RUSHINGA..............AMAI VODZINGWA NENYOKA INECHUMA MUHURO ZVEKUSIYA MUSHA WAVO
Вставка
- Опубліковано 7 бер 2024
- KURWIRA MUGANHU WEMUNDA KWAITA KUTI AMAI VASIYE MUSHA WAVO
................WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica - Розваги
Ndarwadziwa😢, asi varume musazodaro. Ndosaka vamwe venyu muchizofa kunge imbwa Simuka mwana wamai wangu uchikufema
Ugoona kuti she is a very hard working woman. Also very intelligent woman.I felt very sorry for her.😢😢😢😢😮
Are you know what life has no balance nceeee
I tsotsi iri watengesa musha chiyendaka .kounoti unotyakufa but urikuzvipa dzimwe mwedzi kumberi azvi make sense
@@user-ir6eu3gr8rziduzvi wanzwa mhata yako amai hure
@@user-ir6eu3gr8ruri zi dhodhi mhata yako ibwa
Hey hey hey hey ndimbuya vngu ava
Mwana wamai simuka zvako upenyu hwakakusha
Masoja enyoka idzo dzavakatumira
Murume wamai ava naye anehutsinye.
Zvinorwadza izvi veduwe. Ndimambo aniko arikudunhu iri. Mamwe madzimambo ndeezita chete. Zvinoda chief Bushu kana Nyamaropa izvi even headman Chigodora kana chief Mutasa.
Ndashora Mambo wedunhu iri. Haa ndarwadziwa.
Ndovaziva hngu vese
Nyoka idzi ndiwo masoja acho. Peter your day will also come. God loves us all
Hamutauri Navo ndava munovatumira zvinhu zvenyu. Mune hutsinye muri mukadziwo imi mai vatema vane pple
Ngozi loading. Mai ava yatova ngozi mumusha umu
IChokwadi..
Ehe haunyepi vaunza ngozi pamusha nekuda kweutsinye chero akaenda nyanga ngozi yatovepo apo
😭😭😭😭musazviuraye mama zvinonaka chete Mwari ngakusimbisei mubve henyu mungafire munda chokwadi zvakaoma hazvo
Murume wenyu arikupfimba mai avo. Ipai mai avo munda wavo. Mave kutumira nyoka dzenyu manje.
She traumatized 😢 am sorry mamami
Zvorwadza asi hupenyu ndohwakakosha mwana wamai
Tiza neupenyu mwanawaAmai hazvina mhosva kuna Musiki vanoziva
Varoi hamuna zororo
Amai avo vakanga varipo here painyenga murume wavo mkadzi uyu vasade kureverera murume wavo ko Sabhuku ari kunyepa here ari kupupura dambudziko raamai ava
Kurambira murume mai ava nxaaaaaaaah
Shameee ichokwadi regai amai ava vaende zvavo kumusha kwavo asi varume chiiko 😭😭😭😭zvinoreva kuti mrume wamai ava ane mari nhaimii asi mkadzi achitambura kudaro nevana ummm zvakaoma
Some Man are heartless
Mbuya iyi nemurume wayo varoi vevanhu nxaaaa kureverera zvsna basa vanoroya vese nemurume haiwawoo
Dzokai kumusha mhai
Askaaana mwari izorangarirayi mai ava komborerayi vana vavo vazove minana
Amen
mwari simba renyuu riripi pindirai jesu
BVISAI ZIKUGEMENZI IRO MUGEZE FUTI !!!! KUROYA NEMURUME WENYU MBBBBBBBGGWAAA MUROYI
Varoya chii nhaiwe handit varikutambudzika
Dzokai kuNyanga mundorima mapotatoes muriritire vana
People are evil veduwee...haaa life yakaoma veduwee
Vanozviita ko vanhu vangavavenga here vese avo Mai imi ne murume yenyu mozivana bvisai zigemenzi iro zimuroyi
😂😂😂
Zviriko here izvo veduwee.musatambudze vatorwa😢
Iwe pakaipa zvirimunyika umu, azvina kumira musheba. Kwasra kuoneswa nyoka imematako kkk
Zvinorwadza izvii
amai endai murimupenyu hupenyu hawutengwe
Masoja acho ndonyoka nezvidhomaka😢😢
May God protect you children in Jesus mighty name be strong everything will be okay Mama🙏
Amai endai mwari achakurwirai.
God bless you Mama
Mwari ngapindire
With u a betr life
Ummm zvinorwadza
Pakaipa
Shame she's still terrified.such a hard-working mama the yard is so clean.please mama ngaende kwa sekuru Tasvu or mukoma Robert Tapfumaneyi.her husband is so heartless
Yae zvakaoma
Ndeyenyu nyoka handiti masoja enyu
Mukadzi waMuseri vane rimwe navamuseri.Varikurambira murume.
Why varume muchitora vakadzi vekunetsa so. Abandoning someone and the kids like that
Ndarwadziwa naamai avo
Zvinorwadza zvinosiririsa hei
Ndarwadziwa heyii uchiwanei
Kuva Mai dzimwe nguva mutoro chaiwo unotoda kushinga 😭😭😭😭😭
Haunyepi cousin
Kana asikana, kutumirwa nyoka ine chuma. Pakaoma
Musataure mazita mhai
Wanhu pfekai magemenzi muri pachokwadi varoyi vanhu awa
Muma gemenzi ndimo muzere nyoka nexvidhomaaaa hamusi kuvaziva vanhu avaa
Vanhu Havana tsitsi neshirikadzi neiko veduweee apa Mai ava varikuzamawo kuraramisa mhuri dzavo asi vamwe vanotofunga kuparadza havo😭😭😭
Masabhuku makadhakwa imi sei muchisiya munhu achitambudzwa kudaro
Ndarwadziwa mukoma wangu....simuka uende kumusha kwako uchiri mupenyu hako ....Vanhu vachakohwa zvavanodyara
Babamukuru ava vane hutsinye, ndarwadziwa zvikuru rega tigozviisa kuna mwari.
Mai ava vakusidhira murume wavo
Kana warambwa here zvakaoma kazhinji hazvifambi mushe
Amai ava varidivi remurume wavo vaivepo here
Sabhuku, arisi basa renyu here iri nxa
Shame ende zvinopisa tsitsi weduwe, dai Mwari avabatsira mai ava
Musarevarere murume venyu ambuya, kana maiona nyaya yaSimba yakabuda pakaranganda. Munozoshaya kwekunyarira. Iwo vamanyikawo chinyiko, kusiya madhumbe nenzimbe kwakoti njoo kuzuvayo, aah zvakaoma diko naimwi woye. Mwoneswa nyoka inemazvuma nemabengo. Kwasara kuoneswa inemakeup nemagaro mwukabazvishairwa pazvo.
Zvakaoma kushungurudza mhuri
Murume wenyu a mudzidzi ane mubobo anongonyenga vanhu vese sei matopupura wani ipfambi yerume kana kutoti munozivana nemurume wenyu mune rimwe chete imi munhu akavaka musha wake wongozomuka wongoti ndo enda kuita musha wake musadaro pfavai moyo imi Mai mudzidzi
Hei pakaipa vpeyi n,anga
Zvinorwadza
Sabhuku matanho awakatora ndeapi panyaya iyi,ko sei usina kuiendesa mberi
Mai ava kupupurira murume sevanofamba naye suka munoroya mese nemurume ,Mai vekuona nyoka vari ryt ngavaende zvavo kumusha kwavo vacjirimupenyu
Im shocked kuti Mambo Makuni failed to resolve this issue. He seems like a very sensible man.
Kkkkk vanotyawo nyoka idzodzo
@@Rebhara idzowo nyoka dzevanhu dzinotyisa. Unokoborerwa nyaya isiri yako kkk
Zvakaoma asi murume wavo ndiye arikutuma mukoma wavo
Zvinorwadza hazvo
Regai vapunze dzimba dzavo vaende kunovaka dzimba kumusha kwavo. Vana ndavaende kumusha kwamai vavo murume haana basa navo. Dai aida vana aidai achiuya kuona vana
Zvinosiririsa
Haaa machechi yawa sarura ude
i feel you mummy ❤
Zvakaoma
And kanengu special
Umm mai vane trauma a a
Mudzidzi waJechooo Sabhuku😅
Mukadzi wa museri musanyepere kungwara.
Ko maziromo ane mazi zino kudaro kudya nyama dze vanhu nhai mai we gemenzi re blue pink
😂😂😂😂😂😂iiiiiiii
Nyoka ndeyamai awo vane gemenzi re pepo ne dhuku re green vakashata kunge shure yekitsi
Ummmmm zvakaoma uye zvinosiririsa.Mwari muripiko veduweee?😢😢😢😢😢😢
Shame sorry wena God is with u yo life will change for the best😊
SHAME 😢, IT'S NOT EASY MUKADZI KUSIYA MUSHAA WEAKAWAKA ,,MAI AWA NGAWAENDE ZVAWOOOO NEHUPENYU HWAWOOO,,,KO MUKADZI WEMURUME KUZO NUNUDZIRAA UUUU
Endazvako kuhama dzako uchirimupenyu ndinehurombo nechiitiko chakadayi
Ngavasiye vapwanya kusiya pari pa ground
😭😭😭💔 so sad.ngavendevo kwana sekuru Tasvu kana kwasekuru Kanengo vanokubatsirai
Drewmas hoyoooo
Zvakaoma,vana vari kuvhara 27 March
Kupfimbwa vanogona vakapfimbwa nekuti vadzidzi vakuroora vakadzi vakawanda ini ndaive mudzidzi ndakazvisiya kufa kwakaita va Wimbo, mai avo ngavarege kumira ne murume wavo panhema
Mudzinge hamaidzo mudunhu menyu sabhuku
Kkkkk kwai ndaberekerwa ku nyika ye Inyanga uuuu veduwee
😂😂😂, ndimi mazondisekesa
Ndapadzwawo penyika yekuNyanga😊
Kkkkkkk
Tasvu special
Mai avo ne murume wavo vari 2 vanoziva madhiri enyoka vari 2 nemurume wavo ma bullies vari kushaiisa mai ava mufaro. Dai Sabuku aenda kunovapa pamwe patsva kure ne mhondi idzi.
Vanoda kuenderwa kwasekuru tasvu varoyi vevanhu
Zimuroyi iwe zimbuya nemurume vako uchazoionavo nhamo yacho anditi uri mkadzi voo
Ngaaende hake asati awurayiwa
Amai vane purple Ava muroyi chaiye
So sad 😭 story
💔💔💔😭😭😭 Zvinorwadza izvi
Munhu kana warambwa enda kumusha kwako ,ukafirapo vabereki vanotora advantage ,vana venyu vakura makadii kuvasiya imi moenda ,kutaura kudai zvakaitika 2 weeks ago ku Buhera kana makainzwa muma newspaper mumusha medu ma Muchefa mukadzi akarambwa akaramba kuenda kumba kwake mukoma vangu vakaita zvekutotiza pamba vakugara ku SA mukadzi akafa mumugodhi nevana vaviri now vabereki vemukadzi vakutaura zve mombe dzinosvika kuma 20 ne mari kuma $7000 ndeyei iye ari mwana wavo akarambira pamba kusvika pakuzviuraya ega ?ko vana vedzinza redu vaakauraya vanga vatadzei ???😢😢😢😢
Aaaaaa akagara nemusha anozorima kupi nhy vaNeshamba
Kukumbirao song pliz....usandione kunonoka ndanga ndichiuyaa
Mai Museri musarambire murume wenyu coz muri kutotaura mega kuti vamwe vanhu varikutotaura kuti murume wenyu arikutombotaurwa nevamwe vanhu kuti vari kuvapfimba.varume havarambirwe sisi
Haaa nyaya dzekushungurudzwa kwemadzimai akafirwa or akarambwa nevarume dzinofanirwa kupindirwa namadzimambo anotonga zviri fair especially to protect these vulnerable women. I saw mambo Makoni twice when he served justice to wind in such situations. Hama dzine hudyire and they’re so hardhearted zvekutoshaya kunzwisisa. So I’m thinking mambo venzvimbo iyi he has power to discipline anyone anoshungurudza vamwe munharaunda mavo. Kana vatadza kuyananisa vanhu vacho kwava kutosungisa wacho anemusoro wakaoma handiti. Just saying.