@@crazymaze4611 aah vangu vacho vakundiwandira pa Nyanga apa 😂😂😂😂so far ndina bae Tsoka na bae chief Mutasa ndakavaisa pabarika ,but padumbu apo ndidyira futi 😂😂😂😂😂😂😂lol Just for laughs💃
Usaso shora Usaso shora ❤❤❤, uhm zvakaoma hazvo, and with way they were responding surely this family was not worth Sekuru Makotsanjere's great efforts
Sahwira basa munogona chaizvo but as I always follow your updates. Why is it that munosiya vanhu vasisawirirani pahukama kwavo uye kuti munongofamba nevanhu vatakamboona kumashure vari ngozi yemudzimhuri dzakasiyana. Uye ngozi idzo dzinototaurisa dzichinyomba vanhu vemumusha vamunenge muri ivo vasiri midzimu seipapa. Munopafambisa seiko ipapo?
Dzimwe ngozi dzaana Kupemba naana Sadock had many families involved kidnappers, killers, plotters, witnesses, beneficiaries. Vese ivavo mhuri dzavo dzakapfukirwa dzese and some of the families are actually related like Duri and Chirinda and some are friends . Kwese kwandoona vanosiya vabatanidza vanhu, it's actually the families vanenge vasina kubatana kubva kare, vachirasirana nyaya, suspecting each other, dishonesty and vanhu votanga kufumurana. Nhau yaKupemba, John Muranganwa was a beneficiary, wekwa Duri and Chirinda were involved. KwaMuranganwa wakaponda Sadock, one of the killers named about 10 people, Kupemba had about 14 people vamwe vakatombosungwa in both cases. Inotongotendera ngozi kusvika vese vabvuma varipa.
Gore rino 😂😂😂😂. Vana mbuya ava ma 'dancing chicks'. Strong as ever. Vanatamba chaizo❤. Amwe chiremba avo rasta mmmh? Vasaviringe Sekuru vedu avo😅. Sekuru MK munogona basa mukombe🏆
But ndiyeka wavaitsoropodza vachibatsirwa nachiremba. Zviri fair wo here izvozvo. Kudukupisa munhu kudaro iye akagarwa, voti apedza futi naye naye ummm ini ndoona kunge VaMukotsanjera havadi munhu mberi kwavo. Asika pabasa iri varinyikadzimu vanobatirana pamwe uye murudo. Ko kuzoita izvo saka hama dzichafa dzichiwirirana here idzi?
Ndiwe hako unosida madambarefu aMukotsanjera hero rauya dambarefu saka uchaita sei? Kkkk
3 hrs here ba taps apa mapedzera 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Magonesa baba taps
Ndakutorwara pabasa ndakuenda kumba kunogara pasofa rese kuti dheshe paNetflix😂
Painkiller ranhasi tariwa
Haaaa movie chaiyo ba Taps 😂Titanic chaiyo.
Our Zim Netflix 🎉🎉🎉❤ Magonesa shuwa
Wow, it's a long process. I remember this family... Wow so zvotoda patience ku dealer nenyaya idzi.. Kudos Dr Mukotsaz
Karanganda waiyepo ere, pane vanhu arikugeza ere, kuti dheshe sofa rese, GOD BLESS MR KARANGANDA FOR US, LET US SHARE AND LIKE TO HELP BA TAPS
Thnx karanganda mudhara kupemba akaoma anenharo wese anobudirwawese nakupemba vanotaurisa zvinonyatsonzwika pamberi nezvchipoko tsoka
I'm addicted naMukotsanjera
Me too woo kuita kunga uchapisa muriwo 😊
Tose hama 😅
Chirega kutaura tirivazhinji😊
Me too
Me tooooo our African culture free lesson ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Vaiyepo here 😂 VIVA DOCTOR MUKOTSANJERA ❤
Chivanhu chakakosha zvacho ndonzwa kusunungurwa ndichionq sekuru Mukotsanjera
Dr Mukotsanjera for me, I am learning a lot
Sekuru vangu vandinoda my number one sekuru Mukotsanjera.
I hope kundoda basi kusiri kwangu kwandoita ini mbuya venyu😂
Haa sekuru Mukotsanjera kumberi , I'm so grateful ❤
Thanks Karanganda, ndiri SA asi ndaona kumusha kwangu, ndaona mai vangu nemadzikoma angu nehama zhinji pavideo iyi. Ndaigaro chema kut doctor Mukotsanjera havambosvikiwo kwedu kuzaka rinopisa here, ndinotenda hangu zvakaitika
Good for u🎉
Bae Tsoka dzinenge dzamboti gaa chibhotoro che John walker🤪😜. Lovely bae❤❤
Dimples❤
Ndaa ndichgeza ndabuda mu bathroom ndiri full speed anhu weeee 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 ..
Panoti mukotsanjera bae wangu kani mhaiii ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Bae 😂😂😂
Unorwara brain iwe
Kkkk hesi kani maiguru zvino mazora mafuta here,,😂😂😂
@@A_JM585 kkkkkkkk ndazora ndagara pasofa zvee nhy mainn 😂😂😂😂😂😂😂
@@yakiesigauke09 pano ndepekufara wangu usapinda ne moyo unobatwa BP uko 🤣🤣🤣 pane pandingapinda ne fon mu bathroom here kwaaaaaa
Baba varipa side pa tsoka vanedumbu avo very peaceful zvavo ,
Watapirirwa iwe😂
@@crazymaze4611 aah vangu vacho vakundiwandira pa Nyanga apa 😂😂😂😂so far ndina bae Tsoka na bae chief Mutasa ndakavaisa pabarika ,but padumbu apo ndidyira futi 😂😂😂😂😂😂😂lol
Just for laughs💃
😂😂😂😂
@@A_JM585i love happy people like you. Kkkkk
@@shingiraitrevormboto2105Urimurume here upindewo pa qué pane vamwe 😂😂😂😂
Karanganda iweeeee wazvita ungondigonera iweee iweeeeeee❤❤❤❤
Sekuru Mukotsanjera ❤️❤️❤️❤️ munhu 1 anoremera manyika yese👏
Iyi family haisi serious zvayo zvavanobvunzwa havadairi,and kunge varikumanikidzwa azvinakidzi lyk zvaanachirinda vs kupemba
Ungati havasikuda kuita kunge madununu nxaaa
Tsoka I wish kukupaiwo something basa ramobata rakakura, much love sekuru❤
Pamberi nechivanhu chedu ... traditional dance kumberi ndoda kumbo Ku hire kwangu Gutu mowanikwepi
Pfeee pabasa pa bae wangu Tsoka my everyday crush❤
Gulez vedu tese 🎉🎉🎉🎉🎉
Gogo hello
😂😂😂 gogo venyika
Makadiko vazukuru vangu ndiripano mbuya venyu 😂😂❤
@@RufaroZiki😂😂😂😂ndiribho vazukuru vangu taneta tabva Gorongoza
😂😂😂😂😂😂😂😂 usazobatwa nemudzimu wefake uri pamberi paDR mukotsanjera. 😂😂😂😂😂😂 ndaseka zvekusvika pakubvunzwa kt chii.
Unonyadziswa ndovadira Kuti havatengeki nd havadi zvisina basa😂
@@Mamoyo-d8bzvonyadzisa weduwee dai afungawo ega kuti pandiri panaDoctor
Musadaro vagarwi 😢
Mudzimu unorwadza
I was very late... Tjooo 3hrs plus.. Nhasi imovie, thanks Karanganda 🎉🎉🎉
Sekuru tsoka wedzerwai makore munodiwa kuno zvekuti dhuuu 😊
Usaso shora Usaso shora ❤❤❤, uhm zvakaoma hazvo, and with way they were responding surely this family was not worth Sekuru Makotsanjere's great efforts
Thank you nekubatanidza madzinza sekuru rambai makadaro fumurai hurombwa hwese
The dance 👌👌 enjoyed it
Maita basa Simboti. Mandirangaridza sekuru mukuru vaMuzee. Ngoma yavaifarira chose nekusvetuka svetuka kwavaiita. Chinyakare hachipere, chinodzoka nenzira dzakadiyana siyana. Miviri yangu shumba yegorogoza.
Thank you baba Taps, tri kudzidza kugara kure ne mhosva, shuwa munhu haaroveee
LONG LIVE TSOKA LONG LIVE 💪
Kkkkkkkkkkkkkk mudzimu vangavayenda nguvai 😂😂😂😂 muzukuru anoda shamhu
Sahwira basa munogona chaizvo but as I always follow your updates. Why is it that munosiya vanhu vasisawirirani pahukama kwavo uye kuti munongofamba nevanhu vatakamboona kumashure vari ngozi yemudzimhuri dzakasiyana. Uye ngozi idzo dzinototaurisa dzichinyomba vanhu vemumusha vamunenge muri ivo vasiri midzimu seipapa. Munopafambisa seiko ipapo?
Dzimwe ngozi dzaana Kupemba naana Sadock had many families involved kidnappers, killers, plotters, witnesses, beneficiaries. Vese ivavo mhuri dzavo dzakapfukirwa dzese and some of the families are actually related like Duri and Chirinda and some are friends . Kwese kwandoona vanosiya vabatanidza vanhu, it's actually the families vanenge vasina kubatana kubva kare, vachirasirana nyaya, suspecting each other, dishonesty and vanhu votanga kufumurana. Nhau yaKupemba, John Muranganwa was a beneficiary, wekwa Duri and Chirinda were involved. KwaMuranganwa wakaponda Sadock, one of the killers named about 10 people, Kupemba had about 14 people vamwe vakatombosungwa in both cases. Inotongotendera ngozi kusvika vese vabvuma varipa.
Dance group iro machembere munogona vasikana muri kumberi
Padzanowa wenaaa. Parobwa gagada apooo!!
I love karanganda... # mukotsanjera to the people
Ummm musoro weN'anga iyo 🙌🙌
😂😂😂😂 ibvudzi rudzwai
Sekuru chimbouyaiwo kwaMandeya honde valley varoi vanyanga
Situfuza ari ziii minding his business 😂😂😂😂
Mukosanjera number 1❤❤❤l love it doctor
Muzukuru n'anga usazodaroba kupatsura musha wana Sekuru
Ibenzi iri
I wish tsoka was my father 😊😊😊😢anondiitira murume uyu
Aaa did yu say father aaa no naw I wish he is my husband ❤❤
Sekuru bae Mukotsanjera ❤
Thank you Karanganda 🎉🎉
Sekuru handsome🎉🎉🎉🎉🎉
Kuti dheshe zii zvangu ndakaringisa shumba yengozi nezvikwambo sekuru mukotsa 1munhu anoshanda akazvininipisa❤❤🎉🎉
Ndikasaona mukotsanjera hope hadzibate
Kkkkkkk munenge ini asksna
Am happy Dr Zimbabwe vatendwa nengozi dzese Tsoka
Akabata basa hombe
Muzukuru indava kupata??😂😂😂 Ungaedza skiri yako pamberi pembwa ye Gorongozi, unobatwa..
Usapamha futi unorohwa nana sekuru..vhuka
Gore rino 😂😂😂😂. Vana mbuya ava ma 'dancing chicks'. Strong as ever. Vanatamba chaizo❤. Amwe chiremba avo rasta mmmh? Vasaviringe Sekuru vedu avo😅. Sekuru MK munogona basa mukombe🏆
Sekuru Mukotsanjera to the fullest❤❤
Iiiih veduweee haaaa ndasiya zvese ndauya nezuro ndakaswera Ndakatarisa ndichifunga kti to pihwa zvonakidza, ❤❤❤Bvondo Bvondo
Hello baTaps n sekuru Mukotsanjera murikubata basa guru nyika ngaigadziriswa
Nhasi ndakasikawo kkk coz ndiri off,Mukotsa bae ❤ ndakuda kuuya ikweyo handsome yangu😅
Ichoooo chanyura pana Mukotsa😂😂
Ayewaka Brenda ndirimbuya venyu ndipeiwo chiremera...kkkkkkk
Baba taps udzai musikana anodaira fon yasekuru mukotsanjera asaite rough nema customers please
Ayewa magobora mapedza imbwa yegorongozi ❤❤❤❤❤
Tisarasa chivanhu chedu chero machuchu awanda takakura tichichengetedzwa nechivanhu
Shuwa iyoyo
Ayewa kana wabvuama chiripiwai Zvipere humba 😢😢😢
Karanganda TV wayeipo nasekuru Mukotsanyera ❤
Those golden girls can dance💃💃💃
Ko tisu anhu acho anotanga ku liker doctor mukotsanjera tisati tagara pasi kuti tione
Tisu tirikudai kuona zvimunya🤸♀️
Ndipeiwo ma likes angu pliz
Iwe gadzirisa voice iro hauna mudzimu iweeeee
Dzinoudzwa nyaya Nana sekuru vadzo
Amboita kakutaura mushe bvaazodzokers ku spiritual voice 😂😂😂😂
@@SusanyGovha-ri5hn kkkk anorwara uyo ,dai ndirini ndaibva ndatotiza nenyadzi 🏃🏃🏃🏃🏃🤭
Swederai uko ndigarewo dheshe tose ipapo 😂😂😂😂
Imo mumisha ine ngozi iyoyo tichatonhonga nhonga tikaita misha 😂😂😂😂😂😂
N'anga dzefake fumurai sekuru dzose dzisiye kunyepera vanhu
I love sekuru Kupemba 😂😂😂😂❤❤❤
Kkkkkkkk ayaas
Kkkkk Doro vanorida kkkk
@@baamazingamazing1171 🤣🤣
@@TheresaMaps wangorida kaniii 🤣🤣🤣
kupemba mupei mhamba ambonera😂😂😂😂
Muzukuru nekavoice kako unotipedzera data iwewe unoda shamu mhani
Muzukuru kuuya hake kuita drama rake
Batayi basa tsoka chero tinonoke hatirege kuona nekuisa like, thanks Karanganda tv
Blaz Bulls 32 iyo ndeyechiskana...pfekaiwo zve boyz
Vaivepo here ,,,,,,Ndini ndatanga😂😂😂😂
Haaa sure wakarwadziswa kani kupemba vanhu ngavakubhadhare shuwa
Mkotsa to the fullest🔥🔥🔥🔥
Baba Taps makosha❤😂😂... nhasi matipa zvinogara zvakadero
Heavy heavy 💪🏿 nyuchi dzinoruma 51:41
Mukotsanjera number one karanganda number one
Ahh finish ndapisa mazondo manje haaaa Tsokaaaaaaa
Kkkkkkkk
Ko inga sekuru vamunonga panze vakati in'anga wani vanhu munongodzikisira vamwe neiko umm
Nhai zvenyu imi. Ivo sekuru vacho sei vachibatsira vanhu kurwa? Toziva mudzimu uchibatanidza vanhu isu. Vanoshanda zvavo but vanoshanda nemakuhwa
Number 1 sekuru mukatsaz shumba yengozi 😂
Iri team roda zvekudya chete😂😂😂
Nhasi tonakiwa zvedu naMukotsaBae
Haurevi nhema sahwira 🎉🎉🎉
Ndipeniwo shituru nyamusi ndamukira
Job welldone baba Paps
Haaa muzukuru abatwa kubva kare mbichana mbichana. Tsoka chibaba uyo aaaaaaah. Muzukuru akwane uyo kkkkkkk
Kkkkk muzukuru ndanga ndakutomutyira kuti achafenda 😂😂😂
But murume uyo anomukirwa nhema akawana nguva atikwanire😂😂😂😂kunyadzisa kwazvo
Kkkkk hanzi batsaaard na doc
Hanzi auna asima ba😂😂😂😂😂😂😂
Mukotsanjera to the pple shumba yezvikwambo
My crash skru
Iyi mhuri inobore, havadaviri kana vachibvunzwa
Ngarishandwe basaaaaaaa
Ndapinda nyamashi kare MUKOMA TAPS 😂❤
Ari kupikiswa uyo Ari paidi vakatumwa connect ne phone bedzi vedzinza nharo havatambiri😢
But ndiyeka wavaitsoropodza vachibatsirwa nachiremba. Zviri fair wo here izvozvo. Kudukupisa munhu kudaro iye akagarwa, voti apedza futi naye naye ummm ini ndoona kunge VaMukotsanjera havadi munhu mberi kwavo. Asika pabasa iri varinyikadzimu vanobatirana pamwe uye murudo. Ko kuzoita izvo saka hama dzichafa dzichiwirirana here idzi?
Sirisauzendi ndoyatirikuda
😂😂😂apa yadzokorodzwa siriiisauzendi
Iyo family iri mumba seems they dont want help, ngavangovasiya
Aywa karanganda huch, quality vid plus audio bho
Kikik mzkuru apinda busy apa hadzina kana kusvikirwa Kiki famba hako Tsoka
😂😂😂
😂😂😂
Ummm, apa paida vanhu vane rukudzo rwakawandisa. Munhu uyo aifanirwa kunerwa zvomene
Zvakuita kunge African movie kkkk
Anagogo munozorara makugwimba 😅,well-done murikuchengetedza mitambo yedu
ndopaunonzwa rimwe richity chivanhu demon kk tukurasikirwa
Ndarifarira dare iri. Vanhu havafaniri kuita chihwandehwande.
Sekuru ndipeiwo cap iyoooo