ZvaMambo izvi zvine kakusira kazvaikaita soo hameno kuti vanenge vakadzidzawo kusvika papi they should exhaust both side with questions and take note of the facts... nei vasingabvunzewo kuti saka murora wacho akazenge awirirana natete zvekupanana mushonga nguvai ...Mumwe mubvunzo ndewekuti sadza raibikwa nemvura iyi zvaraibikirwa mhuri yese rakazorwarisa sekuru nemurora chete sei ...The story sounds fake things are not adding up
PROBLEM NDEYEKUTI MUNOSIIRA MUNZIRA ZVINHU ZVENYU LIKE YATONDE, CHARLES UYE YECHIKITI CHAIVE MUSHORP SAKA MUKATORA NHAU NGATIWONE KUSVIKA PAINOPERERA MUKOMA TAPS BASA MUNOROVA PROBLEM IRIIPAPO CHETE
Ndaona tax ya Samkotsanjera ngaashande basa tione lm adicted to him ❤❤
Ndoise raiki ndisine kuzwe musoro ngemutsipa wenyaya
Inoita continue here iyi... Pliz
Baba Taps tirikuda second episode yenyaya iyi ndaona mai vapusa vabatwa ava
Amukotsanjera variseiko tavasuwa kokuya kwehari yayirimugomo yekwaBishop yakazopera mushe here Bishop handina kuvatruster
Vanouya zvino zvino😂😂😂
Picture quality Manyama👏👏🤸
Even sound 💯
@@reginaldmushakwe9122
Zvemene inhapitapi
Mambo mutasa vanogona asi vanonyanya pakuramba kupa mawitness gwanza rekutsanangura.
Dressing yemurora Bhoo here😂😂
It's not making shuwa 😂
Baba awa vaisada muroora
Waiyepo yere? Ndaiyepo ndaiyepo, Ba Taps part ngaiuye, musasoshoreba.. eyaa musasoshore
Sekuru Majo
Good morning karanganda family here
Bataps murisei nechando, toda final pliz 😮😮😮
I think kwaitonhora musi uyu
Vatete ziso iro😅
Nyaya iyi yakaiona wani baba taps
Ndamhanya Kani karanganda woyeeeee!❤❤❤❤❤❤
How far mukotsanjera
Morng karanganda family ,picture quality ❤
Why uchida kuuraya brother vako zvakaoma
Nhasi ndini ndatanga 😂l
Mukotsanjera hero basa😂
Idzokororozve iyi ba taps
Part2 wilbe waiting baTaps
Ziso ratetez😅😅😅
Mambo mutasa shumba gwara makanyanya
Sekuru varikunyanya kutsanangura ko vatongi vanozotorawo nguva yakarebawo sei
Karanganda 8s the best
haisi yakapinda kare here iyi toda part 2
ZvaMambo izvi zvine kakusira kazvaikaita soo hameno kuti vanenge vakadzidzawo kusvika papi they should exhaust both side with questions and take note of the facts... nei vasingabvunzewo kuti saka murora wacho akazenge awirirana natete zvekupanana mushonga nguvai ...Mumwe mubvunzo ndewekuti sadza raibikwa nemvura iyi zvaraibikirwa mhuri yese rakazorwarisa sekuru nemurora chete sei ...The story sounds fake things are not adding up
First 🎉🎉
KO nyaya inodzokorodzwa sey
Part 2 😮
Morning 🌞
Endai kuseri kwechuru
PROBLEM NDEYEKUTI MUNOSIIRA MUNZIRA ZVINHU ZVENYU LIKE YATONDE, CHARLES UYE YECHIKITI CHAIVE MUSHORP SAKA MUKATORA NHAU NGATIWONE KUSVIKA PAINOPERERA MUKOMA TAPS BASA MUNOROVA PROBLEM IRIIPAPO CHETE
Ha imi.. Mari ye transport munovaipa here
Tendai vana vevamwe vanhu
Ziso ratete bho hr😮
Pano apadi zvekunonokeraba😅
Ndaiwepo
Ihhhhhh kare ndandchitoti nhasi ndatangawo
First to comment
Wise chief
Face yatete is not innocent ...maonero angu
Tave pano baba
Aaaa chava nenguva chabuda
I'm sure tarangaridzwa pazvakatangira topiwa p2 yacho