Mombe dzopedza vanhu paKwekwe

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 9 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 210

  • @foxbat473
    @foxbat473 4 роки тому +3

    Very important lesson yatisiri kubatisisa ndeyekuti ingava iri mfuma yakadii tiningoisiya, honai mombe dzose idzi adzina kana muridzi

  • @nicklordmarimo6533
    @nicklordmarimo6533 3 роки тому +4

    Haa bhuru rinouraya
    Ini ndakakura kwaiva nemabhuru anomhanyisa unotochinja road
    Ende rinourayiwa zvine dignity nekuti rinouraya vanhu harisungike zvekumhanya
    Daidza ve game park

  • @meidaimeidai6028
    @meidaimeidai6028 4 роки тому +5

    Vairambirei nemombe dzevaridzi first place.... Mombe in our culture yakakosha

  • @KendraLipsy
    @KendraLipsy 4 роки тому +7

    Persons hospitals ne nherera varikuda kudya, ngadziurayiwe vapote vachipa ma hospitals n prisons nyama every month kusvika dzapera, 200 cn feed those ppl gore rese.

    • @nokuthulaphiri2139
      @nokuthulaphiri2139 3 роки тому

      I agree totally with you whats the use of having them roaming around

  • @rangacharumbira880
    @rangacharumbira880 4 роки тому +6

    Mabhuru anouraya munhu naturally but kuzim tinogaya kuti panemweya wetsvina aiwa its normal mabhuru anodaro big tym.

  • @thembakhumalo3113
    @thembakhumalo3113 3 роки тому +4

    Ungaphi kanye eKweKwe??...Heres general advice...if a violent cow/bull/inkabi comes too close just quickly down before they reach you...that way iyakuthela ngodenda kuphela...haigoni kukutunga wakarara.Good luck zihlobo.

  • @leighlee681
    @leighlee681 4 роки тому +5

    Kumusha kwedu raiveko muridzi waro akazoritengesa kumabhucha mabhuru anozviita zvisizvekumboti harizivi vanhu raitimhanyisa bhuru iroro Chero dzimwe mombe dzaitungwa naro

    • @takemamvota6093
      @takemamvota6093 4 роки тому

      true

    • @brendamakuyana995
      @brendamakuyana995 4 роки тому +1

      Uuum zvakaoma kutotanga kuzvinzwa mufunge kuti mombe unouraya vanhu

    • @leighlee681
      @leighlee681 4 роки тому +2

      @@brendamakuyana995 inouraya yandiri kutaura yaiti ukatiza kudaro kana yaona kuti haina ku kubata yaitanga kutunga pasi and yakambotunga kamhuru kakafa ameno kuti mabhuru ivayo akambodii

    • @beautygwatibeegwati4686
      @beautygwatibeegwati4686 4 роки тому

      Zvorwadza kani

  • @brendamakuyana995
    @brendamakuyana995 4 роки тому +12

    Uuuumm zvakaoma veduwe ngadziurawe mombe idzo 💔💔

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 4 роки тому +9

    With that background. The animals just turned wilde just like buffalos just like if a dog is not termed just like what domestic pet would have done. Domestic animals needs love and human contact. Some are just born angry especially bulls and if there's any female in season. We had a bull like that in our village that if you see it you had to run.

  • @tiririmhuriyengwe1213
    @tiririmhuriyengwe1213 4 роки тому +21

    Ko kudziuraya dii anhuwee . Our lives matters💔

    • @thandiwemoyo2592
      @thandiwemoyo2592 3 роки тому +1

      State ngaitore mombe vapfure dzese dzife.ko mbavha dzinodii kungourayawo mombe dzakadai

    • @maiteechirangamapenzi329
      @maiteechirangamapenzi329 3 роки тому +2

      Ko kana varidzi vadzo varivo varikuita kuti dzidaro? Kana varidzi vadzo varivo varikuita kuti dzidaro zvoreva kut anenge adziuraya anopinda busy
      Ngadzipihwe varidzi vadzo

    • @sharonndhlovu2531
      @sharonndhlovu2531 3 роки тому

      Ehe kutodzi pfura nepfuti dzofa dzose zviri Nani mabhuru anozviita pasina Kana hurombwa

    • @mamakamajesty1459
      @mamakamajesty1459 3 роки тому

      Mind telling us how

  • @munyaradzimtero6979
    @munyaradzimtero6979 4 роки тому +7

    Hadzina munhu mombe idzodzo takakura tichidziona dzichidaro🙏🙏

    • @jones1oo7
      @jones1oo7 3 роки тому

      Haaaa shuwa here, ndingatoswera ndane mombeka kana zvakadaro

    • @evidencetapfuma7497
      @evidencetapfuma7497 3 роки тому +2

      @@jones1oo7 kkk dzakadaro hadzisi dzekutora dzokuuraya

  • @eustinamandigo1282
    @eustinamandigo1282 4 роки тому +2

    Mbuya muridzi we bhuru anowaziwa hawadii hawo kutaura semunhu mukuru

  • @chntymnemo3964
    @chntymnemo3964 4 роки тому +3

    Very sorry Gogo nemhuri yose 💔💔💔
    Zvakoma zvinorwadza shame

  • @patriciachamanga5075
    @patriciachamanga5075 4 роки тому +6

    Mombe hadzo kutunga dzotunda kana kumhanyisa but idzi dzanyanya rimwe gore baba vangu vakatonunurwa nemombe mushure mekunge vadonha varimusango vachirwara ne sugar Mombe dzakasvika pavaive vadonhera dzikavaunganira dzichichema zvinova zvakazoita kuti vanhu vamhanye kunoona kuti chii ndopavakaona dzakaunganira baba vangu dzichichema apo vakazotakurwa vakamhanyiswa6ku hospital vakaoneka sugar yakakweira

    • @winniemazheti197
      @winniemazheti197 4 роки тому +1

      oww wow the connection, We thank God kuti vakararama.....Idzi eish dzakanyanya sure

    • @chntymnemo3964
      @chntymnemo3964 4 роки тому

      Ndimwari my dea
      Vakaita havo

    • @dezzydeliamusvevereki2099
      @dezzydeliamusvevereki2099 4 роки тому +4

      Ndochojwadi zvipfuwo zvinowanzobatsira kana Munhu awira mutsaona

  • @jbzumba6829
    @jbzumba6829 4 роки тому +5

    Mombe idzi regayi varidzi vatore dzine chivanhu zvokuti cheromukadzisa ku kanzuru mopedzesa vanhu nazvo izvi koicho chakambokona kuti mapocha avhime chii chero mbavha hadzo kwedu kumarayini zvipfuyo zvobiwa koidzi seyi dzisingabiwi ivavo varikuti ndedzavo koseyi vasingadzitore imi ka onayi apa

  • @simbijb4899
    @simbijb4899 4 роки тому +4

    Maitabasa matizivisa murambemakadaro👏👏

  • @nicklordmarimo6533
    @nicklordmarimo6533 3 роки тому +3

    Urayai nemapfumo vanhurume vana vararame nekuti rinopedza vanhu
    Chavachikara

  • @peternyathie2787
    @peternyathie2787 4 роки тому +4

    Mabhuru anozviita.kumhanyisa vanhu.even chikotora che hwai or mbudzi esp chakakurisa

  • @herbertmhangami
    @herbertmhangami 4 роки тому +13

    Very very sad especially the narration by mbuya avo vati havachaoni

    • @TY-bt3gy
      @TY-bt3gy 2 роки тому

      Mhangami..Ad....U

  • @mrcobradube9250
    @mrcobradube9250 4 роки тому +5

    Better kuuraya mabhuru ese ,then dzimwe dzese dzotorwa ne government, hupenyu hwevanhu hwakakosha

  • @bridgetndlela6469
    @bridgetndlela6469 3 роки тому +3

    My condolences to the family.....veduwee

  • @nathanbaureeny5145
    @nathanbaureeny5145 4 роки тому +7

    Gogo vandichemedza😭😭😭😭

  • @Panashe24
    @Panashe24 4 роки тому +4

    Very common scenario guys. Bulls can be very territorial when it comes to their space. In lreland 2020 over 100 farmers were trampled by bulls in in their farms. Hapana chivanhu zviri common izvi.

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 3 роки тому

      Ndedzechingezi ka idzo.... Idzi ndedzechivanhu mayiwona 😂😂😂

  • @zoeyradebe5955
    @zoeyradebe5955 4 роки тому +11

    So sad to see grandma so heartbroken😭😭

  • @Parenting_Family_Matters
    @Parenting_Family_Matters 4 роки тому +2

    Mombe iyi ngaiurawe idyiwe nyama. Nxaaa ngaiurawe

  • @kylechitaka6324
    @kylechitaka6324 3 роки тому +1

    Baba vanehovhorosi ava vanenyaya because nyaya yavo haisi straight. ..... pamwe maonero anguwo zvangu

  • @geekg3011
    @geekg3011 4 роки тому +3

    Mombe dza Mnangagwa

  • @nchiheraproduction9427
    @nchiheraproduction9427 4 роки тому +7

    Uuuuuu varidzi vemombe vakashereketa uuuu zvakaoma veduwee

  • @AbrahamMakore
    @AbrahamMakore 10 місяців тому

    Kkk ichokwadi dzakambondidzingirira ndichiredza munakwekwe river very dangerous mombe idzi ndotodzizivawo

  • @leighlee681
    @leighlee681 4 роки тому +6

    Ngaurawe mabhuru vanhu vadye nyama

    • @cherylmartin9031
      @cherylmartin9031 3 роки тому

      Kukara nyama

    • @leighlee681
      @leighlee681 3 роки тому

      @@cherylmartin9031 😂😂aah iwe asi kuti auraye vanhu here sorry handidye nyama

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 4 роки тому +4

    Move ngadIpuhwe muri as a compensation from the government

  • @teddiuschitena5426
    @teddiuschitena5426 3 роки тому

    There are no cattle rustlers certainly in the area...
    In the current economic environment dzaingopera easy easy

  • @cleopatrandlovu5376
    @cleopatrandlovu5376 3 роки тому +1

    Very sorry gogo.. .nematambudziko....zvinorwadza kufirwa nemunhu anenge achikuchengeta...MHSRIP

  • @misheckmakusha6801
    @misheckmakusha6801 4 роки тому +1

    Aiwa hurumende ngaitoremombe idzo plus vvabhadhare muridzakafirwa idzo

  • @johanneschigumba2682
    @johanneschigumba2682 3 роки тому +2

    ko mbavha dziye dzemombe hakuna here.

  • @nenyashatalentchitiyo9989
    @nenyashatalentchitiyo9989 2 роки тому

    Seems like this placeits full of honest pipo asi akuna mbavha nhayi mombe dzakawanda kudaro

  • @herbertmhangami
    @herbertmhangami 4 роки тому +12

    Ngavariuraye bhuru iri then dzimwe mombe dzose ngadzitorwe negovernment

    • @Afrintpreneur
      @Afrintpreneur 4 роки тому +3

      Why would they be taken by the Government? And why not the public?

  • @ugonnampofu8467
    @ugonnampofu8467 3 роки тому

    Eiiiish zvakaoma, thanks Drewmas media 🙏🙏🙏

  • @MrBAfrica
    @MrBAfrica 4 роки тому +1

    This onces happened in our area i the early 90s. The guy came achibva kunotamba zvinyau(zvigure) paiva nebhuru remudzimu rakamudzingurira kusvika atopida mumba rakaugaririra pamusiwo

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 4 роки тому +9

    Hadzizi dzaED here ?

  • @after-lifeadvice7067
    @after-lifeadvice7067 4 роки тому +4

    The problem with them cattle is because their original owners are dead

  • @rozvi9728
    @rozvi9728 4 роки тому +5

    aaah va Danha former mayor of Redcliff and businessman

  • @castinechimedza8154
    @castinechimedza8154 4 роки тому +1

    Maonero angu Mombe idzi ngadziokwe nePolice uye zveh Depertiment Of Animals Vetinery Office kuti vabate Mombe idzi dzoenda kuHurumende ndoh mafungirowo angu!

  • @meffemashiri6941
    @meffemashiri6941 4 роки тому +4

    Zvinoyera zvinoshamisa zvinorwadza

  • @elishamutsikwi9882
    @elishamutsikwi9882 4 роки тому +4

    Veparks varipiko? Ko hakuna vatungamiriri ere ngavafambire ka nyaya iyoyi

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 4 роки тому

    Mombe idzo kuriuraya futi semhuka zvino gona kunetsa dai vangotora dzimwe vopa kumhuri yakqurairwq sabhuku iyo haifanire kungo siwa nekuti mombe ikagara musango inopanduka sebhuru rinotopanduka

  • @TheOneAfrican
    @TheOneAfrican 3 роки тому

    Dzava mombe dzesango, ndakambonzwa kuti mombe dzikagarisa dzisina kuona vanhu dzinoita mhuka dzesango.Government ikasapindira ichaita common problem, like kuIndia kune mombe dzinouraya vanhu

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 2 роки тому

    Very strong current. Definitely not safe to cross by car. It would have been life changing to even dare.
    Behaviour of these bulls although territorial but now very strange. They should round them up and evict them.

  • @mildredkasaila4115
    @mildredkasaila4115 4 роки тому +3

    Ngadziurawe nyama muise muzvipatara nenherera vawane muriwo . Vanhu vototya kufamba shuwa zvinorwadza

  • @ceciliananny6907
    @ceciliananny6907 4 роки тому +2

    Shame sorry gogo ,sorry mwanakomana , sorry mhuri yose mmufunge ,mombe idzi dzaita kutri varidzi vadzo vaksangana henyu umwe numwe ane manamtiro ake zvino minamato iyi yava kusangana ndo yave kutonga kumombe idzi nokuti izvi zvatyisa izvi vanhu vane mombe idzi ngava tsvagwe nokuti kana hurumende ikadzitora dzichango uuraya zvee nokuti dzinenge dzichichengetwa nevanhu zveee zvonzwisa tsitsi izvi varidzi vemombe idzi vamwe vacho havana kuchena vava kutochekeresa vanhu aaaaa.

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 4 роки тому +4

    Very sad indeed..😓😢😭

  • @leighlee681
    @leighlee681 4 роки тому +4

    Dzatova ma buffalo 🐃

  • @rachelntini4252
    @rachelntini4252 3 роки тому

    These cows look different like they look wild they look like animals

  • @hillaryzengeni5758
    @hillaryzengeni5758 4 роки тому +2

    Mombe ngadziuraiwe

  • @mathewmapako969
    @mathewmapako969 3 роки тому +1

    Sezvo varidzi vemombe vari 3, let them share equally even vana vevaridzi vemombe havamboshaikwe . Simple

  • @haroldmurawu7161
    @haroldmurawu7161 4 роки тому +3

    This is a very sad story indeed. I have also read a lot of comments and it appears as if we concentrating more on the causes. Some giving their opinions based on Science or Chivanhu. To me this is like the 'Bible v Science conundrum which I am not yet aware of anyone winning the discussion which usually ends like an argument kana takutaura chokwadi. We seem to ask 'in passing' about lack of action by the authorities. Soon after watching this and listening, my immediate focus was more on the lack of action by the authorities. Is the cattle not already earmarked for sharing amongst the Big Wigs??? pa later kwatonhorera. This son said "Hameno kuti iwo vanga vafunga kuti vachadii nadzo". Otherwise if they were sincere they could have shared them equally amongst the claimants. Panenge pane nyaya hombe apa, and the people know the truth. Sometimes we miss corruption happening in front of our eyes. Zvadirwa Jecha ne video iyi! Just a thot.

  • @jacobbest7617
    @jacobbest7617 4 роки тому +1

    Gogo vandirwadxa awa shame mwari nyaradzai murimi

  • @natashanyemba8656
    @natashanyemba8656 4 роки тому

    Mafembo emudende ummm too strong veee yoh unobudirwa chete

  • @gmahands2745
    @gmahands2745 4 роки тому +2

    Ngadzidyiwa neVemunharaunda .Inyama dzese

  • @karotakarontinahgandu8837
    @karotakarontinahgandu8837 4 роки тому +7

    Of course Ma Bull can kill you need to be careful maBull haatambise ndiyo anochengeta dzimwe mine dzose there in the wild even maTiger malion Are very careful with Bulls if they try to kill there calves they protect their Crown

    • @jones1oo7
      @jones1oo7 3 роки тому +1

      Kikikikikiki kana mazogara muzadheerere Shumba, mhondora yadzvova mabhuru emombe anotiza zvekutopaza matanga asi dai aive mabhuru enyati ndiwo angatorwisa

  • @ruthmakwara1974
    @ruthmakwara1974 4 роки тому +3

    Ummmm hadzisi mombe dziri normal, pane zviri kutoitika

  • @chipochirere6455
    @chipochirere6455 4 роки тому

    so sad eish, zvairi area yekune farm ramdhara wangu ,l know the place .ndarwadziwa wena

  • @mrcobradube9250
    @mrcobradube9250 4 роки тому +1

    Mnogona kuona semombe asi dzisisiri mombe,sezvo dzave dzave nekutaudzana mombe idzi pamwe zvatove zvipoko

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 4 роки тому

    Nyaya dzenyu dze-take & grab (kuba zvevapfupi nekureba) zvichazonyanya kukunetsai (this is just beginning). What do you expect kana muchingopamba (kurozva) zvinhu zvevaridzi madiro in the name of POWER.

  • @nonnyvundhla4715
    @nonnyvundhla4715 4 роки тому +1

    Ngadzipfurwe mombe dzacho dzonopiwa masoja adye

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 3 роки тому

      Kwete masoja vanhu vemunharawunda ngavapihwe nyama vadye

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 4 роки тому +5

    I feel sorry for gogo

  • @noxblablabla136
    @noxblablabla136 4 роки тому +2

    So sad ,may his soul rest in peace

  • @phiriitai6725
    @phiriitai6725 4 роки тому +6

    Drewmas Media makanyanya

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 4 роки тому +1

    Mombe can do it, kuti munhu here

  • @zodwakhumalo2781
    @zodwakhumalo2781 7 місяців тому

    Zifunwa ukudubulwa kuphela, lokudliwa ng amasela, coz yingozi yodwa

  • @hloniphanikhembo442
    @hloniphanikhembo442 4 роки тому

    Saka varume vemunharaunda umo vatadza kubatana vouraya mombe dzacho . ndiuyeko here ne compound bow ndipedze dambudziko iro

  • @njabulogaba
    @njabulogaba 3 роки тому

    Kumele zigecwe inkunzi lezo, abantu abangeke bahlutswe yistshebo khona kugwele inkomo ezingela mnikazi eguswini

  • @fienamucha5712
    @fienamucha5712 4 роки тому +1

    Zvinorwadza chokwadi zvaachapedza vanhu mabhuru acho

  • @eddiepride8256
    @eddiepride8256 3 роки тому

    Haa mabhuru mugariro anokitisa we don't just have knowledge.pamwe mdara akauraiwa pane zvaakaita

  • @vhuranjero
    @vhuranjero 4 роки тому +1

    Dzinoda kugara paka varirwa dzisa onane nevanhu pasina kufenzwa

  • @njabulogaba
    @njabulogaba 3 роки тому

    in my area we can never have this kind of problem, infact ,they can never be stray cattle, stock theft is on the rise, we can also get animals for labor an milk. JUST TAME THEM AND USE THEM.

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 4 роки тому +2

    Uuuummm ngaiuraiwe ingapedza anhu

  • @ruvarashechinyanga6055
    @ruvarashechinyanga6055 4 роки тому +4

    ummmm zvakaoma chokwadi

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 4 роки тому +6

    Mombe idzi dzinoda masoja ane pfuti anodzipfura..

  • @janetthewethewe1225
    @janetthewethewe1225 4 роки тому +1

    Gogo😭😭😭

  • @tariwamambo6362
    @tariwamambo6362 4 роки тому +1

    Ko vanoba mombe vaye muripi paita basa...get rid of these wild animals.hadzisisiri ma domestic animal

  • @priviledgemabhiza6967
    @priviledgemabhiza6967 4 роки тому +3

    Ndanzwa tsitsi nambuya avo shm sory gogo

  • @mannersmakasi3538
    @mannersmakasi3538 4 роки тому +1

    Ngariurawe vanhu vanopera nadzo

  • @memorysiyabona2937
    @memorysiyabona2937 2 роки тому

    Ndaurawe mabhuruiwayoo ose vanhu vadyenyama

  • @ruthkunyongama7828
    @ruthkunyongama7828 4 роки тому +1

    Mombe ngaurayiwe iyo

  • @augustusmakombe239
    @augustusmakombe239 4 роки тому +3

    I wonder indava vasina kupihwa go ahead yekuuraya bhuru iri raisafanira kurarama by now...raifanira kutodyiwa panhamo chaipo....

    • @lukepeens1970
      @lukepeens1970 3 роки тому

      Ngadziurawe mombe idzi dzine chivhivanhu mukati

  • @omahnyamhamba9152
    @omahnyamhamba9152 3 роки тому

    Ngadzipfuurwe varungu mhuka yese inouraya munhu vanopfuura nyangwe zvavo vachida mhuka stereki

  • @kelvinsinkonde3851
    @kelvinsinkonde3851 4 роки тому

    Eishh yah ma1

  • @sisterlowlowmasasi5950
    @sisterlowlowmasasi5950 3 роки тому +1

    Ndedzichivanhu idzi dxinoda kuenderwa kuchivanhu

  • @mosi_oa_tunya3561
    @mosi_oa_tunya3561 4 роки тому

    As long as they are within that farm-the locals should stay out of that farm-the problem is people are having issues nemombe mupurazi risiri ravo mavanofudzira mombe zvisiri pamutemo-people are trespassing

  • @evietapedza4580
    @evietapedza4580 4 роки тому

    Aaa idzi dzave mapere plus vanhu vakuroya too much yakadya munhu kuno ku SA 2 weeks ago akatofa saka mmm

  • @Dalailama3674
    @Dalailama3674 4 роки тому

    Imbwende dzevarume dzinourawa nen'ombe idzo, ngavauye kuZaka vazotora mbavha dzatinetsa nekuba n'ombe nembudzi, dzinoswera dzanyangarika dzese kana vachiti hadzina munhu.

    • @smithjames1218
      @smithjames1218 4 роки тому +1

      kkkkkkkkkkkkkkk, dzoswera dzava mupoto

    • @eppymuzah2571
      @eppymuzah2571 3 роки тому +2

      Haasi mashoko akanaka paita dambudziko rakadai mwanangu hapana anosarudza firo wena

  • @khosikhoza9413
    @khosikhoza9413 4 роки тому

    Mombe had Ina muridzi urayayi bcz hapana anokwanisa kukusungisai bcz had Ina muridzi

  • @magretjonasi1097
    @magretjonasi1097 3 роки тому

    Hope hadzisi mombe dzekumba kwedu 25 dzakarovera ku Kwekwe

  • @accuratepatrickspartricia7907
    @accuratepatrickspartricia7907 4 роки тому +1

    Lol I miss kwekwe river

    • @ZindogaZai1
      @ZindogaZai1 3 роки тому

      That’s all you can say after someone lost their life?

    • @accuratepatrickspartricia7907
      @accuratepatrickspartricia7907 3 роки тому

      @@ZindogaZai1 did I say something wrong and I didn't finishd to watch the video ?

  • @memorysibanda7438
    @memorysibanda7438 4 роки тому

    Vanhu ngavadziuraye mombe idzi vadye nyama

  • @tainindlovu3213
    @tainindlovu3213 3 роки тому

    Give back to the owner you will parish it like the owners did something about it

  • @witnessgobvu1723
    @witnessgobvu1723 3 роки тому

    Mombe dzavashumba

  • @Ladypradaful
    @Ladypradaful 3 роки тому

    Saka hapana ane rifle here tyakadze bhuru iri ...ratova nhinhi...ko vaidii kusunga maronda nhai loss of blood inoita munhu afe fast

  • @musiiwamichaelmutinhima1562
    @musiiwamichaelmutinhima1562 3 роки тому

    Ndoda kuisirwa mushonga dzife