Haridi dare revana variko iro. Check the age of the people in there. Again kumatare hakudhandiswe mutauro wekunzvengerera kunotaurwa zvinhu sezvazviri. Enda kwamagerstrate uterere nyaya dzichitaurwa
True what was the husband doing in the tree? She is seeking for riches for her husband. Here, the wife said the boyfriend is circumcised but the man who has been send to see his dick, said he is not circumcised. What's that?
The chief needs to know principles of fairness. For purposes of asserting the size of the weapon, the two were not compared, thus evidence tendered was not objective. These chiefs needs to be taken through an orientation process. The chief's approach leaves a lot to be desired.
Haiwawo mahure ari kuita upombwe vari pavarume kana vabatwa varume vacho vo demander mari kune chikomba kunge zve business chaizvo.Iko murume ukabata mukadzi😂 wako ane chikomba chibva waita kuti munhu arove pasi nguva ichipo.Kugara nemukadzi asingakuhuriri kuri better than zvekuripisana izvi.Hunhu hwedu hwakaenda kupiko !!!.Mahure pack and go
Mambo let’s call spade a spade, mukadzi uyu nemurume wake vakaronga kuti varipise murume uyu.. it’s something that is happening in Zimbabwe now. I am so surprised that the husbands only go for kuripwa..WHY????..mmambo tongai nyaya se nyaya..pane foul play apa.. ZIMBABWE yaa nechitsotsi madzimabo itai basa sebasa 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾ndapota hangu..
chihure is simply the new business of getting easy hupfumi and its so sad that madzimambo haazi kuzviona zvese izvi. Murume rudzii anoti mukadzi handei kudare tinopihwa mombe coz iwewe wahura. Cry my beloved nation
dare rembavha zvaro, nyaya yekuti munhu akabatwa nemhosva mambo vanowana something saka kana munhu asina mhosva anongotsitsirirwa haaaa humbavha huripachena akuna mambo akadayi
Mambo tongai vakadzi ndoovanobvuma varume vachiziva kutii vakaroorwa ndoovanofanira kubhadhara marii
Mutemo wekwedu wakarereka vakuru kuma purazi vakadzi vechijocki jocki vanotoshanda kuita ma projects navoo
Hazvife zvakaitika izvi hanty ndimi munonyenga
Makoni anofanira kusungwa uyu anoita hudyire anobatirira vanhu uyu ,,, that's why Chief Mutasa is the best Chief with wisdom ,,
thank you Tichkach by exposing biased traditional leaders who are after people's wealth
Ay pamsoroyi Mambo Makoni 👏👏👏zvinyadzi mukuzvinyanya Mambo wangu
Masamanyika vanotaura sezvazviri....its normal ukooo
Mudare chiro chinotaurwa zvachiri
Changamire zivai kti dare renyu ririkuonekwa neruzhinji,, sefai ma words enyu, dzidzisai mromo venyu kusataura mashoko ma nyadzi mhani
Zvinotobvumirwa manje ppadare kana kutopfekedza bhurugwa musoro mechikomba
Chiri ku court ndiwo mataurirwo azvo
Makambopinda mu court pachitongwa mhosva ye rape here😂😂😂😂😂 munoda vakashinga moyo
Aaah i deal iri murume nemukadzi wanoziwana wakuda kutsvaga hupfumi zvinonyadzisa ummm tumbwa twewanhu zvandibhova😮
IMi mambo dzidzaiwo shona yanaka mamwe madzimambo avataure zvinyadzi zvsmunoita imi uuumm zvakafumuka zvamunoita chief i always watch chief Bushu and Nyamaropa avaite zvamunoita imi
Haridi dare revana variko iro. Check the age of the people in there. Again kumatare hakudhandiswe mutauro wekunzvengerera kunotaurwa zvinhu sezvazviri. Enda kwamagerstrate uterere nyaya dzichitaurwa
True ukaverenga docket yambiro yemhosva zvinyadzi zvega zvega
Haiwa mashoko iwaya atorine mutauro wakareruka. Wanozviitisa mambo awa yhoo.
Idzo nyaya dzacho dziri dzekuisana Unoda kuti mambo vashandise madimikira kana munhu apuhwa muto go agoramba achiti handizvo.
Muchirungu zvinoita kunge zviri nyore
aah pahumbwe manotaurwa Shona or ndimi dzese hupombwe hauna respect
Watoita luck shaa. Waizobhafhara mombe wakazvimba dumbu. Kana kubuda majuru
Vari kushora amuna zvamoziva mambo akatonga mushe uyu
Takakura tichiimba mboro chaiyo ishondo inoita seyakachekwa well done Makoni ❤❤❤
Vanhu ngavasatengesa vakadzi vavo nekuti vaitanzara kuti vapihwe mombe yatova trading muzimbabwe shuwa mambo ivai pa justice panyaya iyi musava divi rimwe
p
Matsotsi dare iri. Mboro haina kuchecheudzwa fullstop
Unoiziva hr nzvonyo iwe
Haiwawo its a trap iyooo vanhu varikutsvaga kuda kupfuma nezvisina basa,manje anopera hunhu mkadzi nxaaaa
Yes it's a trap kutsvaga kuginyabvura nekuti vakaona kuti munhu anetumari
m& m&m&&] mg😂t😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂5t5😂
Mambo anoda wisdom. Hey, kutadza kuonera njuga.
Imi Mambo hamuna pfungwa mutori nyadzi pachenyu munonyadzisa uye hamunyari nyika imi
Kkkkk
Baba avo nemukadzi wavo vakaronga deal mambo musadzvinyirire murume uyu
True what was the husband doing in the tree? She is seeking for riches for her husband. Here, the wife said the boyfriend is circumcised but the man who has been send to see his dick, said he is not circumcised. What's that?
Kkkkkkkk village 36 ne 34 wotadza kuziva kuti anemurume kkkkkkagarden aripamwe chte kkkkkkk iweeee Tsatsa usadaro kkkkkk
Vakadziwo ngavamire kubvume vamwe varume vane varume vavo... Ngavamire chihure... Vanhu vakutoroora mahure kuitira business. Vakadzi ngavadzikame... Apana akabatwa chibharo apo.. Uyo akaroora hure simple.
Good point
Kunzi yakareba haisi full description coz if we look at one' height or shoe size urefu hunozikanwa
The chief needs to know principles of fairness. For purposes of asserting the size of the weapon, the two were not compared, thus evidence tendered was not objective. These chiefs needs to be taken through an orientation process.
The chief's approach leaves a lot to be desired.
Mambo nevadare proove the case beyond reasonable doubt.murikusira.vamwe voshandisa vakadzi kuumba fuma
Chief musataure zvitsverudzi munonyadzisa panenge paine vanyarikani
Ummmmm zvinyadzi ndozvake uyo kutonga dhololo
😂😂😂😂 chiiko chikumboita vakadzi venyu vakutsvakirei anabamunini🙌🙌🙌🙌🙌🙌chaiiii
Clear pktr quality thanks cz ahitikuvadzi maziso cz of that ndino liker with pleasure
Haiwawo mahure ari kuita upombwe vari pavarume kana vabatwa varume vacho vo demander mari kune chikomba kunge zve business chaizvo.Iko murume ukabata mukadzi😂 wako ane chikomba chibva waita kuti munhu arove pasi nguva ichipo.Kugara nemukadzi asingakuhuriri kuri better than zvekuripisana izvi.Hunhu hwedu hwakaenda kupiko !!!.Mahure pack and go
Ko murume aitsvakei mumuti ndoona sekuti ranga riri Deal
dhiri riri pachena iri, mambo is biased tsotsi ramambo kutaura zvinyadzi kusasvoda pthuu
Rinenge raiva bhesi ravo saka anga ava ne information akano gariramo
Bodo dhiri rekuda mombe iri
Zvipiko. Mambo anotadza kuona kuti murume uyu akaroora hure. Mukadzi wekupi asinganyare kutaura zvinonyadzisra kudaro. Mambo wacho anobhaizawo futi
Ehee it's a deal iri ngawatonge zvinechikoro
Please madzimambo ripisaiwo vakadzi vanonyepa kuti havana murume ivo vane varume
Ha zvakadhakwa izvi. Anopirei murume mombe iye mukadzi ariye hure ngaaripe ka murume wake ega
Mambo let’s call spade a spade, mukadzi uyu nemurume wake vakaronga kuti varipise murume uyu.. it’s something that is happening in Zimbabwe now. I am so surprised that the husbands only go for kuripwa..WHY????..mmambo tongai nyaya se nyaya..pane foul play apa.. ZIMBABWE yaa nechitsotsi madzimabo itai basa sebasa 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾ndapota hangu..
kana ukahurirwa hautauri zvemombe, iproject iyo.
Mambo tauraiwo mazwi akareruka. Munonyadzisa imi nxaa
Shuwa vakadzi vakaziva kuti vanozoripiswa havahure futi
Unfair, he was setup, varume vakawanda vanadzo hombe dzaka checheudzwa
chihure is simply the new business of getting easy hupfumi and its so sad that madzimambo haazi kuzviona zvese izvi. Murume rudzii anoti mukadzi handei kudare tinopihwa mombe coz iwewe wahura. Cry my beloved nation
😊
Kana uchizviziva chitambirei kure navakadzi vacho
Kana uchizviziva chitambirei kure navakadzi vacho
Mambo ava nxaaa havagone zvachose,endai kwachief Mutasa inotongwa kwazvo,ava haiwawo havasi kutoona kuti itrap here zviri pachena izvi
Ndaipfurire mberi yakananga kwaMambo Mutasa . Ndiko kwaichapera zvakanaka. Apa panoda Apeal
Apo mambo matonga chitororo henyu raive deal iri. Nyangwe vakapihwa gumi mombe but zvisina kuropafadzwa hazvipfumise
Siyai chihure vakomana... Matongero enyaya yechivanhu munhu anoripa. Njuga dziriko futi asiii.... imiwo musanyenge vakadzi vevanhu
Mambo ari kutsikirira murume uyo.Ngaabvunzewo mukadzi kuti anotii nezvataurwa ne chikomba ichi
Haiwa zvimatare zvenyu izvi ini mungatozondiripisa zvakawanda ndakutukayi mambo wacho
Mambo uyu mukusho wake everyday paanomuka ....
Mukadzi uyo ihure chete... . Seiko aihura iye aisaziva here kuti ane murume
Ha vekwamambo mazwi cjaiwo hamuna ,, tinoteera matare edzimwe nzvimbo , munotaura zvinyadzi kudaro ,
Mujolo uri shit hauperi zvakanaka kani 😂😂😂😂❤❤❤
Mambo you are not fair
Why vamwe muchitanga kuvabvunza kuti murume wemkadzi wakarora here
Favorite chaiyo
Mambo be fair.
Mambo zvinyadzi izvo hamuoniwo here kuti munevana uye vanyarikani mudare .Mambo nyaraiwo dai arimunhuwo zvake anoti mboro mudare hamumuripise mombe here imimi haaaa indava muchiita zvinonyadzisa
Mambo munokosha imi munogona muzere neuchenjere mukubata nyaya
Kkkk hanzi na mambo mboro inopedza pfumakkk ndaseka zvangu hure rikati mboro yemurume wangu idiki yechikomba ihuru kkkk vakadzi vati munzara kani kkkk unonzwa cy uchinzwaro mudare
Uyu ndiwo mutambo wevaviri kuwana Ox, ndapota tsvaga dzimwe nzira dzekugadzirisa matambudziko
Tsatsa ita mushe bvuma hako mwana waamai hona wawekunyadziswa utsadaro ba iwe kani ❤❤❤
Mambo ndewekumama uyo. Iye mukadzi wemunhu ndiye anoziwa kuti akaroorwa
Mambo munonyadzisa sefai mashoko kani,zivai kuti murikuonekwa neruzhinji,musanyadzisa
Saka mdhara Kamoto ndiye specialist wekucheka Blambi dzakachecheudzwa 😂😂😂
Chief wari kumwira mvura kuda kuona mbolis that's nonsense
varume vakupfumiswa mudzimba nemahure echikadzi ayo hmmmm. panoda kuongororwa ipapo
Chief ava vanoda training yebasa
Chief asina huchenjeri anoda kumamiswa
Mambo Hana kunzwisisa nyaya uyu akutadza Tonga
Baba avo vanga voti murume aendewo kunoitwa compare and trust 😮
Sure vakadzi ngavatongwewo bcz ndvanobvuma varume
Mambo utu akadhakwa, vanhu vava kuita madhiri mazuvano
Vakadzi vanonyadzisa zveshuwa kutoganza hke kuti yechikomba ihombe,, tikuroora hedu mahure boiz
Ipapo Mambo anofanirwa kuona kti vakadzi vakutoita business nevarume vavo umm
Mambo makadhakwa imi amunzwi statement shuwa kuti vaviri varikutsvaga mari avo
Haaaaaa iyi project chaiyo iyi murume nemukadzi wake vaizivana WY pasipemuti unemurume wake why Tambo haaaaa imo
Taking advantage yeurombo hwevanhu. Mashoko amambo anoita kuti munhu adzikame kungwarangwara kupere. 😂😂😂
Handifungi kuti mambo ava kuchikoro dzakainda, ukaona unababa vakadai ziva kuti ichinyadziswa chenyika
ha baba vanoda kubetserwa mhani. kakawanda kangani, and where exactly size is not an accurate description. I feel this guy was innocent
😂😂😂😂mboro inopedza puma chokwadi.warume Sungai mitezo yenyu iyo
Imi mambo imi motaurireiko zvinyadzi pavanhu
Aaaa nxaa ihure irooo aitotarisa kuti yakachecheudzwa or haina anodised zvinhu mukadzi uyo. Ipfambi iyoo. Vadzvinyirira munhu apoo
Zimbabwe yese mambo awo vakafumuka havana hunhu.Vane mhuri here uyu mukwasha kunevanwe vanhu ndino nzwira mukadzi wake tsitsi anonyarirq pai murume achitaura zvinyadzi fanika soooo
Wakadzi wari mu Zimbabwe munonyadzisa chihure rawe business here daizvaibvira madzimambo mukadzi akaunzwa nekuhura musati murume wake aripwe kana zvichibvira ripwai imi kusvibisa nyika yenyu bcz mukadzi haarambirwe uroyi asi chihure why varume wachinzi wakuropwa asi mukadzi iyeye anoramba achigara naye hamuoni kuda kukupusisayi vakadzi dzidzai kuti kana wakarorwa gutsikanayi nedzimba dzenyu gumbo mumba gumbo panze inzara here ukaonaka kuti hausikugutsikana dzoka kuwabereki wako unohurira ikoko
Zvinonyadzisa shuwa. Hazvikomboreri.
Asindine mubvunzo unondinetsa. Zvinobvumirwa yere kuti madzimai anevarume vanoita ma girlfriends amhangarirwewo kwaMambo nekuti ndiwo wakawandisa in our society kupfuura madzimai anoita zvezvikomba kungoti madzimai haaendesi nyaya dzacho kumatare.
@@gumsblt3dj5z zvinobvumirwa hakuna nyaya dzisinga enzaniswi kwamambo chikomba negirlfriend chinhu chimwe
Imi munovanyengerei
Rave business. Ivo men ngavazvibate
Vanhu ngava regere kutsvaga mari /mombe nevakadzi, murume uyu haana kumbo danana nemukadzi uyu, nyaya iyi yaida chief Bushu or Mutasa
Mambo avo bhoo here ne language 😂😂😂😂
Thats true. Arikuvharira huku ndiye achamirira musha iwoyo kwaMambo
Vanhu vakugadzira mari nenyaya idzi kurangana zvavo mukadzi nemurume kuti vatore mari kuvanhu
Set up yekutsvaka Mari, imi chief munotungamirira vanhu sei nemuromo usinganyare, vakadziwo gutsikanai mhani, nhamo yakukonzera chihure
dare rembavha zvaro, nyaya yekuti munhu akabatwa nemhosva mambo vanowana something saka kana munhu asina mhosva anongotsitsirirwa haaaa humbavha huripachena akuna mambo akadayi
Yaaah navo vakadzi vanofanira kubhadhara kuti vadzidze kugara nemurume umwe chete
Haaa vanhu vanoti zvinyadzi chii chii hamusati mambopinda matare zvinotaurwa sezvazviri ahhh
Mambo awo kutotonga kwacho kunotowanetsawo.Ndinotowakundawo ini xhaaa
Mashoko ekutsanangura akawanda mambo wangu,dai marerutsa for the sake yemazera akasiyana siyana pamwe nevanyarikani.Tsvagai mamwe mawords please
Mudara makoni wanorova kirango awo plus havaigara kumusha iteam rakachona kumbare , kugetto
Madhara aya anonyepa chokwadi munhu hana nyaya uyu kuripa mombe pasina nyaya
Inzara iyi munehudzvanyiri endai munoshanda marombe mazidhara akatadza kuronga hupenyu chihure Iye anobvumirei mkadzi wemunhu iye ane murume handitongwe nemadzimambo akafumuka anemiromo inotaura zvinyadzi
Haaaa apo mambo vakatadza kutonga ,mukadzi akati yakachecheudzwa asi iyo haina but angonzi anemhosva haiwawo
kkkkk Tsotsi motorbike yasiiwa kure kuitira chirukazi
Mambo tambo nemunhu mumuti nekudhonzwawo kwakaitwa murume uyu hamuzvitarisiwo here. Paita ruchiwa rwepfuma apo. Trap
mubvunzo kuna mambo .ko ivo vakadzi vevanhu varikuita hupombwe nevarume vavanhu havaripewo hre
Chokwadi vakadzi vakunyepa kuti Havana murume uyezve vamwe varikuita vachitoziva kt ndikabatwa ndichabhadharwa mombe coz dzakutoenda mudanga mavo nemurume wake vakutorima ngaabhadharewo mukadzi wacho
this is a traditional court..patsika dzedu mukadzi haaripe asi murume ndiye angatondotaura naatezvara vake or kuramba mudzimai wake
Aaa apa wakarohwa chekuseri Nekuda kwemari yako kkkk but mhosva unayo kuda poto yemumww
Mukadzi ihure iro sure ngavaripe vse mambo
Kkkkkk mambo vanezvinyadzi ava ndati
Chikomba hachina mhosva mambo imi vanhu varikuda pfuma yavasina kushandira
Mambo havagone kutonga havasi kunzwisisa zvirikukutsanangurwa ko iye mukadzi wacho asingatsanangure
Hamugone kutonga mambo shona yenyu ummmm ndaitadza hudyire uhwu
Haaaa akaaa kaDhiri kekutsvaks mari 😂😂
Vanhu vakatowana nzira dzekutsvska pfuma kumisha uko
Urimwana mudiki here murume iwe kuzvuzvurudzwa nemkadzi musanyepe baba imi
Mukadzi ndiye anoratidza murume base here. Matsotsi ayo
Murume uyu itsotsi anoziva mukadzi uyu asi akangwara mukanwa , anonyepa uyu
Zvinyadzi mambo imi tauraiwo zvakarerukawo yooo
Zvakaoma couple iyi matsotsi nxaaa kuda kubira vanhu chupet
vakadzi ngavaripiswewo vanhuvakutsvaga pfuma nechihure