Njuzu Dzopedza Vanhu munaRusape Dam - Ishe Tsanzaguru Vopa Tsanangudzo Izere

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 25 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 89

  • @blessblessing9181
    @blessblessing9181 10 місяців тому +1

    Thank you for your programs .ndadzidza zvangu .chivhanhu chiriko

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Tinotenda nerutsigiro rwenyu

  • @RueRue839
    @RueRue839 11 місяців тому +1

    Rusape kumusha kwangu chaikooooo Tsanzaguru pa Muziti apooo

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Kwanetsa njuzu kumusha kwenyu uku. Huyai mugadzirise chivanhu

  • @queenbee322
    @queenbee322 10 місяців тому +2

    Zvikwambo zvenjuzu zviri kugadzirirwa vanhu vanotenga midzimu kudzin'anga zvonoiswa mumadziva. So zvinotoda ropa nekuti zvikwambo that's why zvichizobata munhu wese wese iri nzira yekuti akabata hurombwa uhu akasarudza kushandisa nzira iyoyo nekuti anenge asingadi kupparadza hama uye nekusada kuzivikanwa kunzi akaromba mumhuri nekuti mumhuri munenge musingafiwe.

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Thank you for the explaination

  • @Rebhara
    @Rebhara 10 місяців тому

    Isusu kwedu takarega zvekutuhwina izvi. Dam ratakakura tichitambira rakangotanga kutora vanhu kuraura kana kugezerapo hakuchatoiti. Unotorwa uri kunze kwemvura chaiko

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Chokwadi haaaa njuzu dzinotora zvesure.

  • @TauraiMakani
    @TauraiMakani 4 місяці тому

    Pihwai MA number kana mkadzi wacho adzoka movabata vouya nema camera

  • @tadyjayjuju3886
    @tadyjayjuju3886 10 місяців тому +2

    Pamuhaburosi bustop rangu Team Rusape Tsanzaguru huyai pano😂

  • @shepherdmudimu6447
    @shepherdmudimu6447 10 місяців тому

    Pane nyaya yemurume akasanduka kuita hippo akapinda in that dam , which I heard in the 80s any confirmation of that?

    • @sashamoyo9779
      @sashamoyo9779 7 місяців тому +1

      ndini ndakadzoka ndiri bho

  • @engbuildersp56
    @engbuildersp56 11 місяців тому +3

    Injuzu dzevanhu dzimwe dzacho varoi vachenjeresa

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Haha kune njuzu dzevanhu here?

    • @tamaremakwavarara2743
      @tamaremakwavarara2743 11 місяців тому

      Zvinoitwa nemhondoro ne masvikiro vakabatana nemadzimambo

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      ​@@tamaremakwavarara2743chokwadi ichocho

    • @Rebhara
      @Rebhara 10 місяців тому

      ​@@nhimbetvDziriko

    • @HazviMugoti
      @HazviMugoti 10 місяців тому

      Sure cz SEI pasina anodzoka Ari mupenyu

  • @Rebhara
    @Rebhara 10 місяців тому +1

    MaCIO nenjuzu zvinofambirana papi😂😂😂😂

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому +1

      Hahaha aiwa vaiita ka clearance yekuti vafambe zvakanaka mumigwagwa vachiita hurongwa

  • @chichimariza3240
    @chichimariza3240 10 місяців тому

    chivanhu nemasweets zvinopindirana papi;?

  • @TakundaJerome
    @TakundaJerome 10 місяців тому

    Okay

  • @charitymatewa-ym3jd
    @charitymatewa-ym3jd 10 місяців тому +1

    Rusape ndokumba chokwadi Dam rerusape rinenjuzu dzinotyisa

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Taurai tinzwe

  • @ganyaz
    @ganyaz 11 місяців тому +1

    hadzisi njuzu idzi ,hurombwa hwawandisa ,dzanga dzirikupi makore ese aya kukura kwatakaita ???
    zveNjuzu zvangotekeshera these few years ago

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Hahahaha musadaro chivanhu chinoti dziriko

  • @SinikiweToronga-sm5in
    @SinikiweToronga-sm5in 11 місяців тому +1

    Itai chivanhu Zvinhu zvite. Vanhu vagare Zvakanaka

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Vanoti vari kugadzirira kuita

  • @TakundaJerome
    @TakundaJerome 10 місяців тому

    Ndimudhara waTibo uyo

  • @MKC310
    @MKC310 11 місяців тому +1

    Vanhu havanzwi kune njuzu uko

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Havazvibvumi...

  • @priscillarmaenzanise6480
    @priscillarmaenzanise6480 11 місяців тому

    Kutadza kudhidha adzisi Njuzu

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Asi njuzu dziriko hadzo here?

    • @HazviMugoti
      @HazviMugoti 10 місяців тому

      Mugari wemarusape haatare zvamuri kutaura izvi

  • @PrestigeChingaya
    @PrestigeChingaya 10 місяців тому +1

    veganda dema musapikise chivanhu

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      taurai henyu...

  • @lisakamangira-me2zx
    @lisakamangira-me2zx 11 місяців тому

    Ichokwadi chavari kutaura ndisekuru vangu Rusape dam anotyisa

  • @sydneychorumah8881
    @sydneychorumah8881 10 місяців тому

    Pane pavarikutsenga tsenga pavasiri kuti dyooo mukuru ava

  • @mildredchirindo5874
    @mildredchirindo5874 11 місяців тому

    Ishe Tsanzaguru???

  • @gilbertguzha5373
    @gilbertguzha5373 11 місяців тому +1

    Ko panonzi kana pachiitwa zvinofanira kuitwa namambo zvinonzi mombe dzinoripiswa kudare dzinobatsira wani ko hatisati tambonzwa kuti mambo abvisa akaita zvakati

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Regai tigoisimudza tinzwe

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 11 місяців тому

      Kunzwa nani?

    • @gilbertguzha5373
      @gilbertguzha5373 11 місяців тому

      @@shingiraitrevormboto2105 ko zvawapindura wazvinzwa nani ?

    • @freedomchitake5552
      @freedomchitake5552 10 місяців тому +1

      Zvine zvazvo umwe neumwe anoeipa mhosva yake.......guys it's not easy or friendly to be a chief ,vanenge vanebasa ravo , problem tavekushora chivanhu saka makwikwi

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      ​@@shingiraitrevormboto2105regai tinzwe nemi😊

  • @julianachiweshe2857
    @julianachiweshe2857 11 місяців тому

    Mudhara uyu handimufarire hangu, ndiye anochaja vanhu mombe kudare uku obva ati imwe kunamambo, kubira vanhu pachena

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Hahahaha musadaro apa nhoroondo yenjuzu wani mune zvakanaka

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 11 місяців тому +1

      Saka kuba kuri papi ipapo kana achinge ari mudare?

    • @lisakamangira-me2zx
      @lisakamangira-me2zx 11 місяців тому

      Musanyepa akakubira kupi iwewe mind your language

    • @TawandaMataranyika-lu1by
      @TawandaMataranyika-lu1by 11 місяців тому +1

      Iwe usatuka madhara angu muchimboitireiko misikanzwa inokuendesai kudare

  • @TredaPomo
    @TredaPomo 11 місяців тому

    Rusape akangira panamaritina kwedu kwaMakaki kumaire

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Thank you for sharing...

  • @bosskadzere5207
    @bosskadzere5207 11 місяців тому +1

    Ko anzi usadaire uyo🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Hahaha musadaro muzvare wedu.

    • @RuvhenekoGotora
      @RuvhenekoGotora 10 місяців тому

      Vanenge madam 😂

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 11 місяців тому

    NdiAssesor waMakoni uyo

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Ndizvozvo ndivo zvekare Ishe Tsanzaguru

    • @lisakamangira-me2zx
      @lisakamangira-me2zx 11 місяців тому

      Iwe ndi ishe tsanzaguru

  • @stembilechigogo
    @stembilechigogo 11 місяців тому

    Usadaire😅😅😅😅😅

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Hahaha mapanzwawo ka

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 11 місяців тому +1

      Vajaira zvavanoita kudare naMambo Makoni kkkkkkk kunotaura munhu 1 at a time haikona kungotaura usina kupihwa mukana

    • @RueRue839
      @RueRue839 11 місяців тому

      Kkkkkk ndapanzwa wo😂😂😂

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 11 місяців тому

    Makuda kurowesa vanhu mari dzawo wa chinyepe rwa kunzi une wasikana weku mvura

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      Unfortunately people are drowning every year and as we speak tiri pakati pekutochema vana vaviri vakanyura zvekare musi weChishanu.

    • @ephraitmwitha9999
      @ephraitmwitha9999 11 місяців тому

      Zvakaoma

    • @mollinekugara2122
      @mollinekugara2122 11 місяців тому

      Ishe Tsanzaguru?????

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 місяців тому

      ​@@mollinekugara2122Hongu

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 11 місяців тому

      Anoitwa izvozvo kupusawo kwake.

  • @TakundaJerome
    @TakundaJerome 10 місяців тому

    Nhimbe TV hakuna chinonzi Ishe Tsanzaguru.
    Mudhara uyo ndimakanika

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      Hahaha heya mazvita netsanangudzo, mukatarisa mumatare amambo Makoni munotonzwa vachidanwa kudaro uye vatori nedare ravanototongera nyaya so tinotora sezvazviri.

    • @HazviMugoti
      @HazviMugoti 10 місяців тому

      Taakutodawo ishe Vengere 😂😂😂

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 місяців тому

      ​@@HazviMugotihahaha kuna ishe Mataga ndovanobata Vengere netown yese iyi.