I thought kuti vanhu vanenge vatadza kuwirirana pahukama hwavo or pakugarisana kwavo ndivo vanozoenda kwaMambo kunotongerwa nyaya yavo....so I don't understand when Mambo now says dzokerai munotaurirana pahukama...
What does the state Law says about the Land? These people must be arrested for selling land which is belongs to the state Land haitengeswi namambo so iwe mambo u must be serious about this case otherwise you must be taken for review
Pple don't understand kuti vamwe vanhu vapfumi havabhadhare . Vangape vamwe vanhu Mari but hamadzavo chaidzo havabatsire.Its clear kuti Ginimbi akafa nechikwembi 😂😂😂😂 like it or not
But with this perspective u wrong, in a family setup, it seems vanhu ava vanga vaine makaro, hundyire, so he decided to to give him a house than to give him cash,,,, so after he realized kuti balance iyi can help him for his needs and must be paid in $100 per month so that it won't be mismanaged or grabbed since yayakatarisiswa neteam yaida Mota yemushikashika, so death ndoyakazotanga before chikwereti chapera maybe, but it seems Ginimbi nemdara uyu were in good books vachindotora Mari yavo and am sure pamwe vaigona kupihwa yakawanda than that but not regarded i As part of the payment plan... So let's not take sides without analyzing things
But with this perspective, in a family setup, it seems vanhu ava vanga vaine makaro, hundyire, so he decided to to give him a house than to give him cash,,,, so after he realized kuti balance iyi can help him for his needs and must be paid in $100 per month so that it won't be mismanaged or grabbed since yayakatarisiswa neteam yaida Mota yemushikashika, so death ndoyakazotanga before chikwereti chapera maybe, but it seems Ginimbi nemdara uyu were in good books vachindotora Mari yavo and am sure pamwe vaigona kupihwa yakawanda than that but not regarded i As part of the payment plan... So let's not take sides without analyzing things
Mambo should acknowledge that coming to him for help means they would have failed to solve things amicably among them selves.So sending them back is not helpful at all
Chandaona apa avo sister varikungoda mari chte bt agreement wz kupa baba mari yavo monthly after vapedza kuvakira baba imba.chte nw instead yekutaura kuti pakatengwa property vakuti ndikuda stand yedu.vakuda kuita udyire sister avo even mambo atoona kut mai avo vakuda kudya mari or kutengesa stand futi dats why ati endai motaurirana cz sh wz saying 9k bt vachizivakuti pane zvinhu zvakatengerwa baba vavo sei
Ginimbi ange asina kuroora kana means uye mari $100 million. Nemari yakawanda kudaro ungatadzewo here kubatsira babamununi vako varikurwara nepfugnwa nemari!? Iye Neria hanzvadzi ya Ginimbi anofanira kubatsira munui'na wababa vake nemari kana kutsvaga vashandi vanobatsirawo babamununi vanorwara nepfugnwa. Kuomera!!! Zvinoshamisa, ma millions Nelia arikushandisa sei!?
Mai avo ndivo vanenge vanotorwara nepfungwaaa
I thought kuti vanhu vanenge vatadza kuwirirana pahukama hwavo or pakugarisana kwavo ndivo vanozoenda kwaMambo kunotongerwa nyaya yavo....so I don't understand when Mambo now says dzokerai munotaurirana pahukama...
Ko ivhu raakutengeswa here mambo uyu anenge arikutadza kutonga
Well done Mambo iyo mbuya inonzi Dadie iyo itsotsi hombe.
True
Vanoda tunhu vaimboti Ginimbi akaromba nhasi voda change dzake 😂😂😂😂😂
Mai aava itsotsi since when ginimbi akafa rinhi
They should sue the estate not Nelia. Ginimbi has an estate
They are saying she is the custodian of the late’s estate if I got it right
They don't have evidence. It won't stand
These are sabhuku deals. State land is not for sale hadziendi ku court idzi ndedzemadzishe.. Baba vaGinimbi should pay not Neria .
Masolar maakawana kupi imi makatadza kuvakira baba venyu imba kubvunza wo hangu
I don't believe it kuti Boss G vakatenga masofa 260 kkkk
Kutsva ava vanonyepa kutodawo mari kwavari kuiita aah ginimbi kuvaka ziiimba riyaa asina kubhadhara stand hazviite
Vanogona kubika nyaya hanzi zvinhu zvinemapepa akatsvira mumba.
Sei makasiya munhu achiwaka Imba inosvika more than 300000 imi motaura zve $13000
Kumhanyisa motikari ndiko kwarwadza muchembere kkkkkkk
Ummmmm zvakaoma why nyaya iyi yazotaurwa nhasi
The moment you see munhu achitaura achiombera mawoko zvikuita mbuya avo never trust that person mbuya avo vaomerwa.....
Imi zvakaoma varombo varombo vanonetsa voda kutaura nyaya nhasi cooking up stories munh afa
Zita rababa avo 😂🙌🙌
I believe mari yeproperty must’ve been presents and not part of the land agreement
Zvayatopera mari yacho ne list 😂😂ndovachatobhadhara nelia imwe mari yave mu -minus already
Team domboshava harichisina kwekurima muriwo now vakutsvaga Mari yeshuga 😂😂😂😂
Vanhu ava ngavaite serious. Saka akavaka zimba rese riye riye avapa $4k chete pa$13k ivo vakangonyarara. Akazopedza kurivaka akarigara ivo vasina $9k yavo chete? MaChampompo mamwe airohwa ipo paye aitopedza kutenga stand
Dadirai haana nyaya
Mmmmmmm musade zvinhu imi nhema dzoga dzoga idzi 😢😢😢 rest in peace Jinimbi chii chakadaro kuti Moda stand munhu nekuti akafa mmmmm
Dadiee zigotsi rinenge pick
Vakadzi vanoda Mari maiweee😂😂😂
Gogo varikuzama kudzikisa maprice eproperty yakatengwa
Neria chirega kumhanyisawo mota kkkkkkk
From the look of it kuvaka nekutengera zvinhu zvese izvikaa stand haina kutengwa ne 13000 vanhu ava vakuda marii
Gadzirai go fund me sokostina tiisire alvin madollar dollar im sure we will be able kuisvitsa yeoperation ,mwana ari mugehena uyu
Nyaya yacho zvakunhonzi ma papers akatsvira mumba
Dadi wachoboka wskuvhima mari nedemo😂😂😂😂kumbira zvakanaka
Apa idzo ndidzo dzakawakirwa imba yacho nemushakabvu.munhu haatendi
Vanhu havana nyadzi dai vakasawana kana cent vakadini kureva zvikwereti panhamo
Umm kkkk ende zvakaoma vanhu muhupenyu ndavadzidze kuzvi shandira
😂😂😂ana fide drama nderei ko apa muri vanhu vekuziva
Ginimbi on credit saka mari yaaikanda pese pese zvombofamba sei nhai
Kikikiki inonzi nzara chokwadi
What does the state Law says about the Land? These people must be arrested for selling land which is belongs to the state Land haitengeswi namambo so iwe mambo u must be serious about this case otherwise you must be taken for review
Tribal land can be exchanged amongst kinsmen
Baba awo vakapijwa mari yezvikwambo ndosaka varikupenga
Mbuya ine chitsotsi iyo haaaaa ngavasiyane na ginimbi s family
Dadi waanherera yachembera Ina baba vapenyu😅😅😅
😂😂😂
😂😂😂😂😂
Dadirai haisi return soldier here? Mamwe mareturn soldier anonetsa anoda kusviko tonga
Mai avo neuyo wati Mari yasara $9000 avotorwara pfungwa vaneudyire dyire but ndinoona vasingaihwini nenyaya yema 100 epamwedzi ayo
pandangoona idzo dzakagara paSide nekusimba kwadzakaita tabva tangoziva motivation yenyaya yacho
They need to take the estate back,these are crooks
Pple don't understand kuti vamwe vanhu vapfumi havabhadhare . Vangape vamwe vanhu Mari but hamadzavo chaidzo havabatsire.Its clear kuti Ginimbi akafa nechikwembi 😂😂😂😂 like it or not
But with this perspective u wrong, in a family setup, it seems vanhu ava vanga vaine makaro, hundyire, so he decided to to give him a house than to give him cash,,,, so after he realized kuti balance iyi can help him for his needs and must be paid in $100 per month so that it won't be mismanaged or grabbed since yayakatarisiswa neteam yaida Mota yemushikashika, so death ndoyakazotanga before chikwereti chapera maybe, but it seems Ginimbi nemdara uyu were in good books vachindotora Mari yavo and am sure pamwe vaigona kupihwa yakawanda than that but not regarded i
As part of the payment plan... So let's not take sides without analyzing things
Inonzi mari zita rayo. Ignore her chief anopenga uyi
Dadi wacho ane one isina kugara zvakanaka
dzose hadzona kugara mushe
Dadirai itsotsi Mambo mamugona. Haanyarare kutaura plus kunyepa. Mmmm
Gegegege chokwadii ipapo ahurevi nhema
Kkkk dzinenge nhema pakuzoti mapapers akatsvira mumba kkkkwa
Mari yakapera iyi.. ndaona pasara 20mari apa
Manga muripi nguvai yese makadiii kubvunza mari yenyu kuna Ginimbi wacho ,,,zvakaoma sure
Vati vairwara
@@salomechipfuwa5550 but mbuya iyo inehudyire husingaite
Ngavangopihwa Mari yavo @@colletamakanjera4722
Ko mahukama vaitika zvinogadzirwa
Havacha royerana zvunhu zvemufimonyadzisa imimi😂
Kkkkkkkkkkkkkkkk dadi vakurwara iwe vakadii kunetsa ginimbi.
😂😂😂😂😂Nelia anomhanyisa motikari
Pasina na paper akanyorwaaa they should not get a dime!!!
But with this perspective, in a family setup, it seems vanhu ava vanga vaine makaro, hundyire, so he decided to to give him a house than to give him cash,,,, so after he realized kuti balance iyi can help him for his needs and must be paid in $100 per month so that it won't be mismanaged or grabbed since yayakatarisiswa neteam yaida Mota yemushikashika, so death ndoyakazotanga before chikwereti chapera maybe, but it seems Ginimbi nemdara uyu were in good books vachindotora Mari yavo and am sure pamwe vaigona kupihwa yakawanda than that but not regarded i
As part of the payment plan... So let's not take sides without analyzing things
Stand ye 13 thaza kuruzevha yakanyanyokura sei
Where is it signed
Wanoda pfuma yani mari kunani imi munhu wacho akafa nai
Mambo itakutimai vapiwe Mari yavo
Dadi anorwara nepfungwa uyo
Mai ava vaakutoda fund raising zvavo kuda kuwana mari yakachipa tsotsi iroo😅
Ibenzi return soldier
kusanyara kwevanhu vemuZimbabwe..4 yrs after munhu afa makuuya nhasi
Ehee ndizvozvo chikwereti chikwereti chinobhadhrwa
Vayiti zvimwe vachazvifungirawo pasina kuyendesana kudare sevanhu vehukama.
Muupenyu vanhu ngatingodzidza kushanda chete,tikasadaro godo neuroyi hazvifi zvakapera,🙌🙌🙌🙌🙌
Hapana nyaya apa.
Mambo vanovaka avo vane wisdom zvekutodaro
😂😂😂😂😂😂😂😂Haaaa dadiiiikaaaaa
Mmmmm dadi haasi muroi here uyu
Iyewo Ginimbi wacho nekumwaya jwaaiya mari sure ndoo chii ichocho
Taura hako kkkkkkkk mari yekuromba unomwaya mustreet usingabhadheri zvikwereti
Dadirai ane drama hanzi ndirinherera 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
So zvachasara pasina Mari 😂😂😂😂
Tinonyanya kukuza zvatoona kusiya nekutadza kuziva kuti panotova nemunhu adzvinyirirwa angodzi ndokupa mari ndokuvakira zvakaoma
Matsotsi aya ginimbi anga aine mari uya
That woman is an opportunist 😂 tsvaga basa Dadirai
Ma 100 ese aipihwa sekuru plus mari yemba plus property yakaiswa mumba haa 13k yapera
😂😂😂😂😂kuda pfuma yenhaka dzikamai sis pahukama panonetsa
Pavanemakore mangani Ginimbi afa.??? Imi mbuya imi makahodhewa imi
Vanenge vachiramba kubhadara Ska moda vadii
They are now claiming this bcz Ginimbi haasisipo to answer all these questions bcz they knw Nelia haana full information
Dadirai atori murwere
Haaa kutidaro here Dadirai umwe wangu
Vana Ginimbi vaibhadhara ma100US pamwedzi iiiii haaaa munhu soo.
Haaa kunzwe kwakaoma uku ukashaiwa food unofunga vawakambokweretesa vese
😂😂😂😂
Ndizvo chaizvooo
Chembere iyo inoroya ngaife
Ma return soldier ma1
Mapenzii ayo mahure adzoka
Genius bought that land way back before 2019
Inonzi stateland haitengeswi
Saka Ginombi aitadza kubhadhara 13k ?? Kana iyo stand yacho 13k ku Domboshava kare ikako vachanyepa ava.
nhai zvako iwe
Vanonyepa kwakuda kudya
Vakadya kare mari
Vanhu vanemari vaya havabuditsi mari zvekumhanya especially kuhama nekuvashandi
Ginimbi ndiye akatopengesa sekuru awo kuti asazive myaya kkkkkkkkkkkkkkk
Uyo mukadzi uyo anodhowa..
Nonsense, ngavaende komutsa Genius wacho 😡😡😡
Mambo should acknowledge that coming to him for help means they would have failed to solve things amicably among them selves.So sending them back is not helpful at all
Idare rechivanhu harisi gungano revaroyi vekumba kwenyu 😅😅
@@Hamainyoka blessed who blesses you and cursed is that who curses you
Vanopenga Ava why now afa kovakadii kuzviita Ari mupenyu
Chandaona apa avo sister varikungoda mari chte bt agreement wz kupa baba mari yavo monthly after vapedza kuvakira baba imba.chte nw instead yekutaura kuti pakatengwa property vakuti ndikuda stand yedu.vakuda kuita udyire sister avo even mambo atoona kut mai avo vakuda kudya mari or kutengesa stand futi dats why ati endai motaurirana cz sh wz saying 9k bt vachizivakuti pane zvinhu zvakatengerwa baba vavo sei
😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndiyo anonzi ma tsotsi.
Mutongi uyo haasikutonga nyaya Nelia anotofanira kutobhadharwa mari iyi ndiye akasiirwa mari naginimbi arikuomera sei ginbi akasiya hupfumi nelia kunyadzisa kunotongwa kwasabhuku haunyari ere nelia vape
Iro gandanga rakamboenda kuhondo rikadzoka mumusha hamumboite peace naro
😅😅😅😅😅
😂
Mukatsotsa mari yaGinimbi achakumukirai
Ko iyo nyaya yacho yakusumudzwa now kubva rinhi
Inzara ikuita soo
Ginimbi hanzi vakawirirana balance yose $100 usd pamwedzi saka yaifanira kuitwa makore achibhadhara akazofa asati apedza kubhaddara Soo varibho kuuya kumatare Nelliya ndiye a nemukonyo APA akudakuvhara Mari yevanhu paxvisungo
You're ryt vanhu havasi kuzviona, iyo Mari yacho inonzi yaisanirwa naBaba vapi ivo vasingagone baka kudaira chinhu vanotorwarawo avo vanosaina chii
Chief avo havagone kutonga nyaya, vatori havo neside ravo
Nelia ngaapuhwe imba yakavakiswa na ginimbi yacho ovapa stand yavo 🤞🏾
Kkkkkk pakaipa kana zvadaro
Ginimbi ange asina kuroora kana means uye mari $100 million.
Nemari yakawanda kudaro ungatadzewo here kubatsira babamununi vako varikurwara nepfugnwa nemari!?
Iye Neria hanzvadzi ya Ginimbi anofanira kubatsira munui'na wababa vake nemari kana kutsvaga vashandi vanobatsirawo babamununi vanorwara nepfugnwa.
Kuomera!!! Zvinoshamisa, ma millions Nelia arikushandisa sei!?
Ginimbi haakonewa kubhadhara kamari ikako
Documento rakatsva rofana kubuda not what she's saying.
Zvinhu zvacho soo 13k domboshava ipi