bernard wacho anogona kuvasiya any time. Murume kana mukadzi anouya achienda. Chero ipapa I think he can up and go kana abviswa ushereketwa hwaakaitirwa.
@@maiyeukai9346 Oh yes! Varoyi havana nyadzi and havana mwoyo une vanhu. And it’s not mai Sacha chete. Pano vanongozvizivisa pasina avabvunza. Havasati😅
Mai Sasha gone ana gone wake hezvo ka wairamba kumunzira tsitsi rwumbuya urwu rwuchionererwa nemacamera hanti dai wakabvuma kupihwa shoma iyoyo wachizobhadharwa shoma neshoma zvaifamba here saka chawakagona kuramba shoma yaida kupihwa chii magonekwa chenai akubatsirwa for free manzwa butter
This is my number one Sekuru at heart. Whenever I see him I get healed spiritually! Thank you so much brother Robs for choosing Sekuru Tasvu and not wasting time for Chennai, her life was at stake. Long live Teteguru Tasvu Mukunda Vharoi! And thank you so much for taking her in Sekuru! ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Ndarwadxiwa chenai hako nyaya yako inorwadza zvikuru vanhu vangataure zvavanoda hapana asingatadzi pasipano mwana wangu akafa ane 3 years akazvimba dumbu vanhu vanemoyo mukukutu pasi panoyese pain yekusarara aisa rara mwana mucheche kusvika pakufa nedumburake may her soul r i p you to rip😢😢
Mukoma Robert u're the best, ndafara zvangu masunungura Chenai mbiri kuna Jesu, mai Sasha u're so wicked haunzwi kutya here uchiona zvakadai even murume ari wako wakaoma moyo u're very wicked women
I have been following almost all the media platforms broadcasting different traditional healers I have no doubt that Sekuru Tasvu is uncompairable he is number 1 all others follows far back behind
Mukoma Robert makaita basa kubatsira mweya waChenai. Sekuru na gogo Tasvu tinotenda nebasa guru ramunobata,siku nesikati. Chenai can also benefit from ascitic tapping and diuretics to relief the fluid overload .I pray that the fluid removal with the traditional medicine wont be too rapid.Vanhu ngatirege kuroya vamwe.Thats pure evil zvakaitwa namai Sacha.
Join Our WhatsApp Group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Mukomana Robert mbira idzi dzinonzi chii
Magona maiti chenai aende kwasekuru
But ririkuti rakazara group mukoma
Group riri kut rakazara
Asekuru vangu handidi nemi thanks mukoma Robert rambai makadaro
Sekuru Tasvu raramai nekusingaperi .makatumwa naMwari kuzosunungura vanotambura Mwari wekudenga vakuitirei zvihombe hombe .Tinotenda Tateguru Tasvu.
Makorokoto kuna Chenai, mkoma Robert Mwari vakuitirei nyasha zvakanyanya nemiwo sekuru Tasvu masimba wedzerwai masimba akawandisa nezita raJesu AMEN ❤❤❤❤
hanzi AFA Manzano here
Chenai is Dead
@@thesigmasystems zvakaoma wena taive tafara kuti akubatsirwa kwaTasvu
May her soul rest in peace
@@marvelouszinyemba9736 I truly believe that she could have been helped but maybe the man or Baba-Sasha refused to come as per Sekuru’s request so that Chenai can be helped. And truly speaking it was very late for her. Mmai-Sasha had already killed her.
Baba vaChenai Mwari akuiteirei Nyasha haisi nyore veduwee mnhu wababa kumira nemwanasikana panjodzi yakadi😢😢😢
Ayisi njodzi iyi mazokuda she deserves this even honye kuzasi
Munhu munhu veduweee chero auraya munhu anoregererwa wani hatingashuviri kuti dai munhu afa nekuti arara nemurume wemunhu inga akumbira ruregerero wani .kungoshata moyo chete dai mwari vamuwanira nyasha asunungurwa Chenai .sure ungati pamsoro pekuroya munhu wotizve unoda danga remombe munhu achingorwara .zvakaipa shame.
Uri muroyi@@itayikaseke3480
@@itayikaseke3480 ivo varume vacho vanonyengerei vachiziva kuti vane vakadzi varoyi chero ukagadzira 1 girlfriend murume wako haaregi kuhura
@@Mediachiweshe i grew up with no dad duw to women like chenai....i dont know how it feels to have a dad..so yes ndiri muroi
Vakadzi ve Zim.small house yamunoda iyi.
Cherai kakomba kubva nhasi.
Thank you sekuru Robert.
Sando dzenyu Teteguru Tasvu.
Munotendwa .
Chenai wayambuka.
Kutadza kuri pamunhu hakuendi pamuti... well done Tasvu
Before I ready all comments l jast want to say thank you mkomana Robert.Sekuru Tasvu nagogo Taavu i was waiting for that
Many thanks to you mkoma Robert na sekuru Tasvu for helping this family
Uye rutendo rukuru kuna baba chenai vamwe ana baba varikuroya vana vavo but baba chenai have so much love for mwana wavo the way yavanomusumudza dai varivamwe vachiti handibate nokuti mwanasikana but no his doing big up to you baba komborerwai nashe
Varume vevanhu usazovada kandapasi unofa God bless you mkoma Robert nasekuru Tasvu Ngazviende mberi
❤❤❤👏👏 tinotenda mkoma Roby nasekuru nebasa ramuri kubata 😭😭tears of joy
Haaaa kana mazogara mukatandara Tasvu hachisi chinhu asi zvinhu, long live your Highness, kutsika chivanze wayambuka, kufona fon yaRobert wapona big up mkoma
Welldone mukoma Riboos, maendesa Chennai to the right person, vese vakaroya Chennai hokoyoyi naTateguru Tasvu, maita basa Mukanya munotendwa nedenga pamabasa ese amuri kubata, Advocate wevarombo vashungurudzwa nevaroyi
Ko vamagumbo vakazodiii
After this she must dig a pit and never date a marriage man
Magumbo anonyepera uye kupedzera mapositori ekwaDuri nguwa @@LoraineTavagwisa
😂😂😂😂vanopanyiswa chete😂😂😂
Vanenge vaakutadza kuroyonora coz haungati ndoda mombe dzisipo haaroyonori uku munhu achifa uchimurapi ere or muyananisi kana wouraya
Tinotenda mukomana Robert Tapfumaneyi sekuru batsirayi munhu tiri vanhu tinotadza nokusaziwa dzimwe nguva tasvu 1
Baba chenai munemoyo unerudo ndatenda hangu ,Thanx bro roby
Ngaaraire chihure chache chemwana sikana....haagone kutaura mushe baba vacho vaiye chenai uyu..imbwa wo futi
Mkoma Robert may live longer,thax for the great job munodadisa mabatiro amunoita basa renyu.
Thank you so much mukoma Robert maendesa Chennai Ku the right person sekuru Tasvu vanoripedza dambudziko rachenai
Thank Sekuru Robert.
Chennai ugebhe igodi no more amadoda abanikazi nd ungathethisi Umfazi wakhe.
At least Amhlophe uzasila
Tinotenda Sekuru Tasvu Tateguru vedu 👏👏👏👏👏nevembira ukoo munoita moyo yedu ipembenuke nekutiridzira kwakaisvonaka kudai
Vakomana vembira avo mmmm vanorova zvekuti svikiro rinoita minana chaiyo. Kunzwa vhudzi kumerera soo.
Tateguru Tasvu,Mwari neVadzimu vakuitirei zvinogara zvakadaro.Robert Tapfumaneyi may the Good Lord grant u a Good for ever Life young man.Moyo wako wakanaka mpfana.God Bless.
Makorokoto Chenai Mwari vakuwanira nyasha .wasvika pa jorodhani apo unoyambuka apo hama yangu Tateguru Tasvu svikiro guru remuZimbabwe.
Kwete varoyi avo vanogona kungoisa kubvisa vokoniwa
Hautore futi murume wemunhu
Ngavatorerwe tsamba dzeurapi vaniroya vasingagoni kuroyonora kungoda mombe musingasununguri zvamakasunga
Azofa musikana uyu
Kkkkkk jorodhani kudiiko iye akafa
Vanhuweee tisafira mudzimba nekushaya mari handei kuna mkoma Robert vanotisvitsira kuvabatsiri
Unovabata cy mukoma Robert ndokumbiravo number yavo ndizive
Thank u Robbie uko atopona manda kumhondoro chaiyo
Mukomana Robert senyika ye Zimbabwe tinokutendai chaizvo❤❤❤❤❤❤
Mwari vanokuda Chenai
Mwari uzovarumbidza mwanasikana ubve wasiya sevanhu rume vane vakadzi vavo
Matendo mkoma Robert naTateguru Tasvu Ngazviende mberi
Ubve wasiyana nevarume vevanhu gezwa na sekuru Tasvu mhanza uivhurike uwanewo wako asina mukadzi mupfuwe huku muchiita madomasi nemiriwo❤ movhura chimusika chesadza. Musarwire murume umwe anonyura nazvo izvi
Thank you Sekuru Tasvu nerubatsiro rwamopa vari kusangana nematambudziko muri Svikiro rine moyo wamwari akaitazvidai alatadza kusinungura
Thank you mkoma Robert maendesa Chennai kwasekuru Tasvu
Thank you so much mukoma Robbie n sekuru Tasvu.baba Chenai may u live long mune rudo nemwana sikana wenyu
Right person uko zvoita Wena usanyeperwa Tasvu ma1
Ashaya chenai uye
Akafa wani Chenai wacho
Mjolo surrender 🙌🙌🙌 cChenai tenda vabereki vako vane rudo.thank you so much Mukoma Robert masunungurisa vazhinji mwari akukomboreri achengete nekuvhumbamira mhuri yenyu.. thank you tateguru Tasvu
Thank you so much mkoma Robert.....Tateguru tokutendai chaizvo....musikana anga atambura uyu 😢😢😢😢😢
Vangu cangataure zvawo zvawangade kutaura nezvasekuru Tasvu asi ini Dare rawo rinondigonera, basa mberi Nyamasvisva 👏👏👏
Mbira group took me back to Mbira dzenharira❤❤
Uuuuu nyika yakatakura kurema chokwadi , vauya kuchiororo sekuru Tasvi ,thanx Robert ndakadzidza newe
Well done Mukoma Robert mwari awedzere pese pamunotapudza muchiisa peturu kutambira vane matambudziko may your family never lack anything moyo wenyu wakakomborerwa tichitenda 1:22 sekuru Tasvu one murapi asina basa nemari anobatsira munhu wese despite their back ground wish you a speedy recovery recovery chenai you are in the right hands
Thank you sekuru Tasvu and mkoma Robert itirwai Nyasha 🙏😘
Thank you mkoma Rob's nokuendesa chenai kwa tasvu mutunga dzose
Thank you mukoma Robert sekuru tasvu nebasa ramurikuita rambayi makadaro
Mwari wakuitirei nyasha mukoma Robert 😢😢thank you so much
Thank you Sekuru Tasvu for helping this young woman. I hope Bernard wacho anobatsirwawo kubvisa rukawo paari. Otherwise anopedza vana vevanhu. Mai Sacha nen’anga yavo ngavauye kudare ra Sekuru Tasvu vanyadziswe. Maitire avo haasi bhoo. Kuomesa mwoyo kutsumba kuti munhu afe chokwadi.
Hapana kana chinotombo nyadzisa....mai sasha nagogo tinoto vasapota heavy....pasi nemahure ese...mahure ngaafe 🎉🎉🎉🎉
Ndohurombwa manje wakapihwa Mai Sasha sefani sekuseka. Kurombera murume get away.
Mai Sacha I think she’s too naive to know that Bernard wacho anogona kuvasiya any time. Murume kana mukadzi anouya achienda. Chero ipapa I think he can up and go kana abviswa ushereketwa hwaakaitirwa.
@@maiyeukai9346 Oh yes! Varoyi havana nyadzi and havana mwoyo une vanhu. And it’s not mai Sacha chete. Pano vanongozvizivisa pasina avabvunza. Havasati😅
Mai Sasha gone ana gone wake hezvo ka wairamba kumunzira tsitsi rwumbuya urwu rwuchionererwa nemacamera hanti dai wakabvuma kupihwa shoma iyoyo wachizobhadharwa shoma neshoma zvaifamba here saka chawakagona kuramba shoma yaida kupihwa chii magonekwa chenai akubatsirwa for free manzwa butter
Mukoma Robert god bless you 🙏 kunewe mai Sasha moyo wako wakaoma uchasangana nazvo rimwe gore
Mukadzi nemurume vanoda kuzviita kunge vakangwara
Mai Sasha asanganazo already if you are cheating wife somebody husband respect the WIFE and shut your mouth up
Here ngarife mxm home wreckers
Thank you mkoma Robert nasekuru Tasvu Mwari vakuitirei zvakanaka
Mkoma Robert itirwai zvakanaka naShe muri mubatsiri wevanotambudzwa! Sekuru Tasvu tinotenda Mwari nemwoyochena wenyu wekubatsira vanotambura! Ichi chidzidzo kune vari kudanana nevarume vakaroora kana vakaroorwa ukaudzwa ibva vasiyana nazvo!
Tateguru Tasvuu ndinotenda nekugashira hanzvadzi yedu Chennai nyaya yake yagadzirika ndipo patsime wose vakaroiwa vanoshanditswa nezvikwambo munooronora Mukanya Robert makanyanya many thanks
Love Tasvu that's it ...and Robert journalism
Pakurohwa mbira dzedu chaidzo isu madhara this is good ❤
Anywhere Chenai atopora so.
This is my number one Sekuru at heart. Whenever I see him I get healed spiritually! Thank you so much brother Robs for choosing Sekuru Tasvu and not wasting time for Chennai, her life was at stake. Long live Teteguru Tasvu Mukunda Vharoi! And thank you so much for taking her in Sekuru! ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️
Sekuru. Tasvu ndizvo keep the good work sekuru and. Mukomana. Robert. Mwari vakuitireyi zvakanaka
@@monkeyplayvr Exactly 👍🏽 Shuwa and he deserves a great trophy 🏆
team iri roda kusiiwa rakadaro shem rinotuka nekuthretener vachibhuma neshungurudza vamwe vakadzi
O@monkeyplayvr
@@MercyChirambaiTeam ripi?
Thank you bro Robert rudo rwenyu rwakakoshera nyika yose 🙏🙏🙏
Yiiii thank God you mkoma Robertson you are our blessed to our nation may God bless you
Ukanyatsoterera mbira inonzwa kamwe kakudakadzwa so.Thanks ana gwenyambira
Thank you so much mkoma Robert for helping this girl
Thank you mukoma Robert mwari vakuitireyi zvakanaka .maisa Chenai to the right person mai Sasha muroyi chaiye
Mai Sasha muroyi asina pfungwa murume wenyubkunyenga haaregi believe me
Chenai imaradzi zimuroyi remhunu amama
N,anga yake inogona kungoroya haigoni kuombonora .vamwe vakagadzira vanoombonora wani ivo voting vanoda mombe gumi dzinobvepi nhaimi kkkkkkkkkkkkk yooooooo batsirwa zvako chenai zvinopera izvo tione kuti mombe dzacho vachadzinongepi.
Thank you mukoma Robert nekubatsira murandakadzi uyu
Mkoma Robert maita basa guru chairo Chenai ari kurwadziwa kwete zvekutamba. Ndichipawo matendo makuru kuna Tateguru Tasvu nekutambira mhuri iyo zvakaoma kudaro. Chengetwai na Mwari nevari nyikadzimu basa rekusunungura ruzhinji rienderere mberi. Kunana gwenyambira aiwa tinoisa makwa❤ vanoridza zvinopinda mumongo chaimo. Ukaona usingagutsurire pachiridzwa soo rinenge riri shavi remamuka chairo . Endererai mberi nekuita zvakanaka
Ndatidza mururu pandawona kuti Sekuru venyika. SekuruTasvu vapindira. Atopona Chenai💃💃💃💃💃
Haa zvakaoma. Better ane vabereki. Vamwe vakadzi soo ka 🙌🏽🙌🏽!
Our best journalists of the year 🎉🎉🎉
Thanks mukoma Robert batsirai makatumwa kobatsira
Thank u mkoma Robert nekuendesa Chenai kwatateguru
Thanks mukoma Robert chikwambo chebasa
Magona zvose Tasvu the great I salute
Thanks mkoma Robert,mamuendesa kutsime reruponeso ,iwewe chenai usvipe pasi kutuka vakadzi vevanhu kana uchirara nevarume vavo mkana uyu wawana ushandise kwazvo next time unofa
Haa munhu arwadziwa long time uyu ,been following nyaya yake kubva pekutanga mmmm zvakaoma
Ngaafe
😮yoweeee
@@maiyeukai9346 kkkkkk taura hako kanonyepa kamwana aka aitoganzira Mai sasha zvake apa achitozviziva kut mrume anemkadzi
😮
Uuum vanhu musashuwire kufa kwemunhu nekuti atadza isusu vanhu mwari chaiye akatisika tinomutadzira kangani asi anotiregerera wani dai mwari aiti munhu wese atadza ourayiwa na mwari dai munyika muno musisina vanhu
Kune n'anga dzinogona kurota badzi dzisingagoni kuroyonora better kuenda kwana tasvu ka 1
Semunhu akamuroya ahachagone kuroyonora
Sekuru Tasvu mwariii vakuitirey zvakanaka murambe makadaro ❤❤❤❤
Ndoda kungoti thank you mkma Robert
Well done sekuru tasvu makatumwa najehova kuzoshandira vanhu
Yeeeeee chenai wawanirwa Nyasha thank you sekuru Tasvu ❤❤❤❤
Thank you Mukanya for the job weldone maendesa munhu kwasekuru Tasvu
Mbira team zvazvinhu salute 🫡
Ndaisa maoko mkoma Robert Mwari vakuitirei zvishuvo zvemoyo nekubatsira Chenai🎉🎉🎉🎉 enyu mkoma
Thumb up to the man who is taking the role of clapping hands sound good alongside mbira nehosho
Baba komborerai baba vakumira nemwana wavo from day 1
Tinemu mkoma Robert waiting for part 3
Thanks sekuru Tasvu Nebasa guru
Haa mukoma Robert mune basa chokwadi ❤❤❤
Thanks mukoma Robbie na sekuru nyasha dziwande
Thank you mukoma Robert for saving Chenai 's life
I can’t wait to see Chenai apora
Thank you mkoma Robbie.
Na Sekuru Tasvu Dambudziko rako rinopera usacheme Chenai akakugadzira achachemawo don't worry sisi wangu unotosimba ukazviwanira wako wega murume.Ndokumbirawo Sekuru mudzosere azvimbewo
Mkoma Robert aah ndashaya mashoko ekutenda..makatumwa
Ndarwadxiwa chenai hako nyaya yako inorwadza zvikuru vanhu vangataure zvavanoda hapana asingatadzi pasipano mwana wangu akafa ane 3 years akazvimba dumbu vanhu vanemoyo mukukutu pasi panoyese pain yekusarara aisa rara mwana mucheche kusvika pakufa nedumburake may her soul r i p you to rip😢😢
Thank you mukoma Robert maendesa munhu keasekru Tasvu vapora Chenai sekuru Tasvu mwari vakuitirei zvi dhafu dhafu
Ndafara chenai aenda kwa sekuru tasvu ❤❤
Siyabonga Robert umsebenzi owezayo siyabonga
Saka Chenai akazofa sei kana sekuru ava wakaita basa
Inga vakataura dare richitqnga kuti arikufa uyu,
Inga zvakaoma chokwadi
Inga vakati vanogona kumubatsira but amana bho here kufira murume
Haywa tasvu ndicha muone kugona kwake akafa chenai sei
Tasvu apa akaremerwa.
Tsime reruponiso sekuru Tasvu Mwari ari mubatsiri
Thank you tateguru Tasvu na mkoma Robert
Thanks mukoma robert
Thank u mbira grp mandifungisa kuNorton kwaasekuru mushore
Sekuru is always the best answer
Ana Gwenyambira awa wanogona keep it up boys looking smart
Yes vangona dai vaisa nziyo dzavo paSpotify uye paUA-cam too.
More people we should go back to our roots! Zvatakapiwa naMwari
Wapora Chennai once waona mukoma Robert unenge wapora
Tinokutendai zvakanyanya nemabasa amunoita mukoma Robert na sekuru venyika Tasvu 🙏🙏
Nope Kuna papa chanai
Kuna gogo mahumbwe chaiwo chitarisai dare iro Tasvu ka1
Thank you so much Robert ukubata basa
Mukoma Robert u're the best, ndafara zvangu masunungura Chenai mbiri kuna Jesu, mai Sasha u're so wicked haunzwi kutya here uchiona zvakadai even murume ari wako wakaoma moyo u're very wicked women
Very painful,thank You bro Rob
I have been following almost all the media platforms broadcasting different traditional healers I have no doubt that Sekuru Tasvu is uncompairable he is number 1 all others follows far back behind
You can say that again
Mukoma Robert makaita basa kubatsira mweya waChenai. Sekuru na gogo Tasvu tinotenda nebasa guru ramunobata,siku nesikati. Chenai can also benefit from ascitic tapping and diuretics to relief the fluid overload .I pray that the fluid removal with the traditional medicine wont be too rapid.Vanhu ngatirege kuroya vamwe.Thats pure evil zvakaitwa namai Sacha.
Ndasvika ndawe mumatare asekuru manje chinunurwa chenai wasvika kwaTasvurai
Ssekuru Tasvu itai back to sender kuna mai Sasha
Nope kuna papa Chennai kkkkk if a man is cheating we go through a lot people of God from a man and side dish
Sorry back to sender Kuna papa Sasha
Panoiswa vakadzi rukawo munodii kutaura zveback to sender