Mface uyo is all over. Anorasa nyaya vakuru. Makope ngavabate basa rake ega as usual. He's very clever uye anoronda nyaya dzauya mudare zvakanaka. Idzo dziBlas idzo ma1.
Ini kufunga kwangu pane aiputa akarasa chigutsvana chefodya since pasi pakaoma huswa mashizha zviri nyore kubatira moto kwete mai ava havana kupisa moto havo
Uyu anobvunza mubvunzo anorasa nyaya uyu tatove lost kuti irikubvepi ikuendepi They should learn from other courts panozopera 5 minutes nyaya inenge yavhurika yese manje ava 30 minutes kungotenderera nekurasana kwega mxm
The assessor is terrible, these chiefs needs training ndochii chakadaro. Siyayi mbuya avo. Moto wakatangwa nevanhu vefodya. Musaita zvekudzvanyirira vanhu, even threatening the witness. Musajairira vanhu imi
Avk baba mabvunziro amurijuita mbuya you are alredy biased. That question yekuti sei vanhu varikuku vengai. Mbuya vachembera avo pliz dont stress muchembere
Uyu arikutongesa mbuya ari kutovamanikidza zvake. Havagone kutonga ano threatener matauriro ake. This guy is so stupid and he is so cunning. Chief Makope uyu munhu arikukukanganisirai basa renyu. Do not blame someone if you do not have evidence. Give gogo peace , people are just jealous with gogo Paffin's life style😊
PART 2 Nyaya YaGogo ua-cam.com/video/6nFi0N9HYQE/v-deo.html
PART 3 ua-cam.com/video/Xf4gLxmoA2s/v-deo.html
Madzimambo imboendai kana kuona mamwe madzimambo eg Mambo Bushu and Mambo Mutasa
Siyai mbuya ,pamwe munhu wefodya akakanda chigusvani ,Siyai Rhodha ane njere dzake dzakangwara
😂😂😂😂 wabaya
Mface uyo is all over.
Anorasa nyaya vakuru.
Makope ngavabate basa rake ega as usual. He's very clever uye anoronda nyaya dzauya mudare zvakanaka. Idzo dziBlas idzo ma1.
umm hapana chinozikanwa
This is one of the worst, if not the worst, traditional courts. The chief is fast asleep. This is sad
Ndato zvionawo lol. Hatina kwatiri kuenda
Dai dare iri raputswa zvaro hapana zvino zikanwa apa...kutambisira vanhu nguva
Chidare ichi hachina oder
Mambo neteam renyu mukutadza nyaya, vanhu vaigoona moto kwawaibvanako vagotadza kuudzima seiko? ko kana wakaperera kwamunoti wakatanga nako?
Thank you for exposing this Court its very poor and i suspect corruption.. vari kuto tonga gogo vachitovapa mhosva panekuti vatsvage nyaya yakaitika..
say that again
The Chief was fast asleep and when he heard the word “Dhoro!” Ah! Up! 👍🏽 so fast 😂😂😂😂😂😂
the chief was not sleeping at all ,vanenge vachiterera havo
@ 😁😁 Ah! Ooh-Nnai! K’ and thank you for clarifying it. And please don’t tell him let it end hear mukuru 🤐🤐🤐🙏🏽 mbudzi even one, don’t have..!😆😆
😂😂😂
This is a veldt fire stop bullying this old soul.makoniwa
Ini kufunga kwangu pane aiputa akarasa chigutsvana chefodya since pasi pakaoma huswa mashizha zviri nyore kubatira moto kwete mai ava havana kupisa moto havo
Ngavarege kunetsa gogo avo, she's very innocent
Regai chief varare nyaya yacho Haina kana musoro
😂😂😂😂😂😂😂
Chief abva boycotted the nyaya kuvenga gogo ava
Dare iri harigoni kutonga nyaya 😊
Councillor is right. Nyaya yehembe dzemufi after police yawana munhu akapisa. Kupisa is a criminal case, mupisi haatsvagwe naMambo.
Avo baba avo anoshanda nachief ndiye mudare here,haa ngaachinje maitiro shua chii chakadaro
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 mbuya Rhoda too much drama
Nyaya ikutotangira kudhakwa pakupisa moto,moto hautsve😂😂😂😂😂Ndiwo unopisa
Uyuarikutnga. Namambo. Rurimirwake. Haasi. muZimbabwe,n. Ndiwo. Machikunda. MaRudzi. Amakuti. Atonge. Nemumamisha. Havafanire. Kutonga. Arikudimbudzira. Zvake. Asitazviona. Takaterera. From. U S😁🇿🇼😄👍
Zvima chief izvi zvinombunyikidza vano kumanikidzwa kubvuma zvausingazive imi musamanikidzire munhu zvaasingazive
Haaaa mbuya handioni kuti vakapisa ini asi kt kutorwadziwa nekalife kana mbuya.l mbuya yechirungu iyo vanhu kutorwadziwa chaiko
Tongai nyaya kwete Kuda kudzvanyirira vanhu mambo I'm hamuna njere dzekutonga nyaya zvachose
Uyu anobvunza mubvunzo anorasa nyaya uyu tatove lost kuti irikubvepi ikuendepi
They should learn from other courts panozopera 5 minutes nyaya inenge yavhurika yese manje ava 30 minutes kungotenderera nekurasana kwega mxm
August inguva ye fire guard motounouya nemhepo. Kwangu hatairara nemoto unenge uchingonyuka vanhu vanokanda tufodya twavo pasi.
Hezvo kutonga nyaya hwayiko uku,regayi mambo varare zvavo
Chief musatipedzere data. Let justice prevail. Gogo has no issues with regards the fire. You hate her only.
Akaona mbuya vachi lighter vakadi kudzima
Haaaa ndivamakope zvechokwadi mambo avo vane hope
Mambo vane 1 man dare here bcz it's only this guy question silly question futi kutoita kunge ndiye akatsvirwa nezvinhu or mumhan'ari wenyaya iyoyo.
Bustop you are going to be fired, for exposing the sleeping chief, but well done
Munhu wefodya anogona Kukanda chigusvani chefodya
Chief Makope mukuitasei zuro ndizuro makaunza Tete vaya tikavat vabve nhas makudzvanyirira Gogo vakaro geka shuwa zvingade profet here izvi nyaya yakajeka kudai .ko kana varivana vaitamba mahumbwe zvavo. kuda kutsvaga pekutora marikkkk
Mbuya ava havana kupisa moto veduwe kuchembra haisi mhosva.Mumacommunity dzidzai kuremekedza vanhu nakuru veduwee munozvitukisa namwari
Haaa chief makurukota enyu ayokaa anosvibisa humambo hwenyu
Mambo wanonyadzisq sure wawingeyi sure munok9shesa kurara kwamambo Munangagwa kupa mambo akadayi mota
Nyaya yemoto yasiiwa sika nezvisina basa. Aka kadare matoto chaiwo
Ndi mambo ani uye ndekupi uku ,Shumba nechinanga (chimanikire) ku Guruve here
Mbuya yakachenjera iyo sei yamhanyira kut vanhu vemukombon . ...😂😂😂
Gogo ava vakafanana nagogo veMusami fire may her soul rest in peace
The assessor is terrible, these chiefs needs training ndochii chakadaro. Siyayi mbuya avo. Moto wakatangwa nevanhu vefodya. Musaita zvekudzvanyirira vanhu, even threatening the witness. Musajairira vanhu imi
Imi mambo manikidza kumbunyikidza vanhu
Hope chidare ichi will be able to read comments. Bus stop tv please help matofo aya
Nyaya ndeyekufungidzira. There is no evidence against gogo
Mutsai chief avo vanotonga chii vakarara
Nanga yoitei panyaya dze veld fire kkj
Mambo Ari kukotsira tarisai pa15:54 tichienda mberi.......
Dvunzai Mambo kuti zvanzi kudii nagogo😂😂😂😂 Mambo arikurara arimudare
Apana chavanzwa kkkkk
Vanhu vashaya zvekuita hre useless court in Zimbabwe
Rubbish court vane chidofo chaicho
Siyai mbuya vaneka life kavo aaa
Chigudi chefodya chinokwanisa kubvirisa 250km forest.
Batayi vanhu vefodya kwete kutinetsera vana gogo wedu aaaa nhai
Gogo mukuramba henyu moto ndewenyu uyo,makapisa mukasvika mukavata ,,,,ini mwana wangu akapisa moto musango magaden evanhu akatsva ,,, asi wakaita senge asingazivi akangoti achisvika kumba zvikanzi haaa tarisai moto uyo urikupfuta haaa ndiani wapisa sango revanhu nhaymi😅iye achiziva hake kt ndiye saka gogo makaonekwa imwi
Mbuya havana kupisa moto avo baba avo vakuramba vachinetsa chembere iyo chi navo nxaa
Kakomana kariga ishe padare😂
Dafu akabhadharwa😂😂😂
Mamwe matare so🤗🙌🙌🙌
Asi wakasiya wanyora hre moto kuti tatangira pano since moto wanga wapisa 😢😢😢😢😢😢
Mambo ava avagoni kutonga zvavo nyaya
Mambo ava vanoda dzidziso kubva kuna Mambo Mutasa
Accessor uyu hapana zvinozivikana
Arikushanda namambo uyo ane godo nelife yagogo moto unotonetsa kuti waiswa nani
Ko mambo kurara zvavo😂😂😂
Mambo kk. Hanzi ndazvinzwa kukurukura kwose kwamaita yet vanga vakamborara havo
Imagine 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 kanenge ka bhawa ranger
Nyaya matadza kutonga mufunge gogo ava varikufira nyaya yekuti moto wakatangira kudhuze nekumba kwavo musadaro
Chief wabatwa nehope here 😂😂😂😂
Avk baba mabvunziro amurijuita mbuya you are alredy biased. That question yekuti sei vanhu varikuku vengai. Mbuya vachembera avo pliz dont stress muchembere
Idzodzi blaz dzinozviti sabhuku or chairman dzinotopenga wozvadzo ndivovakapisa hanzi vakati takacherera mushonga asitisaudza munhu kana sahwira chero anizvake sakaiye akaudzwa chikwambo hre cz pakanzi pasaudzwa munhu anezvaanoziva zvaari kuvanza uyo ngaaendeswe kwanyamaropa uyoo
Ndashaisha kuona here mambo kunga vari kurara zvavo
Dare iri harina mutongi
😂😂😂😂😂😂😂 Gogaz iyi kaaa
Yakanyanya 😂
Zvakaoma nyaya yemoto yanetsa
Uyu mambo ibenzi mambo anovata time yekutonga shiit
Mambo makope ngavazvitongere nyaya dzavo uyo muface ano bhaiza vakuru
Accused anovhunzwa kuti sei mauya ku court?
Why kuvhundutsira Mai Murehwa
Kupisa moto kwakaoma😂😂😂😂😂
Hazvina evidence. Sijyai mbuya
Kuti moto watangira padhuze nepaunogara , hazvirevi kuti ndiwe wapisa
Mambo kutofa nekukotsira zvavo mudare. Zvinorevei haaa kana zviri kutongwa zvacho hapana hapana zvakadhakwa
Uyu arikutongesa mbuya ari kutovamanikidza zvake. Havagone kutonga ano threatener matauriro ake. This guy is so stupid and he is so cunning. Chief Makope uyu munhu arikukukanganisirai basa renyu. Do not blame someone if you do not have evidence. Give gogo peace , people are just jealous with gogo Paffin's life style😊
We don't pay the chief for sleeping wake him up please
Chief varipo havasikutaura wani uuum panenyaya
Ambuya wakuisa vanhu vese papressure hahaha 😅
Havagoni kutonga nyaya vana mambo ava
Mambo ava is biased using false info kuda kumanikidza munhu kubvuma. Zvaasingaziva
Mambo idofo vanoda kumanikudza
Ko mambo vairwara hr apo kutsikitsira kwadiko
Madofo arikutonga vanhu nhai Mwari vangu
Apa Mambo varikudzipfodora hope zvavo, 😂😂😂
Data rapera mahara😭😭😭
Mambo mukai musarare mudare munozo buritsa mweya pane vanhu
Mudhara akatanga kutaura pekutanga ibenzi chairo hazive zvanotaura ngaende kwa mambo mutasa ambodzidza kutongwa kwenyaya
The chief is in slumber, so disappointing!
Nyaya dzekwamambo ndodzida asi iri dare ndarikoniwa imbonodzidzayi mozotangidza
Suspect inonetsa vanhu vefodya vanofamba uye kanauswa hwavo hwaivepo atisapomedzera mnhu mhosva iyeye akarepota nyayq yacho kudare ngaataure kwaakazviona
Ko chief vacho zvavakatokotsira nhaimi anhuweeeee
Imwi siyai mbuya ava pamwe munhu aifuta fodya akarasa pasi moto ukafuta
Mupurisa uyu anosungirira vanhu yooh
Mibvunzo yacho hayina kana basa