Shuwa sly media makatangidza zvinhu panyaya yalivingston after maita interview namai vemwana... Rip Livingston headmaster wako is devil himself.... But mudzimu yako yaramba kuti utsakatike...
Let's pray for Patricia for a new life , she seems to be a good person and her aunt is the one who did this to her, it's very painful, she is also a victim
Its so painful but i really appreciate ur conclusions patricia in thanks giving to ur family and motor vehicle to sekuru tasvu .thanks my sister may god bless your reunion with the family.
Zvinoitika shz possesed..it takes a while for tht to leave..ishave rakananzva ropa haringoende...same as th interpreter its just not him talking...chivanhu chakaoma
Hats off to amai ve mhuri, your love is great, be blessed,
I can not believe kuti ndimainini mufunge. True love
Patricia ndokutenda zvangu nekusunungurawo hanzvadzi yako usabata zvakare mushonga unopedza hama
True love indeed, it can b very rear to have a relative like that..
sekuru 👏👏👏mmmm zvakaoma
Kind hearted Mother
Thank you a lot sekuru Tasvu you’re doing well ...
Patricia loves her hari, she can't let go. Wakautangirei musindo😂😂
Thank you Slaymedia please help mai Livingston to find him
Shuwa sly media makatangidza zvinhu panyaya yalivingston after maita interview namai vemwana... Rip Livingston headmaster wako is devil himself.... But mudzimu yako yaramba kuti utsakatike...
Hiii izvo zvinotyisa ndokumbiravo number ya Sekuru Tasvu hadzisi kuonekwa mushe pa screen
ichokwadi Dai Mai Va Livingston vabatsirwawo
sly media batsirai Mai Livingston
@@maimazangamazanga8242 hiiii # dziri pachena idzo wangu
Team Zim muvhazvirega henyu
Sekuru Tasvu nekoko
Tineshe Mugabe nekoko
Hakuna chakanaka
😂😂😂😂😂😂😂
Sekuru Tasvu is the best vanodonhedza musika 🙏 🍀 ☀️ ✨ 🙌.. Mukaona aiva muroyi mukuru achisiyaso, zvakarongeka
Yaaa
Sekuru Tasvu ndakupai sando dzenyu rambai makadaro sekuru muchiyambutsa vanhu
Sekuru Tasvu amuite zvechitsotsi ,Ichi ichokwad chiri pachena,huroi huriko ndabvuma🙌
Interpreter number one, I salute you
Sekuru vanogona ava
Number one pachokwadi
Zvinopa tsitsi .. thank you so much mukoma Robert murikuita basa guru
Used to wonder kuti ndiani achapedza huroi zvikwambo zvanyanya kudai ndiani.
Thank you Sek Tasvu
That song zvirinani ndiende kure nehama moyo yavo yakaoma really made me cry 😪😪😪😪.Life is something else 😪😪😪😪
Me too dea
It's a very beautifully sad song
I agree ..saddening lyrics bt beautiful rhythm
The guys can sing
Neniwo hama ,nziyo iyi so Ndabaiwa mwoyo
Vashoma vana Mainin vanomira nevana saizvozvi pasisina mubereki wemhuri
Ichokwadi vashoma vazviita
This a true mother
Be blessed Patricia never repeat the same mistake again vasunungura John muhupenyu hwake
Let's pray for Patricia for a new life , she seems to be a good person and her aunt is the one who did this to her, it's very painful, she is also a victim
True it's not her fault only she was already initiated into it so she was used
Amen
Takamirira kuona Patricia achisiya chikwambo kwaSekuru......Makasimba hre Hama neshamwari.....
Tiribwinoo kkkk pwaaa
The music in this video is of the highest quality, warume vanoimba , no filters reverb or compression no EQ
This is so true
Akafita kunotsvaka zvimwe uyu anemoyo wakaipa patricia uyu
😂😂😂😂😂😂😂
Patricia you are so lucky kuti I’m not part of your family ndaikurikita zvisina mukare akamboona ungade kutotambisira vanhu nguva kuita kunge grade 1
🤣🤣🤣🤣🤣
😂 kurikita komenemene!
For sure arikuita zvino gumbura vanhu ahhhhhh
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mmm
mm yaaaaa kunze kunehuroyi veduwe
Its so painful but i really appreciate ur conclusions patricia in thanks giving to ur family and motor vehicle to sekuru tasvu .thanks my sister may god bless your reunion with the family.
Vanobatsira sekuru ava ndapa kutenda
Ndazvifarirawo mufunge ndatozwa misodzi kuyerera....hanzi it doesn't matter how you start but it determines how you finish 😏 🤔
Ahhh Patricia had me in stitches, ho unoyotyawo kufa nhai🤣🤣
@@constancemakeche1304 what is she like😂😂
KKK ko kutya kupenda kk
Sly tsvagawo Mai livingstone vabatsirwe na sekuru
Ndatopa Mai Livingstone number dzasekuru Tasvu in the morning. Dai vauya vabatsirwa please vashungurudzwa for a long time
Pane live yacho na 7 lets watch
@@thomasnehumba6420 thank you Thomas
@@nikkimasuku8042 ok dear
Patricia ari Stubborn, preez!!!
I have been watching a lot of these sangomaz but I saw a real thing on Sekuru Tasvu. Sando dzenyu sekuru
Suwa
Vanowanikwepi
Moyo yavo yakaoma zviri nani ndiende kure ndinogara kure nehama.I love this song
I really love the mbira crew and all their songs ndenge ndakure nadzo
Regai anofira mberi Patricia uyu anotsvaga humwe nekuda kwaanga achiita Hari yake musabatsira afire parizhinji bisai hat tione vanabhudhi vedu vabatsirike imagine vauya neuyu semukadzi mumusha
Ndaimboti ndezvekunyepa asi ndazozviona kuti ichokwadi pamberi nebasa sekuru Tasvu thanks sky media
kana neni. ummm
Sly midea ndimi munechimut so far🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Vakuita kutiza nacho havasi kubatika
Haaa uyu anotoda shamhu chaiyo xaaaa kupedza hama yooo
Mukoma Robert sando dzenyu chibatsiraiwo Mai va Livingston sek Tasvu vatiudze kunemwana
Slymedia please confirm musikana weku Dubai uya arisei parizvino
Part 2 loading, be patient
I heard she was sick
@@juliaherbet2063 hiii shuwa here? Pamwe achafa
@@robertapfumaneyi how do l get to see sekuru Tasvu pane atonetsawo. Kkkk
@@miriamhandoh7961 call him ot visit his surgery
Patricia is possessed she needs deliverance
Ko sei arikupindura nechirudzi asivanenge abvunzwa nechishona
Plz name the parts of the video ..part 1 and 3 up to hameno so that it will be easier for us to follow and understand
Mama va Patricia mwari vakuwedzerei makore mazhinji azere nenyasha rudo rwamuinarwo rwukuru
Sekuru Tasvu ngei muchimunyengerere Patricia uyu
Zvazvino sly unechimuti urikugona
If only Zim Drama/Film Industry had this kind of talent it would bring Nollywood and Bollywood to shame ., Unfortunately, this is not a drill
🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂 taura hako
those guys singing sando dzenyu about her God will judge her period
Nansi mhlolo umuntu kafuni kubulala udiwo kodwa wayebulala abantu 🤗🤗😄
uzubone kodwa vele abakithi abavumi labo
Amai avo ummmm mune moyo wakanaka mamira nemwana zvakaoma kudarovhamuna kumurasa.dai mwari akuwedzerai makore ekurarama.chero vana ivava vakurangarirei.sekuru nndakutyai.wedzerwai makore
Thank yu sekuru ma batsira amai ava vanoratidza kuti vakarwadziswa nemwana wavo
Achiri kuzvida. Matarisiro aari kuita hari iyo umm. Yaa zvakaoma. Hazvo
This is the best episode kkkkkkkk kuomera nehuroyi
😂😂😂😂😂😂
Ayida mbaba chaiyo kuda kupedza hamba
Kkkkk
its the way they are are scared to die themselves
Sly media ahoyi.....tateguru Tasvu ahoi👏👏👏
🙌Manje sengiyakholwa ukuthi ukuloya kukhona mpela.
Mbira team onpoint 😍
In love with this crew❤ keep up guys
Patricia gave enough respect to sekuru Tasvu
She had no choice i think
Murovei mbama mhani anoda kunyengererwasei kusiya zvinhu zvake
Nhy vari kumujaidza satan uyu
Zvinoitika shz possesed..it takes a while for tht to leave..ishave rakananzva ropa haringoende...same as th interpreter its just not him talking...chivanhu chakaoma
Kkkkkkkkkk sure
Thank you sekuru tasvu 👏
She was massaging the hari 😂😂😂 Patrisha is stubborn
Angaari kurwadziwa nekuputsa hari yake kubata sekacheche chaiko
Wonzwa munhu achiti varoyi hakuna imi ka... Patricia ka
Vanoti hakuna varoyi ndoo varoyi vacho Zimbabwe kumberi nehuroyi
Taura zvako unoona munhu achiti hazviko iye munhu achizvi bvumira ega wangu wenyama akanak akarara wangu
But chii chakupa kuti uzive kuti zvese zviri kuitika ichokwadi? The people are dramatic hey. Vakapedza mombe kumusha kwedu sekuseka menhema dzavo
❤thank Patricia waita Basa kuna sekuru stay blessd
Umm patricia akaoma moyo atori muroyi anotyisa ane zvivindi, ane nharo why ssina faith kuti sekuru vakandichengeta munzira nezvinhu zvangu ndikasafa vanogona zvakare kundisunungura ummm ,mhamaa mune rudo mwari akuitirei nyasha ,sekuru tasvu munondipasa manyemwe👏👏👏
She doesn't want to die, she loves her Hari sisi Patricia usadaro asi
Anoida
Anditi sekuru vanenvachimubvunza nechirudzi chacho ichocho
How many people were cooked in that pot
Imagine🙄🙄
Shame so sad 😭
@@charitysibanda3769 into nje ezakmangaza sekuthakatha abantu abancane kabi mani ayiii
Dai ndirini john ndavarova kare sisi ava
Kure ne hama moyo yavo yakaoma. Belive these lyrics guys
The music is great
Dai makamuisa nesurname yake vanhu kuno vakuti ndini🤣🤣🤣🤣
Kikest maiwe zvangu wandisekesa dia.neniwo pandatoona Zita ndatot ko Patricia auya kuzonatsoona video yake kkkkkkkkk
Thanks sekuru maita bsa vanhu vatye kuromba
haa sekuru Tasvu mune patience. Dai ndirini ndaichirova chimuroyi ichi. Rubbish yemunhu
Me too, bengizomdonsa ngolast number wempama mxxxxm
Kumupa gwati rembama otibvisirawo rwuhat urwo
Kkkkkk
onzi bvisa hat iye otowedzera kupfeka.. zvikutonzwisa hasha.. adakurohwa munhu uyu
God bless you vakuru Tasvu
This is very interesting honestly
Thanks Sekuru gadzirisai nyika vanhu vaporeswe sekuru varikugona basa ava
Pride yakawandisa pana Patricia. Kupenga kana kufa hazvina basa ndiwe wakazvitsvagira wega. The Bible says suffer not a witch to live. Repent!
Patricia ari kuda huroyi hwake haasi kuda kuputsa hari yake. Ane hushwindi😭
No kufa ndokwakatarisana naye so she was added.....
Mune moyo murefu dai ndakarova
Ini ndaikwapaidza zvakadai
Sekuru tasvu rambai muchibatsira kusvika mabatsira Zimbabwe yose
Muroyi mukuru kuita sababamukuru vangu vapedza vanhu kumusha uku sekuru tibatsireiwo 😭😭😭😭
Zirovei mhani zimukadzi iri
Ende muroyi chayiye yooo she didn't want with her things .She still enjoys huroyi uyo
Moyo yavo yakawoma ,zvirinani ndiende kure ndinogara kure nehama,the song is too deep
Patricia achaitirei John. Wakupunza mhuri iwe Sly!
Apo wazogona sisi ❤. Waratidza hunhu hama ihama ndatenda
Awa anonga anobvisa zvechokwadi tichaunzawo atinetsa mudzinza
will wait on your video MHUKA family
Ndarwadziwa nemwana komana Mwari musunungureyi sure mumupe hupenyu azovavao nefamily yake
Azoputsa pa 35:06 after a long haul. Patricia usatambe nepfungwa dzevanhu
Rega tiende ipapo
😂 😂 😂
Haaa Patricia bodo moyo wake wakaoma regai akaita muroyi ahhhh kutoramba ne hari kkkk
Why she is scared of dying but she killed alot of people, she is too attached to her witchcraft she is not ready to leave her deeds
Hu selfish hwevaroyi kana ndimi
I have the same question?
Varoi vanongoda kutemwa temwa chete
Ndaingonzwa muroi anemutinini Aiwa ndazozviona Patricia ane chigaro kunasatan chaicho
@@nondochirau9664 iwe zvakaoma
Im here for the music at the start. Kule imbotsikisai deze iro nehosho zviri on point
Vanhu vakaromba Hama dzangu, patricia chinhu chake achirikuchida zvekuroya haasikuda kusiyana nazvo
sekuru tasvu help us plz , where is livingstone ?
Patricia is funny she kills others but she doesn't want to die.....I will never try anyone
She is too. Stubborn she wants her witch craft
Mukoma Roberty ndimu.munechimuti
Thanks
Plz batsirai Mai live vaziwe zvakaitik kumwana wawo
Sekuru Tasvu mapinda machena nekufamba makagara zvenyu muvhiri🚗💪
Sekuru vane chimuti batayi vanhu sekuru
Kuita kunga ndichapwanya foni kuti patrisha avhundike apwanye hari aaaaaah
Patricia anoda chinhu chake
One munhu akashinga is Tapfumanei kkkkkk nemo nemo arimo muDen maTasvu kkkk Sekuru Tasvu
Muzukuru vasekuru anozopota achivedzerawo mashoko ake pakuturikira
Kkkkkkkkkk ehe
Chibaba ichoo Tasvu the greatman
Kupfeka chihat kuda kuzvivhara apa wakapedza dzinza unobhowa mhani kupengesa mwana mudiki uchiuraya hupenyu hwake
Haa huroi hunenetsa kusiya arikufunga kuti pfuma yoparara
Moyo wake wakaoma
Yaa wakaoma zvekuti maybe pane umwe waanga achida kuroya futi or akanakirwa nenyamq yevanhu
Swkuru tasvu pane mwana anonzi livi arikushaika anzi pane 6 mnths tokumbiro atibatsirewo please please
Zvoda hama dzaLivy dziende idzo kwasekuru
Ok hama kungobatikana nenyaya yacho
B4 I starting watching the story ndotanga ndambotamba mbira
Wakanyanya
Vana gwenyambira , thumbs up
Tateguru Tasvu 🔥🔥🔥
Ndinonakirwa nenzira ano interpretor nayo muzukuru Dhafu,plus the way yavanobvunza nayo SlyMedia top knotch
Patricia kwana iwe wakauraya wani shaaaaaaa kkkkkkkkk unoda kurohwa shaaaa
Kana ndiri seni zvangu ndakoniwa dai midzimu ichiramba ichitipa vanhu vakaita sasekuru tasvu ava matambudziko ambozorora
U can say tht Filda zwako
Song title for mbira please
Ngaafe nezvinhu zvake Patricia ko vaakauraya vakanga vatadzei
Anoda kurohwa uyu Kkkkkkk Kkkkkkk
Plz nyaya dzese dzepano todakuona maperero adzo ..Sisi we Dubai vakazodiio vakafa or?