a lot of people die unnecessarily because of the dire lack of services, kudhara piafonerwa chipatara nemapurisa vachisvika in good time, now in a lot of these videos unonzwa vanhu vachiti ndakambo tsvaga vakuru ndakakwiza nmakumbo ne salt ndakapihwa munamato etc thats what we have been reduced to
This is sad. However I have the feeling that sibongole aifanira kurambana nemurume uyu asati andoroorwa. Chero zvazvo zirume iri raiva zibenzi uye zimhondi zvaingota kumubudira pachena kuti zvapera. Pakadai panenge pachida kuti nyaya idzi dziende kumapurisa or kwa Mambo. It's sad kuti Sibongile wacho aivanza zvakawanda.
Sibongile hadzino unoroorwei vabuda mu abuse ne 2days dzodzi uchenjere kufiramo muvarume umu vatotakura mhepo ya baba iyo .ungati ndanzi ndokuchengeta nevana vako akauya here kuzobvisa pfuma?sibongile dzikama iwe zvauriwe uchabara manje manje shandisa maoko ayo kusvaga mari kwete varume.
Young sister akatadza zvikuru imhepo hre yainge yakamubutira chitarisa baba vafa manje zvinorwadza,ku family kwavo kana kune mushonga motosimba kunamata nekuti zvemushonga zvinonetsa kuti agare imomo mu Jeri kune gozi kumusha kwake mweya iwoyo wakamugara wekuuraya vanhu
Mukadzi uyo haana mhosva. Asi mukomana uyo aigona kubetsera nokudanidzira.asi akapusa. Mhondi ine mweya wokuuraya.kuroorwa kwaakaita akagona. Kufa munhu paitofa chete iye kana baba vake
Rest in peace father asi mukuwasha uyo ngaasungiswe kana kutorohwawo nesimbi yaakauraisa baba saka ndinoti baba mudzoke kuzoparadzawo sefiro yamaita ndarwadziwa
I don't think it's luck. Aitotiza. Mind you Sibo haana kukurira kumusha kwababa vake, akatouya seutiziro. And she was right kusvika achitiza coz baba John proved to be muderous. Don't judge her veduwee
Ini ndoona sekuti iye angaakudawo pekugara nevana vake chaaida iye kugara nevana vake sezvoiye aiziva hunhu wemunhu uyu aitozviziva kuti anourairwa vana haana kuziva kuti mhondi iyi ichauraya baba Dai aiziva akatotora baba vake
Dai makatanga mamubhura stereki then mozosheedza police kumurikita zvekut demon rake raitiza kuuraya baba vevamwe kunge nyoka kudaro rine ngozi dai akafawo a painful death
Destiny TV all of us Zimbabweans all over the world we love you ❤
Eish Stella the way u repeat questions🙆🏽♀️🙆🏽♀️🙆🏽♀️
Yes true she keep asking the questions of what they have just explained 🙄
a lot of people die unnecessarily because of the dire lack of services, kudhara piafonerwa chipatara nemapurisa vachisvika in good time, now in a lot of these videos unonzwa vanhu vachiti ndakambo tsvaga vakuru ndakakwiza nmakumbo ne salt ndakapihwa munamato etc thats what we have been reduced to
People don't die unnecessarily, vanofa nokuti nguva inenge yakwana. Mwari vanoshandisa zvinhu zvakatipoteredza kuti tife nokuti nguva inenge yakwana. Kunyange dai pakauya helicopter 🚁 Chaiyo Baba vaingoshaika nekuti nguva yavo yakanga yakwana.
This is sad. However I have the feeling that sibongole aifanira kurambana nemurume uyu asati andoroorwa. Chero zvazvo zirume iri raiva zibenzi uye zimhondi zvaingota kumubudira pachena kuti zvapera. Pakadai panenge pachida kuti nyaya idzi dziende kumapurisa or kwa Mambo. It's sad kuti Sibongile wacho aivanza zvakawanda.
Yoooo shame baba vakafa zvorwadza veduwe😢😢 uyo Sibongile ngakurumidze abatsirwa kunyarara kwake not good at all
sorry hako my sister the guilt in her heart will live with her forever...this is traumatic...tragedy at its highest level😰
Stellah i luv your way you do your work
The sister is a fighter, she is broken hearted sorrowful but is a matriarch for the family.
I like your reporting Stelka❤
Such a beautiful soul who was with a wrong man...life mahwani wena.mwari akunyaradzei my sister
Sibongile hadzino unoroorwei vabuda mu abuse ne 2days dzodzi uchenjere kufiramo muvarume umu vatotakura mhepo ya baba iyo .ungati ndanzi ndokuchengeta nevana vako akauya here kuzobvisa pfuma?sibongile dzikama iwe zvauriwe uchabara manje manje shandisa maoko ayo kusvaga mari kwete varume.
Kugara hupenyu whekitya munhu munyika inemapurisa ne ma jeri jeri rangove rana Hopewell
Rest in peace baba eish mafa firo inorwadza shuwa mhondi iyi ngaivharirwe nekuti akapihwa bailout anodzoka opedzesa dzinza rese tapota shuwa batsirai mhuri iyi muichenhetedze shuwa😭😭😭😭😭
Uuu shame sad story baba mukai ngozi chaiyo vanhu vadzidze
Young sister akatadza zvikuru imhepo hre yainge yakamubutira chitarisa baba vafa manje zvinorwadza,ku family kwavo kana kune mushonga motosimba kunamata nekuti zvemushonga zvinonetsa kuti agare imomo mu Jeri kune gozi kumusha kwake mweya iwoyo wakamugara wekuuraya vanhu
Veduwe munhu kana apererwa angoita zvirikumuitira kana usiri mudambudxiko unoona senyore
I like this channel
Mukuwasha must rot in jail for ever and May God punish him .Rest in peace baba
Mukadzi uyo haana mhosva. Asi mukomana uyo aigona kubetsera nokudanidzira.asi akapusa. Mhondi ine mweya wokuuraya.kuroorwa kwaakaita akagona. Kufa munhu paitofa chete iye kana baba vake
I chokwadi ichocho.
Rest in peace father asi mukuwasha uyo ngaasungiswe kana kutorohwawo nesimbi yaakauraisa baba saka ndinoti baba mudzoke kuzoparadzawo sefiro yamaita ndarwadziwa
Rest in peace baba David ,Fight hard baba mhondi itongwe 😮😮
Sisi mimwe mibvunzo yenyu so maudzwa moramba muchibvunza yoooo 😂😂😂
Taura hako ahhh tye way she asks questions so 😑 😂😂😂😂😂
Kana muchiti mainini vakatadz a murikuzama kuti kudii...ko aizofembera here kuti ndizvo zvachaita....anga akatogona wani kutiza neupenyu hwake nevana vake but mapysco haungazivi mafungire avo...bitterness inovanetsa
Vana sikana tine nhamo hombe chaiyo sekuru Rip mukirai akakupondai ashaye zororo
Vamwe vane luck rekuroorwa veduwee pa2mnths atova kumwe,Rest in peace sekuru
Taura hako dai akambozororawo
Taura zvako munhu abvaapa akutoenda apa musikana aurayisa baba
Harisi luck mweya yetsvina inodaro. Munhu unoiswa musituation inozotorema mangwana. Murume anotsvaga kwekunogara nemkadzi kumba kwake kumhuri yekwakwe adii kuenda ikoko. True colours anozobuda later. Ndiri kutomutyira dai asiya hake marriage yachoo.
I don't think it's luck. Aitotiza. Mind you Sibo haana kukurira kumusha kwababa vake, akatouya seutiziro. And she was right kusvika achitiza coz baba John proved to be muderous. Don't judge her veduwee
Also vanhu vanorwara developmental issues that make decision making tough. Who know what this girl is actually like developmentally
Mkwasha ngozi wena😢😢
Sisi pa 2 months manga matororiwa ....makapenga 🙌🙌🙌
Haasi serious neupenyu ndiye atourayisa mubereki.
@@auxilliahmaramidzi9016 ehe umm zvakaoma hazvo...
Kungwarira kuda kuchinjanisa varume iye asingataure zve abuse, anoshota shamhu muskana uyo.
@@pertumuchemwa2590 Iko zvino aurayisa baba ....munhu unganyarare abuse yaiitwa yakadaro shuwa ...apa kuzomhanya kuenda kune mumwe murume dai ariwangu Muni'nina ndaimuputitsa
Zvakaoma hazvo
Sis dont blame young sister vanhu vakatora mari ndivo vanhu vakada mari zvisina basa apa muchiziva kuti munhu ava kune mumwe murume
So sad,rest in peace baba😢😢
Mwari tibetserei munyika yeZimbabwe 😭😭😭humhondi hupere kani
Mweya wasekuru ngauzorore muragare netsitsi dzaMwari.
Unopenga chete iwe instead yekuti ushandire vana ne2 months idzodzo wanga watowana murume wekuroorwa naye wakadzungaira chaizvo amainini
Pamwe akaona kuti zviri nani pandogara nevana kune zvine zvichiitika
Ini ndoona sekuti iye angaakudawo pekugara nevana vake chaaida iye kugara nevana vake sezvoiye aiziva hunhu wemunhu uyu aitozviziva kuti anourairwa vana haana kuziva kuti mhondi iyi ichauraya baba Dai aiziva akatotora baba vake
Yes l agree with you
Zororai murugare baba wangu mwari ndiye mutongi vazvose
Serious need to educate our girls that being married young is not the best thing to do
Zvinorwadza hazvo,Mwari vakunyaradzei semhuri
Akabatwa here mhondi iyi
Anengozi mkomana uyuu kumusha kwake hakuna kumira mushe ...manje ngozi yemunhu asina kukurwisa yakapenga vachapedzana ikoko ..May our father rest in peace
So sad,MHSRIP baba,Mwari ndivo vachamutonga😭😭😭
Rest in piece mwanangu wakafa rufu runorwadza 😢😢😢
Maivaziva personally here? Nematambudziko veduwee 😭
@@chiherachashe8208 Ehe mwana watete hanzvadzi yababa vangu
Zvakaoma hazvo veduwe 😢rest in peace sekuru,hama ngadzigare dzakatongwara vanoposirwa mumba
Umm zvakaoma ini kundirova mbama chete handigare ndinotiza nehupenyu hwangu
Taura hako mbama nhasi mangwana chii
😂😂😂😂
Zorora murugare David. Zvinorwadza izvi
Une une vana ukutiza mhondi kubasa vati usauye nevana vako apo hauna kwekugara .wangoona ati huya akangoendao zvimwe nekusazivao kuti odii
Why did they not report him,vaivhara nyaya ndivo vakapondesa sekuru
We need an update please
Eish can't hold my tears😢
Vanhukadzi vanoda kudzidziswa kukosha kwekunotaura kumapurisa
It's so sad. Be protect nevana
Ane hunhu hunenge hweZanu p.f mufunge kkuitazvinhu zvembabvu
Dai makatanga mamubhura stereki then mozosheedza police kumurikita zvekut demon rake raitiza kuuraya baba vevamwe kunge nyoka kudaro rine ngozi dai akafawo a painful death
Imi ssy mabvunziro enyu ari rit here imi inga makura wani munhu anga zive here kuti ndaponderwa mhosva yei nhy mukwane imii
Dai mapurisa ayibvuma ayikupa shamhu omurova kusvikira shungu dzapera omusiya ave kugomera nemarwadzo
Mhondi iyi ngaifire mujere 😢😢😢 zvakaoma
Zvakaoma chokwadi may his soul rest in peace 😢😢, a girl child vana tariraiwo vanhu vanotiroora ava
Rip baba, zvorwadza izvi
Yooo haaa inga zvakaoma nhai Mwari,
Mungagwa ngaatore action nenyaya yemhondi idzi anotombonzwavo hr nyaya idzi. Ndi presdent rudzii asingatori matanho zvichidai.
Oh God,tibatsireiwo Mwari
Uuuummm dai ambomira zvemarriage uyo amboshandira mhuri yake imboita zevlife yake ,coz iiiih ndirini i will not heal veduwee zvakaoma
Imagine kut atove kune mumwe mrume
May that guy became a crying shoulder in time of trouble
@@dove5584 he will be a criying shoulder todae but tomorow he might bring another trouble futi.wochidii wonotsvaga mumwe,
This was super super sad
What the heck is wrong with some men
Mwana wakaurayisa baba wainge wazororwa nanguwayi tsvee kumboshanda uribenzi
Uuuummm nyika yedu yauya kushata veduwee kuuurayisa baba nekuda kwemarriage yakadhakwa nxaaa i hope anobatwa mhondi iyi
Imwe ine njodzi murikutaura kunevana mhondi ichazvinzwaoka apa,hamuoneo kuti zvimwe hazvide kutaurwa
RIP baba ndarwadziwa hangu chokwadi
Imwe mibvunzo inobvunzwa naStella ndeye munhu asingazive journalism. Is she a trained journalist?
Vanhu ve Dharuweni nemasvingo vanemoyo mkukutu ini mwana wangu arikupika jeri nemasvingo amwene varivo varikutonga mwana wavo mmm ndakutotya cz murume wacho ityp yekuti vana vangu
Pamhata
@kudakwashemarire 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ko madii kutora mwana wenyu panekiti adzoke tave guva.
Situation ndooyakaita kuti mai avo varoorwe
Shem zororai murugare sekuru irwai mega sekuru mukirai mhondi iyi
Akasungwa here munhu uyu anogona kuuraya mhuri yese
Heartbroken. Rip baSpiwe .watisiira ronda Davie😢
Nematambudziko askana. Ihama yenyu here?
@@chiherachashe8208 akaonekwa dear.ehe ndisahwira wedu
@@MolineMunemo-tp5xm Mwari ngavakunyaradzei
Shame may his dear soul rest in peace but come back for revenge
Death sentence was replaced by life imprisonment.
Sahwira arwadziwa zvakaoma hazvo veduwe
Ivo vanhu vane ma surname akadaro ndevekupiko ivavo? Vanhukadzi siyanai nema Mosken mhani . Vane mweya yakaipa kazhinji kacho.
Aaaaaa veduwe muchinyayira 30 dollars here aaaa veduwe manje honai manje .aishhhh now ropa radeuka😢 nekuda kwe 30dollars aaaaa
Pipo have lost trust in police. Police has to start working professionally
Zvinorwadza mwanangu
Eish zvakaoma rest in peace sekuru
Zvinorwadza moyo izvi😢😢😢
wakafa zvinorwadza ngatongerwewo rufu kwete kt avharirwe anenge achitodya sadza kujeri achifara ngademburwe musoro ummmmm
Uyo sibongile ane a big problm
Shame mmm ndarwadziwa veduwee
Hiiiiiiiii zvakaoma veduwee
Hop akasungwa
Rest in peace baba ndarwadziwa zvisingaiti
Rest in peace father
Zvinorwadza,rest in peace baba😢
May your soul rest in Peace baba
Kule vebhachi vaneyese manje kkkkkkkkkk, kunosekwa chero kwafiwa mufunge
Kuita tuma dance 😂😂
Vane bhachi purizi tiri pakuchema Mirai kumbobura tuma dance kk zvakaoma
@@ConfidenceYona tikachema, tikachema topinda neka dance kkkkkkk
@@tafadzwamanyaya9395 kkkkkkkkk ko kukuza
Kkkkkkk zvakaoma kutospakwa zvadzo aaasyas
Waiting
Zororai murugare Sekuru 😢
Ha Zimbabwe vanhu vapindwa neikoo
Rest in Peace Baba😢
Stell should be given ajob kuzbc yucan tell majourn akare zanu should give other jobs persons with experience like this lady
Aah 😂anorida here basa racho reku ZBC, kana angovako zve Zanu ndizvo zvaanenge akutoita manje.
Zvinowanikwa usape munin'na mhosva. Rest in baba
Mukwasha 94 yoh vapindwa nei vana ava💔💔
I feel sorry , rip baba.
Rest in peace sekuru... Musarare hope mudzokere mhondi yenyu
kokusa sensor location yaakugara mai avo nhay