Maita basa ZIMURA, rambai makadaro basa renyu richi komborerwa, advise mhamha nemhuri yaDembo kut vaite formalise legacy yaLeornad. Company registration kana foundation kana family trust, that way vano gona kuchengetedza pfuma yaLeornad ivowo vachiwana cheuviri kubva pabasa rakaitwa naDembo.
Baba Charamba pane Song yavo inonzi Pakuwanana from Verses and Chapters album 2004 production vakadzura beat yesong yaDembo inonzi Ndinotenda midzimu yangu ndobva vaiisa pasong yavo iyoyo but zvakabuda hazvo sweet
Yes, the majority of his hits he copied Dembo. If you listen to kana vanhu vangu and iya inonzi nyika kuramba kupera, the composition and arrangement it’s the same as zvaiitwa naDembo and then coping his lead guitar again. But aigona kucoper hake kkkkk. The songs were good
@@passcode8227 true haana nziyo dzinosounder zvevamwe sound yake ega nevoice jelous down vanotaura zvekwavasina kuswera ndivo vanodzura but havagone still
I love Leanard Dembo music, his yolalties should be paid to his children
You are still looking good Mama. Keep it up ❤❤❤❤
Tinokutendai mai Dembo makasara mukadhingirira kuchengeta mhuri kusvika yayaruka ,chengetwai na Mwari mai Dembo
***kudhingirira kuita sey?
@@KiethyWande-c7d mistake iweka bt uri ryt, ngaatange atarisa asati aposter kkkkkk.
Amai Morgan you are a winner makafamba muchienda mberi ne legacy yaDembo❤
Mai thank you for understanding the legacy that was left by yr husband ,God bless you also Fenny haaa anogona mwana uyu.
Dankie mama... Musha rudziii usingaridzwe ngoma
She is looking good
Can someone school me. What is the difference in playing Dembo music on UA-cam and Michael Jackson music on UA-cam .
It’s a shame that some Zimbabweans do not respect copyright laws 😡😡😡
Asi munochengeta here mbuya Dembo,takambovaona vachi shupika zvebasa.
Iwe vakafa kudhara mhani
Ipapo
Is this his wife??
keep on going mammie❤
Kkkkkkkk hanzi kunyangadza song yakasiya yagadzirwa
Maita basa ZIMURA, rambai makadaro basa renyu richi komborerwa, advise mhamha nemhuri yaDembo kut vaite formalise legacy yaLeornad. Company registration kana foundation kana family trust, that way vano gona kuchengetedza pfuma yaLeornad ivowo vachiwana cheuviri kubva pabasa rakaitwa naDembo.
Mai dembo ndibatei pa number dzangu idzodzo
If u want to donate i can join you and get all Dembo fans in our group to do the same
Vaimbi vakangofanana nemagamba enyika regai vanhu varidze nekutevedzera ndokuti vaimbi vasakanganikwa ,nekuti vamwe vana vevaimbi zvipo hazviko,saka ngatirege vanogona kutevedzera mutukudzi vaite vanogona kuvedzera dembo vaite vana varikukundikana mhamha ,nyika ingatovharwazve tikada kunyanyoomesera vanhu ,dembo wayiva munhu wenyika ,igamba renyika ,mungatokumbura kumapazi ehurumende kuti vagadzire homwe ingakutsirai ,kwete vanhuwo zvavo
Baba Charamba pane Song yavo inonzi Pakuwanana from Verses and Chapters album 2004 production vakadzura beat yesong yaDembo inonzi Ndinotenda midzimu yangu ndobva vaiisa pasong yavo iyoyo but zvakabuda hazvo sweet
Yes, the majority of his hits he copied Dembo. If you listen to kana vanhu vangu and iya inonzi nyika kuramba kupera, the composition and arrangement it’s the same as zvaiitwa naDembo and then coping his lead guitar again. But aigona kucoper hake kkkkk. The songs were good
Yaa Ngwere yakaimba Musharudziiko
Which language is this?
Shona ,zimbabweans language
Our shona language
@@bobomatiza7158 yes
Mai Leonard Dembo or shirikadzi ya Leonard Dembo,lost
Manje idzo ndidzi dzichadzurwa hadzozve😮😮😮
Happy mommy, good news
Mupewo mbuya dembo sipo yekugeza
Good woman
Pese pandinoona mai ava vanenge vachingova neka sleeve less top eish
Ichokwadi chaicho song inonzi sharai yakadzurwa ikaimbwa kuno ku South ngeTshivenda
Yakaimbwa nani tiihwewo
@BenjaminDhliwayo yakaimbwa naZozo iya inonzi muranga wahashu
Chero vakaimba zvinombosounder here ,hazvitombofanani ,handitenge kana kuteerera marara
Chero vakadzura chero vakazungirira magitari mumuti vachiridza still hazvibude endi hazvifi zvakazobuda futi kusvika mukuguma kwayo
Amai dembo wenyu ayito dzurawo music haina muridzi
Akadzura yaani
@@WilsonMatengaanorwara uyo
Haaa unoziva dembo here nhayi sambani iwe
Haana yaakadzura uyu music yake is totally different from other musicians
@@passcode8227 true haana nziyo dzinosounder zvevamwe sound yake ega nevoice jelous down vanotaura zvekwavasina kuswera ndivo vanodzura but havagone still
Unice munatsi wepa zaka apo
Sungisai vanhu vanoba macopy rights.