@@mamarue2542 ok i see information yatanzwa kubva kumukadzi ataura then muzukuru hazvina kuwirirana, muzukuru ati chikwama changa chisina mari, mai vaye vati maive ne $150. Still phone was there mbavha kazhinji hadzisiye phone. Mayb post mortem ichapindiru mibvunzo mizhinji. Uye tichanzwa side remudzima wacho
Vanhu musamhanye to conclude, maybe this man anga agara asingadzoke kumba so she thought it’s one of his escapades. Please help that woman atori ne dambudziko. Imiwo ma reporter is it right to ask an outsider for opinion panyaya isiri yake , look for the woman and interview her.
Muzukuru does not even know the ages of vana or even number of kids as far as I know banda has 4 kids muhombe wacho 24 years vanhu vese vataura apa seem to be lost panyaya iyi muzukuru wacho anotonyadzisa kutadza kuziva zera remhuri yasekuru vako 2 zvaane rudo chairo agoenda kubasa sei
We cant judge tht woman bcz myb pane zvakaitika mumba mavo some woman go thru a lot nrvarume ava mudzimba umu veduwe bt kana munhu anzi afawo uchigara naye you cant ignore death yeumwe wawaigara naye 😢
The first lady ataura kana uripano .bata hana yako katatu uti hana yangu dzikama.mind your own hokoso.uri pfambi iwe mutakati chaiye urinyoka .uneguhwa .unoda nyaya .bvuma kupfurwa iwe aaaa ndakutya madiro ako ecamera enyaya dzevanhu .aiwa puuu ndakusvipa.i think you are worse than vapondi in your comunity
munhu akadonha nekudhakwa zvakamboitika kwaMtre baba vakatadza kutsika twuma bridge itwotwu kwakutadza kusimuka munhu kwa ku suffocate 3 days baba vasingaoneki
Kana vanhu musati mafirwa nehama nekupondwa musataure zvisina basa ini ndiri umwe munhu arikuchema nekuponderwa mwana wangu ane 25yrs so it's painful ndotenda munhu akaona body ye mwana wangu ne zrp yakatora body kuisa kuimba ye runyararo
Tikati fambe fambe tobvunza Mweya single mother avo imbotorai matanho Navo panezvavaiita chete Na baba Ava Mai Ava Mai Ava ndaichema me Mweya watenderera panamai avo vanovenga Mai avo nokuti Vaidya murume wavo chete Sisi stela tsvaka mukadzi wemufi achataura nezvamai avo kaupfambi
Mai avo ndozvavakarambirwa nemurume, vanourayisa mai ava
Inyoka chaiyo. Chibhishu chakamuwandira.
I think baba vanga vakadakwa,ameno mawonero angu,single mother zvamataura munokonzeresa siyanai nenyaya dzevanhu,R I.P🙏
It's wrong vaisamwa doro
Chokwadi chinozongobuda. This might not be murder pamwe vakawira mumvura vakadhakwa nedoro ndokutadza kubuda.
Kwavanogara nekwavaonekwa kure akuna mabhawa ano connecta nzvimbo yacho
@@mamarue2542 ok i see information yatanzwa kubva kumukadzi ataura then muzukuru hazvina kuwirirana, muzukuru ati chikwama changa chisina mari, mai vaye vati maive ne $150. Still phone was there mbavha kazhinji hadzisiye phone. Mayb post mortem ichapindiru mibvunzo mizhinji. Uye tichanzwa side remudzima wacho
@@mamarue2542 mastament emuzukuru namai vatanga kutaura arikusiyana zvakanyanya, maybe post mortem ichakwanisa kupindura mimwe mubvunzo.
Mai ava vanotorwadxiwa nemukadzi wemufi nxaaaa dzeukama tambirai kure
Mai awo ngavarege kutaura kwavasina kuswera nematambudziko kune family yarasikirwa
Dzungu racho ngavakwane
Vane makuhwa mai ava
Ko vaita sei
Ndovaziva Mai awo iiii ini zii
Haaa dzungu racho kunge vaigara nemufi nemkadzi wake nxxa
Mai ava ndivo vaihura nababa ava cht apa tunyaya twavo atuna umbovo
Shuwa chaiko ndiwo hure remufi
Haunyepi kutaura kwehure
Kkkkk
😂😂😂😂
Pamwe ndovakaurayisa munhu mai iyi
Ummmm muvengi wemukadzi mukadzi chokwadi. Mai avo vakafita kupemberera zvikanzi mukadzi we the late asungwa
It depends hazvo, mukadzi wacho maybe moyo nemurume anga asisina. Hatingatangi nekumupa mhosva hedu ngatisarwadzisana mukugarisana.
Pamwe vanga vakugara girlfrnd
Muzukuru is full of wisdom
Mmmh imi mai kwanai imi mubude munyaya dzevanhu murizibenzi pfambi chaiyo
Ummmmmm bt y vanhu muchikutumidza kutuka vanhu zvakaoma
Aaaaasi mai vatanga kutaura avo vanogona kutosungisa munhu nhai ingamuzukuru ndiye akatovarambidza wani
Ehe nhai heee kumba tea hee make up that was not necessary
@@MaryNduku-y9k kkk pamwe ndobhishu racho kwaienda baba tichaziva munhukadzi asinganwe pain yeumwe mukadzi moziva magamuchiriro atinoita zvinhu akasiyana mhoti
Varume here .izvezvi munoti mukadzi haana moyo .pamwe murume iyeye anga achishainira mukadzi ne gerofurenti iroro
Ya vanhu havatsvage both sides of the story.Mkadzi haangangoshaye hanya Ka.😅
Unongoenda hko nyangwe akakutadzira hndi afa hre hpna paachakurwadzisa
Nhy hako iwe @@RoseFombe
Zvamanje manje varume Ma1 pamujolo
Or the other way round
Muzukuru aratidza maturity hake pakutaura even though he looks so disturbed... nematambudziko Hama weee
Thank you Stella , perfect report
Vemhuri chemai netariro😢
Mai ava vane makuhwa nekutaura kwavasina kuswera saka mukadzi afirwa aisafanirwa kusadya
Nhai plus sekuru vataura kuti mdini ndakaudza mbuya kuti garai pamba musaende ikoko kumvura
Imagine
Aaaaaah mai iyo ndosaka inevoice remasese. Ko kana mkadzi achitongotyawo hake kuona zvitunha, worse waanga asati aziva kuti mutumbi wacho ndewani
Mai iyo unongoona nehairstyle kt ndeyemakuhwa...kwedu kna murume afa nenzira dzisina kunaka mukdzi hausvike ippo
The wife is correct, culturaly the wife must not go pafira murume wake by accident or by murder
Hooo KO Indawa
Which culture is this?
kumwe kana paanodzikiswa muguva habvumidzwe Kuenda paanovigwa
Siyai mukadzi uyu plis vakadzi are goin through a lot mudzimba umu . Chero mukasamubata maoko achamuka here mufi
Big up muzaya unotsanangura zvako . Chibva wachengeta gogo usarega
Mmmmmmm Mai avo vanoda deliverance chaiyo.
Vanhu musamhanye to conclude, maybe this man anga agara asingadzoke kumba so she thought it’s one of his escapades. Please help that woman atori ne dambudziko. Imiwo ma reporter is it right to ask an outsider for opinion panyaya isiri yake , look for the woman and interview her.
Baba ava pamwe vakadonhera mumvura vakadhakwa kama vaiita zvemagirlfrends pamwe mkadzi akangofunga kuti vachiri kugelfrend vachadzoka havo
Mapurisa ngavatore mai avo vanengundu mumusoro avo varikunyanyodhomoka
Taura hko vanotaurisa shame ndosaka vari single akuna murume anoda kugara nemukadzi anotaurisa kudaro
@@Chiheramaimuku3088 ndozvinoita mahure
Vanhu we are quick to judge.zviripo zvatisingazive mumba umu chakafukidza dzimba matenga
@@TiaraMoyoMuzukuru azotaura wani
@@TiaraMoyo hanzi ndakat musauya wani
Nhai Mai ava zvavachasiya mukadzi wemufi munyatwa nhaimi ..rurimi inyoka rinotodzorwa .urwuregerera unopara mhaka
Hmmmmm amai ava hana yavo inoda kutovewa havazive mashandiro anoita mutemo dai vanyarara
Big up kumuzukuru waratidza kutaura semuzukuru chaiye 👊👊
Muzukuru does not even know the ages of vana or even number of kids as far as I know banda has 4 kids muhombe wacho 24 years vanhu vese vataura apa seem to be lost panyaya iyi muzukuru wacho anotonyadzisa kutadza kuziva zera remhuri yasekuru vako 2 zvaane rudo chairo agoenda kubasa sei
Kutaurisa muchishoropodza itayi kushoma. Nyaya dzausina evidence nadzo itayi mashoko mashoma amai
Kana ukashungurudzwa chaizvo nemurume zvaita mai avo unozviita ....pamwe vakatochema kare nekushungurudzwa ne munhu anenge akaneteswa kare
Its true dea
Ichokwadi chaicho hama yangu .pamwe murume uyu aishungurudza vakadzi .plus anga asinga uyi kumba .saka nepaanorasika handimutsvage nekuti mugariro wake wekusauya kumba unomutsvagirei hako achadzoka hake
Veduwe rufu chokwadi runorwadza asi chokwadi varume ava marwadzo veduwe
True vanhu havazvinzwisise chete. Pamwe akarwadziwa kare oramba ongozhamba ndiye adii.
Amai avo ndivo girlfriend chete.....arikuti haazivi mufi asi arikutaura zvakawanda
Asi ndimi gal friend yacho here mami coz haa pamataura zvekuti girlfriend you blushed, and kakutsanangura kenyu iiir munenge mune mapersonal namaiguru murudzi wemurume afa uyo . plus makuhwa munoagona shem
Asi mai single mother avo ndo raive girlfriend yacho here haaaaaa mataurire acho sooka zvakaoma 😢
Dzinenge dzakabuda ava ndaimbogara panext pavo hadzina kunyatsokwana
Hamunyepi Vanenge ndivo girlfriend yacho
Pagani apo ma one dz ndarwadziwa my fellow team watching this in Capetown SA😢 so sad
Mabhishu anonetsa. Iyo mai inohumana kutaura zvaisingazive. Dai police yavatora yambonovabvunzisisa. Benzi remunhu
Ehe vanoda kutorwa vabvunzwe
Unenge waihura nababa ava vakafa uuuuum benzi😊
Ndozvandaonawo
Kkkkkk arwadziwa
@@mekong7529😂 arwadziwa kuti maiguru vagere kumba
We cant judge tht woman bcz myb pane zvakaitika mumba mavo some woman go thru a lot nrvarume ava mudzimba umu veduwe bt kana munhu anzi afawo uchigara naye you cant ignore death yeumwe wawaigara naye 😢
Maybe aigara ku gf saka mukadzi aisa ziva kuti aripi.
Vanhu chimbomirai kutaura twakawanda mapurisa ariko
Inga mzukuru ati mbuya handina kuvaudza wani.
Haana kuzviwisira mumvura ega here
Varume ava vanorwadzisa unenge wapera rudo kusvika pa last point
Vanhu vemunharaunda kufambisa makuhwa ambuya muzukuru ati ndakavati musauye nditange ndanzwisisa saka zvese zvekuti vaenda kubasa mazviwana kupi
Chimai chatanga kutaura chinozvihumanira hacho. 🙌🙌
@@HazelKupakuwana kkkkkk vakutotiudza zvehusingle hwavo
@chrissiegee9013 imagine. Ndovarikufambisa varume vevamwe nehusiku vachibva kwavari kumjolo. Iko zvino munhu akapondwa manje
That lady ihama ye girlfriend yemufi chete. Matauriro achoo ane emotion yakawandisa for a stranger. She talks too much
Mother avo ndivo girlfriend yeku extension chete, chii chakadaro
Mai ava nyaya dzese bvuu 🙌🙌🙌
Vanenge vangavatori girl friend yemufi ava
Mai avo dai vambosiira vehukama,,,vachataura kwavasina kuswera
Ndiro dzungu ratinotaura munhu asina hana yakadzikama
Vabuda musaga mhomz avo... But vari cute zvavo
Ndokupapa ka ikoko pane kuti vasiye hama dzemunhu dzitaure,vanenge vane grudge nemukadzi wemufi
Vadzwirei tsitsi mai avo vakatorohwa nemutoriro
Ummmm amai imi nguva yehondo ndimi maichekwa muromo iwowo kuziva zvese zvemumba mevaridzi ndimi girlfriend yababa ava imi
Mai vekubleach avo ngambotorwa nehama dzamai vavari kutaura vambonovabvunzira pacorner kuti daka ravo chairo nderei .
Maybe yairi girlfriend yacho coz maziviro avaruita zvemumba memufi nemkadzi wake kuita like ihama yacho 😂
Yaaaa vane nyaya mother avaa
Thank you muzukuru nekugona kutaura
Amai ava mhepo ndiwo vaidanana nemurume
Ko imwi mai mapinda papi munyaya dzevanhu
The first lady ataura kana uripano .bata hana yako katatu uti hana yangu dzikama.mind your own hokoso.uri pfambi iwe mutakati chaiye urinyoka .uneguhwa .unoda nyaya .bvuma kupfurwa iwe aaaa ndakutya madiro ako ecamera enyaya dzevanhu .aiwa puuu ndakusvipa.i think you are worse than vapondi in your comunity
Mkadzi uyu akamanya kunoona nekuti anoda guhwa isu takakura tichitonzi ukanzwa zvakadai inda kumba straight .
munhu akadonha nekudhakwa zvakamboitika kwaMtre baba vakatadza kutsika twuma bridge itwotwu kwakutadza kusimuka munhu kwa ku suffocate 3 days baba vasingaoneki
It must be difficult to see murume wako in that state saka pamwe amai vasina kuendako but if it’s true kuti vakazopoda voenda kubasa panenyaya.
That woman anonyepa. Mzukuru ndiye akati vanhu imbomirai kuudza mbuya
Zvakaoma hazvo, kunyange anzi ahura,iii zvikanzi afa unoto rwadziwa ndi baba vevana vako , MHSRIP so sorry to his kids.
Kana vanhu musati mafirwa nehama nekupondwa musataure zvisina basa ini ndiri umwe munhu arikuchema nekuponderwa mwana wangu ane 25yrs so it's painful ndotenda munhu akaona body ye mwana wangu ne zrp yakatora body kuisa kuimba ye runyararo
Very sorry ufunge zvorwadza
Nyaradzwai NaShe hama hugs to you
Very sory
Very sorry my dear
Mukadzi uyu ndiCHIHERA chete😂 BECHU! "Mukosanjera's Voice"😅
This woman makuhwa 😮
Mmmmm mai vema curles avaka kkkk unopikiswa Jeri shuwa, kwavari mukadzi wemunhu isuspect
Umm vanhu makuhwa nyaya yekuti atsvaga galfrnnd nokuti mukadzi anotaurisa manyepo ayo ndiyani angaziva zvemudzimba dzevanhu
Mai awo ngavasataura kudaro vanopesanisa
Muzukuru mwari akukomborere nekutaura zviripo
Mamuriro akaita ka bridge ako ....munhu i think akadonhera akadhakwa
Mmmmmmm amai avo vane information yese iyo ummmm handisi kukuchenesai munenge munebeef nemukadzi afirwa uyu. Muchenjere kupinza munhu muhot soup nezvinhu zvamusingazive siyanai nenyaya dzevanhu kana musina information yakakwana munouraisa vanhu please
Ndosaka Muri single Mai Nana Mweya ATI amufe mapinda mumba kugara neane ndebvu ndapedza
Vaive nemurume vaigara vakarikitwa everyday ndofunga vakazosiya nekut pavaigara vakatama
Mai awo dzungu nderei ......nyaya dzese ndimi mukutoziwa
Yuwiii musaisa maoko kumeso kana muchi bleacher 🙈🙈maoko ne face not make sure
Mai because curls kumukira Kuma 5 kunoona using Jamaica Irish missing
Hiii hama dzangu kupodwa kwevanhu kwanyanya vanhu havasi kutya Mwari Jehovah ngava tonge variivo vatibatsire tiri tega hatizvigone
Hoooo bitterness yehu single. Tsek hure iwee
Why do Zimbabwe police do that not to act fast in situations like these. The wife is the suspect in all this
We don't have police in zim chapaprara chinyika ichii😢
@@MiriamNdongwe-my5pnchaora chinhu ichi
People react differently, maybe its shock
This story is very true. Airoja pamba pangu muna takawira 4 years ago.
Chero makatoti tayigara tese pamba pamwechete tinenge tatokunzwai😢
Mai awo injapisi chaiyo
Injepu😂😂
DZ , mhondoro and Chegutu matora mukombe
NeZhombe futi
Masiya mount Darwin
Mukadzi uyu makuhwaaa eeeh!!😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Muzukuru haadi hake kufumura zvemumba masekuru, zvakaoma mmm
Ndaishanda naye murume uyu sad story
Sad sure mafira acho anorwadza
Nematambudziko
Muzukuru abatikana zvekuti uuum
Tinehurombo iiiii dai Mwari vatibatsira kupondwa kwevanhu kwanyanya
Mai veziwig ava vanopatsanura Misha yevanhu information yese vanoitorepi vanenge vakatovengawo mujadzi wemufi
Mai vakavhurika ava ini zii hangu kumirira side remukadzi wemufi
Tikati fambe fambe tobvunza Mweya single mother avo imbotorai matanho Navo panezvavaiita chete Na baba Ava Mai Ava Mai Ava ndaichema me Mweya watenderera panamai avo vanovenga Mai avo nokuti Vaidya murume wavo chete Sisi stela tsvaka mukadzi wemufi achataura nezvamai avo kaupfambi
Ipfambi mai avo
Amai vanozivaa zvavakaitaa murume..sei vasina kureport kuPolice.Aaaah muroyii wemukadzii
Asi ndimi mother vema curls avo kani munomhanya kuisa comment musati mapedza kunzwa nyaya,,inga muzukuru ataura akat vakareporter ku police wani
Ko kana vaimbonyura mazuva varikugirlfriend ,
Uhmmmm Mai avo sooo kaaa poison chaiyo
Mai vehembe yeblue vanovhurika fani zvavarikutaura nezvirikutaura muzaya zvakatosiyana
Mazimba tine gossip chairo dai Mwari atibatsira
Mai avo please regai kutaura nyaya dzekumba kwevanhu dzamusina ruzivo nacho .
The wife got the husband killed....but unfortunately nothing will happen in our God forsken land.Zvatoperera ipapa💔💔💔😞😞😞
So heartbreaking💔💔💔💔
Stella stop it! Anga asingafanirwe kunwa tea??? Wakurasika manje
Mai ava Vanenge vanga vatori girlfriend yemufi
Kana mai ava vachiziva nyaya dzose idzi sei arikupomera mukadzi wemufi vanoda kubvunzurudzwa single mom avo
Haaa amai avo so hanzi vakagara vachinwa tea
Usade kupindira nyaya dzausingazive mhani
Zvekt une vana zvine basa reiko
Zvavakanetsana wanga usipo futseke
Well The truth will come out ....RIP to the deceased
Amai avo vari kuti mukadzi mukadzi ngavatorwe vanoziva zvakaita murume uyo. Hauna murume asi uri kutaura zvemumba mevanhu uchiti zvadzi zvadzi. Muzukuru ari kutaura zvinobatika. Saka afirwa haachanwa tea
Umm munhu anofanira kungovhundukavo mkadzi uyo anenge anozova zvakaitika kumurume wake
I'm Dim Girlfriend, yacho , muzukuru wemunhu ataura pachikuru im ndim monyatsoziva how to tsanangura nyaya dzekumisha yevanhuune quarter gigy hama yangu
Mukadzi uyu ihure rababa ava
😢nematambudziko chakatukudza dzimba matenga hàpana anoziva
Kusatotsvaka munhu pamwe mkadzi aitoti arikugerofurendi musadaro imi nxaa .
Uyoo Anonzi Jonah nemukadzi uyoo zvamuri kutaura atizivee makazvinzwa kupii be carefull vanhu masataure kwamusina kuwsera
Imagine unoshaya kuti vanhu zvivindi zvekupa humbowo panyaya dzisinei navo vanozviona kupi apa you are not even a close ralative
Mai Ava avana kana kukwana nxaaa bishu remunhu risinakukwana
Mai imika maitohura nemufi imi MHSRIP
😂😂😂😂dzungu racho ndazvishayawo
Kkkk varasikirwa nechikomba mai ava
@@cleofay9346 🤣🤣sure bcoz iiii hayaa varikutoda
@@LizzieMwanaka kkkkk say it again
Mother munotaurisa yooo kana dai ndirini handingambokwanisi kusvikapanzvinbo yafira murume wangu😢
Islam Ishamwari yegirlfriend remufi chete kkkk kuda kurowerera mkadzi wacho kumurwadzisa
Mobva makunwa tea henyu Muri mumba imikaimi