Wow I have so much respect for this Chief in this Case. Mapurisa pliz itai basa renyu. VeDestiny T.V we thank you for bring us news asi tokumbirawo kuti musabuditse vana you can cover her face. Thank you
Wapedza kupika jeri wozodzwa kuti mwana wacho ahasi wakooo 😂😂😂😂😂 . But still wakarara neUnder age kutongopinda mukati either mwana ndewako or ahasii😂😂😂😂😂
@@Suewallyjaaaaa pari tricky tunenge twaitonyatso danana utu. Dai vangomupa mukadzi wake since vavakugarisana coz apa mwana wacho akutozoita mvana yemunharaunda😢
Futsek, this kinda mentality makes me angry..... You're very ignorant and uneducated, a child is a minor for a reason, Dai Mwari vakakudaro on your child nesu tiuye tichiisa such ignorant comments
Mutemo hauchinjiswe nekuti tiri mukore upi mutemo mutemo chete. Under age is under age chete Mwanasikana or mwanakomana ari pasi pe 18 yrs magetsi haabatiwe
zera remukomana uyo nemusikana uyo harinakubhonyanya kusiyana mwana achachengetwa nani zvimwe zvinongodawo common sense dai vasiya vana avo vaitamhuri yavo was very much better hapana chavagona apo
But dare rikabhandarisa damage, rinenge futi rarooresa mwana, therefore its has indirectly act against marrying of the young girl. The damage should come through civil courts
@@tmaktmak1464 pfugwa ngadzishande, its a crime to marry or to sleep with an underage right !!! therefore its criminal, since its criminal then if the family wants compersation civil courts will do that. Then rechivanhu muri kuda kudefender, its seen as encouraging people becoz they doesnt separate kuti mwana under age or grown up therefore kana ari mwana mamuroodza therefore
Chief Ava gained 20 gig bundles of respect❤
Yes Mambo! Rangai imbwa idzi dzonobata vana vakadzi vakawandisa vari available
Well-done chief .munoziva mutemo🎉
Wow I have so much respect for this Chief in this Case. Mapurisa pliz itai basa renyu. VeDestiny T.V we thank you for bring us news asi tokumbirawo kuti musabuditse vana you can cover her face. Thank you
Chief mutemo munouziva,sure you're better than many chiefs
Yes Chief, way to go!! Kudanana kana kurara nemwana ari under age imhosva inosungisa, ngaasungwe anopika hake!!
Handiti mapaona. Basa sebasa Mambo Ngezi. Handiti mapaona
I like the word ::::: hatyyy mapaonaaaa :::::
😂😂😂kana ini
Wapedza kupika jeri wozodzwa kuti mwana wacho ahasi wakooo 😂😂😂😂😂 . But still wakarara neUnder age kutongopinda mukati either mwana ndewako or ahasii😂😂😂😂😂
Jus imagine shazz myb ndewe chimwewo chifudza mombe😂
Asi ndirikuona senge vana avavadiki vese ndaitoti pamwe murume mukuru abata mwana ini
@@mesiMutepfa vese vadiki havo asi mukomana abatirwa pakuti akadarika 18 yrs ndopafira nyaya yese
@@Suewallyjaaaaa pari tricky tunenge twaitonyatso danana utu. Dai vangomupa mukadzi wake since vavakugarisana coz apa mwana wacho akutozoita mvana yemunharaunda😢
@@mesiMutepfa manje mutemo uri rude even mukomana akati taidanana tichiwirirana ahapabude unless musikana atoti ndozvisungirira mukasunga munhu wangu mnje anenge arikutotyawo mhamha vake🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Imboendawo kwamarange wangu
Vabereki ndivo vanoisa mutemo munyika here ndivo vaikubvisira bhurukwa remwana wavo??????😅😅😅😅😅shutup
Sungwa iwe. KO vaigorara nemwana mudiki sei ISU vakuru tiriko.
😂😂😂😂😂 aikazve
😂
😂😂😂😂
😂😂😂 mune pamouth plus kuda mari imimi vakuru vadiki wanongoda kunyeperwa chete zvatofamba😂😂😂
Muriko kupi tikande miseve pamwe zvinofaya
Mhepo dzasimuka sekutamba 😂😂😂😂
ZVADAKWA AENDA KUJERI UYO ZIPI INOPARIRA
Agona chief . Nyangwe kamwana kakasachinja varume vacho ngavangosungwa chete
Vanasikana vacho havachatsiurike but i feel for the girl child . Nemukomna wacho
Futsek, this kinda mentality makes me angry..... You're very ignorant and uneducated, a child is a minor for a reason, Dai Mwari vakakudaro on your child nesu tiuye tichiisa such ignorant comments
Ndimambo vapi zviya vekut imi ndave kunzwa nzara ini itai tivhare 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
CHIEF NGEZI SIMBI YEBASA
Christmas iyi kurikuuya majoni joni vana vedu veduwe
The village ❤❤❤❤
Chief ava vanopedza zvavo
How old is the boy n the girl child
Boy 23 girl 17
Mandibhowa mhani
Imi vanamai dzidzai kuraira tuvana twenyu
Mugoni wepwere ndasinayo
Ivo vakomana vacho ngavarairwe futy otherwise vanogara mukati
Munhu wese ngaapuwe murairo ... murairo ukapiwa underage vakuru vacho vasina murairo hapana chinochinja munyika kuti mwana arairike agonzwa vakuruwo mgavazive murairo fullstop harisi basa remwana kuziva murairo ari oga no!!!
Uuum mukoreuno muchirikusungisana nenyaya dzakadai, zvine profit yei ulasungisawo munhu opiwa 15years kunge anonzi aka repa
Mutemo hauchinjiswe nekuti tiri mukore upi mutemo mutemo chete. Under age is under age chete Mwanasikana or mwanakomana ari pasi pe 18 yrs magetsi haabatiwe
Say it again Ari wangu ndosungisa handitambe vanhu vakutodarisa shem@masciemudumo
Mutemo unoti rara neabve zera chero akabvuma kurara newe ari under age wabhinya unosungwa hako
Hapanawo.pachinzweee pekut vaimuisa njema pasir pachivhit vhit......toziva hedu akatadza
Wats the secret
Kana mamusungisa uchachengeta Mwana ndiyani
Mai havasi chirema
17yrs akura uyo chero mukasungisa mukomana iye musikana haachazviregi
Mutemo unoti 18 yrs
Haasati asvitsa 18
Pakaita anobatwa achimuita futi faka lapo kojeri😅😅😅
Bring back Mai Pratt vakambo reducer nonsense idodzi
Nyika yedu inodadisa yakaropafadzwa nevatungamiri
Hanti mapaona
😂😂😂😂
MUNHU AKAPARA MHOSWA UNOTIZEI WONA MANJE DAI VAKASHANDA PAMWECHETE NEVARIDZI VEMWANA DAI ASINA KUSUNGWA ZVINO AVE PANYANGA DZAMUSHORE
If the guy is 18 or 19 hapana nyaya apo kana ava kuma20 chakuti mahwani😂
Mupfanha uyu ari kunyura nekuti murombo
Une mwana musikana here wewe
@ Zivai mutemo wacho wamuri kutaura bambo,,zivai kuti age gape counts futi
zera remukomana uyo nemusikana uyo harinakubhonyanya kusiyana mwana achachengetwa nani zvimwe zvinongodawo common sense dai vasiya vana avo vaitamhuri yavo was very much better hapana chavagona apo
Vabereki vacho vanotaurirana newe chiii? Iduzvi mufasce uyu
Vanhu veku village itai mushe, apamurikundoshupikawo mese mosungisana, kutadza kungobhadharana
Kubhadharana hakushande anotopedza village rese achirara neunderage
😂🎉😅
Kupfimba mwana mudiki chaiko tikatokubata tinokusungisa, kushaya nyarai rudzii kuno kuenda kuvana ivo vakuru variko
The village
Mukore uno uchiri wekusungisana hre
Zvakanyanya
Today Stella Muusha
Ari right wani Reporter aripo. Munhu haangarambe achishanda ega musaite vamwe vave neLow self esteem
Magona mambo munhu kujeri kuti kanganisira vana vachazova vadzidzisi vamangwana
HANDITI MAPAONA
Musasunge munhu nenyaya iyo
ukaramba uchitaura taakutokukiya panapa.ndookwayava
Chiii chinonzi damage exactly pachivanhu cheduu
zvimwe zvacho hazvidi chibharanzi chese ichi, handiti mapaona
Handiti mapaona
Haiwavo 17yrs akura uyo siyai mukomana uyo vagarisane
Mmmm musadaro Ari wenyu muzvitaura hre 😢😢
Iya
Haasati asvitsa 18yrs munhu mukati
Akatadza kunokecha hr
Poor sound
mambo munotogona, sando dzenyu
Ya ngachiende ku chikurubhi chi manyengavana
Hapana manyenga vana apa vana avavanenge ma same age..ndaitoti murume mukuru abata mwana ini😢
😂😂😂 guys kaa
But dare rikabhandarisa damage, rinenge futi rarooresa mwana, therefore its has indirectly act against marrying of the young girl. The damage should come through civil courts
Dzidzai kunyrara kana musingazive chivanhu..kuti zii chaiko
@ taura nyaya yako
Comrade get checked for brain demenji 😢
Unotongwa kwese, Criminal nechivanhu. Civil court inopinda papi Apa?
@@tmaktmak1464 pfugwa ngadzishande, its a crime to marry or to sleep with an underage right !!! therefore its criminal, since its criminal then if the family wants compersation civil courts will do that. Then rechivanhu muri kuda kudefender, its seen as encouraging people becoz they doesnt separate kuti mwana under age or grown up therefore kana ari mwana mamuroodza therefore
Ndimambo ere uyu anongotaura ega ko vamwewo anotonga ega umm learn to Chief Mutasa
Hanti mapaona