@@ganyaz Tasvu imbavha whatever u say facts still remain Tasvu is fake arikubira vanhu Mari ne mombe dzavo,everytime one sikiri haaaa iwe hatizi madinga sewe takatoona kudhara kuti imbavha iya
KwaTasvu kwakunetsa in this particular case because its already premeditated, gogo havazonzwisise since akaudzwa nyaya kare. Ngavaende patsva vese vatange kuti 1. Kana kufamba ka 100 but paN`anga dzisina kana rezivo nezvenyaya. Chief Mutasa havadi kunzwa nezva Tasvu kana ka 1🤣🤣🤣🤣
Sure isu takayambuka naye tinoona kukosha kwake zvichikonzerwa na mambo mutasa zvese izvi vakangomuvengawo zvavo asi anobatsira ivo mambo mutasa toda nyaya yenurume uye wekuti tasvu akanyepa tiinzwe kuti yakafamba sei murume uye akazobatwa futi huroyi kuneimmwe n'anga ivo mambo mutasa havana kuzoibuditsa but isu takazvinzwa munhu ngaasaroya vamwe iwe uchipfuma pasi nehuroyi pasi naho mutakati ngaabatwe
Tasvu, pamangoti Tasvu chete ndabva ndaziva kuti mhuri iyi yatopesaniswa for ever that guy is a fake tateguru he is stealing from poor zimbeans, nekuda kwekupusa kwedu tinomhanyirako apo anenge atoudzwa neichi chi headman info yose.
I'm extremely disappointed by this Court which seeks to do bidding for that Traditional Healer. This Grandmother clearly said she DOES NOT want to go to that Traditional Healer. What gives Headman Chigodora the power to force this woman to go to that Traditional Healer ? Headman Chigodora has no right to force any citizen of Zimbabwe to go to a Sangoma that he or she does not want to go
😂😂😂😂zvepsi pano ndazvitadza vamwe tanzwa nekudyirwa mari nemaporofita asi jesu haana wakabhadharisa dai tikanotsva kudenga ikoko hutsinye too much mazimba bodo 😢
Mbuya is right. Why do you want to take her ku n’anga yamakamboenda moga vasipo. It’s a pre planned thing. Mwana wavo ari kuhwanda nemamwe ma family members but ndiye ari pamberi kutoendesa mai vake. Tsvagai a neutral n’anga apo inogutsa mativi ose
Headman Chigodora and your team don.t confuse gogo. It seems you are putting too much faith in Tasvu. Mave kupesanisa vanhu imi gogo vati kwaTasvu kwete lets try kumwe. Why can.t you copy Chief Mutasa he very transparent.
Hanzi naTasvu ndinoona mari yamunowana haina kana kwainoenda.....isn't that true of everyone in Zim? Handiti ndimi muri kuti Border Streams iri kutotadza kubhadhara vashandi? What has that to do with huroyi? It is Zanu, stupid
Good evening good evening to all watching. Salibonani nonke ngobunengi bethu watching from here Johannesburg
KwaTasvu ukangowa chembere chete ndiwe muroyi ,Zvimwe zvacho Tasvu anonyepa
Kkkkkkk
Kuchembera kwakuto tyisa muZimbabwe
Zvisingaite tasvu handione chokwadi chake pane family member inenge yataura zita ramai awa,ukangoshata kumeso kwatasvu anonzi urimuroyi
I don’t believe him hangu. Mukotsanjera is better
@@apoloniamachona7055mufunge zvenyu
Vanhu vakaita sana Tasvu Government through Zinata inofanirwa kuva torera license coz imbavha that guy is fake ndewe nhema
munorarama nehurombwa imi that's why musingadi kunzwa nezvaTasvu ,
Tasvu chikara chewaroyi !!
@@ganyaz Tasvu imbavha whatever u say facts still remain Tasvu is fake arikubira vanhu Mari ne mombe dzavo,everytime one sikiri haaaa iwe hatizi madinga sewe takatoona kudhara kuti imbavha iya
@@ganyaz mukotsanjera woyeeee
@@EdmoreMawine-jn3ev ini ndakaona wakawanda wachipona kwete wana madzibaba wenyu netumwe tuN'anga tunodyira vanhu Mari for nothing, moreover mwana waGogo uyu ndiye akatoti musatambise mari muchienda kumaChurch kwenyu handei kwaTasvu ,
iwo kana wakachena vairambirei kuenda zvibude pachena ,but anyway vakazobvuma let's wait and see part 2 yacho !!
Nhaizvenyu mbavha huru ivovanhu havazvione
KwaTasvu kwakunetsa in this particular case because its already premeditated, gogo havazonzwisise since akaudzwa nyaya kare. Ngavaende patsva vese vatange kuti 1. Kana kufamba ka 100 but paN`anga dzisina kana rezivo nezvenyaya. Chief Mutasa havadi kunzwa nezva Tasvu kana ka 1🤣🤣🤣🤣
Ko indava
Ko indava
@@theebarbiey ua-cam.com/video/uqAyRTWsSfM/v-deo.htmlsi=nwPCK7iiRY-zzTR_
😂😂😂😂😂 ehe hanzi anoita basa rekumwisa vanhu mudzepete.
anenge atori nezvakewo iye chief mutasa wacho !!
munhu anoti Tasvu anoita zveFake munhu iyeye arikurarama nehurombwa full stop !!
Ngavasaenda kwatasvu that thing yekumwiswa mudzepete noooo endai kumwe
Headman, tino kumbirawo kuti mutsvagirewo va Magada nemumwe uyo ari kutonga nemi ma chair kana bench zvaro rekugara.
Kana kuveza vega iwo machinda acho, vakawana miti mukuru vanogadzira nice benches 😅😍
Nasekuru Zamba awo imagine mudhara kugara padombo for hrs?
@@sdshippers9332🤣🤣🤣🤣🤣🤣no ahhh
@@sueeland5675 😂😂😂😂😂😂 yesss now
But moms 👩 irikumbunyikidzwa iyi
Tasvu Zimbavha😅😅😂
ZvaTasvu itai mega birwai stereki
Simba akapona vani kwa Tasvu,kana zvisati zvasvika kwenyu moti imbavha vanhu vasina nhamo dzoda kubatsirwa ndimi munoshora
Headman munenge munodyawo natasvu imim
Chigodora Sekuru Tasvu isn't the only Godobori in the country kana usiri kudya mbichana ikweyo
Yes
Kwatasvu kupedza nguwa kuye
Iam starting to doubt Tasvu munhu wese angokura muroyi umm pane?
Mukadzi muroyi akanaka anochengeta musha, akaipa kana apandukira murume
KwaTasvu takadyirwa mari mahara murume uya imbavha wese achembera muroyi anomwisa vanhu mutoriro zvonzi ndiye muroyi vanhu vhurikai
Endai kwamkotsanjera
Endai kumwe gogo vasunungurwe musavamanikidza kuenda kwa tasvu
Magrazi nikisi mwana kutungamira kuenda kun'anga inobata mai 😂😂😂
Kana usina kubatsirwa naye tasvu unoti imbavha isu takabatsirwa naye tinoona kukosha kwake uye chakakuipira iwewe hachiipire munhu wese tasvu musiyei akadaro nehumbavha hwake haagare munhino dzevanhu uye haakoke vanhu kumba kwake vanhu ndovanoenda kwaari maida abate chiii chinonyanya kushamisira vanhu vanoroya nemipurwa ne nyoka ne zvikwambo saka kana munhu akaromba nyoka moda ibatwe uri mupurwa here vanhu tisadaro mkazogara usavenge nunhu asina mhosva newe
Thank you well said
Thank u ,zvisati zvavawana vanodaro kune vakuyambutswa na tasvu
Sure isu takayambuka naye tinoona kukosha kwake zvichikonzerwa na mambo mutasa zvese izvi vakangomuvengawo zvavo asi anobatsira ivo mambo mutasa toda nyaya yenurume uye wekuti tasvu akanyepa tiinzwe kuti yakafamba sei murume uye akazobatwa futi huroyi kuneimmwe n'anga ivo mambo mutasa havana kuzoibuditsa but isu takazvinzwa munhu ngaasaroya vamwe iwe uchipfuma pasi nehuroyi pasi naho mutakati ngaabatwe
@@TendaiKadema varoi havabvume kanhi vanoita nharo chaiko vanhu vekwa mutasa vanoramba asi chokwadi vanochiziva zvavo kuti tasvu anogona.ngavatipe kuti shuwa murume uya akabatwa haana kupuwa Doro kwatasvu
Taura zvako vese vakavenga Tasvu vane tunhu twavo
Hama dzangu zvadii ko Mbuya chitema nyatsai kudzifambira mumusha munezvemo
Headman, matanga zvaTasvu. Musashungurudza vanhu.
Vanhu ngavabvise mari dzavo nyaya dzisati dzapinda mudare.
Musashungurudza chembere hadzisi dzese dzinoroya
Mwana aifunga kuti n'anga ichabata babamudiki kwete mai vake
Tasvu akunyanya kuchurger marii yoo
Sound quality could be better. Other than that good job ,guys!❤
Prophet miracle paul chibaaaa
Pluz kwatasvu kwamunotaura kunozara zvekuti vese vanorapa hakuzare kudaro vanhu vanototadza kukwana mumba pakurara manje vegodo muchaita goita chete pasi nehuroyi tasvu 1
Tasvu ndiye ndiye urikuita kuti anhuabumhane
Vanomwiswa mudzepete
Tasvu, pamangoti Tasvu chete ndabva ndaziva kuti mhuri iyi yatopesaniswa for ever that guy is a fake tateguru he is stealing from poor zimbeans, nekuda kwekupusa kwedu tinomhanyirako apo anenge atoudzwa neichi chi headman info yose.
Musa manikidza Gogo avo. Endai kune dzimwe n,anga not Tasvu itsotsi please
Sàlibonan badala ugogo ulendaba Uma bengaz lutho uzihluphelan
Tasvu ndeye nhema chigodora
Yainge first time ereee kusvika pasekuru tasvu anhu aya ese kana pane akambenge abvawopo
Haa dai mambosvikawo kweduyo chapeyama village
Tasvu anonwisa vnhu mudzepete
Uyu chigodota anombobhsizawo time time say achimanikidza vanhu uyu sei musikupa mbuya time yekutaura
Korimumwe uya wokutaurisa akainda kupi
Vanhu vakatsvura edziii dzavo voti vakuroiwa.Face dzandrikuona mumhuri umo kurwara neEdziiii
Kana uchitonga usambunyikidza vanhu kwete kwaTasvu munopuwa commission mutape muri rimwero naTasvu
Munengozi mumusha umo vaindisei kunamukotsanjera ngozi yavo yakudakuti vaparamure rufu rwemutorwa igova imwe ngozi futi vaindisei kwaMukotsanjera ngozi indobudiswa apo
Kwatasvu unonwiswa mudzepete, wotadza kuziva zvaunoita wotanga kuwomoka
Ko giant uya aripi dare renyu rakureruka manje magada na giant ndokuti dare
Kwete kwaTasvu bodoo
Can someone help with a nice structure yedare iri. We are now in 2024
At least Chigodora ari ku improver . Rough kuva bereki hapachina. And akupa vanhu mukana wekutaura .
Pasi natasvu.
Sei aizobvunza kt baba venyu varipi aitadza nei kuona kt vakafa? Tasvu imbavha iyo ..aripakutsvaga uyo
Endai kumwe kwete kwa Tasvu haisiriyo yega n'anga
Fambai Soko jackhammer 😂👏
Tasvu ishasha iyo
Mwana wamai ava ndiye akati vaende kwaTasvu achifunga kuti mai vake vari right Simba airwara akaponera kwaSekuru Tatsvu
Endai kwamukotsanjera anopedza masports
Only Headman
KwaTasvunbodo endai kwamukosanjera
Aah apa Mai ava vatsikirirwa Tasvu akurwisanisawo vanhu
Headman to the people
So in Zimbabwe its now a crime to be old ?
I'm extremely disappointed by this Court which seeks to do bidding for that Traditional Healer. This Grandmother clearly said she DOES NOT want to go to that Traditional Healer. What gives Headman Chigodora the power to force this woman to go to that Traditional Healer ?
Headman Chigodora has no right to force any citizen of Zimbabwe to go to a Sangoma that he or she does not want to go
Garai pasi Baba hamuna problem mukaroiwa hamutaura izvozvo
Ngaaende kumwe Tasvu haisiriyo yega n"anga tongai mushe imi
Vanhu musarwara brain. Mafuta ekuzora haakunakirii mese kunatsa ganda mumwe anobvumwa nawo mumwe haabvumwi nawo. Hazvirevi kuti Tasvu anogona hosha yese yauya kwaari Tasvu haasi mwari. Mkotsanjera haasi mwari Doctor haasi mwari. Kana iri nguva yako yekupora pawasvika uchirapwa unopora musataura zvinhu semusina brain. Dai muchitotaura kuti ndikaenda korapwa dai pandinosvikawo pachiremba ndipore mushonga dai yawiriranawo neropa rangu chete. Musavenga vanasekuru havasi vanamwari 😂
mese murikuti Tasvu anoita zveFake murikurarama nehurombwa !!
sei munhu anenge achifungidzirwa kt ndiye arikukwadza vamwe ariiye anozobatwa kwaTasvu ??
chero varoyi vakaendeswa kuneimwe n'anga still vanongoramba kt handiroyi
moreover mwana waGogo ndiye akatoti hande kwaTasvu kwete kuChurch kwenyu
😂😂😂😂
Vanhuwe tasvu hanyepi indaiko movinekuti hamubatwi hr
Mbuya inhunzvatunzva
Sekuru tatsvu haisi nanga munhu Ari kutsvaga chete
Tasvu wenyuwo uyo igororo riya,,,,kumwisa anhu mudzepete ,,,, chigodora chinja vanhu kwekuenda if Tasvu ari n,anga chaiyo ngaasapa vanhu mu dzepete first
😂😂
😂😂😂😂zvepsi pano ndazvitadza vamwe tanzwa nekudyirwa mari nemaporofita asi jesu haana wakabhadharisa dai tikanotsva kudenga ikoko hutsinye too much mazimba bodo 😢
Mavakugona bsa manje
Abuse chaiyo yevanhu vakuru mukushungurudza chembere
Mbuya is right. Why do you want to take her ku n’anga yamakamboenda moga vasipo. It’s a pre planned thing. Mwana wavo ari kuhwanda nemamwe ma family members but ndiye ari pamberi kutoendesa mai vake. Tsvagai a neutral n’anga apo inogutsa mativi ose
ko kana akachena anotyei kuenda kwaTasvu ??
@ganyadont force munhu
Dare iri rine problem munhu akamhan'ara munhu kuti muroyi ivo vanosviko shanda nezvavaudzwa vasingaongorore nyaya kuti yakamiracy, ukaenda uri musungwa unobvapo uri musungwa futi vatonga vachimanikidza munhu kuti abvume zvaasingazive.kwaTasvu kwavanoendesa vanhu uko zvakadhakwa ngavachinje n'anga
Headman Chigodora and your team don.t confuse gogo. It seems you are putting too much faith in Tasvu. Mave kupesanisa vanhu imi gogo vati kwaTasvu kwete lets try kumwe. Why can.t you copy Chief Mutasa he very transparent.
Team Chishakwe hama dzangu bhoo here?
Munhu wenyu kuuraya bsa
Ndoda ku roora shingai
now mauya makashatirwa chigodora tanga taora moyo isu
Chinopa vanhu vaende panzvimbo 1 inyaya yekuti unonobvisa imwe 200 or 300 futi kuti zvibviswe iye tasvu ariye akatanga basa so kutotambisa mari kana vasiri kuda kuenda okoko ngavabvise ivo mari vaende pamwe vese ana sekuru or mbuya vanorapa vanotoda mari hakuna vemahara nyaya yandiri kuona varikuramba gogo avo kuti zvinhu zvibviswe varikutya endai kwatasvu munonomama dhodhi uko gogo mazuva ano munobatiswa mese marasha unoweta chete
Gogo akatinzwa mbiri yaTasvu kare that's why asirikuda kuendako
Makadii soko
Ndokumbirawo kubvunza Mukororo chi
Mukororo mwanakomana wamai
Mukorore mwana komana
@danielmataruka8198 thanks mukoma
Thanks guys we live an learn
Mukorori mwanakomana wako
Pakaipa
Please kumbirai Aaron sorry adzoke mdare
Akaitwa sei
Hamugoni kutonga imwi
Baba vangu soko
Tasvu is a scam
Tasvu imbavha sei achingobata nyoka dzevanhu muhembe sei asingambobate zvimwe zvinochererwa pasi
Tasvu kungosvika pamba zuva kuti nyoka ndiyo ichabatwa mucharohwa mari
Mipurwa nezbinhu zvune mvere and chinhu chacho chinofanana nechakabatwa 2yrs ago
Ndiye anoisa zvinhu izvozvo muhembe dzewanhu dzaanoti huyai nadzo. Mabouncer ake ndiwo anoplanta those things. Sei munhu achinzi auye nemurwi wehembe
Hanzi naTasvu ndinoona mari yamunowana haina kana kwainoenda.....isn't that true of everyone in Zim? Handiti ndimi muri kuti Border Streams iri kutotadza kubhadhara vashandi? What has that to do with huroyi? It is Zanu, stupid
Thank Yu brother munhu wese
Taisa maoko.mudare
Musa manikidza Gogo avo. Endai kune dzimwe n,anga not Tasvu itsotsi please