CHIPINGE......MHURI YEKWAMASAWA YOZVIPIRA KUMHURI YAVAKAPONDERA MWANA

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 жов 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

КОМЕНТАРІ • 556

  • @PatienceChigwiko
    @PatienceChigwiko 6 місяців тому +50

    Ah vanhu ava vaita zvakanaka ngozi mushonga wayo kuiripa

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 6 місяців тому +2

      True. But Bee uyu woitwa sei chaizvo; vanhu vangaripa havo here mhosva yake iye achisarudza kupa mari kun'anga dzake dzekutsipika / nekusundira vamwe achiramba kuripa mhosva yake? Panoitwavo sei pakadayi; kana munhuri yaita munhu akadaro?

  • @beautyzimbabwe1001
    @beautyzimbabwe1001 6 місяців тому +28

    Mwana sikana anochengeta mai nyangwe nemuguva ngozi manyama...mai vaitambura boyz cant get makubatika pamari

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 6 місяців тому +33

    This is a lesson Siuth Africans should learn that human. Blood is not cheap

    • @itayikaseke3480
      @itayikaseke3480 6 місяців тому +4

      Even to us Zimbabweans

    • @afronews7034
      @afronews7034 6 місяців тому +2

      Manje so muchazvireka kuponda anhu mechiti ihuku Hambai 😂😂😂😢😢😢

    • @patrickmazhara6879
      @patrickmazhara6879 6 місяців тому +1

      Different cultures! No such in S. A.

    • @alicybakeki9803
      @alicybakeki9803 6 місяців тому +1

      ​@@patrickmazhara6879yaaa zvakatosiya kumaSA havazvizivi

    • @tarisaimack8296
      @tarisaimack8296 6 місяців тому +2

      Vanoti hakuna ngozi saka vanouraya ummmm

  • @emmahbulazi
    @emmahbulazi 6 місяців тому +21

    My brother Andrew murirudadiso ndiripo pachirongwa❤❤❤

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 6 місяців тому +17

    So Emotional & Educational B , Do Your Part Obedience is better than sacrifice & have the Fear Of God

  • @PatriciaChirenda-e5m
    @PatriciaChirenda-e5m 6 місяців тому +4

    Mhuri yaana Mandi wat a humble family

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 6 місяців тому +15

    Ndopaunonzwa umwe achiti hee chivanhu hachinabsa pakadai munopera kufa

    • @VaidahChipere-go1qb
      @VaidahChipere-go1qb 6 місяців тому +1

      Chokwadi chaicho dear .mweya wemunhu haurove

    • @senzenipinoka-zm4xf
      @senzenipinoka-zm4xf 6 місяців тому

      Vamwe vanoita nharo nekuti havasati vasangana nazvo vachazozviona havo kuti ngozi iriko for sure

  • @rutendomarufu2929
    @rutendomarufu2929 6 місяців тому +10

    Chivanhu chiriko veduwee thank you Drewmas Media

  • @Mazaieshiri
    @Mazaieshiri 6 місяців тому +24

    Ndarwadziwa ummmmm ngaatishande hama dzangu zvisina ropa remunhu.ndarwadzirwa Mai Mandy

    • @tsitsimatope5801
      @tsitsimatope5801 6 місяців тому +1

      Kudambura musoro wemwana wevaridzi kwakuita mari nawo hmmmm. I think we have not heard the last of this avenging spirit. B achatambura.

    • @michaelmaziya2930
      @michaelmaziya2930 6 місяців тому

      Mufunge ndachema chaiko kubuda misodzi Mai vachidira fodya pasi mwana wavo wakafira nhamo she was from a very poor background abva pamba kunoshanda osvika ourawa they took advantage but vakaura

    • @PoliteNkomo-t9l
      @PoliteNkomo-t9l 6 місяців тому

      Ummmm ndarwadziwa. Veduwe. Pakutanga vanhu vaiiti drama. Vari kuvenga bee. Hezvo. Ndatya mwariwoye vanhu musauraya vanhu so easily zvotyisa izvi

    • @elliotmukozhojaravaza7508
      @elliotmukozhojaravaza7508 5 місяців тому

      Ndachema kana neni Mai mandy vandirwadza

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 6 місяців тому +16

    Kana mandy anotorwa mapfupa ake toda kuti aende nehupfumi hwa B . B ngaazotambe nhamo inotyisa kudada nemari yeropa nxiiiiiiim

    • @nyashahungwe8946
      @nyashahungwe8946 6 місяців тому

      Ok magate emhamba achanwiwa naniko pamusha vasiri kuda kudaidza vanhu?Cheri dzinza rekwake?

  • @BlessedMahachi
    @BlessedMahachi 6 місяців тому +5

    Drewmas mmmm ndakupai sando keep it up huyai mutsvake dzimwe nyaya mamutoko makatakura mhan

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 6 місяців тому +49

    Mafungiro angu Mandy akati anoda murume B ndiye ngaaende anogara pamba pana Mandy semuripo Mandy amugare bhobho

    • @mollineshato8442
      @mollineshato8442 6 місяців тому +1

      Chokwadi

    • @RoseFombe
      @RoseFombe 6 місяців тому +4

      Chokwadi ngaaende ariiye Beee akandibhohwa kni kutosungisa vmwe iye achiziva hke

    • @FeniciasMadzivire-o3f
      @FeniciasMadzivire-o3f 6 місяців тому +6

      Bee haagoni kunogara kwana Mandi nekuti akuenda ku jere hantii pane murder here apa

    • @Blessing-m8v
      @Blessing-m8v 6 місяців тому +4

      Chero mwana wake.

    • @annanyamugudza1327
      @annanyamugudza1327 6 місяців тому +6

      Ende zvanaka amuka muridzi wemhosva arimupenyu ini ndinoti Mandi ngaamupete makumbo agare pawhillchair kwehupenyu hwese arwadziwewo

  • @mariandundu4071
    @mariandundu4071 6 місяців тому +13

    Hamadzangu munhu haaurawe mandi fight until Bee abvuma mushaise hope

  • @fariechisunga9736
    @fariechisunga9736 6 місяців тому +7

    Tinokutendai mukoma wangu Neshamba nekutipa nyaya dzakadzama kudai,drewmas media, taking us to another love,God bless.

  • @janetchizanga2275
    @janetchizanga2275 6 місяців тому +4

    Mai vamandy is very humble

  • @ColletaMatongo
    @ColletaMatongo 6 місяців тому +15

    Ichokwadi mkoma Neshamba B anemhosva anoziva zvaakaita kwakutongokumbirawo iye Mandi amirire vana vakasungwa vaburitswe vapedze basa varipamwechete

  • @FortunateMaja
    @FortunateMaja 6 місяців тому +2

    Beee urimuroyi thank yu sekuru neshamba i lov yu somuch 🥰 bsa ramaita tariona ndirimumwe vekwamutoko

  • @ConstanceSithole-r6c
    @ConstanceSithole-r6c 6 місяців тому +1

    Gomba harina mwana hama.mai ava vakataura kuti vaingobara vana zvisina tsarukano.hapana murume akaroora mai ava.chero hanzvadzi dzamandi dzina baba vadzo saka hapana aneruramiro yekuita zvakaitwa namai ava kunze kwavo

  • @princessmamthe
    @princessmamthe 6 місяців тому +14

    Hayi ke, Sibonge Shumba 🙏🙏🙏muhle umsebenzi wakho
    Bee belongs to prison 😢

    • @HappyFarmhouse-qn3gb
      @HappyFarmhouse-qn3gb 6 місяців тому

      Njengoba u Mandy efuna indoda u B kahambe khona yekuba yindoda yakhona kumbe umntaka B abe Yi ndoda .

  • @PrudenceChirigo
    @PrudenceChirigo 6 місяців тому +35

    Chokwadi Mai avo handivo vaifanira kuisa Fodya pasi ,hama dzamandi dziripi ,vanhu vekwamasawa honai kuripa kaviri uye Mai vamandi onai kuzosara murimi mava kunetswa nengoz daidzai hama dzemwana dzizvinzwire dzimene

    • @sophymatsika1719
      @sophymatsika1719 6 місяців тому +5

      Vaifanirwa. Kutuma hanzvadzi ya mandy iyo yomira sababa

    • @amaitinashe6731
      @amaitinashe6731 6 місяців тому +12

      Ko kana varivo vakamumutsa😳

    • @simbarashechirenje7840
      @simbarashechirenje7840 6 місяців тому +16

      Ndimi makuda kuudzira vanhu zvekuita Ivo vakambokwanisa kumumutsa kusvika pava nenyaya

    • @amaitinashe6731
      @amaitinashe6731 6 місяців тому +6

      @@simbarashechirenje7840 nhai hako kuda kuita kana mazvivazvose

    • @bkmash5907
      @bkmash5907 6 місяців тому +5

      Amai vakuru. Ropa riri pauri ndera mai

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf 6 місяців тому +12

    ndati B zvawairamba haunyari

  • @PrudencePaulaTete
    @PrudencePaulaTete 6 місяців тому +3

    dai Mandi aiudzirwa zvekuita taiti ngatore bee agare pamusha ipapa....
    munhu hauraiwe sehuku ..
    thanx Drewmas mabata basa guru❤❤❤❤

  • @amaitinashe6731
    @amaitinashe6731 6 місяців тому +8

    Zvenyu zvekuti hee hanzvadzi yamandy ndoinofanirwa kudira fodya ko kana mai ivava varivo vakamutsa mwana wavo varivo zvakare vanoziya kumuradzika...itai mushe🙄

    • @PrudencePaulaTete
      @PrudencePaulaTete 6 місяців тому

      taura hako hadzisi dzose nhai dzinomiririrwa nasamusha ...zvoitwa according to zvikuitika paground

    • @memoryzenda7338
      @memoryzenda7338 6 місяців тому

      Taura hako

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 6 місяців тому +2

    Haa chivantu chiriko.Ber I mhondi uya.dhemeti

  • @queenbee322
    @queenbee322 6 місяців тому +2

    Hoooyo vaHenduru vedu taking us to another level

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 6 місяців тому +7

    Amai va Mandi zvinorwadza zvamasangana nazvo chemai netariro Bee mwari ave newe

  • @trevortanatswa
    @trevortanatswa 6 місяців тому +4

    Drew mas Media taking Everyone to Another Level ❤❤❤❤❤

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline 6 місяців тому +3

    So emotional,mai varwadziwa ngemwana wavo .

  • @DrKays
    @DrKays 6 місяців тому +4

    Thank you mkoma Andrew, tiri kudzidza. Mai Mandy may your heart be healed😢

  • @EdnahMapurazi
    @EdnahMapurazi 6 місяців тому +9

    Beee wakaoma shuwa uuuum wairamba zvaanoziva

    • @mamzo38
      @mamzo38 6 місяців тому

      Neni ndaitomurambira. 😢😢😢Ya chasing I believe kuti don't trust anyone

    • @molinamurinye7993
      @molinamurinye7993 6 місяців тому

      Uripiko Beeee zibenzi

  • @TeclaFrankson-lh6zh
    @TeclaFrankson-lh6zh 6 місяців тому +3

    Bee nditateguru vemhondi

  • @pardingtonnyakunu2598
    @pardingtonnyakunu2598 6 місяців тому +2

    Well done Drewmas media

  • @reginahmutewera5563
    @reginahmutewera5563 6 місяців тому +3

    Amai ve mwana vane moyo wakanaka kutoshuwira mhuri dze mhondi zvakanaka

  • @melodyjinga5370
    @melodyjinga5370 6 місяців тому +1

    Thank you Drewmas Media, taking us to Chipinge. Haaa mushonga we ngozi kuiripa. Bee kana wakanditarisa bvuma mhosva yako nxaa

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 6 місяців тому +1

    U ar the best Drewmas Media thank u

  • @EmmaGwamuri
    @EmmaGwamuri 6 місяців тому +2

    Aaa asi musaremedza mwana muchimuita murume wengozi xuwa mwari vanogona mupei mwana wabee

  • @michaelmhlanga9367
    @michaelmhlanga9367 6 місяців тому +6

    Pengesa Bee hako Mandi vaone simba rako

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 5 місяців тому

    Mai Mandi is so humble, asi zvinorwadza B Mwari vachamuranga zvavo,mari haitengi hupenyu hwemunhu,and kubhadhara mapurisa kuchapera

  • @egineschareka8285
    @egineschareka8285 6 місяців тому +2

    Drewmas inoshanda zvayo asi apa bsa rabatwa zvomene.

  • @ClaraBingura-hg3rh
    @ClaraBingura-hg3rh 6 місяців тому +3

    Mandy Bee Muuraye zvinorwadza zvese zvesimba rako tora

  • @fortunatemuchemwa4916
    @fortunatemuchemwa4916 6 місяців тому +10

    B akasarirei .Mandy ngaamborova B kungomupa Ka lesson

    • @gladmorejaphet
      @gladmorejaphet 6 місяців тому +1

      My thoughts dear kushapurwa chaiko

  • @CliffordSithole-r3k
    @CliffordSithole-r3k 6 місяців тому +3

    Mai kudira fodya pamba peandu akuna chindau chakadaro. Kana bba vakafa Hama dzabba ndodzinoisa fodya Pasi kana pasina Hama Mwana mkomana ndiye anofana kuisa fodya ndiye weropa Amai mutorwa

    • @queenmomakunike9639
      @queenmomakunike9639 6 місяців тому +1

      Ko kana mkomana asina ropa rimwe chete nemufi....

    • @FeniaMafuta-ht9gu
      @FeniaMafuta-ht9gu 6 місяців тому

      Inga amai ava vakataura wani kuti vaingomitiswa vana ava,vozvichengetera voga,mandi haatozikanwe kurudzi rwake saka hazvirambi kuti Mai vadire fodya pasi

    • @schumieelf3232
      @schumieelf3232 5 місяців тому

      @@FeniaMafuta-ht9gubut the guy said the father died at 13:45 ah something is amiss in this story. Organized crime?

  • @FaithChikowe-b7g
    @FaithChikowe-b7g 6 місяців тому +6

    Chokwadi B ngaaende onoitamurume weikoko

    • @MaslineNyakujara-i3e
      @MaslineNyakujara-i3e 6 місяців тому

      Mandy akati mukomana kwete murume so bee angaasat anemukadzi here semunhu wa business man ka

  • @MargaretKalaba
    @MargaretKalaba 6 місяців тому +11

    Yaaa chookwadi chinhu chinonzi ngozi chakama munhu akakosha haauraiwe zvekudaro ndachema zvangu😭

  • @matthewchikaka3946
    @matthewchikaka3946 6 місяців тому +1

    Aaah, pazojeka kumagumo kwedare 👏👏👏

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 6 місяців тому +2

    Bee ibhinya simple

  • @sherryproudafrican4784
    @sherryproudafrican4784 6 місяців тому +1

    Some Zimbabweans are gullible😢 zvinonyadzisa..to even think kuti vakawanda pano vaiti Bee is innocent ayas.Nyaradzwai family yaMandi especially the Mom😢i even shed tears when she was crying...this mhondi anofanirwa kusungwa

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 6 місяців тому +1

    Drewmas Media taking us to another level ❤️❤️❤️

  • @TalentMadhau
    @TalentMadhau 3 місяці тому

    Heyi yaaa izvi zvakajeka sheem chipinge inoziva chivanhu sheem

  • @RingisaiMapuranga
    @RingisaiMapuranga 6 місяців тому +2

    Bee ngavatenge mombe aidya bota mukadzi waasina kuroora

    • @VioletMdlongwa
      @VioletMdlongwa 4 місяці тому

      Vaimbodanana here yaiva trap aida musoro waMandie sad story

  • @mariamjafali5481
    @mariamjafali5481 6 місяців тому +2

    Bee kuramba hake mhosva yake, asi chokwadi chiri pachena ichi!👏

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 6 місяців тому

    Drewmas Media.... taking us to another level ❤

  • @LancelotChinyadza
    @LancelotChinyadza 2 місяці тому

    Zvinorwadza izvi

  • @esthermakoto4527
    @esthermakoto4527 6 місяців тому

    Well done Drewmas Media excellent work 👏👏

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 6 місяців тому +7

    But Mandi haana baba here varipo baba vacho mai vanotaurira mudzimu ye kwaive baba ye kwavo mwana haana rudzi namai

    • @MimiKB73
      @MimiKB73 6 місяців тому +2

      Good observation Sandra. Ndinofunga kuti vaidayi vatungamidza mwana wavo mukomana uyo kana aine ropa rimwe naMandi kuti omira saBaba. Ndiye abokwanisa kusumira kana kuomberera midzimu yedzinza ravo nekuti mai mutorwa.

    • @sherphedbandama2140
      @sherphedbandama2140 6 місяців тому +1

      Ana baba vanozouya panoripirwa mwana wavo

    • @sherphedbandama2140
      @sherphedbandama2140 6 місяців тому

      Mandi wacho ndiye anozotaura kuti mari iyi ngaishande sooo

    • @Mamak-r6s
      @Mamak-r6s 6 місяців тому

      Yaaa chivanhu chacho chabva chaitwa modernized. Hope haiendere mahara mari........

    • @memoryzenda7338
      @memoryzenda7338 6 місяців тому

      Pamwe ndivo vane mhepo dzakamu Mutsa, Ndiro yavo iyo yemuti ndeye karesa iye mandi wacho aripo anga dai amisa kuti sa ndizvo. So for now let’s say all its good

  • @WilbertMasarirambiWilbert
    @WilbertMasarirambiWilbert 6 місяців тому +1

    Well done vaneshamba munobata basa nemazvo

  • @TracyMutembedzi-v6z
    @TracyMutembedzi-v6z 6 місяців тому +2

    Adaidza nemwana waMai wvake vanga arovera musango 😭😭😭

  • @cookemoffatt5701
    @cookemoffatt5701 6 місяців тому

    Congratulations Andrew. This story has reached a conclusive end.

  • @HappyFarmhouse-qn3gb
    @HappyFarmhouse-qn3gb 6 місяців тому +15

    Take B or B 's son be Mandy 's husband because he is very cruel and using his family and making them suffer for his cleverness.

    • @ChishamisoMuchemwa-x6d
      @ChishamisoMuchemwa-x6d 6 місяців тому +1

      Thats true

    • @dove5584
      @dove5584 6 місяців тому +2

      Not his son kungorwadzisa Mai vacho iye B ngaave murume wacho

    • @felistasmutambirwa921
      @felistasmutambirwa921 6 місяців тому +1

      Mwana haana mhosva yaakapara vana hatigafire mhaka dzevabereki vedu iye Bee ngaaite murume waMandi finish. Mazvokuda mavanga enyora

    • @theresamambara5923
      @theresamambara5923 6 місяців тому

      @@dove5584chokwadi mwana ndiye adii hake

    • @noahchahwenga2213
      @noahchahwenga2213 6 місяців тому

      Ngozi haidi murume mukuru ane mhuri

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 5 місяців тому

    Weldone Shumba ..

  • @DeeCM-f3v
    @DeeCM-f3v 6 місяців тому +2

    Ngozi hongu ngairipwe asi Mandi ngaabva audzwa kuti murume haamuwane nekuti hurumende haichada kuti munhu aripiswe ngozi.

    • @majurychadzamira3032
      @majurychadzamira3032 6 місяців тому

      Mandie ngaapiwe mrume zvaarikutaura ega kut anoda mrume anogara pamba pamai vake

  • @NicholasChihwari
    @NicholasChihwari 6 місяців тому

    Thanks Drewmas media for the good Job keep it up we support you

  • @judithdube1754
    @judithdube1754 6 місяців тому

    Well.done Drawmas media,good coverage

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 6 місяців тому +1

    Mombe panoda inotsika inouraiwa musi wekunwa doro vasauye nemari yese panoda one initsika

  • @kimberlykanyepi2905
    @kimberlykanyepi2905 6 місяців тому

    Drewmas🎉Haa ndakutya journalism nekutsaga nyaya..you are the best mu Zim...dzidzisawo vana Slymedia

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 6 місяців тому +1

    Bee ndiye anofanirwa kuenda kunogara nemukadzi vake. Handiti akatanga adya bota mushure ndokuzomuuraya. Isu mudare redu ra Chief Mutoko tinoda mombe, nehwahwa hwekuchenesa pasi nekuti ropa ra Mandi ririkuchema mudunhu medu. Tichada jira jena zvekare rekuenda naro kumhondoro kwaCharehwa kwaNohoreka.

  • @sindisanisiyakangelana4670
    @sindisanisiyakangelana4670 6 місяців тому +1

    Chivanhu chiriko shuwa ,,, bee akauraya shuwa

  • @tariromuseki1825
    @tariromuseki1825 6 місяців тому +1

    Kudos Drewmas job well done Sando dzenyu nemaruva ❤

  • @ClementTahuona
    @ClementTahuona 6 місяців тому +1

    True Bee namhosva ngaasungwe

  • @BronwynArense
    @BronwynArense 6 місяців тому +3

    Nzwisisai nyaya pabvunzwa wani mai waMandi wari kut mwanakomana ari kutaurwa ijira jena ne500 ,jira achawingwa naro ndri richawa murume wake

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 6 місяців тому +1

    Mushonga we ngozi kurapa thank you mhuri yekwamutoko

  • @ChipoNyatsine-p7b
    @ChipoNyatsine-p7b 6 місяців тому +1

    Mai mandi varikudziwa mmm

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 6 місяців тому

    Drewmas thank you for being ana Sekuru nana Tete wanhasi kuti dzidzisa kn words & in practice the African Tradition nokugara kuti onesa kuti hongu chianhu uye Ngozi haitsipikwi & lnoripwa, ropa re munhu rinopfuka sandi re huku baaaa, zvanza Kwamuri Uncle Andrew & Drewmas tari kudzidza & convinced kuti chianhi diko chiriyo,

  • @KidiasChihwape
    @KidiasChihwape 6 місяців тому

    You're right my bro

  • @greenpeace7380
    @greenpeace7380 6 місяців тому

    Thanks Drewmas. Am learning everyday

  • @NathanielAbraham-x2q
    @NathanielAbraham-x2q 6 місяців тому +1

    Bee anofanira kusungwa apedza kuripa mhosva Iyi!!!

  • @RosemaryRose-m6b
    @RosemaryRose-m6b 6 місяців тому +1

    Ndinganamate hangu ASI chivanhu handisiye

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba 6 місяців тому

    Nhasi rarimwe zuwa taking us to another level❤❤❤

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 6 місяців тому

    Aaah neshamba pakaipa

  • @alphawoman76
    @alphawoman76 6 місяців тому +1

    Mukoma Neshamba ndizvo here chivanhu chaicho kuti nyaya iyi yakakura kudai inotambwa mudzinza pasina kana vamwe vehukama. Just madhishe ayo to witness shuwa here. Maitiro aya haana kujeka. Mai avo havanawo vedzinza rekwavo here avo. Mukoma Andrew zvimwe munaona mushe mushe. Ngozi haitambwe pasina vedzinza kana. Mmmmm regai vanhu vaite ma doubts nenyaya iyi.

  • @PaloSant
    @PaloSant 6 місяців тому +1

    Vagona vanhu ava. But vadii kutaura kuti mwanakomana hatina. Vangacheme nedoro rinogona kuiswa mumota vachitadza kuchema chema pakuti mutemo uri kuti hakuna anoripiswa ngozi.

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz 6 місяців тому +1

    Zvakangooma kuwunzirwa mwana wako ave mapfupa here

  • @FrankMudzovaniswa
    @FrankMudzovaniswa 6 місяців тому +4

    We are learning a lot thank you drewmas, ndinobvumirana neati B ndiye ngaaende anogara pamusha uyu ndokunge asingaendi kujeri

  • @talentmugweni9714
    @talentmugweni9714 6 місяців тому +1

    Mhuri iyi yakarongeka asi Bee imbwa chaiyo

  • @emerynenohwe
    @emerynenohwe 6 місяців тому +1

    Bee warwadzisa dzinza rese. Unemhosva😭

  • @LydiaChikudzula
    @LydiaChikudzula 6 місяців тому +1

    TOTENDA VEMHURI DZABVUMA👏👏👏👏 KUBATANA

  • @fungaiadamdhliwayo
    @fungaiadamdhliwayo 6 місяців тому +1

    Makate mashanu anoda ne muriwo wacho. mufi anobhuya.

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 6 місяців тому

    Drewmas Muri Rudadiso Makatendeka you put us first & willing to cross all bounds to deli deliver enriched tsika chianhu chedu raw as it is unquestionable & contested, naizvozvo endai mberi isu tichi ita share like subscribe because muri goridhe rinopa ruzivo sezvazviri live no drama but true reality that we will forever cherish, sandizvo here antu? God Bless you & be covered with blood of Jesus for your sacrifice.

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 6 місяців тому +1

    So sad mai Mandi varikurwadziwa

  • @nisbertmukuruwejee4696
    @nisbertmukuruwejee4696 6 місяців тому

    Drewmas always specify the exact place in Chipinge. Unongoti chipinge chipinge hautaure chaipo.

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 4 місяці тому

    B ngaasungwe

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf 6 місяців тому

    drewmas you are a star shumba big up vanhu oye musauraya munhu

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 4 місяці тому

    Ndango Tenda hangu kuti iyo mhuri yabatana kuripa zvinodiwa

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 6 місяців тому

    Drewmas Muri Rudadiso Makatendekaz you put us first & willing to cross all bounds to deli deliver enriched tsika chiangu chedu, naizvozvo endai mberi isu tichi ita share like subscribe because muri goridhe rinopa ruzivo sezvazviri live no drama but true reality that we will forever cherish, sandizvo here antu? God Bless you & be covered with blood of Jesus for your sacrifice.

  • @saifmurehwamatangira9630
    @saifmurehwamatangira9630 6 місяців тому +1

    1st

  • @ChristineRugoyi
    @ChristineRugoyi 6 місяців тому +1

    Tadzidza mazvita chaizvo

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 6 місяців тому +1

    Mandi dai aparadza pfuma yacho iri kushandwa nemunhu akamuponda

  • @otiliakaviya9954
    @otiliakaviya9954 6 місяців тому +1

    Bee kusungisa vanhu kwanga kuri kuyedza kuvhara nyaya yake nekuvhiringidza vanhu.Bee une moyo wakaoma sedombo. Ndiwe uchanogara kwana mandi kwacho ndiani angade nemwana wake iwe uri free. Ende unopedzisa zvawakatanga

  • @leahChinyere-ts9eu
    @leahChinyere-ts9eu 6 місяців тому +1

    Daidza mbuya vako tirangane❤❤❤ morning Drewmas family

  • @afronews7034
    @afronews7034 6 місяців тому

    Nice musha green basiehunde