APA Chief matadza. Uyu apumha mumwe huroyi and is denying saying it. You should allow the witnesses to testify and let her be convicted for her utterances. It is against the law kupumha munhu huroyi unless she can prove it. It is not her obligation to prove her innocence but the accused must prove kuti iye muroyi.
Mambo murikutaurira gebenga rakadhiniwa nenyika kudhara. Thats a very credible point Ishe dzingisai BULLY iro pabasa mhani. Igebenga iro. She imposes her posture kune vane mhumu muduku. Bullies dont even have an insight on how those derogatory remarks make other people's lives a misery sa mukoma wangu wakamhangara uyo
Chief Mutasa matongero amaita nhasi dai maidaro mazuva ose hapana aiterera dare renyu apa mabhowa zvisingaite ?????????? gogo sorryi zvenyu asi mwari harisibenzi mambo matora side zvinobhowa xaaaa
Shumba maitadza nyaya iyi. Capacity kuda kufamba apa. What you should have proved is whether mashoko euroyi akataurwa or not. You are a great Chief but hamupe makurukota enyu mukana wekutaura. Imi Chief munofanira kutaura kwekupedzisira mamboisa nyaya kuti izheiwewo nemakurukota. Imboonaiwo zvinoita Chief Bushu.
Mambo havana chavatadza apa. Munhu ukanzi muroyi unogogona kuti ndoda kucheneswa. Ndosaka vanzi fambai gogo, that woman and the family ye the lady who died. Also gogo vakatuka mukadzi uyo kuti hure so kuripisana kutukana kwainetsa because vanhu ava vakatukana.
Matasa MAMBO matadza kutonga nyaya apart ko why why why MAMBO Mutasa am disappointed big time hapana zvagadzirwa.. Mkadzi uyu is related to chief mutasa shame to mutasa
This judgement is shocking .family yemufi dd not lodge an complaint.mybe the are even christians,wy shld gogo go wth tht family ku n’anga.munhu wacho akapunha huroyi ari kuramba kut i neva said that,wy is the chief saying she said tht bcz mybe she knows kut muri muroyi,asika uyo arikuti i never said that,so why kunetsa gogo kudaro.technically apa Chief ndimi matopumha gogo huroyi.this is not fair at all.
Mune dzimwe nyaya dzinotongomwa munhu achiramba asi munongoti wakazvitaura, saka uyu asiyaneyi nevamwe. Mbuya varikushingurudzwa nedzimwe nyaya dzekubasa munotiyi nazvo. The other time vakamurova hamuna kizvinzwa here
Aiwa Mambo marasika apa aiwa not fair at all,i think mbuya ava vakaiswa schitho kuti vavengwe nemunhu wese.justice for Gogo please.. bleaching body coke ne fanta😂😂😂😂 muchavora makanda aya nekuda kutsvuka kuita varungu.
Chief Mutasa’s utterances shows that he believes in huroyi and believes in “all” n’angas divine powers to decipher a muroyi from a non muroyi. Worst is that he strongly believes if anyone accuses you of huroyi you are guilty until proven innocent by “any” n’anga. That’s not Chimanyika nor the law of the land a very unfortunate state of affairs.
Mambo vagona kutonga kungoti zimbabweans are sentimental. Gogo, mukadzi uyo and the family vanzi fambai wani mucheneswe. Also kuripswa kwainetsa because gogo vabvuma kuti vakatuka mukadzi uyo kuti hure iyewo akati muroyi both are very derogatory terms so zvakatovharana. Vagona zvekuti apa
Chief vagona kutonga nekuti pakupumhana apa hapana kana Hama yemufi , Ende vanhu 2 Ava kungojaira kwavo kungotukana ,hapana nyaya apa . The bottom line ndeyekuti vanhu ngavazive mashoko ekutukana
2025 Dare ra Chief Mutasa rose ua-cam.com/play/PLWwQTW408h6dH5dO3Qkr590MY-GGpa8Un.html
iri kustoper andisi kuona mushe
Justice for gogo. Social media let us help gogo
Ava sisi vekubleacher vanenge muroyi chete kwete Gogo💯💯💯💯😂🤣😂🤣
Please Isai title kuti tizivewo kuti inyaya yei inenge ichitongwa yacho
Ba taps haachaise
Pakangoita vakadzi vatsvuku Shumba vanobhaiza....reminds me nyaya ya mufundisi wekubatwa ku Lodge
😂😂😂
@@aliegesi7876 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣you killed me wooooooo ,brother vangu vabhaiza bigtime
kkkkkkkkkkkkkkkkkkk
I agree
Unoziwa wakabhaiza people never 4get i also remember nyaya ya Pastor
Chief makonewa apa mukadzi wekuzora uyo anoshungurudza mai avo
Ndozvinoita vanhu vanobleacher kkkk
Justice for gogo 😢😢Sis avo maoko ne face zvakasiyana 😮😮
Justice for Gogo ....pliz mambo gadzirisai nyaya yagogo avo
Chief mukurova dondo apa , the bleaching lady is the one accusing gogo avo.
Uyo ndiye anemhosva yekupumha munhu
Justice for gogo. Zviri pachena izvi. Chief vabirira. 😢😢😢😢😢😢 gogo maita munyama namambo ava. Mibvunzo yese yabvunzwa nagogo should be asked mukadzi uyu. Favour chaiyo
True
Shumba ndokuzivai musingade kuwona vechikuru vachishungurudzwa asi apa matadza mukadzi uyo anoshungurudza gogo
Ko mambo Havana vadare vanovabatsirawo here. Apamatongera fevha mambo.
Mambo vanofanira kuwana vanovabetsere Zvokwadi and toda kuona vabetseri vachiwana mukanwa wekutaura. Kwete kuti chief Mutasa vaite one man band
Apa shumba matadza apa muri mukoma wangu but ndokubatisai chokwadi ,mai vanozora mafuta avo vanojairira mbuya avo nekuti vari kuenda pamba pambuya avo kunovashungurudza so maifanirwa kunyatsa kuvapa mutongo chaiwo zvino apa matowedzera moto nekuti maratidza kuti mbuya ndivo vari kutaurisa yet wematsuko uyo ndiye ane problem ,vanhu vanotsvuka vakura vane dambudziko aah ungati imango inotsvuka yakura aah tonga mushe wababa
😢 yeah Chief Mutasa, pane nyaya yekupumwa , dai mapaongorora.
Chief vanakairwa ne yellow born vabva varasa nyaya
APA Chief matadza. Uyu apumha mumwe huroyi and is denying saying it. You should allow the witnesses to testify and let her be convicted for her utterances. It is against the law kupumha munhu huroyi unless she can prove it. It is not her obligation to prove her innocence but the accused must prove kuti iye muroyi.
Ichokwadi mukadzi wekupumha munhu ndiye aifanirwa kuprover kuti mbuya ava muroyi on what basis
Mambo murikutaurira gebenga rakadhiniwa nenyika kudhara. Thats a very credible point Ishe dzingisai BULLY iro pabasa mhani. Igebenga iro. She imposes her posture kune vane mhumu muduku. Bullies dont even have an insight on how those derogatory remarks make other people's lives a misery sa mukoma wangu wakamhangara uyo
Kune vanhu vane mishonga, iye aine mhosva chief vakutotora side rake
Mukadzi uyo ane we kubleacher kaaa
Chief vanovhiringika msoro vakangoona madzimai anozora mafuta.
Iye akataura ngaapruvhe kuti mai avo vanoroya
Nanhasi havasati vagadzirisa kuLodge
Biased
Aaaa shumba mbuya wakaurirwa pamba wachiudzwa kuti muri muroyi makauraya nhingi, matsvuko dai aripira mbuya awo. Maonere angu.
Apart chief Mutasa vakoniwa asi i hama hamutasa chief
Rinenge baby rawo
Mambo nyaya iyi maitadza vanhu vatsuku munenge mune wickness navo.
Akapumha ndiye anofanira kuprover accusations dzake
Mambo nyaya maitadza zvenyu
Chief Mutasa matongero amaita nhasi dai maidaro mazuva ose hapana aiterera dare renyu apa mabhowa zvisingaite ?????????? gogo sorryi zvenyu asi mwari harisibenzi mambo matora side zvinobhowa xaaaa
Matongero a chief avo vari kudanana nemukadzi akamira uyo
Mambo haisi mhosva yenyu marohwa nemushonga. Sei maitta sekuita maimiririra defendant. Mayitadza iyi mambo wangu.
Mambo Mutasa vaibhaiza apo munhu akapumhwa huroyi anobatirwa iyeye vanhu avo vanofamirwa kuenda kun'anga vari 2 chete vekwachasauka havana basa
Mambo mtasa problem yenyu mukaona vakadzi vatsviku munokanganisika kutonga same same nemukadzi uyo wekubatwa kulodge
Justice for gogo veduweeee
Gogo maita munyama uyo mukadzi anopakurira mambo chete
Karanganda hanzi musaite husimbe hwekuisa matopics
Mambo munenge makanganisa kutonga apa: nyakunongedzera kuti nhingi muroyi ndiye anofanira kutsigira mashoko ake (burden of proof should be carried by the accuser; mbuya havafaniri kushungurudzika kuti vaite proof yekuti havasi muroyi).
Amen
Shumba maitadza nyaya iyi. Capacity kuda kufamba apa. What you should have proved is whether mashoko euroyi akataurwa or not.
You are a great Chief but hamupe makurukota enyu mukana wekutaura. Imi Chief munofanira kutaura kwekupedzisira mamboisa nyaya kuti izheiwewo nemakurukota. Imboonaiwo zvinoita Chief Bushu.
Sorry; hapasi kuda kufamba apa.....
Mambo havana chavatadza apa. Munhu ukanzi muroyi unogogona kuti ndoda kucheneswa. Ndosaka vanzi fambai gogo, that woman and the family ye the lady who died. Also gogo vakatuka mukadzi uyo kuti hure so kuripisana kutukana kwainetsa because vanhu ava vakatukana.
Ivo gogo is pretending to be quiet, vanepamuromowo futi
chero HR yakashaya nyaya chaiyo, vese vari kutukana ngavanotora mapeace order asi mambo vati wani ndichataura naHR first vagarisane
Matasa MAMBO matadza kutonga nyaya apart ko why why why MAMBO Mutasa am disappointed big time hapana zvagadzirwa.. Mkadzi uyu is related to chief mutasa shame to mutasa
Mambo nhasi mavata divi risiro remubhedha, uyo akananga munhu uroyi ndiye anofanira kuprover kuti Mai avo varoyi. Munositonga mushe apa mairasa nhasi
Pakabhaizika apa chief paidiwa ma witness apa munhu haana kodzero yekupumga huroyi
Mambo you're right, pabasa panofanirwa kuva necode of conduct, nyaya idzi hadzisi dzekudare dzaifanirwa kuperera kubasa.
Haa iyi nyaya iyi Chief Mutasa maitwa seiko..Asi amai veku bleacher avo vauya vageza nemushonga wakudzungaidzai here. Iko kutoti munhu muroyi imhosva mutemo wedu haubvumire izvozvo...
Haaaa iyi maitadza mambo, 1 in 200000 ma case iyi maikoniwa
Apa mambo mabhaiza haasiwo matongero amunosiita.
This judgement is shocking .family yemufi dd not lodge an complaint.mybe the are even christians,wy shld gogo go wth tht family ku n’anga.munhu wacho akapunha huroyi ari kuramba kut i neva said that,wy is the chief saying she said tht bcz mybe she knows kut muri muroyi,asika uyo arikuti i never said that,so why kunetsa gogo kudaro.technically apa Chief ndimi matopumha gogo huroyi.this is not fair at all.
Chief taivimba nemi but apa makonewa
Iyi Nyaya yekupumhana uroyo kwaChief Mutasa haibatwe zvakanaka inoda kwaChief Bushu he is good at this kupumha munhu huroyi imhosva kuChivanhu chedu
Shumba iyi maitadza
Nhai chief Mutasa ,,mamwa mudzepete here imi ,,, haaaa pamwe munombogona asi apa kurashika marashika
Im sure kupumha munhu huroyi imhosva inoripisa muZim Chief Mutasa matadza nyaya ...second time now nenyaya yaPastor vemuLodge ...nyaya mbiri idzi ummm Mambo ndaombera
Type dzevekuzora idzo idambudziko chairo justice for gogo
Mambo apa gadzi dzvuku iro munenge mabvisa pamhosva asi rakapara mhosva zviripachena.😢
This case has been poorly handled. The chief is deliberately avoiding/ingnoring pertinent issues
Mambo asi nhasi maisirwa mugaramambo
😂😂😂😂😂
Shumba mune wickness here yevakadzi vatsvuku pakutonga tiudzeiwo .inga tinokuzivai musingadi vechikuru vanoshungurudzwa
Imi mutiisirewo caption pama videos enyu
Karanganda how far yemurume weku Dangamvura wekutora Mwana wevaridzi kunoisa Chikwambo kumusha kwavo kwa Honde hatina kuona magumo ayo
apa mambo vamhanyira yeuroyi..... ko uyo bleach master zvaari kushungurudza mbuya avo
Mune dzimwe nyaya dzinotongomwa munhu achiramba asi munongoti wakazvitaura, saka uyu asiyaneyi nevamwe. Mbuya varikushingurudzwa nedzimwe nyaya dzekubasa munotiyi nazvo. The other time vakamurova hamuna kizvinzwa here
Bhiza dzvuku iroo rine muridzi here nhai baTaps?
Mambo apa matonga nhemha
Uyu chief uyu anombodhomoka nyaya iyi haina kuitwa zvakanaka
Chief matonga zvisiri fair apa makabhadharwa imi
Mambo mmmm matongera side ko vakasabatwa kuti vakauraya muchsuta sei
Haa musadaro veduwe mbuya avo
Aaahhh chief Mutasa apa maresva, mbuya rekugeza ma toilets vari ku abuzva nemkadzi arikuzvitvukisa, you can tell kuti sisi avo iproblem, ndiye anoroya-, mbuya avo kuuya kuzobatsirwa mudare kuratidza kuti vashushikana, chief batai zigadzi iro rine mrimo mitema ne mhosva rine moyo wakashata.
Justice for Gogo
Kkkkkkkkk apa Mambo makoniwa apaa hatingatongii nyayaa tichidzvinyirira vabereki vedu Mai avoo avana respect zvachose chose unotoona munhu matauriro ake kuti haanarukudzooo na Gogo avoo mungati Mbuya vharai nzevee vachitaurwa netwuvana twavakabereka here veduwe Madzimambo yenzanisai Nyayaaa zvakanaka
Aiwa Mambo marasika apa aiwa not fair at all,i think mbuya ava vakaiswa schitho kuti vavengwe nemunhu wese.justice for Gogo please.. bleaching body coke ne fanta😂😂😂😂 muchavora makanda aya nekuda kutsvuka kuita varungu.
Mambo madzvinyirira gogo , maitwa blind ne bleach
Im sure chief vanosapota hama dzavo, justice for gogo
😂😂😂😂 muoko vakaguka vakumhinzwa mhizwa imi mother mume drama imi hamuna kuguka muoko uyo
Unozvichenesa kunaniko seiko chief vachida kugadzira nyaya pasina uyo ngaatsourwe asataura zvisina basa kuna gogo vokumbirana ruregerero thus all
Ndatadza kuipedza nyaya iyi mambo mbodza chairo
mambo maitadza iyi, you promote kushungurudzwa kwechembere dzedu.
Apa makonewa kutonga mungadei mango gadzirisa mai avo vasarova gogo nekuva shungurudza nyaya yehuroyi yamava kutosimbirira sandiyo yakafambira gogo nyaya ndeyekutukwa nekushungurudzwa
Chief Mutasa i consider you to be the one..but apo mairasa matadza nyaya😢😢😢
Mambo dzimwe nguva vanomborasika or vanenge vatengwa
Mambo makoniwa apa. Kupumha munhu huroyi imhosva
Aaa mambo chii nhai majaira kutonga ngozi right?
Ndiri kukumbirawo number dza chiremba Mukotsanjera.
2 weeks pabasa Ave kutoshungurudza. Mambo. Toda wo. Justice
Matadz apa mambo
Ummm shumba apa marashika henyu maitadza iyii
Aiwa avo ngavaripiswe kunanga munhu huroyi akuna kunaka kusvibisa zita reumwe muraini
Apo makoniwa kugadzira nyaya yagoo its not far at all
Chief Mutasa’s utterances shows that he believes in huroyi and believes in “all” n’angas divine powers to decipher a muroyi from a non muroyi. Worst is that he strongly believes if anyone accuses you of huroyi you are guilty until proven innocent by “any” n’anga.
That’s not Chimanyika nor the law of the land a very unfortunate state of affairs.
Mambo apo matadza kutonga,makoniwa zvachose
koo muvhangeri wamakaripisa mombe akanga abvuma here shumba zvamuri kuti uyu mukadzi akapumha gogo ava moti hamumanikidzi nyakupumha sei, iye mukadzi uyu ndiye anofanirwa kuchenesana na gogo avo pliz nyaya yekuti muroyi musatambe nayo ngavaende kwachiremba zvibude pachena kana achiroya
APA mambo waye vatadza kutonga
Mambo vagona kutonga kungoti zimbabweans are sentimental. Gogo, mukadzi uyo and the family vanzi fambai wani mucheneswe. Also kuripswa kwainetsa because gogo vabvuma kuti vakatuka mukadzi uyo kuti hure iyewo akati muroyi both are very derogatory terms so zvakatovharana. Vagona zvekuti apa
Ummmm mambo Mutasa nhasiii matadza kutonga nyaya iyi zvachoseeee yooo mambooooo tongai matongero enyu emazuva ose matora side remukadzi mutsvuku uyo why????????
😂😂😂😂😂😂😂😂😂hazi umboitirawo paside
maZimba sooo makutoda kutorera mambo basa rekutonga ..kwanai imi anambwa siyayi mambo vaitebasa ngore ritange zvakanaka pamberi na mambo mutasa
Ko iwe kutuka vanhu ndokudini?
Vatorerwa seyi apa are u OK
Pamberi, ndimhaiyo angu aya
Mambo marasika apa asi maroiwa kani na amai vatsvuku avo nxa
Apa chief maita sei marasika
Chief vagona kutonga nekuti pakupumhana apa hapana kana Hama yemufi , Ende vanhu 2 Ava kungojaira kwavo kungotukana ,hapana nyaya apa . The bottom line ndeyekuti vanhu ngavazive mashoko ekutukana
Ummm mambo
Mambo abhaiza
Am.not seeing patadzwa na Chief, vanhu vanotukana ava, vanogoda kugara zvakanaka chete, hapana nyaya apa
Chief matadza kutonga apa,matonga makarerekera divi
Sometimes mumbo Mutasa munorasika pakutonga nyaya
Uuumm mambo mutasa sometimes matongere enyu anorwadza shame why muchingosapota mahure
Mage mave ne grade narini. Imi musati matopedza probation.
Mbuya vangu vakarohwa nechitito patsvina dzavai gexa
Mutasa ane weakness pavakadzi vatsvuku anengewo hule hule nxaaa mudzvinyirira gogo nekuti vakura