Haaaaa mkadzi uyu angovharirwa mugaba baba ava vanoshandisa mkadzi uyu haasi maid . Apa mambo kutonga kwenyu andina kukuhwisisa. Asi ndokubelievhai zvangu mambo wevanhu
Chief you are one of the Best Chiefs ever,,varume vanzwa ne Abuse ,,You r nt judgemental,maenzanisa,Amai havachada havo vakuda kunoita free ,,iwe murume Dont ask mkadzi kuti Y ,,kana asiri kuda bonde siya akadaro aite sarudzo yake ,
Mai avo varikudanana nemurume wemunhu kuhospital maybe kuinterview ikoko vakatanga vararwa naboss kuti vawane basa now vakuzviona kunge vakapenga,manje chikomba ichocho chichakuramba brain havana zvavo mai avo ibenzi,baba endai zvenyu munoroora mukadzi chaiye not hure iro all the best baba.
Dare iri hapana zviripo. The lady cannot even string a sentence without being disrupted.You ask her kuti ataure zvinhu 5 asati atomboendapedza vakutadzisa kutaura.
Haaa chief muri mafira kureva chokwadi .And I like baba awo vanogara Pedo na Mambo .Haaa sando dzenyu .vakadzi vemazuva ano kungowana basa Chete yawatowa 50 50.Magona chief ne dare kuudza munhu kwete chokwadi.Achamufunga murume uyu
Ihure mkadzi uyu akatotanga kuhura kare asati oshanda 9yt shit but now azowana ane hombe or ane mari kudarika yemurume wake.i fill pity for this guy.siyana naye mkadzi uyu for real. Akatogova bota kuma1900 yrs ago
Mambo you are not giving this woman chance to talk Hear her cry Why judging her before you hear what sh wants to say Mambo be fare Bonde harifosekedzwe
Asi munhu unorara nemnhu sei kana achiti ndiri hure Saka ndinoitadza nei kubva pabed pacho kana asingade kugumwa neni.. mainini motoita jinda padare. Taurai makasimba.. ka aiiwa kamuri kuita ndeke musikana ari kupfimbwa.. changumu mainini, uye musacheme, it’s a sign of weakness, be strong and courageous..waiting on the 19th
Mambo shld be send for training in arbitration . He doesn’t know what he is doing . It’s a shame that he is the chief . He never gave this woman a chance to speak and he was never listening to her all they were doing was interjecting .
This comment section is disappointing! I have noticed kuti chief when it comes to women he does not give vakadzi a chance to express their truth. Hanzi munhu anenharo SMH!
Chief why are you giving the man mukana we kutaura but mukadzi hamumupewo time. Give both sides time ye kutaura. Copy from other chiefs, in this case you are too judgemental. Better refer the case to the counselors. Why dnt you hear the lady side rekuti akatukwa. Varume vasingashandi vamwe vacho they start kufungira.
Hapana kutongwa nyaya Patince’s munhu. Mambo vanoita sekunge vane zvavakaudzwa nemurume uyu before dare. Mambo kana kumbobvunza kuti mukadzi ari kuhura nani. Suspions just because lady is working at night and refusing x. Noo.
Yeaa there is a missing panel in this story… 😅😅😅😅 someone else is putting in work kunemukadzi …she just need to confess because everyday nothing zeroooo and going to the extreme of sleeping on the floor because you have been called hure… ishh someone else must keeping those legs warm 👀👀
She doesn't have meaningful excuses. Y did she jump seeking help from their relatives. She rushed to Chief's court. Remember akamhanyara kuti abudirwe pachena kuti achiri kudyiwa here. Nemurume . Murume akati hongu. Asi iye akuti handichada murume. Boyfriend iri kumupa pressure
Ini ndiri murume but Mai ava Havana kupiwa nguva yekutsanangura mazirume ayo aingo vati gacha gacha .Mambo vainyanya kufungira Mai avo nxaaa zvimadhara izvi zvakadhakwa
Uye vamwe varume itsikidzi dzinoruma usingaioni haiwawo takaita ma 15 years in marriage tichishingirira ASI murume achionekwa kunaka kwake nevarikunze Mumba iripoison
Thanks for watching, Contact us on +263 718 992 800 / +263 771 257 515
Mukadzi arikutsikirirwa uyo, anongocutwa achitaura, Mambo is saying assumptions as fact.
Tipei number dzababa awo
Mukadzi uyu ihure pane munhu arikumunyepera kt siya murume idofo mukadzi uyu pane munhu arikumufurira achazvifunga hake zvekt hure zvine basa reiko
Ehe pane arikumunyengera 39yrs wosiya murume wosiya imba wotanga kunokwirwa nevarume vevamwe haa zvonzwisa tsitsi
Haaaaa mkadzi uyu angovharirwa mugaba baba ava vanoshandisa mkadzi uyu haasi maid . Apa mambo kutonga kwenyu andina kukuhwisisa. Asi ndokubelievhai zvangu mambo wevanhu
Dofo remukadzi chairo akapusa zvisingaite
@@nokuthulankomo6657haunyepi
Achaufunga musha uyu
Chief you are one of the Best Chiefs ever,,varume vanzwa ne Abuse ,,You r nt judgemental,maenzanisa,Amai havachada havo vakuda kunoita free ,,iwe murume Dont ask mkadzi kuti Y ,,kana asiri kuda bonde siya akadaro aite sarudzo yake ,
Ngaauye andiroore murume uyo he is so decent
Kkkkkkkkkkkkkkkk imindimi munozomugonachirudziyi vamwe vachikundikana
Kkkkkkk haaaa imbwa nyoro idzo
Very humble n handsome
Mai avo varikudanana nemurume wemunhu kuhospital maybe kuinterview ikoko vakatanga vararwa naboss kuti vawane basa now vakuzviona kunge vakapenga,manje chikomba ichocho chichakuramba brain havana zvavo mai avo ibenzi,baba endai zvenyu munoroora mukadzi chaiye not hure iro all the best baba.
Munhu kadzi akarwadziswa mafeelings anotenda. Mai ava anogona kunge vasingatombohuri zvavo. Dzimwe ngluva varume anoda variivo
Chief Bushu nedare renyu komborerwayi pamwe nekudirirwa nyasha.🙏Mudzimai uyo haana kana paambodvanyirirwa asi kuti iye hapana kana muvhunzo umwechete zvvawo waapindura zvinogutsa dare. Nyaya iri pachena iyi, haachadi murume chete. Regayi ayende uyo! Thank you Mambo Bushu🙏
Maita muono sewangu. Inzenza iyo. Chihure chete ndochakazara mumusoro
llooll
Chief ava has the best analytical skills and havashandise ma emotions like vamwe vayeeeee
Imi mai imi imba muchaifunga hurai henyu
You cn say that again
Kkk huya ndikuroore ini
Manje haazive kuti chihure chino fire uri pamurume pachabvapo ndopaachawona kuti varume havana basa naye.
Akamonana pfungwa sezvaakaita vhudzi rake.
Dare iri hapana zviripo. The lady cannot even string a sentence without being disrupted.You ask her kuti ataure zvinhu 5 asati atomboendapedza vakutadzisa kutaura.
Inure mkadzi uyu ...anopihwa mukana wekunyepere dare here
But amai av havana kana chavataura muri kufara murume muchimupa nguva yakawanda yekutaura musingapewo amai ava nguva musadaro sei dare renyu risinaqo vakadzi vanobatsirawo nekumirira vakadzi
I noticed that too! He is biased against women. It’s not the only case I have seen!
Thumbs up for the Chief's right hand man,he really analysis facts as they are
Asi sisi muchamufunga murume uyu kungofuura nepo zvangu dzimba dzoda kuchengetwa nyebgerwai zvenyu nana mozis vepanze muripamurume think twice and cut once ndirimukadzi arimumba semi muchachema kufuura zvamukuita izvi
Kkkk .mozisi nagidza (giribheti) out there
Mavakumanikidza mukadzi uyuhachadi murume uyo
Haaa chief muri mafira kureva chokwadi .And I like baba awo vanogara Pedo na Mambo .Haaa sando dzenyu .vakadzi vemazuva ano kungowana basa Chete yawatowa 50 50.Magona chief ne dare kuudza munhu kwete chokwadi.Achamufunga murume uyu
This was injustice this woman was not given a chance to explain herself
Mukadzi uyu ane nharo and ane zvikomba kare. Murume akazvirereka hake uyo dai Mwari vamuitira zvakanaka
Musadaro murume akakusiyai vanopfimba hamuvawane
Ini hangu handifungi kuti vana ava ndeva baba ava😢😢
Muri right panoda DNA unokuvara nekuchengeta mabonga
Iwe kwana iwe,mambo vagonesa ❤
Ihure mkadzi uyu akatotanga kuhura kare asati oshanda 9yt shit but now azowana ane hombe or ane mari kudarika yemurume wake.i fill pity for this guy.siyana naye mkadzi uyu for real.
Akatogova bota kuma1900 yrs ago
Kurasa chiri muruoko nekuda Kugamuchira Mangwana unochema
𝒀𝒐𝒖 𝒂𝒓𝒆 𝒈𝒖𝒊𝒍𝒕𝒚 𝑴𝒂𝒎𝒎𝒚 𝑭𝒖𝒍𝒍 𝒔𝒕𝒐𝒑
Magona Mambo tanzwa nawo madzimai anoshanda avo especially kuno kuchando dzimba dzaparara, regai mface uyo asiye amai avo igarinya.
Dare chero Mai vane problem Hapana chavataura vakapedza kutaura murikupikisa Mai ava hamusi kuvagadzirisa vapei vapedze manyepo avo mozovabvunza
Offline, this couple may need counselling. Emotions and pride may have clouded their judgement
Musaite zvekufungira munhu mapedza momuti she is expressing herself and have rights ..... give her time to speak hrr reasons and own narrative
Murume abuda pachena, anoda mkadzi wake, but what she is saying now it's crazy, ndovakuzobuda pachena
Haa...Ndibatsireiwo pachivanhu chedu. Mukadzi anobvumidzwa kuramba murume ? Mukadzi ndiye anopa shereni? Hazvina kuremara here izvi? Ini ndaifungidzira kuti mukadzi anongonzi akaenda
Ipai mai nguva yekutaurawo ma judge please.
Mukadzi uyo idzvinyangwe rezvi bhishu ndanzwa kukusemai mai imi munenhamo seye mhuno kushaya lid
Mai ava kah muchamudemba murume uyu....hapana mumba musina matambudziko
Nhai zvenyu kkkkkkkkk
Murume anonetsa uyo,then mukadzi haasati ahura asi arikuda kuzohura ,muface ariko kare
Chief number 1 munogona henyu I wish ndakauya kuzimbabwe ndoda kumbokuonai
They expect a woman who is being accused and not looked after to satisfy the abusive man .
Amai avo vakunakirwa nechihure....
Kamukadzi ako Kari kusvirwa muchipatara aka,kubudirwa pachena kupi?
39yrs masarudza kubhururuka nenyika at age iyoyo cc
Mai fungai kaviri imi haisi nyore kuti vana uvachengete wapesana na baba vevana so sad 😞
Ivo vanoziva chavasisade pamurume
Vanotadza neyi kuchengeta aa
@@charitychoda3755 ndiwe here wandiri kudaro gara pasi nyaya haisi yako
Mukadzi Kana achitohura ndozvaanotoita haaaa murikuhura Mai Imi muchanosiiwa nearikikunyengerai iyeye
Mambo you are not giving this woman chance to talk
Hear her cry
Why judging her before you hear what sh wants to say
Mambo be fare
Bonde harifosekedzwe
Misodzi yanhando . She can't stand the truth
Ipfambi iyo hapana zvemunhu
Kuchema kuvhara huhure hwake
Iright yemurume kuwana bonde mumarriage
Mukadzi haafaniri kuramba kuita bonde zvachose kunze kwekunge achirwara kana Kuma periods
Amai ava havachada imba vanakirwa nechihure asi vachafa zvakaipa muuhupenyu hwavo vachademba . Chikomba chokuda uripamurume wangorambwa hachichada wo hure
Madam mane replacement kudhara hahaha
Asi munhu unorara nemnhu sei kana achiti ndiri hure Saka ndinoitadza nei kubva pabed pacho kana asingade kugumwa neni.. mainini motoita jinda padare. Taurai makasimba.. ka aiiwa kamuri kuita ndeke musikana ari kupfimbwa.. changumu mainini, uye musacheme, it’s a sign of weakness, be strong and courageous..waiting on the 19th
Strong, bossy and independent women? Nxaa, we are done as are the many gen- exers and ama2k.
Haaa imba yomosiya iyi muchaifunga amai kunze hakuna kumira zvakanaka uku
Zvagara vakadzi tinongopihwa mhosva chero tisina I hate that mambo
Ndululani vanodanananemacollegues wenkow if we nkow vavenema hospital drivers etc 😂😂😂😂😂
Vanobatisana ma table husiku ava mxm. Hapana zvinenge zvichiitwa husiku kunze kwe chihure
An insecure husband. Love your wife and Bonde comes automatically. Poor judgement
Mambo shld be send for training in arbitration . He doesn’t know what he is doing . It’s a shame that he is the chief . He never gave this woman a chance to speak and he was never listening to her all they were doing was interjecting .
well done mambo murikunyatsotonga zvinehuchenjeri nyaya maigona rambai makadaro
Chief murikumberi sando dzenyu varume are going through abuse anovateerera hapana it's takes mutongi ane wisdom like you kuona such things
Mabasa aya amave kukoshesa kupfuura marriage.. these are the types of women who do “piece jobs” muma marriage evamwe
Well done chief pasi nechihure mai ava zvirpachena kt vane side kick kubasa
This comment section is disappointing! I have noticed kuti chief when it comes to women he does not give vakadzi a chance to express their truth. Hanzi munhu anenharo SMH!
Benzi remukadzi. Haagarike naye mukadzi uyu. Anehasha dzegurwe
Chief wari ryt wakatosiyana naHeadman Chigodora,chaanoda imari apa ktonga nedemo
Hanzi naMark Ngwazi zvikaramba zvakadaro ucharongedza mai vaTavananyasha hoyoooo waenda
Mambo matonga so my brother lucky u are now working so move on and make new life either a responsible wife
Mambo ipai mukadzi uyu nguva yekutaura z aarikuitwa Ini ndakamboda kuzviuraya ndichitaurirwa nokuti zvinorwadza unopiwa mhosva causing kuita
Apa chinosokatyamadza muchawqna kuti hama dzemurume mukati varikuudza murume uyo zvekunyebq
Saka chiri kusekesa chiyi kuti vanishing ma card kupenga chaiko
Ndipey zvangu number dzaHubby Uyo auye ndimupe bonde 😅😅😅😅
Mambo vakatumwa panyika kuzorwira kodzero dzevanhu kadzi
Imi musatambe nenight shift imi... tirimo mumabasa umu, stress dzebasa plus hope chaidzo unenge uchida kuzorora, mukutongera chitororo apa.
Nhai munopenga here imi!??? Bonde rinoiita 20mins ungarwadziwe kupa murume wako, awuna njere iwe!!! Zvachose, stress dzekubasa adziwuyiwe nadzo Kumba, think like an adult kwete Se girlfriend nxaaaa
Chief why are you giving the man mukana we kutaura but mukadzi hamumupewo time. Give both sides time ye kutaura. Copy from other chiefs, in this case you are too judgemental. Better refer the case to the counselors. Why dnt you hear the lady side rekuti akatukwa. Varume vasingashandi vamwe vacho they start kufungira.
Nhai
Yes waona zvandaonawo Mambo ngaambopa mukadzi uyu time yekutaura side rake monyatsoongorora wese mawapa time
Hapana kutongwa nyaya Patince’s munhu. Mambo vanoita sekunge vane zvavakaudzwa nemurume uyu before dare. Mambo kana kumbobvunza kuti mukadzi ari kuhura nani. Suspions just because lady is working at night and refusing x. Noo.
Saka unoda kurambira murume kuti arikundinyepera well done mambo
Kakangwarisa kamukadzi ako
Hausi nurse unoisa chidhindo pachipatara .pride isina basa ana merodhi
😂😂😂😂
A woman is allowed to leave a man if he is an abuser
Yeaa there is a missing panel in this story… 😅😅😅😅 someone else is putting in work kunemukadzi …she just need to confess because everyday nothing zeroooo and going to the extreme of sleeping on the floor because you have been called hure… ishh someone else must keeping those legs warm 👀👀
Mukadzi uyu anemhoswa yekunyima baba
Chief you are too judgementa. Give the lady time to say everything before judging
Havana nyaya zvee coz varikungoti akanditi hure ngaabate munhu wacho thts not an excuse.....mkadzi uyu arikuita chihure chakavanzika but chinoitika pasi pezuva chobuda chete
Mkadzi ipfeve iyi akabatwa nemweya wemurori ndiye akatorequesta night shift kuti chinhu chitsabvurwe zvisina mheremhere
Haaaa 50/50 haikona kungoti one munhu ataure
She doesn't have meaningful excuses. Y did she jump seeking help from their relatives. She rushed to Chief's court. Remember akamhanyara kuti abudirwe pachena kuti achiri kudyiwa here. Nemurume . Murume akati hongu. Asi iye akuti handichada murume. Boyfriend iri kumupa pressure
Ndozvamunoita here pamunoendawo kuNight shift
Ava mambo ava vanopakura zviri fair manje
Ini ndiri murume but Mai ava Havana kupiwa nguva yekutsanangura mazirume ayo aingo vati gacha gacha .Mambo vainyanya kufungira Mai avo nxaaa zvimadhara izvi zvakadhakwa
Aitaura kudaro murume cz wairamba kumpa zvawakavingaka angatadze kukuti hure sei
CHIEF VANE SPEED. The other two guys are spot on.
Iwe mukadzi iwe dzikama, garisanai pasi mowana Counseling svinu, usarambe murume wanzwa... kunze hakunakidze uku. Gara nahandsome bae wako uyo unozozvifunga mai nhanha, tibvunzei isu masingle tikuudzei
Mambo not fair apo
Chief ava havagone kutonga ngavape mkdzi mukana wekutaura
Thanks mambo munotonga zvamwari chaizvo
Vanhu vese vamambo muri kukata mukadzi uyu why semunomuziwa munhu wese ane marights to decision and choices siyanai naye
Kkkkkkkk pfuma yake
She was never given the chance to talk and was judged way before she even tried to explain herself
Zvimambo zvese izvi ngazvipe mukadzi mukana wekutaura.
Mukadzi uyu murikumunyima mukana wekutaura murikungomukata kata
She is failing to explain herself. Mudare hamudiwe weak points mkuru
I agree with you 💯%
@@ssam1430 But munhu angarambire murume kuti andinyepera chete?
Uye vamwe varume itsikidzi dzinoruma usingaioni haiwawo takaita ma 15 years in marriage tichishingirira ASI murume achionekwa kunaka kwake nevarikunze Mumba iripoison
This is not fair chief and team vazvinji vanhu vakarambwa kare mudzimba umu Enda iwe unozvishandira nxaaa ndidzo tsengi dzamatauro idzo
Imi amai tipeyiwo maponde ❤
Havana kuitonga mambo makonewa! Hamuna kuteerera mukadzi uyu! Society is so oppressive kuvakadzi! Mambo murikusupporter emotional abuse!😢
Mai ava itori Tsotsi kutaura kwavo chaiko hahaha Havana chavanotaura chinomusoro shemu ummm ini ndofunga night yavarikuenda iyi ndeye kubhahwa
I'm not saying woman must not work night shift but honestly I will never allow wangu. That's being me zvangu
Kkkkk kwaaa vakadzi vari kukwirwa day light and otokuchengetesa futi mwana wechikomba 🤣🤣
Kkkkk Rodey
This woman has hardly been given opportunity to express herself.
Vanhu vanogona kupa munhu mwana asiri wake moti angatadza kuchema nhema here 😂😂😂
Mutonga zvenyumambo
A boyfriend can promise you the world but it won't end well. You will regret leaving your husband.
Iiii chief Havana kupa mukadzi mukana wekutsanangura nyaya yake it's not fair
Ihure iro mai ava pfambi musatanyoko nyamai hure panyo kunyosekwe gwavava
Most of these cases woman are suppressed and their views are never heard, very unfair
Murume uyu mashoko ake ndiwo akarwadza mukadzi uyu ngaaziwe kuti munhuwo ari unyepera kuwe munyoro paanomuudza mashoko anenge achiti ari kuyenda pamuti here aah kana wanzi hure anozomunetsereyi bonde iye amuti ihure ndoosaka akuramba bonde...mambo bushu ipayi mukadzi uyu nguva yekutsanangura side rake seyi musiri kuda kunzwa side remukadzi
Murume uyu achamutsvaga chief. Ihure ngaende andohura mushe mukadzi uyu.
Chief manyama,mukadzi uyo ma1 chaiwo
Amai muri kuvadimburirei apa murume wacho muchimupa mukana wekutangira paanoda?
Uma mulher quando se comporta assim é porque esse homem não se comporta bem. Não é possível q ela seja bem tratada é se comporte assim.
Ndozvavari vakadzi avaa
Mambo munotigonera ❤❤❤❤
Mukadzi uyo be4 usati waudzwa kunzii hure ngaa funge kutii ko why akuramba bonde panotangira kuramba bonde ndoo zvoreva kutii mukadzii ava kuita chihure haaaa I hure mhani Mai avo
Munhu arikutundira mai ava arikuvanyengera out there is cold. Apa makashata
Ladies they think smart always , bt at thi end they think surely bt it will be late