Ndakadyisa Murume, NHasi Mushonga Wapanduka, Ndinopika NeNyoka Yangu Sekuru Kanengo Ndibatsirei
Вставка
- Опубліковано 20 вер 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Muroyi mukamunzwa achitaura unoti huroyi haana Muroyi uyu
Kana usati waonana nazvoooo anoita semanyepo
gogo varikuramba avo havasi kuzviziva. mupfuhwira trikungodyiswa tose tose.
HUNHERERA HWAKAOMA MUNOITWA YESE YESE NANAMUSARA PAVANA 😢
Kanengo arikubira vanhu. Anotii 300 yedare but after anobva akuti pakudiwa mazimari akawanda zvekuti vazhinji havaikwanise. Becareful this guy haasi pachokwadi.Robert uyu anobetseredza kuti zviite kunge zvinechokwadi. Muchaona kwazvichasvika
Kana usina. Dambudziko mumba menyu kana kuroiwa kana ngozi zvese izvi unozviti zvese izvii kunyepa😢😢😢
Ini hangu ndinoona sokunge mbuya vaa kungombunyikidzwa kuti vabvume ivo vasiri muroyi. Saka zvinoreva kuti madzimai mazhinji vanoroyaka. Although I don't personally believe mukudyisa but I know kuti vanhu vanozviita but hazvirevi kuti munhu anobva atomuka kuita muroyi. If that is the case hapana munhu anofanira kuenda kun'anga kana kubata mushonga nokuti yese inopanduka. Ndomaonero yangu
Paita kakumbunyikadzana zveshuwa
Murikutaura nonsense, pamwe Mai vako vanotoroyao futi newer wacho
U talk like that because hausiriwe urikutambudzwa nekagogo ako
Nyaya iyi haina kuperera apa, they are going to be killed those kids
Ipapo ichokwadi chaicho .nekuti .vanhu tinofamba tichida rubatsiro .kwete tichida kuroya vanhu .
Asi washandirwa kudaro ukamubvunza mubatsiri anokuudza kuti wangu mushonga wakanaka .handirombese .
But as time does on .ukafambazve wonzizve wakabata mushonga wakaipa
Unoroya .haaa zvakaoma veduwe .unoshaya kuti wotizirepi apa tichitambudziwa zvakare nevaroi
Sekuru ndaseka hanzi tanga wauya nezvinhu zvako wozonwa mushonga ufe 😢😢😢
Munonyepera chembere iyi. Mupfuwira hausi huroyi
Kana makadyisa murume hanty makatodyisa murume here mushonga wacho ukatoperazve ahhhh gogo varikunyepa
The day ramakaita a huge mistake gogo nderamakanotsvaga mushonga wekudyisa murume kun'anga, hapana chinhu chinoitwa nen'anga chinopera mushe, n'anga dzose idzi dzinotorombesa inhema dziya kunzi Kanengo,Tasvu etc varipo pakungoparadza hurombwa nehuroyi, ukazvitarisa vose vari kunzi tavabvisa huroyi life yavo yatove a mess-up.
Muu mushonga wekudyisa murume hauunzi nyoka nezizi inhema
Robert usadaro amai wevamwe..Wako amai wakanzwaro unofara here unuhutsinye
Amai vari kubvuma saka vambunyikidzwa papi
Kanengo handimupihwe mushe ini. Pamwe ndiniwo hangu but ummm I doubt hurapi hwake.
Tinomboziva hr humwe hurwere hakusi kuroiwa. Hakusi kwese kurwara kwekuroiwa, plus pamwe vavakidzani varikushinhira mhuri iyi, musapa gogo pressure plz vachazviuraya musadaro sekuru kana munhu achiramba ingoitai zvokut vanhu vabatsirike. Imi vana plz musadaro mom siyai mubatsirwe
Mbuya ava ngavauye kwamiracle paul vasiyane naanagodobori vanonyepa
Kkkkkk gogo on the other side itsotsi vakumhanyira kt ndozviuraya ivo vachiziva nyaya dzavo. Mheno tione kwazvinogumira
Yaa chembere irikunyeperwa zve sure. Zvakaoma hazvo. Ukangokura hanzi ndiwe muroi
She is innocent
Ndinopika nenyoka yangu
Ndivo mai vaye vairamba. Hanzvanzi yaMapfumo
Yes l know this family l stay very close with this family
Musashungurudza machembere aya veduwe
Hanz sekuru mogona kutinyebera kkkk Robert wakanyanya
Muroora nyarara mose murivatorwa,avo ndivamwene vakafanana namai vako vekubereka.saka hasha dzako ngadziite shoma
Chandifadza ndechekut vatenda zvavo zvinhu zvavo...vana ndizvo zvinoita upenyu varegererei vakaita nekusaziva
Apa wakanaka sei k face regai wanongedzerwe wo😂😂😂😂😂😂😂
There is a lot of abuse nen'anga idzi people are taking advantage including media mave kuita Mari. The law must protect people
Urikuda kuti varoyi vaite zvavanoda here ?
Mwana weMuroi uyo 😂😂
Taura hako
If you see you believe
Ah unotopenga vauya Vega kwasekuru kaNengo vadaidzwa hre ... plus pasinehuroyi mhani
Apa pandirambira hangu mai ava varikunyepegwa
Aaa muroyi haabvume vakomana ndatenda hangu unonzwa ndakaisirwa ndisingazive
Chembere irikunyeperwa, hazvina kunaka.
😂
Vanana Mai vanotidyairira sometimes unondiroya apa wakundondithretena on top of your pain u are causing Mwari ngambochinja mutemo uyu wekuti Mai havatukwe
Vari kuva nyebera mbuya ava veduwe pamwe vanoto shandiswawo kumbunyikidza munhu kudaro
Mupfuhwira unosanduka kuita huroyi hr, I know Mupfuhwira wakashata bt ungabva wasanduka zvakadaro hr. Sekuru taurai chokwadi natsai kupatsanura huroyi hwagogo
So does this mean Kuti korobela inopanduka in the stomach?
Nyoka irikupika gogo ndeipiko. Pamwe chokwadi gogo havazvizive
Always when you are old they call you Witch
8:18 zvemumabhawa shuwa mbuya weku Malawi,,,
Ngaende kwaTasvu asandudzwe ka 1,anouta mushe
Iyi idzokororo ka Robert, ko part 2 yacho yakazouya here. Vakazouya nazvo here. Ti update wo ka ipapo
Mamwe ma comments unotowona kuti same whatsapp grp ,vanhu varimutambura mumamisha umu.Ngavango cheneswa mhuri yogata zvaka naka.
Ukanzwa munhu anopikisa izviii obvious ane zvake zvinoto netsa dzinza
I don't trust this kanengoni mbuya ava she is innocent varikumbunyikidzwa
Muroi chinhu chaive munhu chikapandukira Mwari
Mbiya Ava muroyi chaiye vadakuchkisa vanhu kuti vanozviuraya
Huroyi zvahwo apa ndawona pazoda kuripwa Amai nyangwe ukatoona vachihura hautenderwi kuvati hure zviripo pachivanhu chedu
Vanhu varimuno munyika ngwarai ndapota munovenganiswa nevanhu ava vokubirai mari .ndaitomboona kunge chokwadi but ummmm
Saka zvekudyisa murume ndozvakaunza zizi kudyisa munhu kunoita kuti uvenemazizi
Why pushing gogo into the wall.
ZIMUROYI reku nyepa iri nxcaaaaaaa
Pliz guys munyatsonzvera mashoko agogo pavati she is going to drink the poison vofa zvavo, and mazera iyaya havataure zvekurota 1 day she is going to drink the poison.
Why vachingotaura zvekuzviuraya mbuya ava vakambobuda last time muroi
Team iri aribvumivanongoti andina kuziva kuti ndopachichasvika ndostatement ravo vanhu ava ivo vachiziva chokwadi
Ndinopika nenyoka yangu 😂😂😂
Still watching
Ini Zimbabwe 🇿🇼 yandikona nehuroi uku Ishmael mupostoru aita mashurawo ku Nyabhira
Haaa Bva tichapera kuita mazizi kkkk
Gogo vamwari vambunyikidzwa coz vanyatfotsanangura loud and clear kuti vakadyisa murume i think kudyisa munhu love potion, kutoisa mushonga muchikafu murume odya zvoshanda zvave mudumbu so how come uchinzi wapanduka wave huroyi?
Ko kana vachiti ndinopika nenyoka yangu zvinorevei
Kkkkkk 🙌 🤔 surrender abaloyi abavumi masinya
Kanengo anonyepa uyuu
Mukoma Robert are you from Hwedza?
Muroora nyarara nda amai
Ngenyi varoyi vese always look weird....peno havanotsotaridzike normal normal so, kunga kunyangara nyangara, kunga zvipuka puka so...indaa
😂😂😂😂 hanzi ndopika nenyoka yangu irikumusaana 😂😂
Kkkk imi vamatakanure ka moda munhu afe neBP here aaa ndaseka hancu kokuzoita nharo ivo vachiziva zvikuitika
Waiting zvangu
Shem kuda havana chavainacho zvakuda girazi
Mkoma Robert mamuka sei ? Muudze SHIRI avo ihama yangu 😅😅😅
Saka kana urimuroyi vana vongobvuma nekuti wasara urimai muroyi satan
Varoyi ngavafe tizorore purizi😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkk Mai havadi nehuroyi ava😂
Face yamainini yakarema yoo
Kana zvapera zvose vana muripe amai venyu movakumbira ruregero zviri pamutemo vokusunungurai
Kkkkk why varoi vachingoti ndakaiswa mhepo iyoyo handizviziye kkkkkkkk imika
😂😂😂