Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Atezvara manyama ❤❤❤
Yes; vanhu ngatidzidze mashoko/language yemaroora. Pakuroorerana hapana zvemaShool Fees; panongova netunyaya-nyaya twaishaishavo mukuwasha; which is ZVIBINGE. Kana pasina kuroorerana ndopanopinda maDAMAGES ( including Sch Fees, etc)
Nhaiwe mark kkk
Kwedu ❤
Tezvara vanogona kugarisana na vamwe shuwa
Vatezvara vanenjere
Mombe mataura shoko ngadziite 3 handinyore kungosiya mwana wemnhu, akuvabva future yemwana wemnhu angajaire kudaro futi mwana wemumwe futi
Tezvara munhu kwaye uyu
Kana mazogara musazobvume kubvisa mombe yeumai iri mari. Unenge usina kubvisa chinhu. Inoendeswa mombe inotsika chaiyo.
Mukuwasha ngaroore sure kusiisa mwana chikoro sure
Akasiya chikoro ega uyo. Aakuda zvemurume. Munhu haasiswe chikoro achichida.
Kuti akabatwa chibharo, musabatira varume, kanga kaine zemo rako, mybe kufuza imwe hama pavabereki
Mambo Chireya inzwaiwp Tsitsi mkukuvadza vanhu nekumira imagine munhu achimira 1hr:26m uuuu musadaro isawo zvekugara Kuma courts chaiko kumwe munhu anotongwa akagara pasi . Vanhu vamurikutonga vakura vanemisana inorwadza plz lz chikumbiro . Dare renyu rakarongeka chose asi apa pagadxirisei panake
Imhosva kutora mwana aripa school
Nhac tonzwa
Zvakarongeka
Mamba you are not wise, learn from the cases of Headman Chigodora
Atezvara manyama ❤❤❤
Yes; vanhu ngatidzidze mashoko/language yemaroora. Pakuroorerana hapana zvemaShool Fees; panongova netunyaya-nyaya twaishaishavo mukuwasha; which is ZVIBINGE. Kana pasina kuroorerana ndopanopinda maDAMAGES ( including Sch Fees, etc)
Nhaiwe mark kkk
Kwedu ❤
Tezvara vanogona kugarisana na vamwe shuwa
Vatezvara vanenjere
Mombe mataura shoko ngadziite 3 handinyore kungosiya mwana wemnhu, akuvabva future yemwana wemnhu angajaire kudaro futi mwana wemumwe futi
Tezvara munhu kwaye uyu
Kana mazogara musazobvume kubvisa mombe yeumai iri mari.
Unenge usina kubvisa chinhu. Inoendeswa mombe inotsika chaiyo.