Musati nyepere takaona muchitonga nyaya muchiti munhu akatengeserwa stand mari ngaiwedzerwe dai iri ye musika yabereka nekuti munotonga nama gada uyu makuti ngapihwe mari yake shoma shoma
Nyaya vaheadman munhu wokutenga stand imbabva iyoo. Tarisa mwana wakashandisa Ku court anodyiwa futi, plaz mari 2014 no Us dollar everyone was converting to bond.
Akatengesa stand ndi Mai imi maivepi makuda kubvisa munhu nhasi Bec amai venyu vafa,plus Havana respect vanhu awa heeee ndaive ku south sezvinonzi vaiwe ku UK
Magada anenge akagumira grade1 first team anoti mwanasikana hapana chaanowana asi pakaita problem mumusha ino involver mwana wese ngaabva kumberi aende kunogara ne povho
Headman👍🏾👍🏾mapedza,nyaya iyi takanangisawo takawanda uye mutongo uyo maratidza muri baba wevanhu venyu vose. Thank you👏🏾👏🏾
Dzemunda neuroyi munodzigona headman
Maisachengeta mubereki nhasi uno vakuda stand mapenzi evanhu makuda kutonga headman imi bvumai kutongwa
Ehe magona vaChigodora magona
👏👏👏👏
From jozi igweee totenda itai basa baba
Baba vangu vachigodora manga marova zvekuti
Piwa zvako mari hama yangu. Hapana chaunobva. They will suffer guilt conçience. Asi the magadas should be careful ingozi iyo.
Headman wevanhu ini ndandakutorwara nekushaya Headman Chigodora ndapora manje kkkkk
Proud of you headman chigodora,mhuri yestand inonehutsinye $80 sure pamwedzi ichikwana rini
Well done hardmen chigodora
Mauya mauya waChigodora mange marowa
Magona mambo. Ngavatenge stand. Ngatirege kubatira munhu veduwe. Vana Magada musadaro so.
Much respect pa judgment Hadman bhaira mberi
Mudhara anodaidzira zvaanoda uyoo
Itai basa herdman😊
Chigodora the best
Panekakufevhera magada uyoo kana kakutomutya
Headman my Headman ❤
Mufaro wedu kukuwonai Headman Chigodora kutipa nyaya dzamunotonga dare renyu rinondidzidzisa
Muri kutotongera chokwadi vachigodora imi ini yangu yakatonyura
Chigodora headman 😮😮😮
Simbi yebasa sando dzenyu vaChigodora
Welcome back
Mange marova vanhu vekwa Chigodora
Mkanya chokwadii hachiputsi hukama, vanhu vangavachete vabereki vavoo . Chaita kutii vatengese munda , ngechekuti vasaichengeta Mai
Wagons chigodora
Yoo ivhu nderani kkkkķkk
Hanzi ndera ED
Well done hardman
Haedman Chigodora variCorrect
Musati nyepere takaona muchitonga nyaya muchiti munhu akatengeserwa stand mari ngaiwedzerwe dai iri ye musika yabereka nekuti munotonga nama gada uyu makuti ngapihwe mari yake shoma shoma
Akatengesa apa akafa .zvatosiyana.
Dzidzai kunyarara
@@lovemoremuverengwi1268but mai vanekodzero dzekutengesa munda cz ndewavo.murume akafa nhaka inosara iriyemukadzi.zivai mutemo
But ngadxorere ne 20% interest sezvo akudzorera
Nyaya vaheadman munhu wokutenga stand imbabva iyoo. Tarisa mwana wakashandisa
Ku court anodyiwa futi, plaz mari 2014 no Us dollar everyone was converting to bond.
Igweeeeeeeeeee!!!!!!
Dzosai Giant uya we voice runotyisa dare renyu rareruka iri mucharohwa1day
Akatengesa stand ndi Mai imi maivepi makuda kubvisa munhu nhasi Bec amai venyu vafa,plus Havana respect vanhu awa heeee ndaive ku south sezvinonzi vaiwe ku UK
Àchigodora wee
Fair judgement headman magona
Thank you headman vanhu vanetsa kuita chitsotsi nenyaya yeminda iyi ini ndine yangu iri kundirwadza izvozvi 😢
This Magada man l don’t agree with him saying vasikana should not be part of payment.
Magada anenge akagumira grade1 first team anoti mwanasikana hapana chaanowana asi pakaita problem mumusha ino involver mwana wese ngaabva kumberi aende kunogara ne povho
Makadii Headman matiregerera mazuvano tatokusuwai
Avo vanhu vazviparira ngozi masikati machena
Apa matonga zvisizvo madzvinyirira Roby headman
Vanhu ava ngavatange ne1200 dollars yakatangwa nayo nomurume wokutenga munda
Mukatonga zvakanaka pasina kuzoti endai kwaTasvu kunonyeperwa zvinenge zvaakufamba.
Tasvu unongoti uyai ne hembe zvinhu zviri muhembe
Headman vedu
Vanhu vekwaMagada kusanganisira nevakadzi avo ngavabatsirane avo. Ngavabhadhare chikwereti icho munguva ingaite 6mths.
Munotonga headman
Mauya mauya vaChigodora manga marova
Dare ratonga. Vakagara pasi avo madzimai ayo anototongera fair.
Headmen munogona kutonga do not be worried about comments itai basa sebasa
Ivhu rinonzi ramunangangwa sei nekuti munoti ivhu kuvamhu munangangwa anonzi nderake sei saka hapana nyika chinonzi nyika kana ivhu riri remunhu hwani
Spouse yasara one kodzero yekutengesa upfumi hwake hwaakaita nemukadzi wake.apa patorine muchato nyaya yakazvitonga yega iyi
Magonesa mai ibenzi vanotengesa munda ivo vanevana chigora chirera nherera
Why headman chigodora vachipa mitongo yakasiyana panyaya dzakafanana.kakawanda pavanotonga nyaya yekutengeswa kwemunda vanotaura kuti mari idzoserwe iine interest.apa pangonzi ngavadzoswerwe yavakatenga nayo havana kutarisa makore kubva pakatengwa stand uye ma developments aitwa pa stand 😢😢😢
Every case has it’s own merits
But vanaMagada vaita kahutsinye becoz
Muri right henyu asi zvakaoma hazvo
Vane mhuri yakatengesa Munda vaita udyire kumutengi shuwa vaivep nguva dzese Mai vachitengesa munda
Ramba mari yacho kana uchipihwa shoma shoma kudaro munhu wakatengeserwa munda gadzirisa vanhu ava vakangwarisa munoifira mari.yemunhu kushanda kunorwadza
Pamberi nebasa vachigodora tikutambirei mauya nezvinovaraidza
Manga marova veduwe
Herdman makuresva kutonga apa ,mari yacho igore ripi kana iri US better
Pfe❤
Vari kutaura hapana chavano ziva avo tongai nyaya vachigodora tokutsigirai isusu
Noise
Headman, ngavape munhu mari yake with an interest, that's unfair.
Nhy iwe chigodora dai munhu uyu 2200 yake dai akatengesa musika dai yakaramba iri 2200 here why wakutadza kutonga
❤❤ veduwee ndokumbirawo musubscribe my chanel
Ivhu ngerani ? President?????
Kkkk nyika ino zvakaoma
Mutemo iwoyo wakagara uripo every country land belongs to state.
And the state has the leader.
State is no ED .But Zimbabwe
Pamunokanganisa pekuti vanhu ENDAI kwaTasvu kopuva mutoriro mudzepete nekuteverwa nyora echinyepera vanhu
Mambo MUTASA varikuzvirambidza vanhu kuti regererai kuende pan'anga paunotanga kupihwa zvinhu zvinodhaka asati arapwa
Mukaregedza kuendesa vanhu kwaTasvu munodikana
Vanenge vasina kumanikidzwa kuenda
Ko Magada uyo parutivi penyu haasi umwe waavo varimudare
Same as my question
Aiwa Inga wani ataura kuti ndivana Sekuru na Mainini vake, remember he's not originally a Magada, but akatoreswa birth certificate nanaMagada
@tindotings7892 ok hoohh yah it's true
Magada mwana mudiki asi anotonga zvandinoda ipai munhu mari yake munhu zvese zvaakavaka mumudzosere mari yake
Headman siyanai nesu comment section don't address us tinotaura zvatinoda. Seipapa matonga zvakadhakwa
Haaa; mwana weGrade4 atokura zvekutengesa minda futi; asi maGr4 a1980 kanhii? 1980 tanga takavhengana shuwa (kuPrimary Sch) - vana, mhandara, madzimayi, majaya, nemadhara kkkkkk. Zvichiko here mazuvano, zvekutoti mwana weGr4 angatokura zvekutosaina maContracts/Agreements?
There should be a charge for breaking the contract
This Magada man is stupid ngaone vamwe vanhu sevanhu kwete kuda kushora munhu kusvika ipapo