Murume Akaromba, 3 Years Asingarare PaBed Now Takatiza Dzimba Dzedu 2 Takuroja, Nyoka Hadzipere Pano
Вставка
- Опубліковано 20 тра 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/KK2BOjfTaBD3xQHnIxkOGY
Mukoma robert Sisi ngavaende kwa sekuru tasvu, vari in pain, Tasvu ndiye wega anogana kuti baba avo vauye vega nenyoka yavo
@@KeithsTechCorner2024 I agree with you 💯
@@KeithsTechCorner2024haa type yacho hayibvumi
😢😢🎉😅😂😂😢😢😢😢😢😢🎉😢😢😊❤😢😢❤😢😢😢😂😢😅😂😢😢😅😢😢😂😢😅😂😢😢😢😢😢😢@@KeithsTechCorner2024
😂😢❤
Lesson: Usachiva upenyu hwevamwe you don't know what they are going through or how they are getting their money.
Hemeni iyoyo
Amen
Cheziya rako ndiwo musimboti wehupenyu
Ini handichivi ndakaona zvakawanda chero marriage chaiyo handichivi chii ichochi munhu unogara nemurume akaromba nekuda murume ummmm zvivindi zvacho
Taurai henyu chero kubasa kwangu zviriko murungu wangu ane mazimari nemota dzinotyisa but kurara vese havarare vese, havataudzane mumba imomo murume anotaura nevana vake chete hanzi it's now 4years vasingataudzane hanzi nemkadzi wacho ukabvunza chinhu chiri serious murume wacho anongodaira kuti umh haashame muromo kkkkk zvakaoma chakafukidza dzimba matenga.
Mukoma Robert thanks nemukomana uyu akugona basa unonyatso nzwisisi haavhiringidzi mutsananguri
Ichokwadi ichi, well done my brother
Ichokwadi ichocho anogona
Anogona kubvunza well done
Haaa journalist uyu kuseri
Yes anogona basa mukomana
Sisi Tilder can learn a lot from this guy, he doesn't interrupt unnecessarily. Well done Mr 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Thank you
It's different from tete Tilder, tete Tilder has limited time that is why she interrupt
@@queenmpofu2638and Frank has the whole day????
@@queenmpofu2638With limited time you don't ask interruptive and repetitive questions. Anogona kukudzokoredzesa Zita rako more than 3 times ago. Chokwadi ngaadzidze
@@robertapfumaneyi😂😂😂
Mukomana uyu anogona ku interviewer well done young man
Thank you so much for your support we appreciate you
This guy has shown maturity and professionalism in his job well done.
Thank you do much we appreciate you❤
Aiwa mukomana anogona apa shona yemandorokwati chaiyo
@@kudzisvosve2296kwete yemandiriri here😂
Musakanganwe kuisa like vanhu vaMwari 🎉🎉🎉🎉
Dzakaromba idzo hapararike pamba ipapo achatanga kuuraya vanhu zvake Run for ur life my sister
She doesn't want to leave her children. Midzimu yemukadzi uyo inomira Havana zvaanoitwa. Murume ndiye akutotya simba redzimu rakanaka riri pana mai avo. Nekuueaya kwavaiita nyoka uku wanganui vakafa. Zviripana mai zvakavachengetedza zvekuromba kwababa kuchauraya muridzi.
Kuromba kana kusaromba this man is a coward. Akabvisa mhuri yake pamusha wavo kuvaendesa kuchiroja kuitira kumu dumper ikoko.. . Ndozvaaita kumusiya kuChadcombe.... kwakuchinja ma keys ekuRuwa....what cowardice act. Mai ava ngavafambire nyaya yekudzoserwa mumba mavo iye wogara hake kubasa kwake.
Isu woo madzimai anaamwene, tete, mbuya, mainini or maiguru tine problem. Illtreating mumwe mukadzi anenge iwe WHY. Munogamuchira vana veumwe mukadzi iye asingazive WHY iwe vako unavo mumba imomo. Vakadzi we are wrong. Dzorai hama yenyu isatorere mudzimai vana vake. Kwete kufara nezviito zvehama yenyu iye aru wrong.
Mai Chuma fambirai vana venyu nemba yenyu musati maita zvenyoka izvo.
Get help from organisations like Women Lawyers organisations, Musasa organisation. Se spouse yake he is obliged kukuchengetai kwete zvake zvokukusiirai 5 dlrs...kutsvinya chaiko.
Fambirai nyaya iyi kuma Lawyer epachena varimo muHarare. They will help you. Inyangwe kurikurambwa he must do it decently.
Hapasikuda lawyer apa parikuda kubatsirwa spiritually, apa zvinhu zvinhu zvakabatwa ndozvirikuda kubatwa chete apo dzimba dziripo but dzimba dzakatengwa nemari yemushonga Saka parikuda kushandirwa first, kana hupfumi hwacho huchiparara ngauhuparare vane vari safe ,
Shame, zvinorwadza
Endai kwaProphet Miracle Paul, zvinopera
Prophet Miracle ndiwo mupedza chose
Prophet Paul, ndinovatemba hangu
Aaaaa mdirei kudaro amai avo vari kushupikira vana vavo movati vaende kwaMiracle Paul makambokuenda here. Iye ndo MBAVHA pane vose kana muchiti ndanyepa endai kuma1:1 kwake imimi mozoudza vamwe chokwadi
@@ttfam8742 Prophet vakati anouya ku one on one akasabatsirika muroyi,pfambi or mhondi
@@ttfam8742 kusaziva henyu unenge uchiona zvavano ita palive wofunga kuti vanopedza ma sports ese
Sad, ini ndiri kuona dambudziko re marriage, murume haachade mukadzi uyu, he is trying to isolate, her mai Chuma is now a loner, kana vana havasina hanya namai, Second is kubata bata kwa baba, vaviri ava vatadza kuumba chinhu chimwe chete, Third mai Tshuma vave ne depression saka in the eyes of the husband vave kurwara ne brain, vanoda counselling. Kunyange munhu akarwara ne brain, vana vake vanofanira kuve ma supporters ake, kunyimwa key yekumba kutodzingwa soflty, iwe Tshuma usadero
Baba vakaromba period
Amai nekuda kufamba kwenyu ndinoona makachochorwa upenyu hwenyu nevabatsiri becarefull makaputsirwa imba netsananguro.im sorry she needs professional help. Hamuchagariki nemwi vanorarasei nemukadzi vanotaura so. This man realized kuti paita brain illness. But vakatadza pakuti he decided to handle responsibility yose vega. Before adressing mental health yemudzimai wake indai moonesana nemadzitezvara. Mama really needs help. I feel sry for her because she is at that stage yekuti hapana kana chavachanzwisisa as long changobva kumurume and his family. I think the family tetes are interfering for the good yevana. Shame. Hazvidi chiposotori. Science can help her.. Mhuri yenyu amai ngavapindire. For this long sei family yenyu amai isingambokutoreio. For a break. Aaaa zvakaoma izvi
You might be right but hurombwa huripo. Depression is caused by the way things are unfolding before her eyes. Imagine uchiuraya nyoka 3 or 4 paweek. Hasi mafunnies hama.
Ndinowirirana nepfungwa yekuti dai vambomira zvemapositori, vanoputsirwa imba, mapositori nderimwe department rekuromba, white cloth Satanists, ngavangonamatira murume. Ngavasapinza vamwe vanhu avo
Ah.... Kuti kudaro here. Imwe midzimu haidee zvisina basa. Baba ava vaida kuchekeresa mwana umwe chete manje midzimi yamai ava aidee izvozvo. Chimwe chinhu ndechekuti kana murume akada marii zvakanyanya idambudziko vanhu wee.
Haa Mwari nemidzimu yenyu yakasimba amai tendai Mwari Asi ndoziva kuti namkoma Robert mobetserwa
she is a prayer warrior
Asi chandinoziva ndechekuti mwari haangakupeyi meso nehuchenjeri agokusiyayi muri mega never, God is in it.
Endai kwasekuru tasvu zvinoreva kt family yese yakaromba
Mai chuma you are beautiful continue being strong unokunda my sister. Mwari anemi
Careful those kids will be made vakadzi vezvikwambo or him using vana as woman ♀️
This ladie is very brave and anoda musha wake asi kuti murume wake haadi kugadzira musha wake paite peace
Ummmm she is indeed . Shame. Midzimu yake yakasimba
Mukomana anogona uyu naEliza sando dzenyu
Waona zvandaonawo... mkomana uyu na Eliza #1
Asi type yemic yenyu iyo inorwadzisa maoko ,itai plan
Mic can be moved a bit further away from the mouth
Thank you so much we appreciate you❤
Imba yacho yamurikuti imba ndeyehurombwa apa chisvinu in real life amuna dzimba,batsirwai muve ne peace of mind
Miracle Paul ndo mboma amai zvinopera 1 minute kwete 2 minutes dzakatowandisa, pane vamwe tsano vakadhirikirwa nemughodhi apa akaromba achida kuchekeresa mwana wake , saka dzakapihwa madays kuti dzitendeuke dzikarega dzirikurova pasi, munhu anowira mugomba raakachere
Amen 🙌
Shem amai ava vavengwa nemurume nehama nenyaya yokuti varikuona zvese uye vanofumura kuvabatsiri kwavanoinda kwese uko saka vakutoonekwa semunhu angwarisa
Exactly mhuri yese inoziva hurombwa
True❤
Asi vane makaro wo ava Amai ava plus havadi kushanda vanoda kungopihwa vada kudzokera kuimba yakavakwa nemari dzenyoka. Vakuchema kuti handipiwe mari yehupfu chinovatadzisa kuzvishandira vake Pavo vega chii.
@@kwarummond77 ikodzero dzavo handiti ndivo Mai maid wokuchengeta vana zvese nepamusha harisi basa doko guys iyoyo Mari ngaavatambirise semusikna webasa
neRudo chairwo nemukadzi havachina ava
Mukoma ruoko runorwadza nekubata mic hamuna chistand here ❤❤❤
Kana kty munhu azvibatire oga
Ini i wish to know sey most of them havade kuti munhu azvibatire ega lol maybe ndobasa racho since vanenge vakagara
Zvakanakira kuti munhu asachemera pa 🎤
To those saying vakusimbirira imba n vakuti ngavashande vanehusimbe.......i just want to say yu will know how shez feeling and why she is doing that when you are in the same situation pindaiwo musame situation yakadai guys yu will look back n say mai ava is brave........i see a mother fighting for her kids
Taura hako hongu she never knew kuti paakaisawo ruoko achishanda achiti ndezvedu pakafambwa nemuroyi
Don't cry mai Tshuma. Varoorwa ivavo vaibika ma cake kudzimba dzavo varoya vese
Saka vatete vorega here kubikira mwana vehanzvadzi yavo bcz muroora haasi kinzwanana nehanzvadzo yavo. Let's be fair. Hanzvadzi haimbofa yaka taurira vamwe kuti ndakaromba. Vanenge vachito shandiswavo vaka putirwa nemushonga dzavo.
Brother Robs! I want to salute 🫡 you and give you excellence in hiring your journalists. You always hire the best, keep it up. And welcome my brother Frank to our great platform, continue doing a great job and don’t disappoint us, always team up with Elizabeth! You’re both the best. This case needs Tateguru Tasvu! Mogonavharoi pha last bus stop!
Thank you so much for your support we appreciate you
Mai unotomira nevana vako....nothing lasts like a mother s love ❤️ 😍 💖 ❣️ 💕 💘
Presenter is top notch....
Thank you so much for your support we appreciate you❤
Run to God my sister endai munoona Prophet Miracle Paul or Prophet T Freddy munobatsirika
Aah Freddy APA hazvikwanise
Miracle Paul is much better
yu are an author mudzimai yu are a great leader be strong mai chuma
Mai makachengetwa muchakunda
I can't wait to see mai ava vachibatsirwa kwaTasvu uye kufumurwa murume nehama dzake
Mai Chuma vangadai vakasiyana nemrume uyu asati aisa zvikwambo zvake pavana plssss dai makatiza nevana venyu marriage yakadai kugara mu coffin chaimo
Zvinoteverana neropa
The boy is doing well ❤ Thank you Robert
Thank you so much we appreciate you❤
Zvatodirwa jecha zveurombwa hwavo baba ava .zvinorwadza shuwa amai magona mazvifumura nokuti pfuma yokuromba haisi nhaka .yavakutotsakatika .
Zvatodhakwa kana zvasvika ku Zim Newsbeat.
Ummmm ini handimiri pakadai zvangu ndotiza iiiii
Thank yu News Beat TV ndiyo inonzi interview iyi. Ipa munhu time atsanangure zviri pa moyo pake usingamumhanyisi zvinomboitwa na tete vedu Tildah. Well done mwana wamai ne kuvhunza mibvunzo yakanaka uye ne kupa munhu time yekutsanangura
Thank you so much for your support we appreciate you
Amai baba Ava havachakudei asi pavana musaneta vanoshandiswa nezvikwambo zvababa Ava saka varikukurwisanisai nevana vanatete avo batai murove 1 by 1 vazive nzvimbo yavo mapenzi evanhu chaiwo
Yeah vana tete vanoda kurohwa chaiko coz ivo ndivana maiwo,vana vavo vakaitwa izvozvo vanofara here.Ndoona sekuti naivowo varikuto shandisa vana ava.
Otherwise vakutovatiwawo nababa vana ava
@tsitsimutombo221 25:07 6
😂😂😂😂😂😂kuseka nhamo serugare shuwa vanoda kurohwa vese nxaaaa
Vakaipa baba ava endai kwasekuru Tasvu zvinopera izvi vakajaira
Mom ava she is so wrong but in deèp pain....hugs for you dear sster..... Mkoma Rob tinozviziva kuti muchavatsvagira rubatsiro❤❤❤❤❤❤
This goung man is intelligent like mkoma Robert,pane muvhunzo.waavhunza amai hanzi hamuna here kugara pedo nesnakepart pamwe nyoka ndokwadzirikubva,welldon .
Thank you so much for your support we appreciate you❤
Mukadzi wechokwadi Mapudzi anovira kusina hari . Mwari nevadzimu mukai ,mhanyayi chose mubatsire Mwana wenyu matatambudziko apere mumusimbise.
Madzibaba makadii.vakadii madzimai nevana
@@rumbidzaimusengezi5860 ndakana kuriseiwo
@@rumbidzaimusengezi5860 heavy makadii
I chokwadi
This young man is going to be a good journalist well done👏🏾👏🏾
You can say that again. His questions are sport on.
Amai makashinga asi denga rine nyasha muchamberera zvenyu
May the Lord God open ways that you will be able to provide for your kids , keep on praying 🙏. God will never abandon you. Talking from experience as a single mother
My brother Wesere good work and My sis Nyaguyo keep going good work 👏
Thank you so much we appreciate you❤
Mazirombe anoromba anondirwadza moyo kusvika kumongo chaiko! Tatambura nawo maziroyi asingade kushanda cheziya anoda kudya zveropa seshumba! Mwari ngaafumure vose vakaromba zvivadzokere kwete kushungurudza isu tisina mishonga yatakabata. May God bless this woman with more life
Be strong mhamha you are almost there
Chibba che interview chino deserver mukombe 🎉🎉
The guy is good....keep it up
Great job! The interviewer was really good.
Thank you
This a painful story ever be strong ndarwadziwa mufunge ko vemutemo havakwanise kubatsira here kuti imba dzacho dzi sharewe mowana pekugara keep on Praying God will rescue you
Zim news beat has the best journalists. The apples are falling very close to the 🌳
Thank you so much for the support we appreciate you❤
Well done mkomana uri kugona basa keep up the good work
Hmmmm job well done journalist
Best interviewer sando dzako hanzvadzi unoziva basa rako.
Thank you so much we appreciate you
Baba vakaromba, kuuya kwe nyoka uko kuri normal here.
Zvekuromba izvi siyanai nazvo. The disadvantages outweighs benefits by far.
The interviewer is on point.good job
Im truly hurt ufunge, hugs dear🙏
my guy wakasimba nzvimbo yako ku heroes itoriko kare
I'm crying with you Mai Chuma. Sad!
Frank hanzvadzi ur handsome bro
Thank you so much we appreciate you❤
Irrelevant pamunhu ari kuchema.
Guy u’re so composed n u’ve a journalist’s voice. Keep it up.
Thank you so much for your support we appreciate you❤
Muchiri kuchema zvichiri bhoo. Hazvisati zvadzika. Zvika dzika dzika hamucheme. Hupenyu zvaka oma. Asi hazvichemiwe izvi.. muchiri bhoo mhai. Itoitai strong kuti mugone kukunda. Shungu dzinovharira kuti mweya mutsvene asaku batsire.regedzai Shungu.. muku chemera zvinhu zvehurombwa chokwadi. Zvehurombwa sarai nezvamaka piwa nehurombwa zvese siyanai nazvo. Literally speaking hamuna chamuinacho zvese it is belongs kuhurombwa
This lady is deep pain 💔
Mukadzi uyo haaana kumbobuda achiti mwana aiona nyoka ere
Interviewer, brilliant. Well done 👏
Thank you so much for the support❤
My advice is spiritual covering has no distance. Let her continue to pray and break the power of Satan. Let her declare the power of the enemy will not work on her children. She must continue in prayer and extend the covering upon her children and husband. One day the husband will meet God if she prays. She must rise and do great work for the family. Great work in prayer in serving God like Hannah, Lord if you give me a child he will serve you. She has to do something for God. Nothing will stand against the great commission. Satan is frustrating her to join them. She must rise against the enemy and render powerless the works of darkness! She needs employment to take care of the children, because even the courts will give custody to who is capable. If she's employed she can make a plan for the family especially if children are below 18years
You are a strong women trust me .
Keep on praying Soko.Go kuvanhu veMweya.
Nyaya inosuwisa kwazvo asi ndafara mutapi wenhau top notch
Zvakaoma baba ava ngavasiye vana namai mavo ngavaende kwasekuru Tasvu kana kwasekuru Kanengo
Carry on nekunamata PaMabvi usabva Jesu unosunungura
Chakafukidza dzimba matenga zvokwadi 😢😢
Zvichanaka mkoma wangu 🫂🫂
This is so emotional.
Why can't she find a job instead of waiting on her husband
Basa vanaro ndofunga imba iyoyo yekuNorton pamwe ine ma lodger saka itoriwo income iyoyo. Vamwe varume are ok kuti munhu aite housewife vachimuchengeta nevana,mai vachichengeta musha but problem hongu you are right kuti dai vaine basa vaiwana chikafu .
Asika parizvino handifungi kuti nyaya yekuti vazvichengete ingava nyaya hombe asi nyaya hombe ndeyekuti vasunungurwe pazvinetswa izvi zvakabatwa nemurume wavo then vodzokera kumba, kana kuri kunzi ngaite divorce zvoitwa nekuti marriage yacho yatofa uye after this interview baba vacho vachatotsamwa worse zvavo .
Basa vanoriwana or kutengesa tengesawo ikoko kuZimre uye ku pamba pavo vachichengeta vana.
Mwari vabatsire vawane rubatsiro ,hanzi mbudzi kuzvarira pavanhu kuti ione kudzingirwa imbwa.
Lord have mercy
This woman is not stressed about money she is stressed spiritually, she needs deliverence
Mhuri iyi yaida kushandisa amai ava hurombwa hwavo asi mudzimu wavo wakaramba ndosaka vave kushandisa vana kuda kuvati varwadziwe dai mwana akubatsirai amai masunungurwa muhupenyu hwenyu😢 zvinopisa tsitsi shuwa
Yaaa chokwadi
This guy is excellent keep it up my guy
Thank you so much
Thanx bro
Endai Kuna Prophet Paul mwanangu
Endai kwa Prophet Miracle Paul my sister
Mukomana excellent work ❤❤
Ndinotenda thanks so much
She needs to divorce this guy and get custody of her children and sue for maintenance. Get help for herself and her children, leave him to his snakes. This woman has suffered long enough. Denying the mother of his children food, kahleni madoda.
But hazvitadzise vana kushandiswa nemushonga ka , she has kutofamba kuti vana vasunungurwe, akasiya imba yacho vana vanikura vari pamaone she has to stood like a mother, nekufamba kusvika zvinhu zvabatwa kana kuri kuti zvinhu zvavo zvorega kufamba , hazvina basa kana dzimba dzacho dzichinyura muzvikwambo ,hazvina basa as long vana vasununguka ,
First one to comment 😜😜 mudzimu wamai ava wakasimba unovaratidza zvakavanzika
True
Be strong mama umhhhh
yoh Mai vashungurudzika ava for a long time hope she'll get help
Hupenyu hwakaoma veduwee 💔ngavaende kwasekuru mukotsajera zvopera
Asi make chenab mhai and u are beautiful
Hembe yapresenter is giving m goosebumps
😅hameno Kuti vanhu vanotarisa here vachitenga
So sorry my sister. You are going through a lot 😢😢😢
Aayaaaa, dzimba idzi 🙌🙌
Musha wese wakaromba,mudzimu wenyu wakasimba amai
Tirikutambura mumisha umu guy's yhoooo Mwari pindirai
Arimuchoto mukadzi uyu kurambwa nevana kunorwadza
If I'm not mistaken vana 4 handi? Asi honzeri ndi baba. Zvinogwadza kurambiwa ne vana vawakazvara
Good job mkoma Frank❤Unogona kuinterviewer munhu welldone❤
Thank you so much we appreciate you❤
Vry sorry I feel yr pain zvinorwadza zvamuri kusangana nazvo
Yowe hembe yabrother is scary 😨
Nyaya iyi irwadza zvayo chero mozobata nyaya Mr Tapfumanei and team iyi nyaya iri pamberi ndatya hangu😊
Panhau yechikafu dai vawanirwa chekutengesa vawane chekudya vakamirira kubatsirwa
She's beautiful 😍
Excellent guy good questioning . Only necessary questions. But mkadz uyu is brave the way she kills nyoka ummm
Thank you so much God bless
Yaaaaa kunzima Lami yiyo impilo engayiphiliswa mnyeni wami ethatha abantwana ebahambise kunina kwaze kwagcina ntwana esiwa.ephuma esiphaleni wawela phandle waqhamuka isandla angizange ngitshelwe ngezwa ngabakhelwani
Zvakawoma izvi zvamadayi kuyenda Kwa Robert uko zvose bhoo
Ndarwadziwa hangu ini
endai kuUnit L kwa miracle paul munobatsirwa
Be strong my dear God have mercy for you