Just watching this episode and the first one, at the end it is so touching and I honestly put all the blames on the man.., (mukuwasha we Nando) And he’s the one who’s supposed to be charged heavily for the discrepancies he caused to this family. Love is blind and very painful, it doesn’t have mukuru ne mwanna, look at what mmai had to do to her child..??? Wow!
Remember that anyone who has this much power can either use it for good or evil. But those so called prophets are wolves in sheep’s clothing. These sekuru are at least are authentic
How do people plant these things? Nyaya yekatatu ne ma3some iyi yanetsa. Ndezveuroi. Kamfana aka kaneshave razo😅😅. Funny him calling his ex-wife "amai"😂😂. The daughter commanding her mother after snatching somebody's husband.
Asi zvakangooma mwana wacho dai upstairs yake yaitora mushe ayibva arambawo ungagara nemurume akambogara namai vako
Nyangwe vapera varume
Hamuna chinhu arikutosekerera kuti mutambo wakunyatsotsva
Haaaaa manje pfungwa dzacho izero kkkkkkk
I Saskm mwanayo
Yes hapana kumiramushe ipapo zvatondishamisawo
Tasvu and kanengo are the best indeed
As well as Nyangatayani, but Tasvu mukuru panewose
Tasvu haakwane same sentence neavo. Level raTasvu kwakure siyanai naye
Sekuru Tasvu vanovengwa nevaroyi nevarombi chete ,Aiwa vakubata Basa chairo ngavaenderere mberi nekuita murambatsvina,matendwa mhondoro👏👏
Is it not 1 person
Yu can say that 100 times
This guy's is so traumatized mukuwasha wacho could not believe it. Azvionera ega chokwadi. Sekuru thank you so much.
Zvakaoma
I support you
@19:57 apana chabuda hona vakuenda kuimba yehuswa murima ndomoitwa zvikiribidi manje....inhema idzi
@23:48 hona fiction dziya dzoitwa...uyu Sly media anobva anyepera kuzungaira ne camera 📸 achi mover mover...iye ovhara camera vokanda nduwe iyo
Mungandiudza kuti nduwe iyo yange iri mudhaga here imi...
Maiiwe.maiiwe
Yah pane nyaya kkk
Ndazvionawo hangu varambirei vachichera chinhu chiri mudhaka, vanhu vachamuka kwava kare havo. Takavaona vanhu vaichera chinhu kuzvika chaoneka chichiri mugomba imomo chozoburitswa kwete ngano idzo
@@wattyhoma7718 pachakandwa mudhakwa pavharwa vharwa nengundu kkkk
Kkkkk apa pent ndarionawo hangu robva rafushirwa nedhaka kkkkk
Katatu katatu thank you sekuru Tasvu and Slymedia motigonera
Sekuru Tasvu ndimi mega muchandiburitsa mudima mandiri.i believe kwamuri
Sekuru Tasvu to the world
Sekuru Tasvu ndabvuma hangu hapana zvekunyepa apa badza raoneka pachicherwa apo pakaoma
Iwe unoziva inonzi majick chenjera shamwari
Tinotenda nebasa ramuri kubata tateguru Tasvu. Thanks Slymedia
Sekuru thank you nekubatsira murikuita vanhu Totenda
If others can still get bad things from Moza nd uchiona kuipa kwazo kunevamwe why still going there.
Just watching this episode and the first one, at the end it is so touching and I honestly put all the blames on the man.., (mukuwasha we Nando) And he’s the one who’s supposed to be charged heavily for the discrepancies he caused to this family. Love is blind and very painful, it doesn’t have mukuru ne mwanna, look at what mmai had to do to her child..??? Wow!
Zvirinani ndiende Kure, ndinogara kure nehama😢.. Sango rinorema shuwa.
In love with the song
Muroyi dia anongotevera hko ..unotoshaya kt mwari aripi vachiita madire nesu kudai
Zvaita sei nhai Changamire...
@@avletterchinzukele3331 ini ndaona moto nehama dzangu veduwe, ndakatiza but husiku ndakarara vaneni, kutiza hakubetseri
@@femiamapiye1618 me too it’s my favourite
Ndanakirwa zvangu padare iri thanks sekuru Tasvu sunungura vana veZimbabwe
Sekuru Tasvu munopedza ma sports🔥🔥🔥🔥
Sekuru muripo munopedza masports
Iiii kana Mai vako vachikudai nekuda kwemurume kuzoti shamwari haaaa ndabho😭😭
Iwe ma1 trust nobody
amai watoribho mwana ndiye akatora mururme wamai
Munhu anoita simba chokwadi kuchera agarwa neshavi rekuroya uuumm Sekuru Tasvu tsvimbo musadzore tashungurudzwa nevanhu veukama ivava...
It's the makumbi waSekuru Tasvu in checked shirt 👕 🤣 his dance 🕺 it's from somewhere else 😂😂🙆🥰
Siyabonga slym na sekuru
Nhasi team yemumhanzi yakachena
Taura hako kkkkk wanema1 Tasvu attire kkkk
Zvekuti Malawi zviye ngazvipere, Moza ndaabhoo..
Please share adress yekwasekuru Tasvu timbosvikakooo pamwe mhuri yedu ingachenesawao tatambura isu
Sekuru you are the best😊
Sekuru Tasvu vakanyanya guys
Saka anoziva mai nemwana zvese🤨,vese dai vaisiyana nemurume uyu
Haaa,iyo Mozambique ndaisimudzira maoko 🙌🙌
Moza inotyisa wena..iri kusvibisa Zita reZimbabwe.
@@Gogoaggie2018 mufunge zvenyu asi i was so scared of Malawians
Inenharoooo
@@Gogoaggie2018 Mozambique- malawi uum number one pakuroya
Keep it up sekuru umm
Ko mvura yechutunda yaaka geseswa nemurume wake Atocheneswa here
Mmmm pasi pakaoma apa Kutsindira chaiko kwainge kwaita Mai ava vakarwadziwa shuwa vakatsamwa
Thumbs up Asekuru
Asi moza inevaroyi imi munoona zvazvinoitwa nevaroyi kurota brugwa imi 😢😢😢😢
Ko walemba part 2 how far
Hanzi ndikasangana newe kumakuva ndiri kukuuraya 😂😂😂😂😂😂
Aaah zviriko hre munyika yooh mishonga iripo
Asi Zvinorema munhu akuziva mai nemwana Ummmm.
Chokwadi aaaa hazviite veduwe....
Sekuru Tasvu rambanisai vanhu avo aaaa hazviite ba izvo
next time usatorera mai boy boy wavowanga watogadzirwa kufachaiko tenda one tasvu best doctor
Mungatoti katatu katatu moyo wambuya hausi kufara
Part 1 yacho ndeipi
Its the sekuru tasvu dance for me
Panhu pakaoma apo saka kachembere ako ndokakachera here
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vachera mudhaga and vakazonochitora mumba seyiko... How
Mubvana haataurise anotaura straight to the point
Asi sekuru Mai awo vakuru vanganzi murume vawo here kana Kuti mwana vawo kuitira mwana wevanhu utsinye zera racho bate Rege tsveee
Thank u TATEGURU mukugona kushongedza vakomana venyu ❤
Kkkkkkkkk kamuchinda kekudya Amai nemwana ako pfungwa yemakunakuna haichaperiba kkkkkkk
Keep it up sekuru
Awww dhudla anotamba
Kkkkkkkkk taura hako akamborangwa naKule akambonogara kuserikwecamera kkkkkk
Tasvu is the best
Ndokumbirawo nhamba yasekuru tasvi
Dai waifunga mwana waMai vangu ungadai wapedzakushandirwq then wosiya murume waamai vako.Bcs Mangwana hazvipere mushe Mukoma wangu
Mukoma Sly hanzi everyday
Dai vese vasiyana naye murume uyu
Kulee batsiraiwo Mai TT Mari yavo idzoke
Kkkkkkkkkkk
Please ndipeyi direction ndapota hama dzangu kunogara sekuru tasvu
sekuru tasvu l salute you batsirai vazukuru venyu
Murikubatsira nyika sekuru. Ndatenda hangu
❤❤❤❤
Maita sekuru Tasvo ndinokudawo kwangu _ murikubatsira nyika _
Ko kana sekuru Tasvu vachiti ndikasangana newe kumakuva ndinokuuraya varikuzama kti kudii let's hope hazvizoita sezvandunge mumakore anotevera
Remember that anyone who has this much power can either use it for good or evil. But those so called prophets are wolves in sheep’s clothing. These sekuru are at least are authentic
Ko Sekuru Tasvu ndichidawo kungoonekwa kuti zvese zviri right here neni moita here uye fee??
Siyabonga sekuru l you can come to Gwanda anda help me mey Lord bless you
Ehe he should come here kuGwanda
Protocol yaSekuru iyo anofanira kudzikisa body
Chokwadi zvako
Mkoma Robert ka mubvudzo yenyu aaaah 😀😀😀
Ndanyara zvangu😢
Sekuru Tasvu he iz handsome shoko
Ummm ndizvo zvamaona here ko kuona mabasa avarikubata
@@beatricemaidei109 shavi rinenge rabata pachivhitivhiti
Waiting sekuru
Apa amai vane 60 years I don't think so Kuti murume uyu akakwana
Uu hadzina kuita mushe ba
Mushoga
I wsh kumbosvikawo kwasekuru Tasvu
Dhafu iyo yatambawo nhasi 🤣
Pamazita munotumidza
@@davidnyabanga2862 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Munhu arikurova mazino evanhu muraini umu mwari ave naye
😂😂😂😂😂😂😂
Kant why abathakathi masebebanjiwe belamawala soo bakhuluma kungamelanga bekhulume or bayabe sebephaphene
Sekur munondigonera mazuva apfuura awo ndakarota chiti zcakuda sekur Tasvu zvisasarambe zvichienda mber ndichasanganawo nemi hr ini
Umuthi uyahlanyisa phela, yikuphambana ingqondo okwenza bakhulume none stop kkkkkkk
@@princesstee6483 kwaaaa uyangihlekisa gaz
Haaa zvinhu zvacho iye mukwasha wacho naambuya futi kusakwana
Sly watokanganwa MABIKA nguwayi
Tinotenda Sekuru Tasvu 1 chete mu Zimbabwe
Sekuru to the fullest
Kkkkk Robert hanzi everyday moda zvinhu kkkkkk
Kamba ako ndekugarisa huroyi here
but mushonga uyo hausiwo wakabatwa uina Patricia futi here uyo
Mash central pakuroya haa 100% Yoo!!
Uniform for me pliz kkķkk
Newform vaya rovanisa ma Kala acho
Panoonekwa chinhu hr apo
Murume uyo arikutaurisa iyewo akageza mukadzi mvura yechitunha wakamusunungurawo here
Kkkkkk three times a day and night
Kkkk apa ambhuya varipo
Pamperi na Tateguru TASVU...Itai basa sekuru...
Ko ivovarume vapera hr unosvika pakutora murume wamai
Chimurume chacho chipfupi,chikwambo
Amai vanotochena kukunda mwana kkkkkkk
Kkk ende futi 😜
Iye munhu akapfeka tshirt yebato zvakaoma
Anogochena nei akaremerwa nagarwe 🤣
Ichi hachisi chinhu chapatricia wekumozambique zvakafanana kunge vakatora kun'anga imwe
#TASVU #VEKUTASVURA
Hanzi nasekuru Tasvu ndikasangana newe kumakuva ndokuuraya🤣🤣
Tauya tiri kuona nekudzidza hedu
Hezvoo
Kkkkk Zvakaoma mkoma Robert nasekru Tasvu
kkkkk
Enge futika zvakaoma
Saka Mai havasikuraadziwa here
Face yavo pataurwa zve every varwadziwa
Mubvunzo wangu mbuya awa vakachera sei nguvai uye nei
Waal sekru Tasvu vanorova malabel
Varikubatsira.vana sekuru.tasvu
How do people plant these things? Nyaya yekatatu ne ma3some iyi yanetsa. Ndezveuroi. Kamfana aka kaneshave razo😅😅. Funny him calling his ex-wife "amai"😂😂. The daughter commanding her mother after snatching somebody's husband.
This man akatadza hake but he respect his wife .
Mwana uyu anenge anorwara nepfungwa
White clothes anonakidzwa hake hosho anorova futhi