😂😂😂😂😂😂 hadman mune basa guru you are the God sent to your clan zvamunombo sangana nazvo mabasa makuri Mwari wedenga ngaakupeyi simba murambe muchibatsira vanhu vasunungurwe you are the best. One day ndichauya neyangu❤
Karanganda woyeee Kuti chuuu let's support karanda veduwee tirikutapirirwa nenyaya baba Taps to the people kkkkk ndaseka nhasi madimikira 🙌🙌🙌🙌🙌😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Ummm sekuru vanosunga, tie kkkk ayas, idrama chairo, apa parikudiwa munhu wemweya ari neutral kuti ataure zviripo kana achikwanisa kubvisa zviripo obvisa as it is munhu wega wega arikugadzirisa kwake
Ndaida kuti mundipewo number dzavachigodora vandipewo stand yekugara but ummmm chiregai henyu nzvimbi yakarema iyi, but headman vanotonga havo ndimambo solomon chaivo
ua-cam.com/video/naMX2MrIZVI/v-deo.html
Mukomana uyu anosungisa zvakare vana Tezvara vake mudare
Is he acting
Dramma 😂😂
This man must join Arts. He is awesome
Mukomana uyo anotoda fb page rake anoswera ave ne miriyoni followers😂❤
Taura hako vanoda kusimudzwa vanhu ava
the guy is clearly screwed in the head. he needs hep. Kwanzi ndakaona banga mumhepo ayas
drama king chaivo kkk
KwaChigodora musha mumwe nemumwe une protection order
Haaa Bernard ndakutadza .
Na Tammary panobuda perfect couple made in heaven
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkkk
Uyu anorwara ne pfungwa uyu
😂😂😂😂😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂 hadman mune basa guru you are the God sent to your clan zvamunombo sangana nazvo mabasa makuri Mwari wedenga ngaakupeyi simba murambe muchibatsira vanhu vasunungurwe you are the best. One day ndichauya neyangu❤
Headman vanewo nguva yekufema here aaah dunhu iri rashupa iriiiii
This young man needs diliverance anotorwarawoooo anoda kurapiswa arikuteerwa nanababa awooo
Akazokuudzai zveDeliverance akashaisha, kubudiwa nemudzimu it's not a sin zvamunonyeperana kutuchurch twenyu
KwaHeadman Chigodora vnotomborimawo here or vnoswera havo kumatombo vchirepotana😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
Kunebasa
Best channel ever....well done baTaps....
This man knows hw to judge keep it up
Kkkkkkk
Regai va charge mari dzakawanda chief ava vari pama 1 kkk
Karanganda woyeee Kuti chuuu let's support karanda veduwee tirikutapirirwa nenyaya baba Taps to the people kkkkk ndaseka nhasi madimikira 🙌🙌🙌🙌🙌😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Hanzi nemudhara wemhanza ''and so forth''.
Headman Chigodora vave celebrity 😂😂😂😂
Celebrity yekuma sewage
Karanganda ❤
Gegegegege iyawozvee baTaps Aiwa munombo tionesa anhuwoye
Comedian first class, but sad situation though!
Headman Chigodora vane mushonga wehoka kudare nemadiro avo mari haa zvanyanya dare after dare 😂😂😂😂
Mumamisha umu makatakura varume. mwana uyu akatakuriswa
And so forth
Chigodora mashupa kkkkkkk haaa Chigodora inechimuti 2023
jekera vanhu Benny 🔥🔥🔥🔥
Uyu murume aneuchenjeri uyuuu❤❤❤❤❤❤❤
Vanofanira kuroorana na Tamary😂
Kkkkkk uyu akanyanya uyu
Tamary anenge ari nani uyu kumberi 🤣🤣🤣🤣
kkkkkk ndaseka zvangu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂
Family yese yakazara vapengo, they need assistance. Otherwise hapana zvehuroi izvo
Kutopenga ikoko huroyi hurikutoshanda wangu kuti musaterere zvanotaura muchiti ibenzi but anenge achitaura chokwadi
Headman dai Beny ambonotariswa pfungwa anopenga chete muchinda uyo
Ndabatikana Benard akushandiswa zvave kuita kunge anopenga panoda kuti abatsirwe nekuchimbidza zvakaoma
Ummm sekuru vanosunga, tie kkkk ayas, idrama chairo, apa parikudiwa munhu wemweya ari neutral kuti ataure zviripo kana achikwanisa kubvisa zviripo obvisa as it is munhu wega wega arikugadzirisa kwake
Mumamisha munorema eih 🙌
Ndirikutsvagawo basa vachigodora mudunhu menyu😂😂😂😂😂
Ummm muchagara henyu muchiti munhu akusvikirwa but mutoriro uyo munhu akupenga uyo
Mudzimu wake vakanosvibidzwa waane mbereka ndoinoitisa izvozvo
Zvinhu zvisina proof zvinoendeswa kumatare su
Matare echivanhu ndobasa rawo nekuti anonzwisisa tsika nemagariro echivanhu, zvasiyana nemaCourts echirungu anosiya vanhu vanemhosva nekuti tashaya humbowo
Aah uyu ndi sahwira wa kapfupi anofanirwa kuita wese ma drama 😂😂
😂😂😂😂😂
And so forth 🙌
The java uyo ahhh zvino shayisa nyaya chiremera.
Kkkkkkkkk ndiwo Brother Bernard here 😂😂😂
😂😂😂😂
Varume Chigodora kuromba kwacho yoooooo
Bhora mberi ngadzitongwe nyaya isu tiripo pakuterera hedu
Ndikutsvagawo stand kwamutare 😂
Kwedu dziriko kana uri srs
Woda kugara padhuze nekaranganda kni
@ yes 😀😀😀😀haunawo undimburire
Headman uyu anobhohwa anodisa Mari zvakanyanyisa , babawaTaps chimboendai kumwe
Jovuya Saku bava. Avo baba vanovhunja meningi kkk
Well done guys 🙏keep up the good working 🤗🙏
Aikaka,nhasi zvakaoma Mwari wangu
KwaMutare kunenge kunonakidza 🤣🤣🤣🤣🤣
Kunotonakidza kani
Yah tichati icomedy iko kurikutorwara pfungwa kaa , handisikuona dzakanyatsoti hwee kukwana ini
Haaa Zimbabwe yacho ngaingonzi kwaChigodora...tadzoka futi pano😂😂😂🎉🎉
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haaa Chigodora inobura hombe painongowanira nguva chete inotobura hombe
Uuuu baba tabus manext door angu zvakaoma matinyadze ndipoo zvangu ku Northern cape Sa
Uyo ndiye Mutambanengwe teacher here
@@hillarychareka9429 ehe undzidzisa panzununu
@@BeautyMatinyadze Okay anopinda United Methodist Church
Headman chigodora to the world
Mune malatest manyama
😅😅😅😅😅 kuseka nhamo serugare chokwadi
Ndaida kuti mundipewo number dzavachigodora vandipewo stand yekugara but ummmm chiregai henyu nzvimbi yakarema iyi, but headman vanotonga havo ndimambo solomon chaivo
Haaaa kwaHeadman Chigodora kunema1 chaiwo
Chief Chigodora vanebasa shuwa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kuisa nyama pamwe chete moteramira 😂😂😂
mwana akanorombera hun'anga paakaenda kuMozambique,
Iye marther aizvigona here
Musha wese ummmmmmm unezvawo ummmmmmmmmmm
Musha wega wega une asina kuchatsoita mushe anodzikinura vamwe semukomana uyo anotaura zviri pamoyo vake
I missed this one😢
Aaah tumadhara utwuuuu kubata bata kani apa chaunacho hapana
Tinoda nyaya idzi zuva rimwe nerimwe
Kkkkk
Haaa zvakaoma zvirikuita mumusha umm ma1 aya
Zvakaoma sure
Iiiii kakaremao zvako kamusha kacho 🙌🏻
Hesi ba taps maita henyu ngesoko tamboseka asi zvinosiririsa
Is he normal though 😅😂upstairs? Or munhu vema drama😂😅
He's mad this one poverty+these traditional beers brewed in the drums dangerous
Ari kushandiswa ,zvinenge zvava kumudamager upstairs
Hausati waroyiwa ukaroyiwa uchaziva kuti vanhu vanoshandiswa nenzira dzakasiyana munhu uyo anga atori ne future yake iri bright but akaiswa mumbiya arikutoshandiswa ,Mwari vekudenga varikuona 😢
😂😂Chigodora mari yesummon ungoida wee
kkkkk ungoidisa fani
Waiting for part 2
Haaa pama headman vese pasi pano uyu anodya zvake nehumambo😅😅😅😅😅.
Uyu akanyanya
Martha wakaita hako ukasiya mbwwa iyi,,,,arikupengeswa nevanhu vanoshandira
Kana munhu achirwara haanzi mbwa. Wait until dambudziko razouyawo kumba kwako ndipo patinoonnawo humbwa hwako
Hezvo ahukura papi zvowomuti imbwa ko akaita imbwa iwe wozove chiii
Kkkkkk kana Tamari asara pasi
Bernard hAupfeke bhutsu neiko
Karangandaaaa..waiepo eeeere....usasooshoraba..bhoo here namkoma ane tie awo😂😂😂😂
kkkkk ndoona sekt pfungwa dzavo pane 1 inosparka moto
Kana kushandiswa uko
A serious comedian there.
Saka bhurukwa rinonowachiwa nani nhai munhu achiumburuka kudaro
Mudzimu unongo itisa zvose zvos
Kanzvimbo aka kanevaroyi
Mukwasha wakadai ngaendehake
Karanganda kwamuri
protection order vakainzwosisa vanhu ava
Uyu nanababa vake avo panebasa
KwaChigodora kunonakidza ndipeiwo munda Mambo
Kkkkk neni ndakuda uku
This place ine mabasa
Kkkkk takaenda takaenda😂😂😂😂😂 kupenga kuri munyika😂😂
Tsviki -tsviki 😂😂😂😂😂 takaenda -takaenda
Kkkk heroonga dramazve mudaremwo amunawee hadzizi kushota ere babawo kkkkk
Kkkk mutoriro
Ndotsvagawo stand muka village aka. Haaa kuseri😂😂😂😂
Unogarira paHeadman Chigodora
Eish headman hamuna zororo chokwadi haaa dunhu renyu iriii rakatakura kurema sorry zvenyu motosunga dzisimbe
Nzvori
So forth
KwaCHIGODORA ma1
community ine nyaya iyi
KwaChief chigodora parizvino ndokune chimuti kkkkk
Akaroiwa hake asi mtoriro uripo apo
Chigodora mapenga
Mpengo murume uyu tsk
This time ane tie mukomana
mashura apa chief havana kupfeka magloves
Ah🙌🙌😂😂😂😂
Saka heardman varikutoona idzo dzichisvikirwa shuwa 😅😅😅
😂😂😂yoooh murume ano actor