Guys I know these 2 ladies. They are professional nurses at a private hospital in Witbank. The younger sister has a young child. Nyaya iyi ine huchokwadi mukati nekuti that young sister is in her late 30s ange asina mwana or stable relationship. They left Witbank 2 weeks ago They are coming back to work on the 25th of July. Based on this video, I am convinced that this is a true story
Tasvu vanenge vari nani compared to some fake prophets. Hanzi forgive and forget. Im am Christian 100% but there is a lot we missed in our culture and way of doing things
At this point Sekuru doesn't play. Bata chinhu chako wega. Varoyi vachati femei gore rino. Thank you sekuru this family is free. Unobva washaya kuziva kuti chinhuiko nhai mwari.
I don't think this is real. But I want to thank the family for the effort to find the rot in the family. Well done. To be honest, since the death of maiguru maPanga, our family life has never been the same again. We lost a mother and pivot of our family. Our family has since lost balance. To know who did it, is more painful. Thank you for forgiving her, but for me, I shall not forget.
Guys I know these 2 ladies. They are professional nurses at a private hospital in Witbank.
The younger sister has a young child.
Nyaya iyi ine huchokwadi mukati nekuti that young sister is in her late 30s ange asina mwana or stable relationship.
They left Witbank 2 weeks ago
They are coming back to work on the 25th of July.
Based on this video, I am convinced that this is a true story
Ndakadzidza naye Patience uyu
Varoi vari kwese kwese
It is my love,I was there wen it was happening this day
Wc hospital
@@thadah9341
I can't mention but it has other branches nationwide.
I'm a hardcore Christian but I'm impressed nasekuru keep up the good work
You bring the name of of Christ to great disrepute
@@theoracleofthenorth2870 How?
@@theoracleofthenorth2870 America and 'v v Dr v rmy7
True
Mukoma Sly next time mutibvunzirewo varoyi ava kuty patinomwaya salt mumba havazezi kupinda here.
Nyama iyo inobikwa nemoto chaiwo here ichitoibvawo. Uye ropa ririmuchinhu icho vanoritorasei pamunhu bcs kana munhu afa ropa romira kufamba.
Please musandijambawo ndowo kunzwa mhinduro idzi
Sekuru tasvurai varoyi Nyika irikurema iyi
Tasvu vanenge vari nani compared to some fake prophets.
Hanzi forgive and forget. Im am Christian 100% but there is a lot we missed in our culture and way of doing things
Tasvu ndiye atora chimuti
You're right broh nyangwe ukanamata cy izvo hazviperi simbi inoswaturwa nesimbi
one Tasvu ,one Zimbabwe,one Nation!
kkkk One Tasvu
@@andremtetwa9780 tlt
We love this man
Ko kupinda mumatare awo wnomboita marii plz tibatsireiwo
Kushoperwa badzi
Let's hope it's not just drama to attract customers. We tried these kind of people several times but they won't fix anything.
Patience wawana murume,ndiri pano,Thanks SMtv mabatsira mhuri iyi
Sekuriu mwana wavo uyo vakatomuroya uyo ari kuratidza kudzungaira
Kikikikiki 🤣🤣 kunzima shame
Taura hako haasi kutoziva kuti chii chirikuitika
haunyepi ane kahuduzu man
Zvamange mange Sekuru Tasvu na Tinashe Mugabe ndovanechimuti👊🏽👊🏽👊🏽
You can say that again
Sekuru tasvi for the Zim..keep the 🔥🔥🔥🔥 burning
Thank you Sekuru Tasvu nekudzosa muturukiri wedu 👏👏👏👏
I never believed these stories until i saw this today, I know the 2 ladies Patie and the elder sister Stays and works in Witbank South Africa
Sekuru Tasvu,is doing gud work,thou i'm christian but keep on duin like this sekuru i already saved your number
Well done sekuru ungakhathali ngosizo lwakho 🙏
Skru Tasvu muri mufamba nebasa mbuya Anna avo vange vapedza kudya dzinza rese nevatorwa. Sando takupai nemi ve SlyMediaTv , bro Robert.
⁹⁹⁹
Vanogarepi sekuru Tatsvu ndoda kunonatsirwa nevaroyi vatidyairira pafamily yedu
Gogo avo havaroyi avo kutaura kokungoramwa
At this point Sekuru doesn't play. Bata chinhu chako wega. Varoyi vachati femei gore rino. Thank you sekuru this family is free. Unobva washaya kuziva kuti chinhuiko nhai mwari.
Yaaaaa kushaya mazino mukanwa kudya hama .wedu weeee zvakaoma wena
Ayii marah
We may rebuke n'angas in church but some of them a genuine and are doing a great work
Well done sekuru rambai muchitibatsira🙏🙏🙏
Thanx dhafu nekupatsanura apa pakuti uroi hwekuyamwira ndange ndrikutonetsekawo
The elder Sister is still visibly traumatized, healing process and counseling will help her.
Wanhu wanoroya zvawooo umm thanks sly media
Sekuru tasvu you are the best
Mukoma sly sometimes do visit these families muzobvunza kuti zvakachinja here after healing.kuti tionewo kuti sure dambudziko rakapeta
welldone sekuru Tasvu,vehukama musazo pisa musha waAnna areurura uyo,bt zvonzwisa tsitsi so.
Chembere iyi haina kana hope zvachose muroyi mukuru tinotenda brother Robert nasekuru Tasvu nekubatsira kwamurikuita tinokutendai rambai muchibatsira vanhu vayambuke
Imagine ne age yako asi kakasimba muwiri chaiko
Hope inotanga ndapedza kungwavha ngwavha
Good work kule
Kune vanhu vasinga believe kuti kune varoyi. Ini ndaisabvuma, but ukazo sangana nezvo muupenyu unodzidza
Hohyooo annah nematirusi🤣🤣🤣
Good work one Tasvu
He is God of the living not of the dead masunungurwa amai
Slymedia mati onesa zvihombe sekuru Tasvu Simbi yedzimwe Simbi
Sly to the world
Thank you sekuru tasvu
Sekuru tasvu murikugona bsa maroyi vange vajaira
❤❤❤❤❤
Anna unodarirei chokwadi zvakaoma hupenyu uhu ndirikuuyawo kwasekuru TASVU mnje mnje
Kkkk Sarah apinda ma1
Ndakadyigwa mai kana sisi ruregerero hapana zvachose
Sekuru u are 1 in a million,pamberi nemi sekuru Tasvu
Ndinemubvunzo hangu sei chidhoma chacho chisina kubuda ropa pachabaiwa 😋
M waiting
Sekuru tasvu makanyanya l love your work Uri kushanda
Totenda basa rasekuru kuponesa nyika vaya vane nharo chivanhu chiriko guys ende kumakereke havazvigoni izvi tiri vanhu ngatiiteyi chivanhu ndotenda
Muzukuru Dhafu 😂😂😂 Hanzi rongo rako raunobikira zviropa zvevanhu😂😂😂
Inga zvkaoma nhai Mwari... Zvinopedza power izvi
I don't think this is real. But I want to thank the family for the effort to find the rot in the family. Well done. To be honest, since the death of maiguru maPanga, our family life has never been the same again. We lost a mother and pivot of our family. Our family has since lost balance. To know who did it, is more painful. Thank you for forgiving her, but for me, I shall not forget.
haa zvinhu zvacho hmmm out of fear varoyi vakungobvuma magic zvinhu izvo zvine magic
@@Mafarakuseni magic dzipiko kani dzamoziva. Makanyanya kupinda ma drama sterek muchiri zvana kuchikoro. Imbonyararai
@@collinsmagura4535 ok
This is real ava ndovaziva vanhu ava from Mutasa
Ko yehuku inenge yave kushata here nhayi veduwee
Dafu is back forever uite zvehurema futi ipapo tokurova rwazvino...kuda kuvhiringidza basa ra sekuru
Kkkkkk usadaro hama ndambozvifungawo
Akaparei Dhafu kkk
@@ruvachazika1223 endeka zvaanonyadzisa nhy kkk
@@pacienciamatchinga100 dhafu akanyepera tete tilder kuti ndiye murume wamai vekubirwa nhumbu🤣🤣🤣😂😂
I like tis Tasvu ane chipo chake murume uyu
Mwana wa gogo awa hasi kugutsikana kt mai wanoroya wanenge wanomushandisa
Kkkk veduweka saka pese apa havaiziva pachiri here mbuya
Ichokwadi haagutsikane ko ndiaMaizve
@@davidnyabanga2862 Kkkk taurai henyu
@@davidnyabanga2862 akunyara uyu
@@vuyoxhongo3625 ......
Mazino kupera kunge kudya nyama yevanhu😄
Pakaip hama . ndri pa Epaz
Gogo tinokutendai nekubvuma kusunungura vana mwari akuregererei pane vanhu vamakauraya kuvana regereraiwo mai asi pamwana komana wavo uyu ndirikuona achizoita godo nevamwe achiti makanyadzisa mai nokuti kusununguka ahana zvachose
Anobvuma akanaka than anoramba
So far Tasvu naBushu ndovakupedza masports vamwe vese kutipedzera data
Nyangatayani is one of them who's good
Haaa Mambo Bushu Sando dzavo kwete vamwe ana Mambo Ava sanike vanotonga namai vekusagona kutaura zvakanaka nevanhu vaya
Sekuru Kanengo vaka tiza neshiri pumba kwemu salad muroyi Kuma flat
@@mariamuzvidziwa8766hahaha really?
Chief Nyamaropa vanoita kundimara, kundisvota chaiko😏😏
Shame I feel sorry for mwana waAnna mukomana uyu akatojenga misodzi kuda kuchema arikungoshinga semurume
Sekuru tasvu mushina.muhombe.yaa.yaa.ndabvuma.hangu
Sekuru tasvu,,, keep the burning
Sekuru Tasvu makanynya👏👏
Team rinojayirira vanhu anagogo varipahwani uuuuuum
You don’t see this in churches
Welcome back muzukuru dhafu ndonzwa voice rako
Chiwedzeredzera zvataurwa na Sekuru chidhafu kkkk but good munhu sekuona kwangu
Sekuru mukuitaa basa guru kwazvoo asi ndinemubvunzoo muviri konyayaa iyaa yemudzimai wekutorerwaa mwana mudumbuu makazodii 2 sei vanhuu vamunongobatsiraa vanongobvaa kumozambique
This Sekuru is legit
Pamberi nemi sekuru handidi nemi sekuru ndichatombouyako ndimboswera ndichiimba ikoko
Horoyi hawo,my granny so active kkkkk hupenyu so
I know she looks so strong
and these people look alike for sure
Ndarwadziwa mweya yetsvina inoshandisa vanhu vaMwari
Kana chirichokwadi good job asi kana dziri nhema munopadza Mari dzevanhu iwe chabatwa chikwambo iwe
Go on on n'anga bisai zvirimbwa munhubu dzese
Ini ndoda kuenda ndoga ndobatsirwa muroi ouya ega kwasekuru zvakaitwa nasekuru nyangatani last video
I want to ask guys hupfu hunenge huchishandeyi
Chife chakaguta
🤣🤣🤣🤣
@@brianmuchemwa3467 😂😂😂😂
ndai ndiripo ndakarowa musamariya wembama kuchambereako
Ummm batai basa sekuru zvimwe varoyi vangatapudzika
Ndizvozvo gogo Anna vawana chikomo chikuru pavari
Kkkkkkk hanzi ndibatsirei chirege kutiza .Havaite vanhu ivava .Mazviita sekuru masaver vanhu vakawandisa
Now she is ashamed. She can't look people in their eyes 👀
Forgiveness is poor , Vana regererai vanokutadzirai as Jesus Christ forgive us noone is perfect
Umnmmm gogo vanoda jesu asi chandifadza gogo varikubvuma mhosva dzavo
Mukoma sly previous muchi yisa pafast forward
Sly PA previous panoda 2mins chete
Hauna wifi iwe 😆😆😆
We have over 1000 new subscribers from last week who misd the first part,
@@bobmore34 We have over 1000 new subscribers from last week who misd the first part, thanks for your understanding and your support
@@SlyMediaTv sekuru zvavanoita izvi ndezvechokwadi here, your assurance yakakosha
False!.. conferences!!... Or you would be in BCJ!.. period!!.. a jail!!..
hama dzamai dziripi Slymedia teedzerai chivanhu vana vacharipa avo kufumura Amai
Chokwadi chairman vapatadza ipapo
U are a witch
"Kuda kudya nyama" apo hakana mazino kachembere kacho
🤣🤣🤣
Saka vanhu ava vanouya nemakombi here chikwambo chirimo muvanhu imomo
Kkkkkkkkkk imagine
Black judge Judy 👨⚖️.
Ini hangu I don't believe nyaya dzechivanhu bt Pana sekuru Tasvu ndapa kutenda sekuru murikuita mabasa makuru mhuri zhinji dzirikusunungurwa Aiwa tinotenda
Ukanyatsoroiwa unomira
Ndokumbira number dad sekuru tasvu
Haya ende mbuya iyi ichiri kutosimba kutofamba kunge kamhandara......kkkkkkkkk apa mazino handisisina
Kkkkkkkkkkkk
Sekuru tasvu murikugona batayi basa
Sekuru Ava ndavada ini ndotove nehama yatinetsa shem I wish kuenda naye
Although zvirizvekunyepa asi hosho ndedzemasure ndinodzida kumatare angu 🎧
Enda kwa Magaya usati nyaudze nxaa.
@@jasonharlott8860 kkkkkkk aaayas
Saka unodei pano zviri kunyepa
Usadaro iwe vanhu vari kutambura
@@blessingmurozvi6059 That's true dear
Sekuru munogona chaizvo munobatika papi mutibatsirevo
Mental prison
Ndokumbirawo number dzasekuru
Mmmmm i wonder hw vanonoromba kuti brain dzinenge dziripa nzvimbo here kwazvo kwazvo??
Hanzi naAnna ndinofarira chiropa😂😂😂😂 varoyi tisadaro apo kutya kunoita muroyi kufa 🙆🙆🙆
Twunotya kufa zvisingaiti twumbwa itwotwu nxaaaa🥺😏
Uyu mukomana mamubata huruweki haana kana zvaarikutomboda uyu akungoona senhema kkkkk
Ndibvakumuyi Mozambique ine zvese.
Dhafu anozowedzera mashoko ake asina kutaurwa nasekuru. Sekuru vati "ndicho chirongo chaunobikira nyama here" dhafu akuti "hanzi ndicho chirongo chaunobikira zviropa zvevanhu here".
Kkkkkkkkkk wamunzwawoka.Dhafu ma1.
Ma spice bho wena
Varoyi muzozvi nyanyawo aaah veduwe ngazviuraye muridzi vakomana ka.. varoyi vanotya kufa ko vakafa avo