Pasi ne domestic violence! We’re in the 21st century for crying out loud. He needs to pay for beating up women as if it’s an entitlement. Pasi ne GBV munyika.
Mur kufunga seni mainn the way i like to have peace of mind iiiii ...cant afford kunyangadzwa nokunetswa dai Mwar vqnditendera ndiende mber nehustling zvangu
Ndosaka Tinashe Mugabe achizoita busy inyaya yekuti imi varume motipa pressure yekuda vana musingatarisewo your side kuti ko kana uriwe une problem futi
Madzimai fundai pekugara nepekutiza. This guy is physically and verbally abusive and ari married and haana kukurora. Sister muri kushingirira chii chaizvo chaizvo. Kutoita mwana pakadaro kuzvisungirira. Siyai nguva ichipo. Mukadzi asina murume munhu
Saka Kurova mukadzi is very much accepted in Zimbabwe, I think law needs to toughen up on these issues, kutoganza Kurova mumwe munhu. Domestic violence yapedza vanhu and vanhu kadzi vari kufa mumaoko emhondi seidzi. Kutozivikanwa ne Kurova 2024.. no wonder the country is suffering, instead of kuvaka nyika…. Busy be kututa vakadzi…Apa haushandi futi.. where are we going?Busy boxing munhu asingakudzoseri. If you a man go fight another man…
Saka murume uyo arikutoganza nekurova one day dzungu rako richapera kana wauraya 1,ko vahosi vakaenda vakaenderei nhai haaa murume uyo ngaadzikame. kana baba vasingagone kuchengeta vana varipo ndinozvarirei haaa bodo ndinozvarira munhu anogona kuchengeta period otherwise vakadzi vanobhenda misana vachiita maricho ekuriritira mhuri baba vachisprayer mbeu isina musakuriri.
"Chief Bushu and your court, I am disappointed in you. Women are being abused in your area, and you don't care. This man is bragging about how he beat his wives, and you ignored it and failed to punish him. why?
Musafurira murume uyu hurombe. Why too many kids yet you can’t even send to school the ones he already have? Pedzezvo mouya pakukumbira rubatsiro cos you can’t afford to support your big family. Hurombo hunoshungurudza vana vacho ivavo kushaya chekupfeka vechidzingwa chikoro about school fees.
Its not about being husband and wife - its about respect for human life. Why destroy someone like that, even if u don't like her
Pasi ne domestic violence! We’re in the 21st century for crying out loud. He needs to pay for beating up women as if it’s an entitlement. Pasi ne GBV munyika.
Regai ndigare ndega hangu kkkkkk Mrs iyi inoparira sure,unogara uchitaura wega😅😅😅😅
Mur kufunga seni mainn the way i like to have peace of mind iiiii ...cant afford kunyangadzwa nokunetswa dai Mwar vqnditendera ndiende mber nehustling zvangu
Kkkkk wanikwa tete, zvonakidza wani kufamba uchitaura wega😂😂😂
Mai enderei pamurume wemunhu mainini apa makanaka madii masiyana nemunhu uyo mazvishandira
Barika kumash central harisi nyowani
Babaava izingairwa first class
Leave him.Violence is a big NO!Ndinotsvirei tii isina shuga!
Maiguru, gogo mamoyo variko kana hure richikutukai sotai munhu, Ana Chenai vakazviita vakafa
Nhai Mainini unomudii Murume akadayi 😢😢😢
madzimambo imbwa dzevanhu munhu anorova vakadzi .mongomusiya
SAKA MADZIMAMBO ANOREGA VANHU VANOGANZA NEKUROVA VAKADZI VACHIDZOKERA KUMBA SCOTT FREE.?
Haaa barika handitambire zvangu kana ndikamanikidzwa zvinengei handimboita
Iwe mkadzi iwe siyana nemurume❤ uyo wakanaka too beautiful for barika siyana ne this abusive husband Ko unofirei nhaiwe
Ndosaka Tinashe Mugabe achizoita busy inyaya yekuti imi varume motipa pressure yekuda vana musingatarisewo your side kuti ko kana uriwe une problem futi
Vakadzi ndoovarume vavanoda ivava vanorova vanopopota vanoshusha. Akawana murume akadai haabve paari. Akawanawo murume ari cool anotizwa
Iri zimurume irema chairoooo
Kkkkk Baba Sperm renyu harina power
😂😂haunyepe wangu rakaneta sperm radady kkkkkk APA vakadzi 2 harisi kukwana😂😂😂
Kkkkk vanoda kutaura nesu tivaudze zvosimbisa baba because. Vacharamba vachita manishi nevakadzi kudzamara varasikirwa nemhuri yavo yakanaka vese
Mukadzi mudiki siya bhinya iro uchiri mudiki
Madzimai fundai pekugara nepekutiza. This guy is physically and verbally abusive and ari married and haana kukurora. Sister muri kushingirira chii chaizvo chaizvo. Kutoita mwana pakadaro kuzvisungirira. Siyai nguva ichipo. Mukadzi asina murume munhu
Taura zvako dear ..ini i am one of them akasiya nokut unofa nekuda marriage....i realized that choosing myself first isn't selfish😢
Vana vacho unovadiiko usingagoni kuchengeta varipo,and hauna kuvaroora. Iii mainn barika unoridiiko
Chief bushu marovero emukadzi ndiwayo ( equal rights equal fights)
Aah kutoshamisira nekurova mukadzi saskamu
Mwana ana maiguru ngavaende kumaDNA
Muchinyanya kuroorwa netsvina,,,murume iyeyu
Baba imi murimaravhuza ndakushorai zvekuti
18:06 uyu ndiye assessor wa Chief Madziva wekare. Pana azvibatawo here? Vekupetesa vanhu muramba munyoro😂
Haaa nzvimbo iyi zvebarika vanhu veko vanozvida
😅😅😅 sure
Saka Kurova mukadzi is very much accepted in Zimbabwe, I think law needs to toughen up on these issues, kutoganza Kurova mumwe munhu. Domestic violence yapedza vanhu and vanhu kadzi vari kufa mumaoko emhondi seidzi. Kutozivikanwa ne Kurova 2024.. no wonder the country is suffering, instead of kuvaka nyika…. Busy be kututa vakadzi…Apa haushandi futi.. where are we going?Busy boxing munhu asingakudzoseri. If you a man go fight another man…
Maiguru i coke,fanta asi mainini boe zvavo sprite chaiyo
Apa kamurume kacho kuita kunge fish yamedza gonye kkkkkkk kasiyei mainini mutize neupenyu hwenyu
😅iri dare haa pakaipa . Apo ndinosimuka haa handimirire zvakadaro
Murume irombe chairo Amai muchaurayiwa ne murume uyo
Dare ramambo Bushu rinondigonera zvaro🙏Ko sei varume vanomanyira kuita barika kana vave kunzi vabhadhare mudare votanga kuchemachema nenyaya yekuti vanoshaya?????😂😂😂Type iyo hazvishamisi kuti nyangwe vana vacho havasapotwe.
Abuse ngaasiye Gudo iro
Saka arikutodada nekurova vakadzi abuse benzi remunhu 😢
Apa hauzvare busy kupedzera shungu pakurova vakadzi..kana uri murume zvarisa mukadzi ka
Vana vacho vanourairwa vaenzi. Here kuita vana vavasingakwanise kuzochengeta nekuenda kuchikoro. Aahh
Murume uyu anoda vakadzi asinga goni kuachengeta
Iduzvi
Ivo vakadzi vacho ngavaonekere asi murume imboko
anoda kusungwa kutoonererwa nekurova vana vevamwe
Women must respect man
Varume mofunga mkadzi is to blame pakusazvara why...
Uyu mambo haagoni kutonga ndosaka dare rawo richitongwa chihure daily. . anofanira kuwwna makurukota akawanda
Ko unoshingirireiko nhai mwanasikana
Indava kuShAmvA kwAkawanda bArikA ne chihure
Next time bvisai 🎙️ panamai Kabvundu mwinyu mwinyu yavo yavarikuita mambo vachitaura haisi kuita
Ko kugara wega zvinei nhai mwana wababa uchafira mahara iwe nekuda kuitirwa honono kuseri kwako
Ngaaende Kuma DNA anotestwa achachengeta mwana waari kuti ndewake avenge asirikugoda kuitisa vakadzi vake pamiri ngaarapwe
Vakadzi vane shungu nedzimba zvekuti vanopedze sera vetiver as long as aine mutrouse nemuvhura nemumvura
Maiguru awo vakatouyawo pabva mumwe mukadzi then wakuitira mumwe shanje iiiiih pafunge utoriwo wechi2
Zigo ndakuona pota uchiona wasiri kubata vakadzi wavo zvakanaka tozowaendera zvedu
Munozvipa basa nekungotuta vakadzi....mogona kuvachengeta here vose...
Ko unodei nhaiwe musikana pamunhu anokutukira amai vako zvakadaro apa ane mumwe mukadzi
Bata bota family ubatsirwe, mwana uyo waunoti unaye anogona asiri wako
Kkkkk baba vakakwana ere ava.
Saka murume uyo arikutoganza nekurova one day dzungu rako richapera kana wauraya 1,ko vahosi vakaenda vakaenderei nhai haaa murume uyo ngaadzikame.
kana baba vasingagone kuchengeta vana varipo ndinozvarirei haaa bodo ndinozvarira munhu anogona kuchengeta period otherwise vakadzi vanobhenda misana vachiita maricho ekuriritira mhuri baba vachisprayer mbeu isina musakuriri.
chiri kutodada nemarovero achinoita mudzimai
"Chief Bushu and your court, I am disappointed in you. Women are being abused in your area, and you don't care. This man is bragging about how he beat his wives, and you ignored it and failed to punish him. why?
Imi kwanai ana Bushu. Why are you encouraging this EDiot kuita vakadzi hobho asina pfungwa. Vana vachatambura.
Handioni imba ichimira iyi
Nhai ko mumwe.mukadzi unomudini ko nhai iwe murume
Haa systems dzePoligamy hazvibude
Tapatapa kanonsense kemunhu
Tongai fare mambo
Ngaende Kuma DNA test pamwana nemukadzi vekutanga
Thats true buh probability of him being the father of child 😅😅😅😅 is 0,00 kkkkkkk akatsvagirwa mwana nemukadzi uyo outside kkkkkkk
Kuuya pamurume wemunhu kuzorohwa hai shame sisi rohwai tiende
😂😂😂😂😂😂kuda kunzi Mrs
@@tsungaimukarati9737 kkkk imagine vakauya vachifunga vachataita mwana glez vodzingwa manje mwana hapana ft
Sabhuku uyo haasikutotemawo mainini here uyo mmmmmmm
Tiza nehupenyu chinun'una unofireiko
Iwe vangavadei pa mukono weshwa 😮
😂😂😂😂😂😂😂😂
Munhu haagadzirwe mbereko ega endai mose
Sisi run with your unofira pabarika pachembere yakadai
Kupenga kunoshamisa baba havana kukwana avo mynin tizai neupenyu hwenyu munofirei kugara nemhondi
Musafurira murume uyu hurombe. Why too many kids yet you can’t even send to school the ones he already have? Pedzezvo mouya pakukumbira rubatsiro cos you can’t afford to support your big family. Hurombo hunoshungurudza vana vacho ivavo kushaya chekupfeka vechidzingwa chikoro about school fees.
Can someone please explain to me kuti musattanyoka chi or zvinoreveyi?
It is derived from Ndebele term umsila kanyokho literally translated is your mother's private part is rotten and dirty,stinky etc.
Its a vulgar word
Meaning mha***yamai vako😢kuchi Xhosa anoti msunukanyokho..... Msunu meaning mha*** (ka) nyokho meaning amai
My understanding is that it is a bastardised Ndebele word, msunu ka nyoko. Nyoko means your mom and msunu wochifemberawo kuti chii chamai vako😂
Zvinoreva zvaazo tukwa after musatanyoko zvanzi nevanhu haaaaaaaa atichii zviya
Une mushonga vevakadzi siyana nepwere vachembera uchaputika itsvo
Yuwiii dzotoganza kut dzorova vakadzi yoh kushingirirei kugara nebhinya
Ambuya avo vane dhuku re blue ngavazive kuti murume hateerwe pabasa mhani
Pane ari kuroya mumwe pabarika
Ko kuzoganza nekurova vakadzi hunhuiko photo. Satan chaiye
Hapana arikudiwA zvisinga ite apo uchipondwa nedofo
Why are you staying with him?
Haaa,. Ngaarohwe abvepo .aidei pamurume weumwe ..maiguru I'm sure kwavari vanoti dei atsikwa stereki
Akuda army not mhuri
😅iri dare haa pakaipa . Apo ndinosimuka haa handimirire zvakadaro