@@mambaraterry7446 Spirituality has got no room for duplicity, Chivanhu ndo Foundation, Christianity is like a label. To make it easy, regai nditaure ndichiti Chivanhu chakafanana neaya ainzi ma needs, that is Food, Clothing, and Shelter. Then kozouya zvechitendero chakauya nevapambi vepfuma, ndo anenge ava ma name-brands(labels), that we've been able to do without. Dambudziko nderekuti hatina qualifying system inotarisa vanoshandira vanhu muChivanhu chedu kuti musapindwe nanaTsikaMtanda asi kuti Chivanhu chedu chieriswe.
@Drewmas Media . Thank you for bringing real stories of real African culture. I am learning a lot. These are real conversations that our society try to shove under the carpet. Now the papas are manipulating people. Imagine these Madziva people might have women & men who might be facing lots of challenges & they approach papas who try to put lipstick on the pig without digging the real issue. Wonopihwa mvura dzemuteuro ipo pane ngozi yakaparwa. At least once they do the proper thing, the whole family will have a new page.
Tinotenda sekuru Nzou ne basa renyu kuchenura nyika ino asi ropa harizi kumira kudeurwa mu nyika ye Zimbabwe vanhu vari pazvigaro zvikuru mu nyika ino vano dada nekuuraya vanhu .Isu taiziva masvikiro ayiramba kudeurwa kweropa se ana Kaguvi. Chaminuka na Nehanda .Uye ndatenda ne nyaya ye chingochani munyika ino kuti Hatichidi kunyange tatambura sei munyika ino kwete kukakama kana kana vabvunzwa kuti Kwekwete ipapo ne Nyika dzekumavirira
But sekuru vakavarerutsira this guys vaifanira kubhadhara big time.Nyaya iyi yaifanira kusiya chidzidzo kunemamwe madzimambo.But as it's vaudzwa Kuti vabhadhare zvavanazvo already zvavakapamba kuvanhu and farms.
muchiri vana vadiki muchakura henyu life has more to offer than wat u know nesuwo taototi zvemidzimu ndezvekupenga but leta in life wotozoona wega kuti iwe ndiwe benzi chakatanga iropa kuzvarwa midzimu iyoyo dzidziso dzichitevera..its time to wake up and smell e coffee africa be proud of urself u got much better to offer than this slavery life . kana muchiti monamata muzimbabwe sei nhamo yenyu isingaperi
Zvambotanga zvakanaka asi vamwe Rasta avo ndaona kunge vangavonanga kupolitics which might compromise the authenticity of masvikiro and ppl will end up viewing it as a political gimic.
Kana mukadzi /ne vemhuri yanyamufa vaitongoziva zvavo nyakuponda as they are saying haaa - zvonetsa kuti musvikoro apinda papi manje paHistory inozikamwa neFamily? im just lost!
Matope is my surname also my grandfather left 7 kids there in 1920 and ran away with my grandmother from vhorokonya family and I grew up my dad saying that we must never go to Mount Darwin don't know why but he always said vana vangu murimadzimambo
Haah ndarwadziwa ... mkoma wangu akangopondwa paZaka apo dhuze neTurn Off Roy .. nevanhu vekuziva .. asi kuCourt vakangonzi acquitted.. kufira musha .. mombe nemagejo .. Samson haungoendi mwana wamudhara zvekudaro .. 😢 🥲 .. I knows that the day will come ..
Is there any need yekut varipwe Ivo vasina kufirwa ummmmm kuda kudyira vangu Mari uku hantu ngozi ndoinobuda yega her ichitaut zvainoda Let's open our eyes 🥺🥺🥺
Inga mamboti ndezvenguva yava Mugabe now makuti president ahana chaanoziva so ndeipi president wamoreva Ini hangu ndaconfused anyone anzwisisa ndokumbirawo kujekeserwa
Dare iri dai maenda pa Manicaland panamambo Mutasa pa Honde valley munoona vanonzi Chiremba Mukotsanjera vano dealer nemhondi nemabhinya. Manicaland irikutapira vanhu varikumuka nekupfuka
Rural people deserve justice, our ancestors are putting it straight, musanyeperane chivanhu is the only way for Zimbabwe 🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Zvekupenga izvo
God is the only way. Hakuna munhu akafa anomuka asi ibasa raSatan dhiyabhorosi.
Mwari ngavanamatwe
Tinongove naMwari mumwechete nemurevereri mumwe chete.
Zvemudzimu kunamata Satan dhiyabhorosi
Hongu mwari vanofanira kunamatwa asi chivanhu chiriko zvacho unogona kutadza kunamata zvakanaka nekuda kwechivanhu kusvika wachigadzirisa.
@@mambaraterry7446 Spirituality has got no room for duplicity, Chivanhu ndo Foundation, Christianity is like a label. To make it easy, regai nditaure ndichiti Chivanhu chakafanana neaya ainzi ma needs, that is Food, Clothing, and Shelter. Then kozouya zvechitendero chakauya nevapambi vepfuma, ndo anenge ava ma name-brands(labels), that we've been able to do without. Dambudziko nderekuti hatina qualifying system inotarisa vanoshandira vanhu muChivanhu chedu kuti musapindwe nanaTsikaMtanda asi kuti Chivanhu chedu chieriswe.
@Drewmas Media . Thank you for bringing real stories of real African culture. I am learning a lot. These are real conversations that our society try to shove under the carpet. Now the papas are manipulating people. Imagine these Madziva people might have women & men who might be facing lots of challenges & they approach papas who try to put lipstick on the pig without digging the real issue. Wonopihwa mvura dzemuteuro ipo pane ngozi yakaparwa. At least once they do the proper thing, the whole family will have a new page.
0
Good Job Sekuru please cone to Matabeleland
All those who killed Tapiwa mankore they should tell us where is Tapiwas head.
Shuwa taura hako nyaya yacho yakutokanganikwa sepasina zvakaitika
Tapiwa makore
Correct, svikiro Irish ngariende Kwa Murewa rifumure vekwamakore zvakaitika ikoko . Zvima profita zvakatadza.
Zirume rinogaro mirira vamwe togobayana 🤗😊 mbira
I heard of this story before, exactly kwandobva it's scary
Tinotenda sekuru Nzou ne basa renyu kuchenura nyika ino asi ropa harizi kumira kudeurwa mu nyika ye Zimbabwe vanhu vari pazvigaro zvikuru mu nyika ino vano dada nekuuraya vanhu .Isu taiziva masvikiro ayiramba kudeurwa kweropa se ana Kaguvi. Chaminuka na Nehanda .Uye ndatenda ne nyaya ye chingochani munyika ino kuti Hatichidi kunyange tatambura sei munyika ino kwete kukakama kana kana vabvunzwa kuti Kwekwete ipapo ne Nyika dzekumavirira
Ngavaripe kana mupari we mhosva yacho ari mupenyu ngaasungwe nemutemo we kuuraya
Yeah chivanhu chiriko mazvirokwazvo ndabvuma. Thank yu drewmas media
Hiweeeeee Ini ziiiiii handiponde ini ndishungurudze tuvana twangu tuma sarad utu tuma queens Maya panotumana vanhu kunoponda or patinofunga kunoponda ini Jehovah ndinzwengesei Hatiti.
Same here. Amen & Amen 🙏🏽
Vazhinji vanhu vakatsakatiswa munyika ino izvozvi varikutoronga kuuraya pa sarudzo dzatakatarisana nadzo pedzozve muti Kaguvi .Chaminuka na Nehanda hapana zvikiro raiti vanhu vaurayani mu nyika ino 1August vanhu vakafa makati kudii imimi ana Sekuru Nzou asi muri kutaura zvakare ko zvanezuro uno .Ko ana Itai Dzamara
Proud of you my father keep it up Mukanya.
Tinotokumbirawo kuna sekuru Nzou dai vayendawo kwamurewa kwamakore nekuti tichirikuchema hatisi kuziva kuti musoro wemwana wakayendepi
Denga richanetsa kupinda iri thank you drewmas media
good Job Chihera o Sekuru laba ababuye ko Bulawayo
Mhondoro rasta musaita zve politics taurai zvikutaurwa nevaripasi not kuwedzera zvemusoro wenyu itai zvekuita umwe wenyu uyo
But sekuru vakavarerutsira this guys vaifanira kubhadhara big time.Nyaya iyi yaifanira kusiya chidzidzo kunemamwe madzimambo.But as it's vaudzwa Kuti vabhadhare zvavanazvo already zvavakapamba kuvanhu and farms.
Heavy matunes, sheedza mai vako tirangane
Saru sheedza mai vako tirangane💃💃💃💃💃💃
💃💃💃
Rasta ndovakuvhiringa matare manje ,, mabva manzwa tsitsi kumukuru wenyika kutoita kunge ndiye akawurayirwa baba kkkk rasta chimbodzikamài
Itai henyu. Asi mwari uyu. Mkuru Stairway. Namai avooo. Mavavhara. Muromo. Jesus. Jesus Jesus
Lol #Mr and Mrs made my day abeg!!!
This is so sad and so touching 😢 munhu haarovi chokwadi
Kasoko vakamuuraya zveshuwa mamutse ndiye anga ari pamberi
@@priscachikore6504 Ah shame and zvinorwadza ufunge
Drewmas Media taking us to highest level. #Nyika ine vene vayo
Thank you Drewmas media
muchiri vana vadiki muchakura henyu life has more to offer than wat u know nesuwo taototi zvemidzimu ndezvekupenga but leta in life wotozoona wega kuti iwe ndiwe benzi chakatanga iropa kuzvarwa midzimu iyoyo dzidziso dzichitevera..its time to wake up and smell e coffee africa be proud of urself u got much better to offer than this slavery life . kana muchiti monamata muzimbabwe sei nhamo yenyu isingaperi
Zvambotanga zvakanaka asi vamwe Rasta avo ndaona kunge vangavonanga kupolitics which might compromise the authenticity of masvikiro and ppl will end up viewing it as a political gimic.
Vanga vava kubuda musaga
Taura zvako politics dzakawandisa panaRasta
VaNeshamba rambayi makadaro kugona ikoko.
Fambayi bhora mberi.
Haaaa Zanu pf ine ngozi dzayakapara dzakawanda asingaiti.
tinotenda mukoma neshamba na chihera nebsa renyu thnx a lot tirikudzidza zvakawanda
Thank you Drewmas
Kana mukadzi /ne vemhuri yanyamufa vaitongoziva zvavo nyakuponda as they are saying haaa - zvonetsa kuti musvikoro apinda papi manje paHistory inozikamwa neFamily? im just lost!
Ehe taurai henyu even Inini that part yandibhowa
Iiiizvinorwadza. Asi please continue nenyaya iyi
Matope is my surname also my grandfather left 7 kids there in 1920 and ran away with my grandmother from vhorokonya family and I grew up my dad saying that we must never go to Mount Darwin don't know why but he always said vana vangu murimadzimambo
Andrew Neshamba and your team keep it up for good work this is painful and sad at same time.
Haah ndarwadziwa ... mkoma wangu akangopondwa paZaka apo dhuze neTurn Off Roy .. nevanhu vekuziva .. asi kuCourt vakangonzi acquitted.. kufira musha .. mombe nemagejo .. Samson haungoendi mwana wamudhara zvekudaro .. 😢 🥲 .. I knows that the day will come ..
Very sorry brother therz a living God in heaven he will wipeaway yr tears
Sorry
Paroy pane matsotsi paya hapaiti kumira very late ini ndobva pa Gumbo i know paroy turnoff hapazi safe
Hatichamudi Dambudzo Munangagwa
One day anodzoka chete
Is there any need yekut varipwe Ivo vasina kufirwa ummmmm kuda kudyira vangu Mari uku hantu ngozi ndoinobuda yega her ichitaut zvainoda Let's open our eyes 🥺🥺🥺
Program bhoo zvekuti but Rasta avo vatumwa here vasimbirira nekuti mutungamiriri wenyika haana chaanoziva?
Inga mamboti ndezvenguva yava Mugabe now makuti president ahana chaanoziva so ndeipi president wamoreva Ini hangu ndaconfused anyone anzwisisa ndokumbirawo kujekeserwa
Aah ndatitaureyi chokwadi, iye aripo uyu hanakumira zvakanaka vanhu vanotya kupondwa nevanouya husiku wobva wa nyangarika.
Chemutengure song version iyoyo yekusheedza mai tigadzirireivo
This is so painful
Chihera susiba sidudla yoooo ... kanti kudliwani bantu. Kkkkkkk ngiyabuya ngapho sidle sonke
Lol Kanti kudhliwa ngeAndrew neshamba lo
😂😂😂😂buya sidle isitshwala
@@oppahmpofu4430 hayi aah asostswala lesi bantu hayi hayi
Lathi siyadla isitshwala kodwa umm loke sichakeeeeeeeee
@@oppahmpofu4430c'ela ungibhalele i-meyili ciera
haaaa svikiro razowanza manyautsa mkanwa mhani - ended up doubting :(
Drewas. your the best
Nyaya iyi yandibata kunyanya mapurisa vari pakati pekuurawa kwemunhu.
Uuumm zvakaoma munhu haarovi chokwadi 💔💔
Nhasi inga uku kunoitwa chivanhu chokwadi.
Mhondoro dzechokwadi idzi Mwari nevadzimu ngavadzichengetedze pamabasa ose makuru avanoita India mberi sekuru nzou nevamwe venyu
Hoo vana Nyapfere ndovakauraya hama dzekwaChihuri horyt horyt
Vane drama
Vachihuri havasivo varikunzi mukuru wemapurisa here vaivepo pakaurawa kasoko
Rasta Havana brain,ngavasataure politics
Taura hako
Magweja afara nhasi,but akarongeka than magweja eku shurugwi anongofunga zvekupondana
This man turikira chaizvo kwete kuiswa zvako
Kkkkkk nhy veduwee
Drewmas media pamberi nebsa well-done
maZimbabwe munhu haarove munhu haaurayiwe
Ndadzidza zvakawansa nekuda kwe Drewmas media..chivanu chiriko shuwa
Truu chivanhu chiriko. Wakanzwa iya. Yarebbeca. Arikuda kuenda kumusha kwke kumalawi. Kuzopfuka after 65years
thank you drewmas media
The doubting Thomases are retreating slowly, very few disbelieving comments you see on these issues now.
Drewmas media taking us to another level
Mr and Mrs Neshamba updating us as always...ndipei number to support your works
Mvura ngainayeiswe chokwadi
Kumboturikira
aaah asi hamuzive they are a couple?
Are they couples guys
Couple🙄haisi couple iyi imika
Ndarwadziwa veduwe ndiriku chema nemhuri iyo, zvakaoma
Ndinotenda Drewmas media, vaera Shumba nebasa ramuri kubata , matare makuru aya uye anoda vakayera .... ndigotenda Vaera Nzou Mhondoro DzeDzimbahwe nekutekaidza kwamuri kuita, rambai makadzvanya ipapo mufumure vemashiripiti varikubira vana, gwara ndiroro uye handipokane naro.
Chivanhu chiriko not zvana n'anga venhema,
Regai Mash central idamburane. Kune nhubu. Honde, Nyanga yese etc havana kumborega kukoshesa chisi -Friday, no red, . Kunotobikwa doro remvura every year. Hakuna nzara 😅
Ko ngavangotenderaka nyika yose nokuti nzvimbo neznzvimbo ine gold rayo zvibatsire vadiki kumadrugs ......NZOU TENDERERAI MATIVAMANA ose
svikiro rinogoti vaMugabe sei risingangoti chizukuru changu Robert
Unopenga iwe
VaMugabe raitovawo svikiro pachavo
Drama rega rega hr iri
@@freedomchitake5552 Heya nhai. I think your belief in this weird stuff clouds your reasoning but I wish you a pleasant day
Saka commissioner Ava ndevapi manje vaiveko 1994🤔 I feel for the gals vakakura nguva yakaoma veduwe ...so sad💔
Augustine Chihuri 1991-2017
Chihurizve
Nguva yake yaiva yakaoma even paroad paisafambika maroadblock n
Ma likes
Hevoi nyamasvisva baba vangu rovai basa sebasa nzou
Rinotendwa iro Rakatambanuka 👏🏾
Kkķklll boss ava vaku campaigner chivandire havo ungavadii
Mombe , mbudzi uye matoki anofanira ane mhuru kubva musi wakapambwa zvipfuwo.
Murisei mhuri yedrawmas media
Ngaidzoke ngoma yakakwidibirwa
Mkuru vakutsvagawo rubastiro kutaura Mukuru wenyika zvisina basa dont include munhu arikutadza zvinhu
❤
Ko vakauraya vacho chaivo muchadii navo... nekuti ndinodavira kuti vapenyu nekuti ndanzwa zvichimbodzi varamba kuuya.
Hongu kuripisa maripisa mhuri yese asika vakauraya varipo.... ngavataure mhosva yavo... vadudze maurayire avakaita votaurazve kuti vakamuurairei uye matumbu ake nevhudzi rake vakazvishandicei.
Mukangoripisa vanhu pasina chokwadi chabuda pachena kubva kumhondi ndoona kunge nyaya inenge isina kupera. Mhondi dziripo idzo nanhaci... ngadziuye padare dzizvipindurire. Hazvishamise vachitoramba mhosva yavo.
Dare iri dai maenda pa Manicaland panamambo Mutasa pa Honde valley munoona vanonzi Chiremba Mukotsanjera vano dealer nemhondi nemabhinya.
Manicaland irikutapira vanhu varikumuka nekupfuka
Vane shamba chimboyendayiwo nanasekuru kwachiadzwa kwashata
Kupi kwacho ndogara kwachiyadzwa kwamuchena chishingwi
Chishingwi papi pacho
@@josephinechimwamwa3444 munjoma
Huya kuseri wangu
@@josephinechimwamwa3444 handina number dzako wangu
What a sad story. Vanhu soo ka?
Pamberi nekuterera mhepo kuti tisununguke❤
Vaneshamba chimbouyayi buhera south chief Nyashanu
Vana Amai vari kutamba apo ma1
Kumuturikiri Tsamba yekunyorerwa haipedze nhuna izvo kaizvo
Rasta awo vakabatwa nemangemba vakuzvinyanya mhani
Yea life ma1.hakuna ropa rinorova
Zimbabwe is a spiritual Country.. people thy don't follow this anymore that's why we are always having problems in this Country..
Us we still follow dear every year...l'm in Capetown
Avo Blazz ibaboon chairo
Mwari zvorwadza
Chihera dakumorora
Drewmas rambai makadaro nechivanhu chamurikutipa
We love you drewmas media
Yeah zvakaoma sure munhu haarove
Haisi huku taura zvako
Yoooooo
vaMugabe avamborina ploblem ndimi makutoita zvepolitics pakuti mutore chokwadi
Inga vanha rasta vazhinji apaa chiiko nhaim
Midzimu yefeki iyi
Sekuru ava imbavha zvinhu zvakabva zvatoita worse kuChin Mine
Vanoti kuhura ypweeeee
Ummmm dzouya chaiko
Uu murikuita basa rakanaka ndinotenda chose ndini Weston veluvelu kuno Ku ruwa
Tirikuzviona kti murikunyepera kuita zvemhondoro imi muchiita zvematongerwo enyika
Rasta avo dzave politics ,kupinza fear kuvagari vemaruwa igaroziva Ma Zanu pf
Drewmas media chirongwa changa chichitapira ichi apa matigonera tiri kudzidza zvakawanda
Nhaiweduwe kunge ,ko ndiani anga ambotaura kuti pane chaanoziva kkkk rasta vadhomoka ava
Hie Chihera uri nyenyedzi inopenyesa