There is nothing wrong about being a maid. I worked as a maid and put myself through university. I am so thankful for the family l worked. Today l have a great job and help people . I know a lot of students who worked as maids in the country that we are in and now are Engineers Doctors and nurses. Its sad how some people judge you when you work as musikana webasa.
Good explanation pamashandiro asekuru and explanation. Maita basa zvikuru, because kana munhu ari desperate anotoda kuti zviite chop chop. Thank you Robert.
Its only kuti vanhu hawasi kuziva chokwadi vanhu ava anonyepera kubatsira vanhu pa social media but vamwe vese vanoenda pasina media vakurohwa mari muchokocho ende vakawanda wacho havasi kubatsirwa asi kungotorerwa mari.
Lol 🤣🤣 this is sad though , for we can't take anything out of this world 🌍 , we don't have anything to benefit from it , leave muti people it won't bring happiness but pain and regret
Yes ,a Nollywood actor with evil antics ..Neither shy nor so embarrassed with humiliation in front of blood sisters..Life will never be the same for a brother.Sisters,who shall compensate for the time lost in marriage and childbearing that should hv bn established over the yrs..So bad for you my brother sleeping with biological mother..The avenging spirit of the dead shall catch up with u one day...
That Brother with Glasses 👓 should be a Nollywood actor 😂😂😂😂
Ndozvandiri kufungaeo kkkklkk
Hanzi madzimai angu matora🤣🤣
Kkkkk hanzi mukadzi chamu wana here
Anogona ku actor chaizvo. Drama rega rega
LOL and its like acting thou
Kkkkkkkkkk ndaseka zvangu sekuru Tasvu vanosimudza maromba kubva muhuruva frm maid to boss lady.
There is nothing wrong about being a maid. I worked as a maid and put myself through university. I am so thankful for the family l worked. Today l have a great job and help people . I know a lot of students who worked as maids in the country that we are in and now are Engineers Doctors and nurses. Its sad how some people judge you when you work as musikana webasa.
Jonas unechokwadi kuti madzimai angu matora uchireva hanzvadzi here ndarwadziwa
Nhai ndarwadziwa
Anorwara nenjere uyu kana nyadzi haana sure madzimai kubvira masisters ake .sure
😂😂😂😂😂 imagine
Kkkk haa jonasi surrender i give up idrama king
Imbwa iyi
Kana Ini ndange ndakamirira part 2 yacho kkkkk.....Thanks Slymedia (ROB URIKUPEDZA MA SPORTS)
Makandiwa haana simba chake kutorera vanhu mari chete
NaMagaya futi
Zvakaoma hazvooo ini ndanyarara zvangu ziiiiiii
Ndatozviona kuti vanenhema vana Makandiwa. Chawanogona kudzidzksa
@@rishonmasvosva usanyeperwe haana vhangeri raanoziva uya inhema satan anoverenga magwaro asi haamanzwisise
Nhasi Ndabvuma sekuru Tasvu vahombe. ndiwo chete mashoko andinawo. Thank you Sly Media.
Sekuru tasvu munobata bsa rinoshamisa ndinoti wedzerwai nyasha pamusoro penyu ndinofara vanhu varikusungunurwa nemwi tateguru tasvu
Like seriously kuti your blood sisters madzimai angu😢😢😢😢😢
Hanzi madzimai angu matora Jonas uiite mushe iwee ungati madzimai angu hanzvadzi dzako.💔💔💔
Janas akafanana na madungwe ane surname yako😂
Kana kudamari kwacho ungashinga Kuno raranamai vako sure uuuuuuummmm zvimwe pfirai pasi imbwa dzinhonge .
Ndiyani angada munhu akarara naAmai vake .Gara wakadaroo
Aaaah nhai nhai lol
Anx soo much sly media vanhu vakaromba vamwe vachifunga kt hupenyu hunoreruka bt zvozonetsa mangwana vanhu ngavasunungurwe chokwadi
On my way to come ikoko sekuru
Tiriparwendooo kuuyawooo sando dzenyuu sekeru Tasvuuuuuuu
Thank you sekuru Tasvu n mukoma Rob
Sekuru Tasvu svikiro hombe ,chikwata zvezvikara,muchepesi wavaroyi,he did his job day light to show extraordinary powers
Haa kwa sekuru ndouya chete nyange zviite sei , ndaiva ndisingadi n'anga bt ava ndavada zvangu
Tasvu chiororo, chiranga varoyi, keep up the good work, thanks Slymedia
vachapinda busy gore rino. uyu walwmba hanzi afa.
One by one varikudonha dziri nharo, vanhu ngavasiye uipi and live in harmony with each other
@@rosemushambahwedza765 You said it well. Gore rino tirikusunungurwa. Ummmm tiri kurarama munyika yakaoma.
@@Amarie077 walemba afa?
wadedera uwo teteguru tasvu
Dai vakadzi ava vambomubatirana vakamumamisa, pavanobva apa.Akutoti hake madzimai angu matora kubvira hanzvadzi😮😮
I don't know what to say who is a good DR in Zimbabwe please help.
Good explanation pamashandiro asekuru and explanation. Maita basa zvikuru, because kana munhu ari desperate anotoda kuti zviite chop chop. Thank you Robert.
Its only kuti vanhu hawasi kuziva chokwadi vanhu ava anonyepera kubatsira vanhu pa social media but vamwe vese vanoenda pasina media vakurohwa mari muchokocho ende vakawanda wacho havasi kubatsirwa asi kungotorerwa mari.
Asi munhu angabvume kuuya pasocial media kuzozvinyadzisa kuti akaita bonde namai nana sis vake? Ivo vasikana vakatsvinda kudai vozvishambadza paSocial Media kuti vakaita makunakuna nabhudhi vavo? Hameno hama.
Mkoma Robert ndokumbirawo mukumbire sekuru Tasvu vadeale namadzibaba veBotswana vaye vekupa masister thokoloshi please please
vaya vari kwasekuru Kanengo
Ehe sure , vanojairira madzibaba vaya , vanopedzerwa nasekuru Tasvu
Thanks you sekuru Tasvu
Tatsvu kwese kwese sekuru chibaba Che Zimbabwe
Nhasi ndine ma❣️ nema👍 for the mbira crew 🔥
Mukoma Robert thank you mabatsira vanhu vakawanda
Sekuru Tasvu ndi Mambo👏👏👏🔥🔥🔥
Waiting sly🥰
Makandiwa kutengesa vanhu ma anointing oil asinga shande mazvinzwira kune avo vachadawo kunotenga anointing
Via tasvu via we are behind u all the way.
Mkoma Robie thank you so much.
Kupfeka mabhingo inyadzikaa
Akakuvadzwa maziso newelding machine
@@patriciakawonde9918 ok thanks dia dai akangoita bofu hake for good toona kuti airara nevanhu ava sei
👏🏾👏🏾👏🏾 Pamusoroi mudare raSekuru Tasvu 👏🏾👏🏾👏🏾
Uyu anotorwara anonzi jonas " hanzi madzimai angu matora kureva hanzvadzi dzake
Lol 🤣🤣 this is sad though , for we can't take anything out of this world 🌍 , we don't have anything to benefit from it , leave muti people it won't bring happiness but pain and regret
Amen muti brings destruction
🤠🤠🤠🤠🤠🤠🤠🤠🤠👐 ayigezera chinhu chake muhari
Sekuru vacho hanzi muchiku nyengiwa here
Thanks mukoma Rob tanga takamirira part 2 zvino tazòionawo...
Team wrist bands and anointing oil wekuma Profit not Prophet mukuinzwa here nyaya iyi.
they went to Makandiwa🤔🤔🤔
Ndove yedhongi ndoyaikudza nhengo kufanana neyedhongi kana woita bonde na amai ne hanzvadzi ; n'anga yakakupa mushonga inehutsinye nxaaa
Sly how far Walemba burial any updates
Burial 😳 is he dead ??
I am in Capetown very far can l have contact ya sekuru Ava please argently
Check pese pama programs acho dzinobudiswa number chero pascreen
Kana vabatsirwa ngavasiyane nen'anga yaJonas iyo nguva ichamukwanirawo
Sekuru Tasvu mrisimbi inodya dzimwe simbi torai sando idzo🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨🔨💃💪💪💪💪💪
I was awaiting part 2
😂😂Jonasi weku Muchato
Nyamasvisva hanzvadzi Sekuru Tasvu ndakupai Sando dzenyu Basa sebasa
Mambo wamaroyi 1 special sekru Tasvu
Tiri joburg phone yenyu haibatike zvekumhanya
Mwari akuitirei nyasha
Muroyi uyu ndamuda sekuru,ngauye ndimubere vana huroyi hwapera,ndinomufidha asazorara nana sisi.
Ini ndine mubvunzo mayererano nemusikana mudiki...anoti ane vana 2 sezvo vairara nemukoma hapasi kudiwa Tinashe Mugabe the DNA man achenese mhurì iyi
Chokwadi ichocho
Exactly anogona atori waBhudhi wake
Ichokwadi here kuti waremba vakafa
Uyu zvakaoma kumuregerera chokwadi zvinorwadza kubatwa chibharo nehanzvadzi
But you gotta feel bad for the girl
Yes ,a Nollywood actor with evil antics ..Neither shy nor so embarrassed with humiliation in front of blood sisters..Life will never be the same for a brother.Sisters,who shall compensate for the time lost in marriage and childbearing that should hv bn established over the yrs..So bad for you my brother sleeping with biological mother..The avenging spirit of the dead shall catch up with u one day...
Zvakaoma veduwe ummm panze apo😢
Sekuru tasvu tinotenda masunungura mhuri.Muri mhondoro yenyika.Sly media keep it up!
Was waiting thank you Sly
Ko ma shades hanziiko 😂😂😂😂😂😂
Zera racho nezvaanga avakubata its a shame katsi yemunhu manje apa unoti eke kkkkkkkk😂😂😂😂😂😂Sekuru Tasvu vapedzera
🤣🤣🤣🤣🤣🤣why varoyi vachitya zvinhu zvawo
mano Manor kunyepera kutya dzvinyu
First😊
Anopenga uyu vna sis vkadzi
Jonnas anondifungidza Enock mupenyu here SLY
Mukoma Robert ko how far nyaya yamai wekutorerwa mimba yawo nyaya yakazopera sei...payakasirwa vachinzi vada kusandurwa???
Hanzi madzimai angu matora kureva hanzvadzi dzake anopenga here uyuummm zvakaoma
Akutochemera mudzimai kkkkkk pakaipa Sando kwamuri Sekuru
Ko magirazi awo zviri kumbodini?
Vese vanopinda kwaMagaya ,kwaMakandiwa mazvinzwa kuti ifake
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙌🙌
kkkkkkkk
Guys kuvanhu vanoda kuromba Dai mairomba zvino affecter iyewo waromba cz makushungurudza vanhu vasina mhosva nekuda kwemari chete.
Ma love nema likes to sekuru Tasvu
Slymedia takuziva chakauraya Walemba
Sekuru Tasvu vakaoma vanondigonera hangu.
Kkkk hanzi kutonga kunongodiwa uyu na Enock same WhatsApp group
Saka MA wrist band I FRAUD 😂😂😂, ndijuon wakapfeka Futi 😂🤣
Yaa sekuru munogona munhu anodura ega zvaakaita .sando dzenyu sekuru
Sekuru Tasvu ndovadira havana show off
Simbi dzikakwesherana panoita moto .Sekuru Tasvu usavadherere vanokuita kuti uite mushe .
Johanas l have been waiting for this guy😂😂😂😂😂😂😂
Kunyangwe neni
🤣🤣🤣🤣
Ini part 1 yakandipotss sei
Check it out 🤣🤣🤣
Me too
Saka kureva kuti wese anonobatsirwa uku anobuda pa camera here kana kuti usingade kubuda unovati musatiisa pa camera replay me
Thats my question too ,ndotodawo kuendako but ndotya kuzobuda pacamera
kkkkk pamwe vasina mari dzekubhadhara vaya
Kana wada kubatsirwa zvecamera haumbozvitarisa shaa
😂 😂 😂 I think vanenge vapa consent
Ndofunga vanenge vachida havo kubuda coz u can't force munhu ka
Kukara akavhiringidza mhiko ne chicken inn akanakirwa nema hot wings aka kanganwa kuti anomamira kusango 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Ronald kwana iwe kkk wazvifunga SEI zvozvo
Inga vanhu varikuromba sekuru tasvu vanoda kepi
Jonas anofanira ku actor ma move hanz matora vakadzi vangu zvakaoma hangu
Vakaenda kwaProphet Makandiwa riinhi iyeye??? Manyepo hatidi please
😂😂😂😂😂kurwadziwqkah kty haana simb makandiwa😂😂😂mnje mchaitacy
Sekuru tasvu very exallant ndirikuuyako
Whatsup hamudairi saka video yacho tinotaura navo sei
Jonasi is a dramma man shuwa kkkkk mukadzi wauchawana pray asaite come across nevideo Yako 🤞🤣🤣🤣unoswera warambwa mabasa awaibata makukutu kkkk
Kkk
Sekuru Tasvu mukuita basa rakanaka. Ini ndikuda kubatsirwawo
Waita bho Jonasi ita usunungurwe usiyane nezve ngwinjiri izvo nekushekeketa nemasister
My deepest condolences ndkanzwa kuty walemba watisiya😴😴😴
Yes
walemba ndiye upi?
@@linahkambanje4619 I don't know how I can explain u but if u search on Sekuru Tasvu's stories like these ones unozomuziva
Mrume uyu ka 😂😂😂😂😂😂 ndirikungoseka
Ndaseka pakuti matora madzimai angu😂😂😂
ingopindai panyaya kwate kuramba muchitiratidza zvatakaona kare😞
Vanoitira vasina kumboona
Kkkkk kwanzi Walemba akabva pano azvimamira Sekuru Tasvu 🔨
@@taxzogola6390 kkkkkk inga zvakaoma Nhai akafa tisati taona zvinhu zvake
Vanhu ngavasungewo madhuku kana vachiuya panzvimbo dzakadai.
Uyu atodiwa na boss
Real I believe this sekuru Tasvi is powerful
Jonas ane drama 🤣🤣
Nhayi mkoma Robert Ko burial Ya walemba how far
That guy wemagrazi is too dramatic
😂😂😂😂
👏👏👏👏👏👏👏 maitabom
Anzi madzimai acho matora.mushonga woitisa yese yese sure
🤣🤣🤣🤣EEEH NHAI
interpreter wacho anozonyanya kuwedzeredza
🤣🤣🤣
😂😂🤣🤣