I support the girl, this thing of sarapavana irikuunza huroyi. This babamunini vakuda hupfumi hwemufi. Munounzirwa sarapavana munhu asina kana kumboti gogogoi pamba penyu vabereki vachiri vapenyu. Tarisai nyaya dzaChangamire Chigodora masara pavana ndiwo arikuroya vana. This shona culture was nothing but hudyire neku encourage hunyope.
But this small guy called Nyamaropa needs to learn how respect people zvakare.Hazive chinonzi kutonga Sandi hudzvinyiriri .Zvituko izvo ndokutiiko nhai.Ndozvinonetsera munyika mukasanganisa tsika nemagariro edu nematongerwo enyika politics.Coz madzimambo vemu Zimbabwe havachaziva chivanhu nekuda kwekuti vakugadzwa nebato rezvematongerwo enyika js like this guy.Imi vakuru venyuka musaunze dictatorship yenyu in our culture.Honai maparadza Nyika even our next generation will not be proud of our culture
@@FeniciasMadzivire-o3f Her children varikuvengerwa kuti varikuvhikira pfuma yavo.#2 mambo must take notes kuna headman Chigodora or anofanira kuona ma african movies vachiona kuti vamwe vanotonga sei.Yema grinder yataurwa haaneyi nayo arikungotarisa zvemwana uyo😢
Mambo awa ngawadzidze kuna mambo Mutasa na Headman Chigodora. Kutonga kwacho kuripapi iwe u hingotuka vanhu. Mudare munonz you are innocent until proven guilty. Zvino izvi ndazvitadza.
This chief has an ego problem. You have no right to intimidate the girl. If you want to educate please do it with respect otherwise vanhu vanototya kuendesa nyaya kwashe. You are bullying people and munotonga nehasha. You did not address the fact that babamunini ngavasiye maiguru nemhuri yavo nemabusiness avo. Like you said varipo kuona mhuri chete. Make it clear please.
This is pure evil..takazviitwa izwi....I was 8 years old and I thank God takatozpkwanisa kuenda kuchikoro.....vanhu vashe hama dzakaoma....nanhasi 20 years ndozvigarira nehanzwadzi yangu.....vavo vana hatichataura. Asi Mwari ndewemunhu wese
Yes mambo and ana baba venhaka ngavave nema boundaries futi ko ana babamkuru avo vakadzikama wani anodei kuna maiguru and musikana uyu aigona kuno collect mari
Ehe vana vanofanira ku respected vakuru Bt vasapindira zveupfumi hwemufi kwete Ngavamirire kupirwa wo zvinetso She variku dzwinyirira nherera ne shirikadzi
President haana kuiswa namwari, akazviisa ipapo by ginya, you use fear to rule in your court because you know you do not deserve nor have you earned respect
Chirungu choti, power corrupts and absolute power corrupts absolutely. mambo uyu power went straight to his head. If a person has done wrong, then correct them, izvi zvekutuka from the bench is as ridiculous as him peddling the notion yekuti vatongi vanogadzwa naMwari. He should respect the dignity and authority of his own courtroom/ bench.
He has been corrupted absolutely by power, vanozvinzwa sugar too much, people are voted into power or they take it by force as is our case, hapana akagadzwa hupresident naMwari ndezve kutyisisdzira vanhu izvi, people like this use fear to rule because they lmow they do not deserve respect
Insecurity yacho. His need to asset dominance over her is overwhelming. He felt slighted kubva ku car park saka mskana uyu azopinda mucourt hake vamurongera kumuchipisa kare.
Nhai kune ruvengo rwakadaro? Kana even vanakomana vacho I wish vatengesa zvese vanotanga life imwe kuresa naChief uyu nehama idzo..vane utsinye hama idzi ..vese kuita tag team kuvenga mai ava nemurume wavo. Mukadzi ane vana vakura avo..ndomararamiro avaiita even before murume afa..vana bamnin nebamkuru vaisa svika kumba kwaminin ava vachivati hee kuromba nhasi vaakuuya vachida upfumi...zvivaroyi zvevanhu
What attitude...you also need glasses and mind restructuring. Hapana kana nharo dzaaita..anga achingoita sekutaura kwavo..problem ihama dzakavenga musikana uyu namai vake coz they talk. The boys vakanyarara havo asi vari kuona zvese zvirikuitika.....one day those boys will erupt....
The chief is absolutely wrong on this case. 1 he has ni right to be abusive ad insulting vanhu. They still deserve to be respected. 2. The comstitution clearly states that the heir to the wealth of the dead are his wufe and children unless an uncontested will states otherwise. 3. Bamnini should work for his family vasiye kuda kudya zvevafi nrkuzviti musarapavana. 4. Chiefs are not above the law. The law of the land is the constitution ngavadzikame. Kuva musecurity council ya ED hs nothing to do wth the case 5. He should learn to condult other people not kutonga nedemo this is nonsense.
You failed to think here. Humiliation is no the solution. As a Chief he MUST know the right way to correct and give advice. He may have had a good message but the way he delivered it was very wrong. And what has that superstitious censored book written by dirty old men hundreds of years ago in the Roman Empire got to do with our traditional culture?
Mambo is too intimidating. Rule through fear. It's unfortunate he came across as petty with the way he treated the young lady. Gara apa, simuka, pfugama, gara apo, bvisa magirazi. Maybe hers are prescription glasses. Dzidzisai kwete kuratidza masimba pamunhu asina kana kuita nharo. Pane zvataona mu video hapana charatidza musikana kuve out of order. Asi magona mambo kuratidza Amai vemusikana kuti tsika kana vaenda kumba dzinogadziriswa sei nevana vavo. Bamnini hongu ndi sarapavana but vanoda kungwarirwa ndiyo type inogona kuda kuzokohwa paisina kurima, kudya chemupfupi nekureba.
Vanopenga chief avo .tete can be sarapavana futi. Ini kubva baba vangu vachishaya ndakachengetwa na mai vachibatsirana na tete. Come pakuroorwa vakabuda nehuwandu Hwavo ana baba nekuti pakange paita mari.asi tete vangu vakamira na mai vangu.ana baba vakangopihwa dzemabhazi chete dzekudzokesa kumba imwe yese tete vangu vakati muroora wangu akachengeta vana vake ega saka ngaadye mari ye mwana wake.pamwe pacho ma dzimambo vanozoda kukoshesa chivanhu chisina basa vachitsikirira chirikadzi yasara nevana
Ndirini mai avo from there I'll go to court and get protection order for my kids. That family is full of vultures and they feel empowered by that stupid mambo
Mambo mutongo wavo wakanaka chaizvo. Respect yakakosha and.amai vevana avo varikukonzeresa. I'm just worried nema emotions amambo. Zvavanotaura zvinovaka chaizvo. Pari papfuma, kana zvazonetsa amai avo vanogona kuzopira nyaya yavo. Asi vana ndavarememkedze vanhu vakuru...
No no no vana namai ndivo vari kushingurudzwa Same mambo ati Thats why vanhu vachizviuraya ndidzo dzimwe nyaya dzinokonzeresa. Mai vevana vakapumwa uroyi wani pakafa tete asi avana kuzvitaura. This is wrong Bamunini vakuda pfuma yavasina kushanda asi vane mudzimai nevana ko ngavashandewo vagosiira vana vavo 💔
That's how Zimbabwe goes the way is going zanu pf yakatodzidzisa nemadzimambo chi rough rough you can see straight mumaziso ake uyu kuzvikudza huye hutsinye unotukirei munhu kunge mwana wako
Mambo musatonga nedemo siyai shirikadzi dzidye zvadzakashanda nxaaa❤❤❤❤❤❤❤❤
Mambo aneChitororo uyu hah. Chirikadzi dzirikuchema mudzimba umu. Topic has changed.
mambo is right mwana uyo haazive kana chiro ungataura kuti takagara pasi se family kkkk ku chooser baba here
Matonga sebenzi chief ,chero atadza zvamamuita azvisirizvo ndyo abuse kumwanasikana ,sei vanasikana tichingodzvinyirirwa always,
❤
Hunhu ndoo hwatukisa
@@ChamuMasukume munhu anotsiurwawo zvakanaka kuzoti washamisira nei bvisa maziglass vanga vakudeepisa
Hama dzemufi dzinorwadziwa nepfuma yakasiiwa,shanday zvenyu mapenzi evanhu
Ko nyaya yekusakudza vana baba vake iyo hamusi kuiona? Ngatisapembedze hunhu hwakaipa.
@@jamesmaderedzana5533ehe asi vana baba ngavasava nehudyire iproblem vanhu vakadai, mukadzi wabamunin akutokura musoro pazvinhu zveumwe muroora imi ka imi, ndezvekupenga izvo
Ndezvekupenga izvo kana mambo vane dzakashota
Machende ipi pfuma yatorwa dofo
Ndoona sekuti hama dzemufi hadzisi kutombonetsa mai avo nemhuri yavo...dai zvaiva izvo dai varivo vakatoreporter....that window is really abusing this family nokuda kwekuti murume wake ndiye aiva nemari....plus nyaya dzichipinda mudare tsvakurudzo dzinenge dzatoitwa....
Vanamudazvemwe. Sarapavana yei iye aine hanzvadzi dzake. Vanabbamukuru naana bbmudiki ngavamire nemhuri dzavo
Amennnnn
I support the girl, this thing of sarapavana irikuunza huroyi. This babamunini vakuda hupfumi hwemufi. Munounzirwa sarapavana munhu asina kana kumboti gogogoi pamba penyu vabereki vachiri vapenyu. Tarisai nyaya dzaChangamire Chigodora masara pavana ndiwo arikuroya vana. This shona culture was nothing but hudyire neku encourage hunyope.
Zvongooneka kkkk saka unozovadii ana baba kana zvarema mangwana kunzi sarapavana mambonzwawo kuti zvarevei
Hatisapote zvakadaro Hama yengu.Yes murume wese ngazvishandire kwete kutora pfuma yemufi.Asi Vana havafanire kurasa hunhu.Vana ngavajudze Vana baba vavo regardless Kuti vanei and their bank account balance.Tiriveropa rimwe uye mwana achazororwawo anofanira kudzidza kuzvininipisa nekuremekedza.Mwana akaita Simba rekutuka Vana baba vake anozokwanisa sei kuremeekedza vatorwa kwacharirwa.
But this small guy called Nyamaropa needs to learn how respect people zvakare.Hazive chinonzi kutonga Sandi hudzvinyiriri .Zvituko izvo ndokutiiko nhai.Ndozvinonetsera munyika mukasanganisa tsika nemagariro edu nematongerwo enyika politics.Coz madzimambo vemu Zimbabwe havachaziva chivanhu nekuda kwekuti vakugadzwa nebato rezvematongerwo enyika js like this guy.Imi vakuru venyuka musaunze dictatorship yenyu in our culture.Honai maparadza Nyika even our next generation will not be proud of our culture
This mambo is very rude......anoda hukuru too much.....vana baba ava vanoda kumari
@@ElvisMaweleno one knows the whole story Nyamaropa haana kutonga nyaya but imposed himself. Ramba uchitiropa ropa izvozvo uone zvarichakuita one day.
Iye chaarikurwira panhaka chii ngaasiye shirikadzi idye nhaka nevana vayo❤❤❤❤❤
Imimi vana sarapavana nemai inamagogorosi shandaiwo zvenyu. Munegodo nepfuma yevaridzi. Munoroya
Vaudzeiwo...mai gogorosi vakatosunga nuoko muchiuno haai kufundumwara kwacho
The girl provoked the chief's little ego
Mambo mukasachenjera Bamunini avo vachatora hupfumi hwevana jerererai
Chokwadi ndipo pane nyaya
Ndozvichaitika
Hapana hupfumi hunombotorwa apa mai the courts will protect hupfumi rwavo nyaya ndeyekuti Mai Havana kuraira vana vavo
@@FeniciasMadzivire-o3f Her children varikuvengerwa kuti varikuvhikira pfuma yavo.#2 mambo must take notes kuna headman Chigodora or anofanira kuona ma african movies vachiona kuti vamwe vanotonga sei.Yema grinder yataurwa haaneyi nayo arikungotarisa zvemwana uyo😢
Mambo akatengwa uyo. Dai mhuri iyo isina kusiirwa pfuma hapana aimbomirizika seizvo
Basa ramusarapavana nderekuturirwa zvichemo nevana vemufii chavekunetsa mazuvano musarapavana wacho anenge oda bota
Anenge oda bota nezviro 😂
Chokwadi
Problem is widow anozopawo bota kuma outsiders... kuda bota kwe sarapavana is to keep mudzimai mumusha
Its her right kupa waanoda@@ROGUE406
Bota neupfuma.....
Mambo tongai nevamwe,musakwatisa vanhu
Mambo awa ngawadzidze kuna mambo Mutasa na Headman Chigodora. Kutonga kwacho kuripapi iwe u hingotuka vanhu. Mudare munonz you are innocent until proven guilty. Zvino izvi ndazvitadza.
Haa taht Mutasa is well educated and very knowledgeable..haana kana favour and he repsects people. Mutasa to the world
Hapana chavanodzidza kuna Mutasa mumwe nemumwe ana style yematongero ake saka uchiona vatori nema zita akasiyana
Ndokunonzi kutonga uku thanks Mambo madzidzisa kamwana kariku rererwa pachinena. Problem vanhu munongo gaya kuti murume akafa hama dzake dzinotora pfuma zvishandwa . Hukama haugezwe setsvina iwe maglass ita hunhu
vamadziva musashandisa chizanu kuvhundusira vanhu kani dzidzai kune vamwe venyu vane njere vana chief Mutasa
mutore manotes koko
Chief muchitonga isai respect kuvanhu sei muchiti iwe kumhu mukuru kwamuri ,chero muri mambo remekedzaiwo vamwe aaaa
Iribenzi Saka are you supporting bad behavior ikuitwa ne mwana sikana benzi iro
Chief mukuru hazvinabasa ne age ,
Haaa shuwa mudhara uyu haana respect
Kana mambo Makope vanoti iwe nemamamwe madziMambo vakati wandei ndakavanzwa vachiti iwe Saka ini handichabatikane nazvo
Chief pachivanhu chedu is a father for everyone....vanototi iwe
mambo mune pride imi dzikamirai
Unoshaya musha nekuda kwako iwewe ndiwe ani 😂😂😂😂 hausi Mwari. Basa kushungurudza mhuri
Nhai nhai kuita seatengwa, Musha anoushaya kuti ndiye Mwari here vanhu vakajaira kupamba legacy yevana
Unongoona kuti vabereki vakasoenda kare why supporting unhu hwakashama siyai munhu atsiurwe abatsirike
Vana amai ngatidzidzise vana respect hainei nepfuma yasara
Siyai tsika yekutonga muchivhundutsira vanhu imi Chief hexvooooo kupinda mudare muchiita kunge munhu anemangoromera
mambo mune saga redzungu
Magate chaiwooo
Imboko
Vanoda rumamiso nxaaaaaaaa
Sei vachituka vanhu mambo avo. Ukanzwa munhu akuti hapana chinoshamisira pauri, ziva kuti arwadziwa newe. Iwo magirazi emaziso ndiwo akubatai kudaro murume mukuru aaah imi itai samambo chaivo tongai nerudo, hwunyoro neurunyararo kuti muremekedzwe nenyika. Maratidzakufumuka kwenyu apa
Huhuuu inhau yepfuma yenhaka iyo dzidzai kuzvishandira
Vanhu shandai zvinhu zvenyu mega musiyane nezvemufi aah mainini na bamnini nyararai ibvai pazvinhu zvisisiri zvenyu
Mambo ava vagara vakavenga mwana uyu mainini vanoratidza kuti vanoda kuita madham boss kuzvinhu zvamaiguru hamuna kupatonga kutuka mwana ndokwamagona chete mamugdzirisa chii ipapa tongai zvakanaka mambo.kwete zvekutengwa
Ayewaa Mwana ari Wrong 100% Percent hakuna Mwana anotaura kuti kwanzi panhaka hatina kusarudza Bamunini avaaa iyee here Mwana kutaura nonsense dzakadero nhai Hama yangu Mwana Mwana Mwana Mwana kutaura zvakaipa kudero aaaaaah aaaaaaah aaaaaaah iweeeeeekaaa ityaai vabereki venyu please Baba ndi Baba avaa aaaaaaah ngaasadero andigumbura Mwana uyu dai ari hazvanzi yangu uyu taitomudeedza kudare Mwana uyooo Nxaaaaaaa Mwanasikana kutaura zvekuti hatina kusarudza Baba Avaa panhakaa aaaaaaaah aaaaaah ngaakwane Mwana uyuu
Mwana uyuu anopengq uyuu akafumukaaaa Puuuu tsina yemwana uyuu fokoro aaaaaaah
Kuda zvinhu Shandai zvenyu
Hpn nyya apo mhuri iyi ikuda pfuma yemufi chte ( plus mambo kumutongq nesaidhi imi
Nhai hako vaita kumumakirira mwana hezvooo avaitasei kubva vaita kumupinda hard kudaro kushandisa ma feelings pamwana apa vakabhaiza havo
Imi babamunini nemudzimai wenyu enda mundoshanda zvinhu zvenyu kwete kudakutora pfuma yemufi siya pfuma yevana namai vavo
Nhy pfuma inosarira mai nevana vavo ndozvandoziva ini
Hapana pambotaurwa zvekutora pfuma apa taurai zviripo
Makutorasika imi pfuma yakatorwa ndeipi yamoziva tererai nyaya mozotaura
Isu kwedu tinopa any of Ana tete coz ukapa murume ano pedzisira Ave kuda kupinda mu gumbeze newe
Mambo muri wrong
Mambo apa matadza kutonga varume avo vanehutsinye varikuda kutorera mukadzi wemufi zvinhu imi kana wafirwa unonzi terera dzinza rese ada atonga
I know this family..this is a very accurate counsel they deserve.. they aren't being insulted, they're being corrected
Sei mambo ava munyaya dzawo vachitaura zvavari maposition emuparty,, vanotukirei vanhu
Kuzungaira wangu ndozvavanofamba vachiita nyika yaparara vachitaura zvigaro zvisingashande
Mambo ivai nezhira yekutaura nevanhu vauya kuzoyanana. Hama dzemurume dzirikuda kutora zviro zvemkoma akafa. Maglazi akapfekwa nasisi ndeehurema makumuita sekuti ndeekushaina, mune mamwe matauriro akavhengedzera.
Vanhu awa wari kuda hupfumi hwevanhu aah seyi wasiri kuzviona izvozvo
Haiwa iwe mambo ibva hako apo...watomuvenga from achivhara mota.....mai vakanyarara ava... haiwa maiguru musaende kumba kwamainin munoroiwa...chibamnin chiroi ichi nemukadzi wavo
This chief has an ego problem. You have no right to intimidate the girl. If you want to educate please do it with respect otherwise vanhu vanototya kuendesa nyaya kwashe. You are bullying people and munotonga nehasha. You did not address the fact that babamunini ngavasiye maiguru nemhuri yavo nemabusiness avo. Like you said varipo kuona mhuri chete. Make it clear please.
Musikana atobatsirikana nekwaacharoorwa anonodzikamawo uye respect kuvanhu
Saka vongodzvanyirirwa vachitorerwa zvinhu zvababa vavo kuitira kuti kwavacharoorwa vagonzi vari right. Ummm hayi, unosurrender nemafungiro akadai
Apana kubatsirika chero kwaacharoorwa vachangoshandisa vdz irori kumu destroyer mambo imha uuy
This is pure evil..takazviitwa izwi....I was 8 years old and I thank God takatozpkwanisa kuenda kuchikoro.....vanhu vashe hama dzakaoma....nanhasi 20 years ndozvigarira nehanzwadzi yangu.....vavo vana hatichataura. Asi Mwari ndewemunhu wese
Ane kamwe kakuda kushamisira
@@maiyeukai9346 Amen
Vana ngavakudze dzidza musati mambo vatadza asi mwana atonge hakuna chivanhu chakadaro mangwana anotya hadaro mambo good job
Mambo batsiranayi nevamwe kwete moga zvinokuremerayi
Mambo vanenge vakatomirirwa kwaPresident saka vasingade zvovapedzera nguva
Ane humbimbindoga ndosaka nyaya dzake dzichibhohwa
@@francisfarirai4208 yes ne bullying too much
Mambo uyu haana hunhu anotuka mudare ,haape vamwe chance chekutaurawo. Ini hangu handimude ngabvise kahunhu kwekungoti pfutseki plus anozvidza vanhu chero mukuru anongoti iwe iwe aah
Mwana anorairwa zvakanaka but bamudiki nemukadzi wavo vanoda kungwarirwa
Varoi..hapana kana kumhoresana..kufundumwara kwamainin kunge muroi..kumhanyira kutora pfuma yemufiiii
Mainini imharadze iyo nyoka straight
Mnje havazivi kuti munhu akafa haarovi plus chief Ava kuzotuka vnhu chiiko chinenge ngozi vane hasha wena kkkkkkkkk😊
Yes mambo and ana baba venhaka ngavave nema boundaries futi ko ana babamkuru avo vakadzikama wani anodei kuna maiguru and musikana uyu aigona kuno collect mari
Nhai..mukadzi wabamnin mamuona here..chimuroyi chakati kwindi..ndochiri kuda mari yemufi...
@@maiyeukai9346 kusatonyara ngavaende kunotsvaga mabasa uko imbwa dzevanhu and kuzoda kuchengeterwa amai vavo 😳😳😳😳🙌🙌varume vakuru vasina hunhu
Ehe vana vanofanira ku respected vakuru
Bt vasapindira zveupfumi hwemufi kwete
Ngavamirire kupirwa wo zvinetso
She variku dzwinyirira nherera ne shirikadzi
Zvisingaite..haa ndarwadziwa nekuti this happened to me 20 years ago....very very bad
dzungu chairo pana chief ava riripo ndirini zvekut uri chief tozozviona ndambokuisa pasize yako chaiyo
President haana kuiswa namwari, akazviisa ipapo by ginya, you use fear to rule in your court because you know you do not deserve nor have you earned respect
😂
Mambo makadhakwa,endai kuchikoro kwamambo Mutasa.
Nyaya yese iri papfuma yakasiiwa nemufi. Mwari rwirai chirikadzi nemherera
BTR kuzvitengesa ndotenga stand Kure navo ndobva mumusha mavo
Chirungu choti, power corrupts and absolute power corrupts absolutely. mambo uyu power went straight to his head. If a person has done wrong, then correct them, izvi zvekutuka from the bench is as ridiculous as him peddling the notion yekuti vatongi vanogadzwa naMwari. He should respect the dignity and authority of his own courtroom/ bench.
He has been corrupted absolutely by power, vanozvinzwa sugar too much, people are voted into power or they take it by force as is our case, hapana akagadzwa hupresident naMwari ndezve kutyisisdzira vanhu izvi, people like this use fear to rule because they lmow they do not deserve respect
100% correct. I thought I was one of the few who saw this.
@@ssam1430 Very true.
Insecurity yacho. His need to asset dominance over her is overwhelming. He felt slighted kubva ku car park saka mskana uyu azopinda mucourt hake vamurongera kumuchipisa kare.
Hapana kumboitwa huwori apa, ane simba raakapihwa nehurumembe yekutonga dunhu rake. Ini hapana chandaona chakaipa chaaiya kudze kwekungoda kudzidzisa ako kanzenza ako tsika chete chete. Ane kodzero yekutuka utwu tuvana twemazuvaano tunofunga kuti tuvarungu twakamedza sadza. Iwe waradziwa nekutukwa kuri kuitwa vanhu namambo asi haurwadziwe ukatukwa neavo veganda chena handiti? Kuda kuzviita varungu muri vanhu vatema ndiko kunokusvitsayi ipapa pekuzotukwa manje. Ngatidzidzeyi tsika nemagariro endu isu vanhu vatema.
Chief Chigodora does the best , kuvhengedzera hakusi kutonga
Mambo kuuyo aka Grander zvinhu momusiya hre
Of bullies & lawlessness. Zvakaoma.
Bamudiki vaida kuita advantage yemba
Ko Nyamaropa ari kutukireyi muskna uyu aah...ko amboti anoda murume mumusha immo here angagare kumusha here ende futiika....
Nhai kune ruvengo rwakadaro? Kana even vanakomana vacho I wish vatengesa zvese vanotanga life imwe kuresa naChief uyu nehama idzo..vane utsinye hama idzi ..vese kuita tag team kuvenga mai ava nemurume wavo. Mukadzi ane vana vakura avo..ndomararamiro avaiita even before murume afa..vana bamnin nebamkuru vaisa svika kumba kwaminin ava vachivati hee kuromba nhasi vaakuuya vachida upfumi...zvivaroyi zvevanhu
Chief Nyamaropa agara haagoni kutonga nyaya. Bvunza kwakatangira nyaya. Why vakapa Tete pekutanga. Pane nyaya mumusha mavo. Chief Madofora big time
Yes msikana ane attitude but mambo ndimi makutoshamisira pamberi pevanhu😢
True vane kakuda kuratidza vanhu
What attitude...you also need glasses and mind restructuring. Hapana kana nharo dzaaita..anga achingoita sekutaura kwavo..problem ihama dzakavenga musikana uyu namai vake coz they talk. The boys vakanyarara havo asi vari kuona zvese zvirikuitika.....one day those boys will erupt....
Chief Avo navowo Stupet Vanodherera
Chief uyu haagone kutonga ,akupfurikidza
Tisu takatanga tichimukuza
Ave big headed
Haiwawo ngavazvishandire
Very rude..haana kana zivo
Anotongera chitororo
Chief ngavanodzidziswa kumatare vanenge varikurasika
The chief is absolutely wrong on this case. 1 he has ni right to be abusive ad insulting vanhu. They still deserve to be respected.
2. The comstitution clearly states that the heir to the wealth of the dead are his wufe and children unless an uncontested will states otherwise.
3. Bamnini should work for his family vasiye kuda kudya zvevafi nrkuzviti musarapavana.
4. Chiefs are not above the law. The law of the land is the constitution ngavadzikame. Kuva musecurity council ya ED hs nothing to do wth the case
5. He should learn to condult other people not kutonga nedemo this is nonsense.
Justice ku Shirikadzi nenhererera please ,ukaona mwana asiri kukuresoecta zvine reason ,ngawasiye nhaka yemufi Wana baba awo
Kujaidzwa uku kunoita mambo uyu. Izvo anoitira vakapusa izvo munhu wese anekodzero dzake kuva mambo hazvirevi kuti you above the law
Mambo hasi akuzvinyanya here
That went bit too far and unnecessary. Kinda victimising and humiliating the girl.
Vakuita hasha hapana chavatonga apa
Dzopenga idzo
He is totally offside. Why the insults. That girl needs to sue him in a proper court kwete this kangaroo rubbish.
He is offside chaiko
Mambo iwe wakandituka so haa hazvipere mushe.
This mambo needs a panel of opinions. He is making this widow s life and the life of her children very difficult.
Yes 😊
I love you 😍 ❤😊
Magonesa Mambo hapazi pese panoda kindness chero Jesus akatomborova vanhu vaitengesera mu church. Magona chero nevaripasi mudzimu yemusikana iyeye yatofara zvekuti hama dzake hapana angaachagona kumutsiura.Magonesa Mambo.
I like your comment. Udzidzisevo vamwe vakwanise kuona
Kutsiura mwana haisi problem but mambo Havana kuona kuti bamudiki varikuda pfuma yemufi ndiyo inoparadza hukama
You failed to think here. Humiliation is no the solution. As a Chief he MUST know the right way to correct and give advice. He may have had a good message but the way he delivered it was very wrong.
And what has that superstitious censored book written by dirty old men hundreds of years ago in the Roman Empire got to do with our traditional culture?
@@nomsanyika151 taura hako, people are failing to read between the lines
Nyaya mambo varamba van one sided babamudiki arikuda pfuma asi munhu arikuti maglass ndeemaziso ndakaabvisa maziso anorwadza varikuti bvisa chete
Mm-mm mambo variabusive
True chavari kutukira mwana iyeyu chii ipapa
Mambo is too intimidating. Rule through fear. It's unfortunate he came across as petty with the way he treated the young lady. Gara apa, simuka, pfugama, gara apo, bvisa magirazi. Maybe hers are prescription glasses. Dzidzisai kwete kuratidza masimba pamunhu asina kana kuita nharo. Pane zvataona mu video hapana charatidza musikana kuve out of order. Asi magona mambo kuratidza Amai vemusikana kuti tsika kana vaenda kumba dzinogadziriswa sei nevana vavo. Bamnini hongu ndi sarapavana but vanoda kungwarirwa ndiyo type inogona kuda kuzokohwa paisina kurima, kudya chemupfupi nekureba.
Mataura chokwadi
Very unfair 😮
Wataura chokwadi she was wrong yes but thats not the way to do it
Very rude and vana bamnkn ava vari rude plus hudyira
Chokwadi mambo rairai vanhu
Good chief l like him good
Haaa mambo makuzvinyanya .boe here. Inga bhaiberi rinoti abvuma atopona vani.musikana uyo hapana chaari kuramba
Vanopenga chief avo .tete can be sarapavana futi. Ini kubva baba vangu vachishaya ndakachengetwa na mai vachibatsirana na tete. Come pakuroorwa vakabuda nehuwandu Hwavo ana baba nekuti pakange paita mari.asi tete vangu vakamira na mai vangu.ana baba vakangopihwa dzemabhazi chete dzekudzokesa kumba imwe yese tete vangu vakati muroora wangu akachengeta vana vake ega saka ngaadye mari ye mwana wake.pamwe pacho ma dzimambo vanozoda kukoshesa chivanhu chisina basa vachitsikirira chirikadzi yasara nevana
Mambo nyamaropa nyaya yekusatonga nedare renyu munoreswa,, uye musaudze vanhu zvamuri kuparliament nemashandisiro amunoita na president
Mambo hamuna respect kuvanhu ,munotukirei vanhu
Nhai hazvi kana basa zvekuti anoshanda ku parliament izvo
Ndirini mai avo from there I'll go to court and get protection order for my kids. That family is full of vultures and they feel empowered by that stupid mambo
Vapihwa mari kare
Isu takazviramba kare izvo
❤❤❤ Mambo ndatenda hangu ndaombera mambo makamu gona mwana asina hunhu uyo isai like PA comment wafarira kutonga kwa mambo
Mambo bamudiki nemukadzi wavo vakatanga kuda kuisa mutemo paproperty yemhuri yamai avo. Ndopakatangira ruvengo plus panoratidza kuti even murume wamai avo ari mupenyu zvairatidza kuti paisawiriranwa.
Mazivire amunoita Bhaibheri Mambo wangu nematukire amunoita vanhu ummm. Vanhu havasi venyu ndeva Mwari musaite senge muchandotonga nekudenga, ndezvepano pasi izvi.
Mambo munozviita mazivazvose its useless give vedare a chance also
True vanozvinyanya
Very biased vanhu ava varikutoda pfumi wemufi. This chief is just a useless man 😮
Mambo mutongo wavo wakanaka chaizvo. Respect yakakosha and.amai vevana avo varikukonzeresa. I'm just worried nema emotions amambo. Zvavanotaura zvinovaka chaizvo.
Pari papfuma, kana zvazonetsa amai avo vanogona kuzopira nyaya yavo. Asi vana ndavarememkedze vanhu vakuru...
Mhuri yovengerwa hupfumi hwayo. Hupfumi belongs to mai nevana vavo,period. Mambo idhofo chairo.
Apo mambo vatadza wanted to comment yapera
No no no vana namai ndivo vari kushingurudzwa
Same mambo ati Thats why vanhu vachizviuraya ndidzo dzimwe nyaya dzinokonzeresa. Mai vevana vakapumwa uroyi wani pakafa tete asi avana kuzvitaura. This is wrong
Bamunini vakuda pfuma yavasina kushanda asi vane mudzimai nevana ko ngavashandewo vagosiira vana vavo 💔
Idofo rekupedzisira......mazuva ano hakuna rudo..vanoroya..tarisai mainin avo kufundumwara neutsinye
Hamusati maziva zvoitwa pamusha kana bba vafa pamusha ndibvunzei 😢😢
Mhuri iyi ine hunjire
Nyararayi zvenyu maiguru pfuma inowengesa anebhora anomakwa
Tsve zvekutonga nyaya iripo. Vanhu shandai zvinhu zvenyu.
Ityai Mwari mambo.. Hamusi kuona here kuti iye murume wekukwira dare uyo, mukadzi wake nevakoma vake nevana vevakoma vake vese kuti moyo yavo yakaoma. Good neruchiva zvakamonera. Mazuva ano kana vanhu vachishanda varikushandira mhuri dzavo kwete kusiira hupfumi ku hofombori dzine nungo... Vakatadza kushandira mhuri dzavo... Don't be surprised kuti ndivo vanechekuita nekufa kwehama kuti vasare vachionesa mhuri yake nhamo.. God have mercy.
Mambo muri duzvi..munotonga nedemo kunge matengwa zvekutukiridza mwana ndokuvaka here moda rumamiso
Imi Mambo wacho hamuna kana kururama wo futi chenjerai kuzvitorera mhosva kuna Mwari
Apa anozviita mupostori..chandibhowa zvekuti coz ini ndiri nhererawo..takatorerwa zvese nemabamnin nanabamkuru ivava..vane utsinye maiweee
Vanhu dzidzai kushanda not kuda zvevafi
True
Ndarwadziwa kushungurudza mwana kudaro hama dzod vana vatambure vatore zvinhu zvavasina kushanda chief atora side apa
Mambo maresva matongere enyu avo baba avo vaakuda kuba pfuma yemufi nekuti vakanzi ndivo musara pavana ngavadzidze kushanda zvavo tsek
True. The wife inherits everything.
Exactly pamudzi wenyaya patizwa
Mambo maresva apo,hamutuki munhu,hamumanikidzi munhu kuwirirana nevanhu vaasingade,babamunini vaida kupamba pfuma avo,ndosaka vakavengana nemhuri iyo.Vanasikana vane marights.Mambo mangovenga munhu hamuna kutonga nyaya.Mambo maemotions enyu ndoatonga.Ruvengo rwamaita kumwanasikana ndorwatonga.Maita chiZanu pf apa.
That's how Zimbabwe goes the way is going zanu pf yakatodzidzisa nemadzimambo chi rough rough you can see straight mumaziso ake uyu kuzvikudza huye hutsinye unotukirei munhu kunge mwana wako
Nhai
Thankyou Chief mwana haana hunhu uyu 😢
Haaa uyo anoroorwa mambo musataure mashoko akadaro kumunhu kuti ukauwana musha muZimbabwe undibvunze ndiko kudii ikoko musavenganise vanhu imi mambo
Uyo achatoroorwa akagara manje.
Vakucaser mwana
Ko abva anyonyotadzai kusvika pakutawura mashoko akaiipa kudaro, plus matora side nyaya ngaiwongorwe kwete kutuka vanhu kudaro hazviko
Imagine mashoko ekuudza mwana iwayo xaaa
@@TinasheTsatsayi nhai veduwee..hanzi hameno ukagara munyika ino? Ndeyake here nhai veduwee..andibhowa sterek..anoda vakafzi plus a ofunga kuti chara chimwe chinotswanya inda..Ngaaende anodzidziswa naChief Mutasa uko
Taura hako
Good mambo
Mambo anodherera
MAMBO HAMUNA RESPECT VEVANHU ENDE MURIKUDA HERE KUTI BAMUNINI VATONGE PFUMA VAMAI AVA
Aiwa Aiwa izvo zvanyanya izvo no no no 😥
Chief ava havagone basa musazviite self righteousness this was too much torture and abuse to this chigchild
Mambo musadzvinyirire vanhu munotonga pachi Zanu nxaaa ndozvinoita vanhu vanegodo foku all family against chirikadzi newevo Mambo against Chirikadzi
Asi ndiMwari wechirikadzi nenherera
Unfortunate view of what Shona justice can be an injustice in reality. What a shame to have such a chief
If i may ask mwana ashamisira papi pacho. Vanhu munoitira godo munhu akafirwa. Tsika dzechivanhu dzinotorwepi. Ndiani achiri kuchemera husarapavana nhasi. Mambo makonewa madzvanyirira nherera apa.
Kana wenyu.mwana makamutuka kudai anokurasirai hunhu pane vanhu mambo amugone kutonga hapana chamagadzirisa munhu mukuru haatuke pakazara vanhu petai muswe vana vakuremekedzei mambo.marara handitongwe nemi maonererwa chigodora arinani
mambo hongu muri mambo but vasharukwa ngavarwmekedzwe ndimi modzodzisa vadoko hunhu
Kushandisa chizanu mambo muridofo
Haaaaaa chief ava Havana respect ava havangatuke mnhu kunge varikutuka mwana wavo baited mushe ava
Pamusoroyi wedare, mambo muri mhata
Kkkkkkk😅
Iyi inonzi inheritance and succession. Topic iyi inonakidza iyi. FAMILY LAW INHERITANCE AND SUCCESSION
Mambo imi kachende kenyu chi zanhu chakakunyanyirai
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Mambo tongai kwete kutuka. Shona inotaura wani gudo guru peta muswe vadoko vakutye.
Mambo akatodhakwa pfungwa
Varoyi ana sara pevana vanonetsa kuda zvisi zvavo sevenzai mhani muri kudei fambirai papfuma yamai iyi