Don't say on that area pliz. This early marriage issue is happening countrywide.... Muchinda uyoo akangoshandisa advantage chete akango-coloniser brain dzemukadzi mudiki uyo.
Educating by who. These issues on adultery are in every community. Zimbabwe moral standards have decayed. How many times have we seen men caught with someone's wife and they get badly beated
Doing a great job Mukanya veHwedza. asi musavenge criticism. Weigh all comments and apply zvinokuvakai morasawo zvinenge zvisina basa. inga maivepo wani pakarongwa zvekuti ateya mariva murutsva haatye kusvibirira magaro. tirikutodzidzawo zvakawanda kwamuri asi nemiwo dzidzaiwo kwatiri. hapana munhu angazive zvese chero ari mambo
Headman amai avo mavadzosa zvakare kuhutongi vanotaura zvinyadzi all the time zvinorerutsa nekufumura chimiro chedare hongu pamwe ndo chimanyika chacho asi dare ririkuteererwa ne dzimbahwe rose rinetsika nemagariro akasiyana
Headman apa pakuti mapurisa makonewa chaiko cause mukadzi uyo I underage yakaroorwa vanosungwa vose nemurume akamuroora cause akatora underage ndobva underage yahura iri pamurume vose varume vasungwa
I agree .Nyaya ye under age has not been dealt with well. Vanhu ava vakaendesa mwana kumurume iye ari mwana mudiki.(mayebe kuti zvitibve zve kurera) They are wrong and they got away with it. Haa girl child and orphan munhu iyeye ane nhamo. I am not happy kuti nyaya ye under age yatsikirirwa.
Sengikhona listening to headman Chigodora traditional couts. Amavuko Amavuko kuye wonke obukeleyo. Watching from here kwabBulawayo
Kunjani Khums
Siyavuka sthandwa, Sibonge 🙏
@@justicemunyoro5408 Ngikhona wakwethu singabuza ngakuwe dankie dankie
@@siphidube9811 Nami ngiyaphila impela
Kunzimaaa
Nhasi ndiri zuva rekutanga kunzwa kwaChigodora kuchitongwa nyaya dzechihure
Wakanganwa chabodo namatutsa
Kwakanyanya huroyi toomuch
Makajambwa neyachabodo namatutsa asi
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk nyya dzekwachigodora ma1,dzoobvisa stress zvedi iya😂😂😂😂😂😂😂
Sàlibonan lonke mazimbabwe amahle baba chigodoro keep up we love you baba godbles u
yeboo
Unjani siwakhe 🤝
0iij. 😊9nnop
I miss you headman basa ngarifambe❤ u are the best vanhu vanotaura asi musadzora tsvimbo keep it up
Idi iroro
Ndaita munyaviri@ headman Chigodora,, ndinemubvunzo 1
SAKA VANA NDEVANI?????
Ngaende zvake kumba kwake mukadzi uyo,
Mmmmmmmm ndabatikana hangu, 👏👏👏 makadiniko headman Chigodora nemakurukota enyu nemhuri idzo. Bsa batai chaizvo. # gadzirisai nyika.
Murume uyu akaroorawo underage ngavasungwe vese, ndoosaka arikut anoda mukadzi anoziva nyaya yake
Ehe naye anotonyura Saka kutongoshinga ne hure rake
Head chigodora vanogona kutonga mukadzi anoripa chikomba choripawo Good❤ kudai bushu achiita seizvi
KwaBushu i think mukadzi nemurume vanotoita plan yekutsvaga chikomba😂😂😂
Maglass you killed me nhacy kkkkkk
Headman batsirayi mwana uyu, pane zimhepo riri kuvuvuta kumusana kwemwana sikana uyu. Ndaisa miviri yangu kuti betserayi mwanasikana.
Nganake mukadzi wacho 😢😢😢
Ummmmm just wanted to comment the same she is cute shame, I can feel her regreat mikadziuyu
Vakatanga kudanana asati aroorwa akarerwa kwasekuru sokuona kwangu
Sorry akarerwa kwasekuru akatanga kudanana naye kare kare asati aroorwa .
Vakomana vanobvunza mubvunzo nhando vanofanira kuenda kovhiya mbudzi kwete kungotaura
Vakadzi vevanhu mukumbozvifambisa sei haaaaa mukutishatirisa nzira toroorwawo sei kana muchidai
Taura Hako hama
Kkkkk
Huya nduku roore
@@stanleymuusha2835 muripi mowanikwa kubhuku KwaChigodora here
😂😂 kubuda pachena kwakanaka watowana murume@@tracychiumba1436
Something is lacking. People in the area needs aducating on marriages, family planning and girl child welfare.
Don't say on that area pliz.
This early marriage issue is happening countrywide....
Muchinda uyoo akangoshandisa advantage chete akango-coloniser brain dzemukadzi mudiki uyo.
Educating by who. These issues on adultery are in every community. Zimbabwe moral standards have decayed. How many times have we seen men caught with someone's wife and they get badly beated
you can't even spell
Vari kuti pakutaurwa Zvinyadzi namai avo what what, mati manzwei imi? Makamboteerera kwaChief bushu here
Kana Chief Makoni
Kkkkk
@@percytapfumaneyi30😂😂😂😂😂 chief Makoni havazvikendenge
Haaa kwaChigodora hakuna chihure this is first time
Hurombwa haaa
Eish yaaaaa pakaoma veduweeee chiiii kuita zvinonyadzisa kudai kana mada zvema boyfriends please siyai dzimba munofira mahara Yoh siies mhani
Vanhu vanedzimba vakudzitambisa vamwe tichidzidavo
@@anashe.j imagine dear
Ndanga ndasuwa head man chigodora zviri kumbofamba seyi kuti ma video enyu atore TYM asiri kubuda
Iiiii what a relief kumbonzwawo nyaya dzimwe dzisiri dzehurombwa, nezvikwambo l had stopped following him because of that.
Rawekunge business manje mukadzi ndomuda asi ndinoda mombe 4 😂😂
Vanenge vakatotaurirana kuti tikanzi mombe 4 tapinda
Kkkk headman Chigodora vari kumberi
Ndamunzwira Tsitsi mkadzi uyu Shem
Mukanya munogona rambai muchichenesa musha 👏👏👏
Headman chigodora Mwari vekudenga ngavarambe vachikupai uchenjeri..
Pamberi nem
Heandmen well done munogona kutonga💕💕💕💕💕💕💕💕🙏🙏🙏💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕💕
Headman Chigodora ndinomufarira nekuenzanisa nyaya zvakanaka 🙏🙏🙏🙏
KwaChigodora madrama ega ega kunomboda crusade svinu nharaunda imbochene aaaaaah.
Kuchiware hazviko hre
Tanga tooti hamuchabudisi nyaya dzenyu headman maamarova tokudai mhani
Kikikikikilo Magidi mahwani ....hanzi dayi musiri mudare ndaikushaker mawoko😂😅😂🏃🏿
Aaa mukadzi anoda rubatsiro chaizvo
Kurova ya violence imi baba imi
Maglas u killing me here in Pretoria 🙏
My favorite Headman where is Pamela Baba Chigodora
First tym kwaChigodora kutongwa nyaya isiri yehurombwa
Ndeye chipiri Kubva panana Chabodo Na Matutsa
😂😂😂😂😂
KwaChief Bhushu kunongotongwa bota after bota😂😂😂😂😂
Varoi vakapera😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 shuwa kana ini zvatondishamisawo.tinoziva dzeurombwa dziri idzo dzinopisa mudare ravo
Underage irikumupa kuhura nzenza inzenza chete ibenzi
Aaaaa uyu mkadzi pane dambudziko tiripo. Coz ndiri kuyedza kubatanidza hazvisi kusangana.
Mukadzi uyu handifungi ari right right mentally
She is OK mentally but kungoti kugadzwa mudare uri mwana mudoko zvonetsa
Ari right uyu atongopusiswa nemaziso evanhu vakawanda plus kutongwa nyaya yechihure zvinonyadzisa 😢 apa she's very beautiful
But hauone kuti mibvunzo nhando yaari kubvunzwa. Kana munhu abvuma why kumubvunza tumibvunzo nhando. Zvekubviswa bhurugwa zvinebasa rei. We all know kuti they commited adultery. Mibvunzo iyo haaa thats low key
Mubvunzo yanga yakubvunza makurukota enyu haina basa rese because vanhu vese vange vabvuma nyaya dzavo
Kkk hanzi makambopenga hr
My favorite headman is back on media😊❤
Haaaa zvekuti Headman ndiye otanga kuripirwa ummmmm vana Gopito vakanyura nazvo izvi. Apedza kuripirwa osungisa vanhu.
Please dzosai baTaps for us to be informed in time, ma delayed matches arikunyanya.
Taura hko
Hawachade coz wakuitawo mari paUTube
Taura zvako iwe
Ukanzi ORDER ukasanyarara unenge uri deaf😂👏👌
Kubvuma mhosva kunge ndiro yesadza kudaro😅😅😅😅😅😅
Pakutomboda tinashe mugabe zvishoma
Mukadzi uyu ahana kuda kutaura chokwadi asi mumba mune dambudziko umu mwana mudiki uyo Mukadzi uyu
Mwana arikutoda ma DNA chaiwo Tainashe hero basa iro
Bhenzi remurume mukadzi akahura unorambwa bhaiberi rinodaro
Chohupombwe hachiwanzo batwa zvakanyanya uku asi nhasi kwasimuka mhepo ye Mashonaland Central
Kkkkkk
Mash central ine chimuti
Doing a great job Mukanya veHwedza. asi musavenge criticism. Weigh all comments and apply zvinokuvakai morasawo zvinenge zvisina basa. inga maivepo wani pakarongwa zvekuti ateya mariva murutsva haatye kusvibirira magaro. tirikutodzidzawo zvakawanda kwamuri asi nemiwo dzidzaiwo kwatiri. hapana munhu angazive zvese chero ari mambo
Mimwe mibvunzo haina basa vatongi
Kkkkkkk hokoyo na chigodora unosva Iwe vaitamba ne moto hokoyo
N for sure mwari ngaamukomborere ma1 Tawanda😂😂😂
Makambopenga hree vatete 😂😂😂😂
Vakabvunzo nhando
Yeah kubvunza kuti bhrugwa raibviswa sei ndashaya kuti mubvunzo rudzii uyu.
I dare iri unotaura zvese,ukasiriirira unokundwa, makoni anotaura twese
Ma silly questions ega ega magirazi ane kamwe kamunyabvurira kanobhowa why asking mibvunzo yakazorora kudaro
Mimwe mibvunzo haina basa
Ko nhy headman dare renyu rawanda hwayi murume we voice rake uya wekusumudza simbi aripi mazuvano kana mAkamudzinga muchanzwa nekudhererwa padare murume uya haana mafunnies dai nyaya yatopera kudhara 10minutes dzakatowandisa
KwaHeadman Chigodora chihure chishoma hacho chakanyanya huroyi ...
Kkkk akuna gold kumusha kwedu ndosaka kusina chihure
Haa zvakaoma varume vatora machances kuvana vadiki plus uyu mukadzi unezvimwe zvisingatomuitiri zvakanaka.
Haaa Allen imwe mibvunzo haisi necessary 21:19
Hanty vainhu vaidanana here musabvunza mubvunzo nhando
Muri cy
@@hardmorefore tiri boe murcy imi
Headman amai avo mavadzosa zvakare kuhutongi vanotaura zvinyadzi all the time zvinorerutsa nekufumura chimiro chedare hongu pamwe ndo chimanyika chacho asi dare ririkuteererwa ne dzimbahwe rose rinetsika nemagariro akasiyana
Mai avo vanotaurisa ne kubvunza nekutaura zvinyadzi ngavambo nyararawo..vanobhowa uye vanonyadzisira
Keep up with the frequency yekubuditsa mavideos,we support you🎉
Baba vanogara nemukadzi uyu vakapusa zvaizvo inzenza iyi ngaiende kumba kwayo 😂😂😂😊😊
Ndaamirire kuripirwa apiwa zvinhu zvake zvokuriporwa wokadzingira kure kanzenza ako
Akaramba mkadzi anoenda kujeri he played his cards smart
@@Teeone07anoripirwa chii mwana wacho ndewake here munhu akahura anorambwa ipapa pamwe wakabvisa tsvakirai kuno iye ochipiwa mombe manje dai ndiri vabereki vemwana uyo ndaimuudza kuti dzosa mwana wangu
munhu abvuma imi bhizi kubvunza tumubvunzo nhando, fokoro tsvagai mabasa imi magomana imi
Ah taura hako zvimwe zvimubvunzo zvisina basa hanzi wakanviswa bhurugwa sei
Nhai headman, Chigodora,seyi muchida kubhadharwa imi first, ndimi matadzirwa here, plus mukadzi wamadzosa uyo imharadzi, haawaki
He's right headman your comment made me to watch this, headman is right
😂😂Nyanya dzekwachigodora ma one
Kufema mukutukutu,,,....😮 😂😂😂😂😂
Chigodora haadi zvisina basa Chambodo namatutsa vakaenda kuJeri
Chabodo na matursa nhasi vazichinjanisa kkkkkkk
Mwana ngaanake...kutarisawo kaface kewacho arikunzi ndiye murume wake haada
Hradman Chigodora vevanhu
Headman chigodora sando dzenyu 🔨🔨munogona kutonga
Haa uyo arikozviuraya uyu,zvanyanya izvi
Musikana uyu akungoti chauya chauya ndosaka akubvuma zvese
Hedman musatenderera kana vanhu vachibvuma nyaya yawo kana kuvabvunza mubvunzo nhando
Mukadzi Uyo Ave kungobvuma zvese zvake
Akaroiwa mukadzi uyu
Mai awo hawatombonakidze zvachose vanongodairira nkutaur zvnyadzi
saka nyaya ndeye line😂😂😂
😂😂😂😂 headman❤ pakudiwazve DNA
23:16 hana yemukadzi bhooo hre
Hapamihwe mihwe unochohwa chohwa naheadman Chigodora
Mahlabezulu, linjani lapholonke lingabe likhona
Dzosai murume wamaimbotonga naye aigona zvekuti aimboshanda namagirazi pliz mambo ngaadzoke
Bota rikudyiwa mudzimba
Ndakakuudzai kt dzosai mface weSafari now takunzwa tumibvunzo nhando nana Allen or Allan wcho mxm mibvunzo rudzii ykadaro
Hmmm mukadzi akanaka uyu
Ko manga maendepi bema valley team , chigodora to the fullest alongside allan muoni wedare
Vakadzi ndivo vane chimuti😂😂😂
CheMopane.straight
Muface uyo kunyatsobvuma kt tinodanana
Headman apa pakuti mapurisa makonewa chaiko cause mukadzi uyo I underage yakaroorwa vanosungwa vose nemurume akamuroora cause akatora underage ndobva underage yahura iri pamurume vose varume vasungwa
I agree .Nyaya ye under age has not been dealt with well. Vanhu ava vakaendesa mwana kumurume iye ari mwana mudiki.(mayebe kuti zvitibve zve kurera) They are wrong and they got away with it. Haa girl child and orphan munhu iyeye ane nhamo. I am not happy kuti nyaya ye under age yatsikirirwa.
Ngaaende kuma dna test mwana haasi wake uyo nxaaaa apa.wakuti mkadzi ndomuda hure iro
Pamwana uyo pakudiwa tinashe Mugabe apa
Yaa taura zvako
Mukadzi uyo akatadza hake...asi hameno y ndikungomunzwira tsitsi
I think abuse from murume .
True
Vakatanga kudanana kare asati aroorwa
mutongo wacho kuboyfriend wakanyanyisa mufunge ndaona azviuraya chief muri kubva manyanyisa kuitawo kanenge kahutsinye kopaiwo kuna mambo Bushu zvenyu zvanyanya mbudzi. hwai umm
munoramba muchibvunza munhu abvuma kudhara
VaChigidora uyoo magirazi haagone kutonga. Musarega achitaura nguva refu. Kubvunza zvisina basa
Haaa hanzi mukadzi ndomuda .vamwe varume soo
Well done handmen