I thank God for my mother-in-law. Vanotondida kudarika kwandakabva. We joke, kutsiurana nerudo and pray together. Mwari itai satan agare kure nesu and tirambe nerudo rwatiinarwo
Bishop Magada dnt take sides haugone kutonga we miss Chinyamunzore .....sure iwewe womukira ku kupa mvura umwe ouya otora iyoyo yashandwa kare yandwa ndeye ashanda same ne gold nderemunhu wese asi randashanda rarangu ,,,,,akadii kukupa yake ...thank Yu amwene makakabanha mazwa here
@pessysachakaza9479 for me no muroora haamisidzana naamwene zviri pachena kuti muroora uyu is not there to stay even ndewe chi 3 pa age yemufanha uyo ,,,,,, amwene. Vabuda pachena kuti handimuke kukugadzirira mvura wouya wochera badzi tose takakurira kumusha wangu wakadzira mvura ikuenderana ne zvaukuda someone ouya kuitapudza haaaa iwe kana ini pano ndingokunera sure 😆😆😆😆😆😆😆😆😆
@@pessysachakaza9479 koiye muroora akakonavonei kundotaura Kuna baba asina kumisidzana navamwene Simba ndorakashota Chete asi aitodzoreravo fight chaiko kurwa navamwene
magirazi mpengo how do you encourage muroora kurova amwene ..arikuvakei cant he see kuti mkomana uyu ackabikirwa sadza naamai ava. kupengakwamagirazi uko hino hama dzamai aya dzikauya patone ngozi yakashata. how does the young man and his half brothers form a relationship ivo maiguru vachirova mai vavo. kuita step mother haisi mhosva she has to be respected. kadare aka kakashata fani havana moyo wekugadzirisa muri esp iye magraz wako. kafake kemunhu.
@@sibongilemusabaeka9509ndaionera kutiktok ndikati regai ndiuye kuzoona full story, manje ndatanga necomment section zvandannzwa zvakutoita ndisaone full story kkkkkkk
Vamwene mavanzwa here vachit ndkamurova muroora tererai mashoko plus type yastep mother ava munoinzwssa here uyo mwana uyo atoti ndaisachengetwa zvakanaka vane pamuromo ft vamwene vcho
Pakaipa muroora achatornderera mberi kana iri assault ngavasungwe iyi nyya maitadza kutaura chokwadi muroora wekujoni uyoo y akatuka vamwene ndiye anotendedzwa kutuka here tonganisai vanhu kwete izvii hazviko dai vari mai vangu muroora uyo yaizotangidza ende yaipera pane atama
Tinawo vana vamwene but semunhu mukuru vamwene vanofanira kuita semunhu mukuru mashoko avamwene ngeechibhawa bhawa hakuna vamwene vakadai ihoro iyi inini ndirini mai vemusikana uyo i will deal with you too
Headman apa manyanyira amwene. Muroora could not give in detail zvakaitika. Amwene telling you in detail yatoita mhosva. Avo mkoma vema grazi nhasi ndipo pamapotsa . You should know kuti ma tempers akasimuka pavanhu. Saka mapa muroora mapapiro. Headman mvura ndeya Mwari asi kana yava Ku cup yako haisisiri yemunhu wese. If someone worked to fetch water from somewhere and put it somewhere, nobody has a right to take it coz of whatever reason.
Vamwene vakawoma apa vakagara Pamba pasi pavo Dai ari mwana wavo achinzarwo kwakaroorwa vainzwa sei apa uri muroora mumusha kuzvishevedza kuti gidhagori
@@RugareJames Nyaya chaiwo haina kutaurwa santi mvura basi basi, pane zviripo deep deep. Vamwene vane rough kuzoona sister yotiza yogara kumozambique pane nyaya. Baba varegerei kuuya varikuziva nyaya yavo. Both are wrong but vamwene seems to be judgmental almost like someone saying uchapabva. I dont think she likes her stepkids at all. She is the type who will say my kids are better than yours.
vaweene ngavavake pawo asi muroora uyu must respect vamwene asatora daka re murume wake nezvakaitika kare asipo. She is disrespectfull akafumuka she was nt brought up well. She is causing more havoc in the family nt patching up the family. Kana muroora ngatombodzokororwa kurohwa mukanwa make makabenda
The mother in law is stupid. She should grow up and bring the family together. Instead Vari kuputsa. Vakadii kuita semunhu mukuru vakasiya kunetsana nemuroora? Ibenzi remai
Waroora ngatiremekedzei vana amwene no matter ndi step mother ,Wana amwene ngatingodei varoora sevana sikana wedu ,Lets love leads
Zvakaoma veduweee vanhu ngavaremekedzane shuwa
Amwene vacho hauna kuvaona here iwe nxaaaa
If you look at that woman can you see any good about her
She is evil 😈 that woman you can it for yourself maybe you are one them
@@Exodus1075 nhai exodus uri kupopotera aniko ,madya hre
Haaaa munotongera favour henyu, vamwene havarohwi
Muroora chero akauya asina tsika but ukamutora semwana anokupai respect
@@tpchannel2323 iwe munhu akabva kumba kwavo asina hunhu haambozogoni kudzitangira pamba pevanhu kugona ku respecter hunge wakauya uinadzo tsika dzacho kubva kumba kwenyu
Anenge achinoitei kuvatorwa asina hunhu.
@@LindaMuzendatrue charity beggins at home zvekuzobatira padenga ratova drama zvako iwe
Never vamwe hava chinji
hino mazuva ano tiri kurova varoora vasina hunhu ...
Respect goes both ways mazuvano 😅😂😂😂😂 ndezvakudhara zviya zvekunzii rohwa wakamira 😂😂😂😂
I thank God for my mother-in-law. Vanotondida kudarika kwandakabva. We joke, kutsiurana nerudo and pray together. Mwari itai satan agare kure nesu and tirambe nerudo rwatiinarwo
You are blessed
Amen❤
Amen newe wacho unovagonera nekuzvideredza kuziva nzvimbo yako
@@HazellChenjerai true. Handigone navo kani
Thus great news ❤❤❤
Muroora akushandisa mashoko aanopihwa nemurume wake, muroora isimbe svinu ende anozvoitisa plus haana respect apa mamupa nyembe manje, acharakatswa fti kuti aite straight. Hamungati mvura ndeya Mwarika headman ivo vakakupa vega. Anoda kuchera ngaakupe hatidi kutsimbirira side one. Muroora ngaazvininipise mukamuregerera acha destroyer mhuri yese
taurai henyu hapana justice apa
Who else came here because of short clip on Facebook 😂😂😂😂
Me
Me
Me
Ndini kkkkkk
Headman marasika mvura yakupwa neumwe Moti haisi yemunhu mroora ngaamuke àchikupawo kana achida kushandisa
True
I second you
Haaa apa headman matonga nedemo marasika imi.matonga mai Ava NEMA past avo l think Hakuna akambofarirawo Mai Ava ever since she came to this family
Wataura idi
Nhai vatadza nyaya apa
Nyangwe mai ve munhu vakaita benzi handirove handidi ngozi
Bishop Magada dnt take sides haugone kutonga we miss Chinyamunzore .....sure iwewe womukira ku kupa mvura umwe ouya otora iyoyo yashandwa kare yandwa ndeye ashanda same ne gold nderemunhu wese asi randashanda rarangu ,,,,,akadii kukupa yake ...thank Yu amwene makakabanha mazwa here
Ari right magada mai avo ngavakure vangadai varivo vakaisa nyaya kudare remusha kuti muroora ndikutadza kugarisana naye chimbotienzanisai kwete kut ndakamupwanya zvaratidzavkut vamwene ndivo benzi guru pamusha apo
@pessysachakaza9479 for me no muroora haamisidzana naamwene zviri pachena kuti muroora uyu is not there to stay even ndewe chi 3 pa age yemufanha uyo ,,,,,, amwene. Vabuda pachena kuti handimuke kukugadzirira mvura wouya wochera badzi tose takakurira kumusha wangu wakadzira mvura ikuenderana ne zvaukuda someone ouya kuitapudza haaaa iwe kana ini pano ndingokunera sure 😆😆😆😆😆😆😆😆😆
@@tatiratsawa7981 taura hako vana vemazuvano Havana respect akatoziva futi kuti hamusi vamwene vangu aaa anotoshiringinya chaiko hino akuziva kuti apa ndofa kkkkkkkkkk
@@pessysachakaza9479 koiye muroora akakonavonei kundotaura Kuna baba asina kumisidzana navamwene Simba ndorakashota Chete asi aitodzoreravo fight chaiko kurwa navamwene
@@tatiratsawa7981 and gore rino irikutonetsa mvura yacho nenyaya yezuva drought
Mai vazvisungirira vega ava nemasoko akawandisa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
,😂😂😂😂😂😂😂
Kupusa kwemukadzi mukuru🤣🤣🤣🤣
Chokwadi kkkkkkkkkk kutuka vanhu kuzvikudza vazvisungirira vega shuwa
Vanotaurisa ava aah
Amwene vazvisunga Vega vachitaura
Ini zvangu ndiri ku side kwaa mwene 😂😂😂😂😂
Chero neni
Chiro neniwo
Chero neni
Taura hako. Uyu murume anorwara chete uyu assistant uyu
Am team amwene. Nyangwe zvidini amwene havarohwe. Vamukuza havo muroora asi achavashupa mudunhu
@talentmashaah3321 go an wear her shoes
Vanochaiwa kana riri gindagoriya
Ivo varivo vakamutanga
Kusvika vamutsuura acharwa nedunhu rese dai ajarova mukadzi waheadman ivava
@@talentmashaah3321 asi ivo vanorova here tiudzei ka tinzwe
Kufumuka saka dai vakarega muroora achiita madiro imika imiii makatengwa here imi tongai nyaya kwazvo
vanhu vakatengwa ava,..ndosaka headman uyu akzombomiswa...matongero avo ane mibvunzo aya
Imi tongai mushe munoreva here kt amwene vaifana kurohwa nemuroora nkt vakaextender imba yemufi musatonga nyaya mbiri panyaya 1 vakarwa tongai mushe haiwawo
Unenge uri dofo hama,
Munhu akakwana ano extender umba yeumwe mukadzi here
Aiwa headman mavakurashikavo futi. Kana amai avo vanga vakupa mvura hamungati mvura ndeya mwari zvee? Iyo imvura yatova panzvimbo payaiswa nemunhu not namwari. Saka hatinga rambi tichitaura zvamwari kana mvura yacho isisiri mu natural environment. Ungatora huni pamusha wemunhu here uchiti miti ndeya mwari?
@@innocenthapazari8699 kkkk ndoswika ndichi chera mudrum mako imomo bz ndeya Mwari
Headman is right
Chokwadii
Taurai henyu muroora akakanganisa kuchera mvura yemunhu zvotii vamwene vanotaurisa
Taurai zvenyu akashaisha muroora nekuti kukupa mvura kunorwadza
Haiwa vakangosangana apo jira nemoto murooora pamuromo respect haana vamwene vanapovo asi vakachengeta mwana wemurume wavo vakamukudza
Yaaaa zvakasangana muroora ukangonyarara unobvei kuda kutonga Misha yevanhu
Hana kukura akatiza mwana akadzokera kwambuya
@TariroWozheli kwambuya akazoinda abva kusouth pese paairoora vakadzi vake vakainda vaigashirwa nani paakazopiwa pokuvaka nababa paazowana uyo wechi3 kubva naye south ndopavananga kwambuya
@LindaMuzenda hanzi ndakati a ndiri mudiki dia shona yavamwene itererei ndoinokuratidzai moyo wavo
@@TariroWozheli vataura nehasha chete but muroora is wrong
Good magirazi wataura chokwadi chaicho vamwene itori problem chaiyo
Amwene vanekakunyepa sure 26 yrs kutanga kurowa munhu mukuru
magirazi mpengo how do you encourage muroora kurova amwene ..arikuvakei cant he see kuti mkomana uyu ackabikirwa sadza naamai ava. kupengakwamagirazi uko hino hama dzamai aya dzikauya patone ngozi yakashata. how does the young man and his half brothers form a relationship ivo maiguru vachirova mai vavo. kuita step mother haisi mhosva she has to be respected. kadare aka kakashata fani havana moyo wekugadzirisa muri esp iye magraz wako. kafake kemunhu.
@@sibongilemusabaeka9509ndaionera kutiktok ndikati regai ndiuye kuzoona full story, manje ndatanga necomment section zvandannzwa zvakutoita ndisaone full story kkkkkkk
Uri duzvi
Vamwene mavanyanyira murikutopa nyembe ku muroora kanoda kupwanywa kechi 2
Taura zvenyu vakapa varoora nyembe kudai hazvibude uyo mwana ngape amwenevake Chigaro Chavo samai
Chokwadii vaifanira kutsiura moroora amai ndimai cheroo vakanzi ndistepmother
Nhai hko sabhuku ava vnoda kukwaturwa
1 munhu wandanzwa ane dzinonyatso dhonza
Taura hako nxaa
Pakabhaizika apa, kutonga nedemo - Amai avo vaakuita kunge ndivo vega vane mhosva, hakuna chinonzi mvura ndeya Mwari😊😢😢
Say what you want but t-shirt yaamwene yawachwa hayo.
Hamugone kutonga makdhakwa imi ana magirazi kungowawata zvenhema
xua..kungokwidza voice..ngavaende kwamambo Mutasa vambondo dzidza..ndagwadziw nematongero avo..
Askana chero vamwene vakashatasei..ngatidzidzei kuvaratidza rudo nomatter munonetsana nemurume sei mumba menyu...nyaya iyi yandirwadza kani kohunhu taisepiko..shuwa kutomisidzana naamwene...manje waparira vana
Saka aifanira kurohwa akamira here
Murora said I greet her an she doesn't answer can't you see the type of stepmother she is
Haoana vamwene apa ndistep mother dai vari mai vake vaiziva pekugumira ava ndistep mother clari
Vamwene ava doesn't respect muroora uyo ... respect goes both ways veduwe
Vamwene mavanzwa here vachit ndkamurova muroora tererai mashoko plus type yastep mother ava munoinzwssa here uyo mwana uyo atoti ndaisachengetwa zvakanaka vane pamuromo ft vamwene vcho
Muroora akatadza hake kupindira nyaya dzaakawana dzirimo mumusha hustuborn hwakatangira mushure mekuteerera zvisinei naye 2amwene mamagona henyu kuzvikupira mvura yenyu asika munotaurisa mune pride zvese nechivindi kugara mumba musiri menyu muchamuka muripanze rimwe zuva
Zvakaoma akatotora izvozvo akati ndodherera
Dzei dzataurwa papi
Dambudziko murume vake ari kumufeeder
Vakafumuka amwene kugara mutonono Padre kudaro
Izvo zvivindi zvekugara mudzimba dzeumwe mkadzi nevana vako munozviwanepiko mahure imi pameso penyu vamwene vekumama zinyoo ifa muroora azorore
Pakashanda kunzi hausi mkadzi wemwana wangu wekubereka uyowo muroora achishandawo nekuti hamusi vamwene ami wekubereka murume wangu both parties are wrong ngavapane respect
True
Headman apa vakarasika,Muroora uyo inyope. Ende acharamba arinyope achitadza kurima ozoti munda wamai vemurume wangu
Zvinorwadza izvi. Musha onorema kana amai nyakubereka vasisipo.
amwene arikudzvanyirirwa otherwise she is correct
Iro rinogara paside pamambo rinondisvota haritarise nyaya masides ese plus roita sekuti vanhu ndevaro...nxaaaaaaah
Anozvikudza😢
magirazi anoonererwa imagine
😂😂😂😂😂😂😂😂
😅😅
Iro rakapfeka ma khaki iro rinozvida kunge ndiro mambo
Mwene vari rong ummmmm
Amwene hamufanire kugara imba yamaiguru nokuti hamusi werudzi rwamai guru uye makatorerutsirwa kuri kwedu munomuka muri panze
Ini mai vangu vakafa but dzimba dzakasiirwa hanzvadzi yangu...baba varikutogara kwavo nemukadzi wavo
@@dawnsharonmachina baba venyu vanemari, kana usina haungaputsi imbazve, vana vanorara pai uye pamwe vakafirwa vachembera.
Apa vanzvennga mhosva headman
Oky muroora akabva kuno Joni ndosaka akarwa nemi 😂😂😂😂😂 isu varikuno Joni respect chaiyo yakatiza
Aiwa ini ndichinayo😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂ini zvangu ndichiri nayo
Maiguru vakai imba dzenyu. Patsika yechivanhu hamutorina musha. Iwo mungagara imba yeumwe mkadzi akafa umm hazviko zvakadaro
Ipapo chete pedzimba bt zvimwe vari right
İni headman matongero avo ndaatadza. Maybe ndajaira Mutasa style
Ini ndokusaka ndakarega kuona nyaya dzavo bcz nyaya dzinotongwa nema emotions.
Taura hako
Headman Chigodora hamuchagone kutonga muroora uye dai ari wangu airara ayenda kumba kwavo
Kuita muroora hazvireve kuti amwene vakuita zvavanoda paari Ivo vatoriwo muroora chief varibho mvura Haina muridzi kana isati yaiswa mumugomho
Pakaipa muroora achatornderera mberi kana iri assault ngavasungwe iyi nyya maitadza kutaura chokwadi muroora wekujoni uyoo y akatuka vamwene ndiye anotendedzwa kutuka here tonganisai vanhu kwete izvii hazviko dai vari mai vangu muroora uyo yaizotangidza ende yaipera pane atama
Apa vangotsiurq amwene chete as if muroora akagona.vaifanira kumutsiura.vese vakatadza but dare ratora side
Nhai imi hamuone kuti zvaitaura vamwene ava kuti vakatukwa manyepo vatori neproblem kutobva mukutaura kwavo
assault yacho avatoizivi vama girazi vanhu vakarwa full stop
Tinawo vana vamwene but semunhu mukuru vamwene vanofanira kuita semunhu mukuru mashoko avamwene ngeechibhawa bhawa hakuna vamwene vakadai ihoro iyi inini ndirini mai vemusikana uyo i will deal with you too
Ndaimuendera ini
Varoora ngatidzidze kupeta muswe mumisha yevaridzi aah
Vamwene ehe vanorenekedzwa asi inzwai kutaura kwaita muroora so short ivo vaitoparidza ndopakazooneka Kuti vakuwedzera nemazwi avaitaura aratidza Kuti munhu weviolence
Sure amwene vane vhayorenzi chaiyo
Amwene vataura ini detail zvakaitika. Muroora anga achinyeba Ka so she doesn't have anything to say.
Headman apa manyanyira amwene. Muroora could not give in detail zvakaitika. Amwene telling you in detail yatoita mhosva. Avo mkoma vema grazi nhasi ndipo pamapotsa . You should know kuti ma tempers akasimuka pavanhu. Saka mapa muroora mapapiro.
Headman mvura ndeya Mwari asi kana yava Ku cup yako haisisiri yemunhu wese. If someone worked to fetch water from somewhere and put it somewhere, nobody has a right to take it coz of whatever reason.
Vamwene ndikajacha vakangwarisa dzikamai. Muroora nyarara vamwene vachanyara. Baba ngavatungamire mhuri semusoro please
Gudo guru petaa musweee.... Hunhu wavoo amwenee hunotidzidzisaa.... Imbaa yeumwe mukadzii haipindiwii.... Ivoo ndivoo maii vanobatanidzaa vanaa.... Ngavaitee rudoo nedzidzisoo samaii.... Kanaa padaroo tozopa murooraa mhosvaa....
Nhy imi ko zvaimbonzi head hamusisiri pachigaro wani anyway happy to see you headman chigodora
Amwene idambudziko iro, mambo vagona kutonga apo
Mambo dzidzai kutonga mega ndimi mambo ......
Kana President chaiye haatonge ega shaaaa kana usina nyaya nyarara
Murume uyu anoziva chivanhu amwene vari wrong true Murume wamai ava haana voice excellent 👌
@@WellingtonMarimo chokwadi ichocho uye isu vakadzi ngatidzidzeyi kuti ukaroorwa pachipari or pakafiwa haufarire kupinda mumba yeumwe mukadzi kana kushandisa midziyo yemumwe mukadzi wawaona aripo pachivanhu chedu hazvite
Amwene kwanai
Mazongonyanyirawo amwene imi mm tongaiwo zvinoringana
Taura hako
Tongai nyaya, muroora haana respect. Dai ari kutobatanidza mhuri. Murume wake na step mother. Amwene havasiwo vakauraya mai wavo
Ko Vana vaibatirwei rough nhy
Chero mukadzi asina kufa dzimba dzemumwe mukadzi hadzigarwe mukadzi akaroorwa paiva nemumwe vaka pako kwete dzakavakwa namaikuru
Aaa nekuti kumusha semumadhorobha dzirikungogarwa wani
Amwene yi mboko muroora good pwanya mumhu
EHEE amwene vakakanganisa asi muroora akatadzawo akawanepi maguts ekudzorera amwene
Iwe warohwa woita sei self defense
Saka ofira kuti ndi amwene ngangorohwe chete musadaro imi ..muskanzwa mwana wenyu achinzi arikurohwa namwene Munofara ivai nemoyo imi
Mumusha munongoda tipanane respect muroora woziva pekugumira .Mai vozivawo kuti uyu mroora togarisana zvknka.
Introduction music is good...
Uyu chigodora hapana zvinozivikanwa
Murume wemuroora ndiye problem akaudza mkadzi wake kuti havasi amai vangu that's wy asina respect ...tongai nyaya senyaya muroora ngaakotame uyu haaa
Vamwene vakadii kugara nemuroora pakutanga
Aishungurudzwa Mwana uyo it's bad kukurudzira ma step mom anehutsinye
Ndosaka makadzingwa basa hamugoni kutonga imi VA Chigodora
Vamwene vakawoma apa vakagara Pamba pasi pavo Dai ari mwana wavo achinzarwo kwakaroorwa vainzwa sei apa uri muroora mumusha kuzvishevedza kuti gidhagori
Ichokwadi iyoyo
Chigodora wapiwa marii
Garinya negindagoria hakuna vamwene vakadai
Imagine musha wacho unogarika here
Uuum vanotaurisa amai ava
Mai aya ma1 very good pakugadzira nyaya
Vamwene vane speedy ,respect is earned guys ,why vasina kubikisa muroora ?
Yaar😂asi makagona vana vane pamuromo ivava😂😂😂😂😂😂
2k
magirazi ane kahudzungu kakuda kuzviita headman kakuonererwa soo pa case iyi azvinyanya i stand with amwene
The sync pa gusvu apo hey🎉🎉
Mwoyo wangu unokudza tenzi
Muroora ,vamwene vese vatorwa respect each other 😂😂
Vamwe muno dambumdziko ,ndivo vkaita kut vamwe vkadzi vaende nekut vamwene igindagoriya.vamwe varoora vkakonewa chigindagoriya
Mmmmm seii mukupa mhosva kuna vamwene??
Vese vane mhosva
Nhai vese vanenhosva
Tongayi nyaya zvakanaka mai hawana mhosva awo anditi akaroorwa here
Vanayo vari rough
Muroora Ari wrong varikungoenda kuside rimwe chete
Nyaya iyi haisi kutongwa zvakanaka vese vari wrong apa muroora ane problem futy
@@RugareJames Nyaya chaiwo haina kutaurwa santi mvura basi basi, pane zviripo deep deep. Vamwene vane rough kuzoona sister yotiza yogara kumozambique pane nyaya. Baba varegerei kuuya varikuziva nyaya yavo. Both are wrong but vamwene seems to be judgmental almost like someone saying uchapabva. I dont think she likes her stepkids at all. She is the type who will say my kids are better than yours.
Makaitadza nyaya iyi ummmmm
Magirazi warerekera divi rimwechete ...Muchinda wekuti " imi makachena here " Arikupi muchinda iyeye ..takumuda abetserane namagirazi..ko avo cde vakagara padhuze na headman ndiani haataure sezvinoita magirazi...Headman munonyatsobata nyaya sezvairi..
Mr order mud are vanotarisa one side
Zvese naheadman wacho they are so shallow. Ende vano divhaidha mhuri ... this court sjould just be stopped
Yes ari right mai vaishingurudza mwana achimudiki nehanzvadzi yake ngaarumwe stereki nxa
Amwene anoriwanepi simba rekurova muroora kna vatori ne respect
Amwene ndinyanduri nyaudzosingwi madimikira kkk
Mvura ngeye munhu wese but kwete yakupwa neumwe munhu mapenzi imwi
When are we going to get new stories from Headman Chigodora's court?
Plaz muroora inenge simbe ,simbe inobhowa
Chokwadi
Simbe inobhowa sure inokodzeresa
Vqmwene muroorq. Iye murooora muroorwawo saka vese ngavaite unhu
Coz vese varora
Amwene respect moiwanasei muchiita semusina kutsengerwa
Taurahako
True kuzvita gindagoriya
😂😂😂😂😂 kakuzhebuka vanako hawo amwene
Muroora ariwrong plus akatopinda mumusha achinzi hvasi mai vngu and haasitorina respect knaamwene
Headman u are the great advisor, mao vakarasika mbijana nowonder why murume asina kuuya
Apa headman matonga munhu hamuna kutonga nyaya muroora angatuka amwene here nekuvarova,uyo muroora haana hunhu zvachose.Apa makatonga zvisizvo
Truly speaking magiraz wataura amwene prblm chaiyo vanotaura nyaya isinei
Saka muroora ndiye wochipinda mubedroom rairara mai vake nababa here.Mavekuisa tsika dzemoza muzim.Bedroom rababa namai haripindwi nemuroora.Kana vainetswa vakadiiko kumhangra nyaya yavo
vaweene ngavavake pawo asi muroora uyu must respect vamwene asatora daka re murume wake nezvakaitika kare asipo. She is disrespectfull akafumuka she was nt brought up well. She is causing more havoc in the family nt patching up the family. Kana muroora ngatombodzokororwa kurohwa mukanwa make makabenda
Thank you ❤❤❤
Maybe is the husband supporting her we really didnt get the whole picture of the story. Both sides are wrong.
Mazoita basa Headman
Amwene manyepo ayo avadi muroora chete kuzoti dai ari mumba menyu
Bt angarwadziwa nemurora usiri mwana wako,ndoona sekuti muroora anonderera amwene bcz ASI Mai vemurume wake ndimai nini
Rega vacharwa fti nevaroora vavo vakadzi vevana vavo 2 ivavo vachamuwana fti 1 achaita gindagoriya rakaita saivo richavapwanya
@@Monica-z3tvamwene iboorangoma nematauriro avo vaigarirei mumba memufi ipo pane vana
Vakakupa mvura vega Amwene ava imi tongai zvakanaka imi
Murikurashika Mr. Magirazi. Imba ndeya baba namai. Mukadzi haangarambi kugara mumba memurume wake. Hamuzi kutonga, muri kungotuka munhu. Dzidzayi kuremekedza vanhu padare. Munomutusvaidza muroora uyo. Pava paChurch here?
Muri kutongwa nemasalad
Mumba nde mamai ve mukomana
Ishona yekupi yamurikutaura. Munhu akafa akasiya vana Saka baba vakaroora vana vonogara musango kuti mukadzi mudiki asvikogara. Ngavavake imba yavo votenga mibhedha yavo etc kwete kushandisa zvibhu zvemushakabvu asirihama yako
Vane Basa headman
Tanga takusuwai changamire 🎉🎉👏
I heard kut term yavo yakapera wani.kwaane mumwe.maybe idzi madelayed.
Which right did she have to take vamwenes water
Amwene vakafumuka chaiko ukaona munhu anozvipa zita rekuti gindagoria vane prblm hombe amwene vakapapa avo
Haurevi nhema
Chokwadi
Vanopapa😂😂😂
mai avo vanenge vasingadiwe muraini .pashaya akudairawo kuside kwavo
Muroora respecta amwene vako chero vaishungurudza murume wako wausipo vabatanidze
Yes vanhu ngatidzidzei kubatanidza vanhu kwete kutowedzera moto
Chokwadi
The mother in law is stupid. She should grow up and bring the family together. Instead Vari kuputsa. Vakadii kuita semunhu mukuru vakasiya kunetsana nemuroora? Ibenzi remai
Gindagoriya iro kkkk unombopuhwa mukana wekubatanidza here kkkkk
Hoo ndazoibata amwene ava havas amai vemkomana am i right...ivo vakaextender imba yamai vemukomana uyu... tt's y mai vanehutsinye
Haaa muroora Ari wrong hausviki uchitonga nyaya dzekare kana kuti murume akarerwa nastepmomy dai vanga vasipo aripo here ndokusatokwana kwacho ikoko
Saka dai akafa here dai vasipo...wani mkomana Atarax kut vaimushungurudza vese nasisi vake...nyaya dzekare? Hakuna chinorova pasi pano
Ini hangu I support vamwene ava. Headman vakupesvedzerwa muroora zvisina hunhu. Just because ndistepmother, hava deserve disrespect.
Taura hko dear
Taura hako😊
Allan anombongwarisa achivhiringidza nyaya veduwe. Chiiko ini ndozvishaya kt haazvione ega here kt akangwarisa
Amwene vane pamromo ava kwai ndakamupwanya mwazwa ere😂😂😂
Pane basa amwene ava hunu hapana apa
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Vakangosangana Iye zvinhu zvemusha zvakaitika asipo aizvitaurirei
😂😂😂tapazwa😂😂😂
Muroora ndiyo mharadze variko varoora vakadai Ini ndinomupwanya akanditanyanga
Chero mukataura cei headman ,mroora uyo haana hunhu anogona hr kurowana namai wake mwana komana uyo anodambudziko
Mroora ngaave netsika uyo akafumka nxaa y kdaro coz ndistep mother
I dama iroro
Gudo guru peta muswe vadiki vakutye