Mukwasha Akauraya Hanzvadzi Yangu Dare RaMambo Nyamaropa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 257

  • @beautyzimbabwe1001
    @beautyzimbabwe1001 2 роки тому +21

    Tezvara is 100% correct we need closure

    • @gracesiziba1671
      @gracesiziba1671 2 роки тому

      100 %I can smell a rat pafiro ye mudikani uyu, may her soul rest in peace

    • @fredahama4902
      @fredahama4902 2 роки тому +1

      Kufa kwake hakuna kuchena

  • @tapiwaartmore5523
    @tapiwaartmore5523 2 роки тому +2

    I once said kuti mambo ava z the best...according wth his fair ruling ka may God Bless Him👏

  • @tafimutekwe2855
    @tafimutekwe2855 2 роки тому +4

    Great introduction your Highness. You are a great and wise teacher too. This is a very painfully sad story of suspicion.

  • @ambuyalilyan1675
    @ambuyalilyan1675 2 роки тому +8

    Mambo munogona zvenyu hamuna hudyire hwandiri kuona huchiitwa nevamwe mambo vanongoda kuripisa vanhu vese vanenge vaiinenyaya mudare rambai makadaro Changamire God bless you abundantly Murambwi muchiwedzerwa huchenjeri

  • @adrian.kmagombedze6800
    @adrian.kmagombedze6800 Рік тому

    This chief is blessed with wisdom

  • @delorisetapera3397
    @delorisetapera3397 2 роки тому +3

    From today my brother and sisters are my next of kin

  • @nigelndudzo2765
    @nigelndudzo2765 2 роки тому +3

    This is a true leader Sando Kuna mambo vakatosiyana nedzimwe mambo dzirimo kunyika umo

  • @fides5197
    @fides5197 2 роки тому +4

    Well done chief and always fair

  • @proactiveafrica323
    @proactiveafrica323 2 роки тому +6

    Chief Nyamaropa vakugona zvemberi. vanhu vanoita zvekutamba nechivanhu, chivanhu chinoshanda and ropa remunhu rinozvirwira.

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 2 роки тому +1

    Hanzvadzi iri right payati inoda closure..i agree ipapo. I am happy chief vati izvo hazvinetse. Chivanhu chichaitwa. Ndinotenda mambo. Mambo kutonga vanotonga zvavo uye vari sharp and organised. Mambo havana udyire. Pandanzwa vachitaura nezve mari ndatombofunga kuti irikuuya kwavari. I was proved wrong. Rambai makadaro mambo. People will have confidence in you always. I have seen it myself kuti dzimwe nyaya idzi hadzidi kuma courts edu aya. Dzinoda kwa mambo. Ndaitozvishora zvekwa mambo. Today i have seen how important the chiefs are especially vane ruzivo seizvi uye vasina udyire.

  • @mothernature2795
    @mothernature2795 2 роки тому +15

    Honestly speaking I love mambo ava😍😍😍he has stolen my heart😘

  • @beaulahtaz68taz13
    @beaulahtaz68taz13 2 роки тому +3

    Tezvara is right and remains factual, calm and collected

  • @sharonkwadiwa4459
    @sharonkwadiwa4459 2 роки тому +6

    Mukwasha akaromba akamuraya bvamuisa mumvura nofunga akapfura chef matadza kutonga hembe ndodzinomuka mavharwa nemushonga wemukwasha

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 2 роки тому +5

    Hallelujah Chief, nyaya yekwa Jenu yakaitika mhuriyese yakapera, mwana wekwa Munava akatadza kuripika 😔

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 2 роки тому +21

    This was a bit complex issues, that crosses the country boundaries, culture and tradition. I will start nekuUK kwakafira munhu, if the hubby was responsible kuuraya munhu physically dai akabatwa kare. Already there was something wrong happening mu couple iyi, vanhu havaende for all night prayer for nothing 90% vane nhamo dzavo dziri kuvasunda. Yes in UK the kitchen is built in and very modern homes have also fitted wardropes etc. The brother is being mislead by his mother vachida zvinhu zvemufu based on tradition and culture but there are new challenges how do you claim things like kitchen unit and wardropes when those things are built-in and they moved in zvirimo ?, lets says murume killed his wife in whatever means 99% mukadzi anopfuka enga zvake, family yemuroora was supposed kufamba yenga to find out what really happened than trying to get answers from the person you suspect of killing. Mai nemwana vanedzudzu becoz of greedy mambo highlighted it. Vari kuchemera property that was in UK ko kuzim anga asina property here? why vasina kutaura nezvayo alot ?. The late's child mukuru wacho would have been a better person to give dare a clue of the couple's life in Uk and finally those properties dziri ku UK dzavarikuda he can simply say, huya UK mutore

    • @amandatakaendesa8929
      @amandatakaendesa8929 2 роки тому

      They can't even afford mari yekuuya kuuk it's alll about being. Greedy chete nothing much

    • @veetan9597
      @veetan9597 2 роки тому

      Greedy ndoina bhudhi naamai vake,just because of the word UK

    • @oscarhwindingwi6982
      @oscarhwindingwi6982 2 роки тому

      Tezvara vakuda pfuma isiri yavo panemu chato apo

    • @denceammed9438
      @denceammed9438 2 роки тому

      @@veetan9597 wow is that what you really think??

    • @Vincentkamhips4875
      @Vincentkamhips4875 Рік тому

      It's not greedy as such like what he is saying varikuda closure, and another thing ko mukangotevedzera chivanhu chacho moripa zvinhu zvofamba, ngatirangarirei kuti munhu anofa kamwe so munoripa kamwe, for transparency sake mukuwasha angadai akabuda pachena pahupfumi huripo most likely ndezvevana, lastly the must not mistreat mwana wamai ava musikana ndavamusiye apedze chikoro

  • @africanpanorama3526
    @africanpanorama3526 2 роки тому +5

    For the first time kunzwa mambo ava vachigona kutonga.Ndiho humambo uhu kuyananisa

  • @faithfaith1748
    @faithfaith1748 2 роки тому +3

    Ndipapo Mambo mareva matendwa ndo chivanhu chedu chaicho 👏🏽👏🏽👏🏽

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 2 роки тому +5

    chief excellent 👏👏👏

  • @gabrielmuyangana7779
    @gabrielmuyangana7779 2 роки тому +2

    Mambho Ava is the best. He looks young but very knowledgeable in matters of leadership.

  • @tinashematewura821
    @tinashematewura821 3 місяці тому

    How much was life insurance???

  • @hopetinevimbo2197
    @hopetinevimbo2197 2 роки тому +1

    I'm with this tezvara. I've got a brother who died under similar circumstances. Vanhu vari diaspora varikuuraya varume/vakadzi vavo vovhara nyaya idzi kumapurisa

    • @firstlady2671
      @firstlady2671 10 місяців тому

      True kwakazara mhondi ku diaspora.

  • @Amarie077
    @Amarie077 2 роки тому +3

    l learned something. hunhu muridzi wahwo.

  • @Nelfish-Save
    @Nelfish-Save Рік тому

    Chief Nyamaropa is the best

  • @movenmakumbe6093
    @movenmakumbe6093 Рік тому

    I like this traditional chief always on spot

  • @consymuri479
    @consymuri479 Рік тому +1

    Hudyire with our culture, l surrender. This is why Wills are important. If l die my family will get nothing. It all goes to my husband and children zvopera.

  • @tutsirayiderera7791
    @tutsirayiderera7791 Рік тому

    This is a sad story indeed thank you so much mambo and sending love to you gogo and hanzvadzi I am so touched with this story

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 2 роки тому +1

    Big up mambo you are a God saint ndadzidza zvinhu zvakawanda you are very fair

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 2 роки тому

    Tezvara I love your idea . Hazviiite zvaitwa nevakwasha why kuda kugova nhuimbi pasina kiziva chairaua munhu. Anywhere govai henyu. Mufi acharwa oga

  • @beautyzimbabwe1001
    @beautyzimbabwe1001 2 роки тому +8

    Ngavatange vafamba ava kwete zvehembe

  • @georgemadera1233
    @georgemadera1233 2 роки тому +4

    Mambo muno zvigonera henyu, but Mukwasha There is something fishy

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 2 роки тому +6

    Mazobuda pachena kuti muri kuda pfuma ye mwana wenyu yaakaita ne murume wake ndipo pane nyaya.Ziva kuti mukuwasha akaroora mava nekumufungira mukusha chete

    • @masibandamasi9733
      @masibandamasi9733 2 роки тому

      Saka mai vangu vakasapihwa share yangu yandakashanda ichadyiwa nani. Saka imi mungafare simba renyu richidyiwa nemumwe mukadzi here coz this man akaroora, ozoroora mumwe mukadsi futi odya zvandakashanda inini manje. Anenge akambonyanya roora mariniko

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 2 роки тому +2

    Case iyi Mambo vakaitonga nemazvo 👏👏

  • @hazvinei2533
    @hazvinei2533 Рік тому

    Apaa mamboo matonga henyu 🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @vincentkuyumani1401
    @vincentkuyumani1401 2 роки тому +1

    My best chief long life mambo.

  • @accuratepatrickspartricia7907
    @accuratepatrickspartricia7907 2 роки тому +4

    Wooow mambo vakatumwa zvavo ava vanotonga zvirifair

  • @privilegechikonyora8348
    @privilegechikonyora8348 2 роки тому +2

    Well done Nyamaropa apa matonga

  • @mollinemaponga9653
    @mollinemaponga9653 2 роки тому

    Wise words my Chief

  • @willardmirioni1186
    @willardmirioni1186 2 роки тому

    I love the way of smooth running Mambo

  • @FlorenceLikwakwa-ub7io
    @FlorenceLikwakwa-ub7io Рік тому

    Mambo you are very wise

  • @MRE446
    @MRE446 2 роки тому +7

    Well done 👍 mambo,tsika nemagariro zvinoda kutevedzerwa

  • @muvengedzwao
    @muvengedzwao 2 роки тому +1

    kudos to the chief

  • @alcatelthree
    @alcatelthree 2 роки тому +4

    That's true she was killed by the husband

    • @terrykassey1524
      @terrykassey1524 2 роки тому +1

      How do you know???? You know all the facts. In UK where there is sophisticated technology when they deal with murder & homicide and you want to tell us they couldn't nail the husband if he was responsible??? Fit & young people here in the UK collapse & die and they do all the post mortem and still inconclusive. Kuno hakuna corruption yokuti ndotenga mapurisa kana kaone. That tezvara is just stupid. Hanzi mapurisa ekuZimbabwe ngaambopindira, kuti ndovane jurisdiction yacho. Hanzi ai driver landrover ye 35000, haazive kuti zvikwereti.

    • @terrykassey1524
      @terrykassey1524 2 роки тому +2

      @@ruvachazika1223 Now you are the investigating officer, the pathologist, the coroner and judge at the same time. Here any suspicions, they investigate especially if you are a Black man. They won't let you off with murder, hazvizi zvokutamba, , you are making wild assumptions.

    • @nyarieanita6703
      @nyarieanita6703 2 роки тому

      @@terrykassey1524 taura hako

  • @albertchigoche727
    @albertchigoche727 4 місяці тому

    Mambo Makoni,Mambo Mutasa,Mambo Bushu Na Ishe Chigodora ....we have a lot to learn from these Genious Mambos!!

    • @mablango
      @mablango 3 місяці тому

      haa mutasa kugona kutaura chirungu chete hapana zvozikannwa paya

  • @tribal1546
    @tribal1546 2 роки тому +3

    Case well handled 👏 👌 sando dzenyu mambo Nyamaropa🙏

  • @tracygwashawanhu7142
    @tracygwashawanhu7142 2 роки тому +3

    Mambo ndofarira matongero avo Ava👏

  • @caspermadembo2993
    @caspermadembo2993 2 роки тому +12

    Mukwasha arikuda mari from mainsurances. Nyaya iyi haina kumira zvakanaka

    • @tjngorosha7236
      @tjngorosha7236 2 роки тому

      Panechakaipa here mukwasha akaiwana inga vakadzi vagara vanongopiwa mari dzevarume wani

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 2 роки тому

      @@tjngorosha7236 kikkkkk chinorwadza varume tinobva tanoroora nekuchata nemari iyoyo. Of which mukadzi ano chengeta vana. Also ruzhinji nherera dzasiiwa nanamai dzinonzi dzirerwe kumusha kwaMai

  • @esierayner533
    @esierayner533 2 роки тому +1

    That's very sad. I think the mother is hurt ,the daughter used to financially support her. In my opinion mayb she wanted shair of the property she acquired with the husband.
    I hope she will be strong and heal.

  • @vigilancehungwe775
    @vigilancehungwe775 2 роки тому

    Yaaa chief ava is one of the best vanotonga nekudzidzisa

  • @revaiclement7300
    @revaiclement7300 2 роки тому +2

    What i am seeing is family yemukadzi iri kunzvenga nyaya . Vane zvavarikuda pakushanda kwemwana wavo chete.

  • @ellenchikwenhere1380
    @ellenchikwenhere1380 2 роки тому +3

    Pane dambudziko randakaona pavanhu vatema inenge mhosva kuroora plus vamwe vanotomirira kuti hama ife vawane chavanowana ngatisakara kani munhu akafa hazvina basa kuswero fungira itai zvinoitwa amuke arwe ega pane kuswero tinyangadza kunge vanhu vasina kudzidza

  • @lizzykarume9053
    @lizzykarume9053 Рік тому

    Gogo ava hnty makusvinyanya kkkkk nhongwa dzese haaa inonzi U.K. machembere🙌🙌

  • @ruvimbomadhawu1660
    @ruvimbomadhawu1660 2 роки тому

    My favorite mambo Long live mambo wangu muuyewo kwedu kuShurugwi

  • @richardmachayambama-ku7wm
    @richardmachayambama-ku7wm Рік тому

    Well done mambo

  • @parseechanzenza9083
    @parseechanzenza9083 2 роки тому +7

    Mkwash is a suspect

  • @magejagamu2549
    @magejagamu2549 2 роки тому +5

    Vakwasha vari kujairira nekuti tezvara i 1

  • @blessingchiururwi2475
    @blessingchiururwi2475 2 роки тому +6

    That's great mambo

  • @brightmawoko4875
    @brightmawoko4875 2 роки тому +1

    Ko nyaya yepfuti? It's a crime ka iyo inoda mapurisa 🥺. Zimbabwe yaitasei futi

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 2 роки тому +5

    Asi ini maonero angu vakwasha avaka vanoziva zvavakaita mwana wevanhu

    • @bkmash5907
      @bkmash5907 2 роки тому

      Zvitoripo. Vazive neChurch yavo kuno

  • @chairmanchairman7258
    @chairmanchairman7258 2 роки тому +2

    Apa Mambo ndaku Bigger

  • @halimahabigailmabwanda
    @halimahabigailmabwanda 2 роки тому

    i love u chief NYAMAROPA

  • @blessingt1526
    @blessingt1526 2 роки тому +5

    Mambo Moda Sando dzenyu vanhu regai munhu arwise ega

  • @FlorenceNhemachena-qc5fz
    @FlorenceNhemachena-qc5fz 5 місяців тому

    Endai kwa miracle Paul

  • @lloydchigodora4534
    @lloydchigodora4534 2 роки тому

    Indyire vanhu ava , it's all about property, manje mauya kuna mambo benzi , there is no doubt the is guy a trained technocrat, a brilliant young chief

  • @conistancemasanzu8561
    @conistancemasanzu8561 2 роки тому +1

    Imi amai imi makaoma

  • @melonrufu520
    @melonrufu520 2 роки тому +3

    Munhu haisi mhuka inofa ikarova weee kana pane zvaakaita mukwasha muchazviziva

  • @buhlejeche1835
    @buhlejeche1835 2 роки тому +2

    Chief ava vanotaurisa heyi vasati vatonga vanoita poem chaiyo

  • @desmanmagoto2051
    @desmanmagoto2051 2 роки тому +2

    Kwaaani varikuda zvishandwa hapana nyaya apa

  • @willardmirioni1186
    @willardmirioni1186 2 роки тому

    Long live chief pure niceness

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 2 роки тому +5

    Zvakaoma zvavari kuda izvi zvinomutsa munhu here veduwe,iye mwana wavo aitozvidawo asi akafa akazvisiya

    • @masibandamasi9733
      @masibandamasi9733 2 роки тому +1

      Hazvimutse asi semashandiro anoita munhukadzi ndofa simba rangu rodyiwa nemunwe mukadzi zvakaoma better zvipihwe hama dzangu dzidye wena🙏

  • @victorchaputika2194
    @victorchaputika2194 2 роки тому +2

    Of all the cases, iyi vaNyamaropa vaibata chaizvo, magona

  • @edsontembo468
    @edsontembo468 Рік тому

    Mambo ndakutendai hangu matonga nyaya sezvairi musingatori divi thanks neuchenjeri wakadai

  • @tatendachibira9372
    @tatendachibira9372 2 роки тому +1

    Umm vakauraya munhu kuUK zvakaoma 🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️

  • @margaretmagaa473
    @margaretmagaa473 2 роки тому +6

    Musabvume kugove nhaka vakwasha vanembinjiri avo mambo tongai manzwi kwete vanhu cz mune side revakwasha

    • @tendaimaphaure6714
      @tendaimaphaure6714 2 роки тому

      Taurus hako chimambo chakadhakwa dai ari Bushu nyaya yaizotongwa

  • @gusemukomawasha6308
    @gusemukomawasha6308 2 роки тому +2

    Tinotenda mambo ne mazwi anenjere dzakanaka mwari ngavarambe vachikupai njere dzeuchenjeri sakutaura kwamuri kuita

  • @anglechipfakacha
    @anglechipfakacha 2 роки тому +4

    Muri ryt brother panoda kuzivikanwa chakauraya. munhu

  • @pardietaurai4683
    @pardietaurai4683 2 роки тому

    Well done 👏 👏👏👏

  • @firstlady2671
    @firstlady2671 10 місяців тому

    I like that anenge akamboita biology team rekumusha kungogwara ndatoroyewa kuchipatara havaendi votanga kuvengana nevanhu for nothing.

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 2 роки тому +2

    Musavamanikidze kugova nhumbi ehe ngaurembere mweya wake arwise kana akauraiwa

  • @marthatakaza3105
    @marthatakaza3105 2 роки тому

    Mambo munorevesa big up

  • @robertpinto6364
    @robertpinto6364 2 роки тому +2

    Mambo iwe unekakudzungaira unoita seusina kudzidza tumabhuku twaunovhura unenge uchivhura chii tonga nyaya iyo zvakanaka

  • @sekanikatayi7613
    @sekanikatayi7613 2 роки тому +1

    Mbuya mastand nedzimba munozvida zvei nhayimi Saks mange muchida kugowerwa dzimba ere ,akomana ka gogo

  • @Kuzz988
    @Kuzz988 2 роки тому +1

    Mungabvunze kuti stove imarii, unit imarii pakare. Ko kungonyora list chete? Ma courts acho hey zvine kahu bully bully mukati. Mwari Havana chakavanda, vanoziva zvese zvakaitika uye mufi kana akauraiwa zvichabuda hazvo nekuramba kwenguva.

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Рік тому

    So sad asi Mambo magona regai mufi atere vanhu vake

  • @jacquelinearumando1661
    @jacquelinearumando1661 2 роки тому +2

    Mboko dzevakwasha

  • @ireenjanuary1851
    @ireenjanuary1851 2 роки тому

    chief nyaya yamataura yekwajenhu ichokwadi ngozi yacho ichiri kuuraya nanhasi ....ngavasungure mufe mweya wake uzorore ...zvese zvavari kuda chero vakapuwa hazvizororedza mufi it's painful

  • @alicemaho5605
    @alicemaho5605 2 роки тому +2

    Mai avo vari kuda zvinhu cht havanei nazvo

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 2 роки тому +2

    Mambo anotonga uyu ummm.

  • @chemplexboard482
    @chemplexboard482 Рік тому

    Munhu anopfuka ega kani aaah mukwasha kana akauraya zvinomubata chete kure ngepi.......

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Рік тому

    Hama dzemukadzi dzagara dzinonetsa, ini l never understand tumitongozho. Fambaika muzvitsvage panekupedzerana nguva.

  • @PaulineMataga
    @PaulineMataga Рік тому

    Ndivo vakauraya avo

  • @candid1265
    @candid1265 2 роки тому +3

    Munhu kana aroorwa anofanirwa kuvigwa mumusha maarorwa kwete kuti tezvara va declare kunovigwa means vavo.After all a dead body has the right a to be buried.

    • @nnyarry
      @nnyarry 2 роки тому

      youbare right ipapo but kana pasina chokwadi chekuti akafa nei panonetsa

  • @freedomjunior5291
    @freedomjunior5291 2 роки тому +1

    Imwi vakwasha murimbwa dzevanhu,musavhundutsire giant nechitoyi chepfuti

  • @dakawangu4490
    @dakawangu4490 2 роки тому +1

    Endai kwasekuru Tasvu

  • @patiencemubayiwa1290
    @patiencemubayiwa1290 Рік тому

    Mukuwasha, murume wemushakabvu sounds like a bad man . I wouldn't be surprised kunzwa kuti ndiye akauraya mukadzi wake .

  • @treefellingtreefelling7555
    @treefellingtreefelling7555 2 роки тому +1

    Mambo wanotonga nyaya sezvairi avo jealous down

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 2 роки тому

    Chivanhu ichi postmotem haina kutaura chauraya munhu how come uchiti munhu akapondwa postmotem yaizotadza hre kuona kuti akapondwa

  • @daisyroffinenyapadi3928
    @daisyroffinenyapadi3928 2 роки тому

    Chief munogona basa sure

  • @fungaimachipanda8190
    @fungaimachipanda8190 2 роки тому +1

    Mambo tongai munogona imi

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 Рік тому

    Ko imba hanty ndiyake nemurume vake here. Saka varikuda imba futi here.

  • @LydiaVangana
    @LydiaVangana Рік тому

    Haaaaa mambo vanoziva basa ravo ava sando dzenyu mambo