Це відео не доступне.
Перепрошуємо.
MUTOKO.....VOENDERERA MBERI NEMATARE VAMWE VARI MUHUSUNGWA
Вставка
- Опубліковано 21 бер 2024
- NYAYA YENGOZI YOTEMESA VANHU MISORO
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Hanzi chema Mandii chema zvikadzi anochema sei Mandii akabativa nekariva ❤❤❤❤❤❤❤my love with the song.
Vambouya vachiti vanozvigona ikozvino vakungotaura nhoroondo,vatadza nekusheedza mhepo yacho matsotsi eDzimbahwe
Nhai nhai, nhoroondo yacho yese yakataurwa kare nen'anga yeChipinge
Vanhu ava ngavadedze Mukotsanjeri
kana msingazivi chivanhu nyararai zvinoitwa neuyoyo wamrikureva ndizvo zviriktoitwa naMandi saka iyi yakatomaka Mandi anotova mberi ngavaite zvinodiwa naMandi, Amai avo vataura dare rese vataura zvakataurwa nemhepo kti itai izvezvo vataura dare rese zvakakwana ende zvakajeka ,
Chinodiwa kmutsa mhepo , imhepo isingataure kwete inotaura seiyi
Itai Mukotsanjera aiite basa iri. Mhepo ichataura yega yoronda dare Rayo..
Nt kutamba kwavarikuita mukotsanjera shamba yengozi
Kkkķ arikutaura zvaakanzwa nechin'anga chiya chekuhaka nhema vanhu va bee avo bvaipo pamba ipapo
Zvino hamunyari here madzimai kikikiki mhepo matadza kuidana ka apa 😂😂😂😂hanzi taura tinzwe sahwira haaa imika musadaro
Ndanzwa kuvanyarira
unoda kt vadane mhepo inotaura yoga here unorwara pfungwa iwe. vadana n'anga ngani pamsha uno varikutevera matsimba chete nekt basa rakataurwa kare ndizvo zvinoita chiremba anoziva basa rake
atovaona kare kut vanhu ava varikuramba vachisheedza n'anga asi vakaudzwa zvese kare vatoudzwa zvese mibvunzo yavo wanzwa here mupindurirwe wayo irikupindurwa netsananguro dzavakaudzwa kare. AVA VAPEDZA BASA ZVAKANAKA UYE ZVIRI PACHENA
@@ChristineManyandu chinonetsa hamuzivi isvikiro mushoperi haisiri n'anga iyi
Uuuuummmm iyi mbuya inopenga here zviyiko zvairi kuita 😂😂😂😂 n'anga mutunguru
Vanhu musaita dambudziko revanhu dambe imi, mungauya kubaita nhoroondo shuwa
Nhai veduwe
Mazimba haana tsitsi kuuya kuzoda kuonekwa pa camera ndozvavarikutsvaga
Thanks Drewmas media maburitsa zvekumusha kwangu keep it up the good job i ❤❤
Mukoma Andrew Bee uyu akatomboenda kuna Mukoma Robert achitsvaga rubatsiro hameno kuti akazosiya sei kuti aenderere mberi.Something fishy with Bee
I don't think so but haasi kuda kuenda pambari hama dzake dzakaoma musoro dzine godo naye
Wataura chokwadi, akaenda achiti anoda kuti Zita rake richeneswe akafonera mumwe munhu kuti muporofita kana n'anga hameno asi munhu wacho akaramba kutaura kuti B akachena akati nyaya yacho haidi pafoni inoda iye B aripo. B akaoma Moyo anoziva nyaya dzake asi ari kuvhara hama dzake
Mukotsanjera n'anga yengozi huya upedze masports
Ini ndongot Mandi ngaarove vanhu ....nera vanhu sahwira in Mukotsanjera's voice 🎉🎉🎉
Kuoma kwakaita moyo waB ,ndokunofanira kukuratidzai kuti.akazviita
munokaura nekunyeperwa nembavha idzi,,,rambai makadzikama dzikama kudero
Ndochiii ichocho saka moti vanogona here varikutotadza kubudisa mhepo yacho
Uyo mukadzi uyo hapana zvaanoziva haana kutaura zvavafambira
Aaaaah shuwa ndozvadawonawo ini
Mwari mhuri iyi yatambura,izorodzei,inyaradzei
Waiting Bee ane moyo wakaoma chokwadi
Kana chiri chkwdi kt akaromba avenge ane moyo wedombo asi kana asina ari kushungurudzwa hake
Matsotsi Aya, ngavadane mukotsanjera please. Vanoendesa mombe kuma tsotsi aya
Blue movement haaa hameno asi kana vakoniwa kuburitsa mhepo hapana hapana
😂😂😂😂 hanzi akakuponda ndiyani kubvunza munhu asina kubudirwa ndaseka nhasi
@@user-cv8ys8mw9u kikkkk ndo fodya chaidzo
Haaone uyo anopenga uyo ne we Drmas munofambira mahar
Zvimbuya hapana zvazvino ziva izvii dayidzayi mukotsanjera chete kwete vanhu awoo
Nhaimi kana chimwechete chinobatika chataurwa hapana ba
Imi mhuri yekwasawi daidzai mukotsanjetra pliz
Tiri kukenani zvese tozviwana chingwa hembe mambo vanotenga chero nezvivhara ngozi 😂😂😂 haaaa ndapera strongoooooo
Kkkkkk yaaaaaa neee
Kkkkk
Tinaye B iyeye kusvika kumagumo hatimusiye zimhondi wotosungisa vanhu
Mai ava vanenhemha chaidzo. Mnnnnh kaimi
Angarira sei akabatwa nekariva .....angarira seiko mandiii 🎉🎉🎉
Nhaimi hapanawo svikiro ririnani here kwa Mtoko uku haaa Data rikuendera mahara na mai ve nguwo ye pink avo. Asi ndeve kwa Wimbo
In Zimbabwe 🇿🇼 nyaya dzengozi nezvikwambo chiremba Mukotsanjera ndivo vanetsvimbo yacho mu Zimbabwe yese
In'anga here
Vanhu ava ndeva bee fulstop
Pamberi namukotsanjera
Vanhu wekwa Masavi mawekutibhowa nengozi yenyu iyi ne n'anga dondo dzisingaziwi chinhu teererai vanhu vano commenta muite saizvozvo mukaita zvekutamba mundau haarovi
Daidzai gogo magumbo vauye .
Manjuzu achoo anoona
Musawanza nhoroondo mhepo ngaitaure vabereki vayo
Kunge madzimai waripa china
DREWMAS BETSERAI MHURI SHEDZAJI MUKOTSANJERA SAHWIRA WE NGOZI ZVINHU ZVINE MA SPECIALIST LIKE IN MEDICAL FIELDS, MUSHA UYU WARERUTSWA NEVAKA NGWARISA
😂😂😂😂 vauya mai murayi. Mudhama zvake ari kutodzidzisa achida kuuraisa muzukuru
Ngavaite zvavainga kwete kuparidza
Mhoterekwa ndonzinei team manjuzi
Ndizvo zvamanga muchichemera here, mabatsira chii
Mmh zvavakatizve tosumudza mhepo kusvika yasvika panemapfupa hapana chozikanwa apa daidzai Mukonzanjera
Tateguru Tasvu na Mukotsanjera ndivo vanopedza nyaya dzakadai
Kupedzerwa nguva chaiko dai vazvimhanyisa zvaenda kushaya pekutandarira
🤣🤣🤣🤣🤣
Vanhu wematare vandinoziva vachikusha mvura yawo yemushonga vanoshandisa mutsvairo kwete maoko zvirikuita ava wekubva Dzimbabwe
Taura hako
Kana muswe uya wavanopumhisa. Izvi zvekumwaya nembama mmmm. Havasi vatotumwa kuzotsipika here ava.
@@washingtonsandi4404 varikungodawo kutsvaga peku marketer basa rawo ,zvemaoko izvo zvinoitwa nemapositori kwete vachivanhu
Kana chiri chkwdi kt Bee ane zvaakaita ngozi iyi ngaiende mukamba inoratidza shura ikoko wose mapurisa ari kumura panyaya iyi asangane naBee kwedu kumusha yakapisa dzimba ngozi inonga ichida kt yakaratidza kupisa misha ikarourayq denga rose remombe aaaa kana zviripo hama dzangu itai chinhu chimwe Beee hanzvadzi chenurwa jamba kana usina chavakabata why kuenda kupoliceBee batsirika
Mai vane dress reblue imi kwanai mafambira kuzoparidza here
Saka kana vakaudzwa imi mavingeiko Inga muri munhu mukuru hamunyari here mai imi
Hazvina kana musoro zvavari kutaura Mai Ava vavingei ko
Ko madii kungoti muzukuru wacho ataure imi muripo nw
@@tarisaimack8296 hapana kana chinozikanwa namai vaya
Mai avo ndivo vakabva Dzimbahwe here
Team manjuzu
Mai ava avazii zvavanoita, when she came, vakati ndauya kuzobatsira, but vavamunyaya, busy kutaura nhoroondo, yekuti pane n'anga yakambokuudzai makaudzwa kare, saka munoda kuti nditii makaudzwa , so what's her purpose nokuti mhuri iyi ainakuvashevedza
Bee .. bee...bee...bee how many times did I call you ....tendeuka nguva ichiripo
Pane angandibatsirawo here nziyo iyi ikunzi' angarira sei akaita sei handisikunzwa mberikwayo
Drewmas media hamuudzire vanhu zvekuita asi hamungatadze kuvapao advice kuti vanhu vazhinji mu comment section vari kuti vakamboona mukotsanjeta achigona zvengozi .pane kungorega vanhu vachipedzerwa nguva ,hazvikurwadzeiwo here
Endai munoona Shingirai Mukotsanjera kuNyanga mubatsirikee.
Masaya musayenda munoda kubiirwa nembwa idzi. Matsotsi adakukutorerayi mombe dzenyu
Ndaona vanhu ava vabirwa mari nen'anga idzii chavakunyepa zvakanyanya
Siwa ngavachienda..chimbavha chembuya..chakonewa
Kana vakaudzwa imi murikudei
Yaa manjuzu chaiwo
Comment section mandipa usimbe hwekuona this episode 😅😅😅
Aaah dhemeti mahumbwe aya chiiko ichi??? Data rekutambisa kuona zvikadzi zvinonyepera manjuzu izvi 😂😂😂😂 munotadza nei kuenda ku Zinata vanokupai nyanzvi yedambudziko renyu kwete matuzvi aya
Veduwe chichiri kutaurwa neblue movement arikuti makaudzwa kare zvekuita saka auyirei nhai ngavadane mukotsanjera vasati vaenda
Vanobudisa sei Mandie akati hadi maporofita
Hapana chabatika chandaona ini, kuurira kutaura nhorondo here, because makaona arikuyembera havasi mhuri yekwamasahwa, pamberi naMukotsanjera simbi yeNgozi
Torai sekuru tasvu Ava avagone vakonewa iiiiih vachiuya vakati mhepo inotaura igoinda payakafira vanu vachitevera vachimhanya😮
Iyi mbuya haina case. Too much yep yep simba kuwandira kumuromo sepinjisi
asi chivanhu kuchitaura vanochiziva havo asi kuzoita pa ground vachirikuda kusimba kuti vakure mazviri
Ava vatadza basa even kumutsa mhepo chaiyo yaramba i still remember mhepo yakati daidzai n'anga kwete mapostori
Vari kutaura mai ava ndiyani
Preaching with out verses
Zvave zvipi zve izvi
Ko handiti Mandi ayinzi akawanikwa na ambuya vake mubako. Ko mapfupa akutaurwa ave api. Kuona kwangu ambuya ava vakuzivana na Sekuru vaya. Vanhu muchanoripiswa ngozi dzisiri dzenyu. Musikana uya agezwa nebute aramba kuitiswa akabva apfeka mapata pata ake akaenda kumba 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂Andinakidza heavy
Kana urin'anga usamanikidzire zvinhu zvausingagone kun'anga kutori nemadepartments kunge madoctors kune vemazino kune wemabhonzo etc imi munematare enyu amunogona kwete izvi siirai vanozvigona
Tipeiwo song iyo mhanduwe
Sekuru Mukotsanjera vanopedza masports, asi hama dzaB hadziverengewo macomments edu here? Vabate zita rekuti Sekuru Mukotsanjera variko
Ava mai ava vauya kuzotaura nhoroondo hre kana kuti kuzodana mhepo 😀😃
Rwumai urwu rwunenge rwakanzi na bee musazotaure kuti ndini ndakaponda
Mbuya iyi inoda kurohwa mhani kkkkkkk yavakuda kula Mari yevanhu
Ini ndatadza kunzwisisa n,anga hr kana mupositori kkkkkkkkk
Mai vari kutsanangura ava ndimadzimai hre or i n'anga balance mie
Vakutotibhowa endai kwamukosanjera
anogara kupi iye
Inyanga
manyepera vanhu pirizi musapedzera vanhu nguva regayi vatsvake vamwe vanogona basa iri
Mai ava vari kungotaura zvakataurwa nen'anga yeChipinge, hapana kana chitsva chavakataura. Chii chacho chavakavinga
N'anga dza Bee idzo,itwo twumvura twavatanga kumwaiwa mwaiwa pekutanga ndetwei
Endai kwa sekuru tasvu ...nyaya ya simba amuna kuyiona hr weduwee aitambura ne ngozi achofamba ne dumbu kunge nyoka asi akapora
Ambuya chavagona kutaura zvinobatika chete 😮
😮😮😮imi mai imi kwanai musapedzere vanhu nguva varipanguva yakaoma chii nemi
Saka apana hr anokwanisa kuti ....ashande mhepo iyi isimuke kunanga chipinge kwacho ....n,anga dzacho dzikutenderera
Umm ava Mai hapana chinozikanwa
Haaaa mbuya haina masaisai iyo
Mai ava vane blue 💙 varikutaura chokwadii Bee wakaurays
Manjuzu aya hapana chozikanwa apa,hamunyare here
Ndiri kutotanga kuionawo now, but I can foretell kuti hapana chisvinu chichabuda.
Danai mukotsanjere ndokubasa kwake uku imi musapedza nguva mhani vana vanopera n'anga dzimwe idzi dzavakungodawo kubuda patv
Apa hapana chinoziikanwa nevanhu vabva kuDzimbahwe,aya ndoanonzi mahumbwe chaiwo.
Haaa vose vari kuuya varikungotenderera tenderera pakaipa
Hapana zvataura mhuri iri kuda kuti mhepo iratidze paakaurairwa pane mabonzo mubako chete. Nekuti mhepo ivatungamirere kuenda kumusha kwake. Avo ari kutopedzera mhuri nguva. Please shedzai vamukotsanjera.
Haiwa blue ibva apo
Kkkkkk😅😅😅ndanakidziwa neasimuka uyo
Mandi ati zvema profita noo vakundivhara