Verengai list revanhu vakavigwa imomo moverenga makuva acho kuti zvirikuenderana here or that guy ndaaratidze vanhu makuva acho avakaita izvozvo mopihwa matsamba movhura
Uuuuu Zvinorwadza izvi zvirikuitwa nevaridzi veRestcemetry.....nehurumende yacho Ko Respect kuvafi yakaendepi nhai Ndatya ini ..madiro emari akadai Aya ka..itai zvenyu asi muzive kt Khama serves everyone zvakaringangana One day is one day Thank you si Stella munonyatsobvunza zvakakwana Keep it up
Mai vapedzesera kubvunziwa na Stella avo varikutiza nyaya. Ko sei vaka sungwa avo vakazosungwa if they were permitted to exhume and re bury. Mmm pane nyaya apa mai iyo irikuvhara nyaya
As for me ndinoti vanhu ivavo vakanozvipira vega ku police which means is a true story.2 muridzi wenzvimbo iyi ngaasungwe zvekare nekuti ndiye aituma vanhu ava kuti vaite basa iri.3 vashandi vese varikumiririra nyaya iyi kuti haisi yechokwadi ngozi dzese idzi dzichakuteverai
Kumusha kwacho same same last year December ndakawana vanhu vachichera manyenya pane makuva evanhu vekumusha kwedu wen I reported Kuna sabhuku akati vanhu vekunemamwe mavillage all because of sabhuku deals and only to find out kuti mukadzi wasabhuku ari kucherawo
@ what do u mean? Isu pedu pamba titori ne area inotozikanwa kt i grave yard yepamusha pedu we have musha wedu pakati minda yedu yakakomberedza musha then kwakaperera minda ndokune grave yard. Hakuna kana ma issues each house hold ine minda yayo and their own place yavanoisa makuva avo saka hakuna ma issues
Reburial pasina chikwangwari how do you now say husiku wachatisa boss haasi kuita ma activities ekusaver land yake 😢😢😢 dai wazarira romo munhu washe 🤔🤔🤔
Haaa nhym how did they exhume the bodies pasina tsamba dzaivapa mvumo yekufukunura vanhu ko imi mai mune dress re yellow pakanzi Hama dzenyu dzakaitwa re bury what action did u do? Makatariezwa here tsamba dze exhumation and re burial? Vanhu ngatizivei kodzero dzedu uye matanho ekutora kana paine zvaitika
Ahh vanhu vangavigwe zvavo kumusha asi havasi vese vane misha veduweehhh. Plus vamwe vanhu havatodi kuvigwa kumusha for reasons best known to themselves
Avo mai nemhuri yavo vanopenga chete, imagine makanzi come and exhume your relatives and yet you continued buying graves and continued burying your relatives there🤦♂️. In as much as the company is in the wrong - the people buying graves there are equally responsible for this mess
I like how you question people, very calm nomatter how sensitive the issue. Munogona Sisy Stella
Kuvigwa mutown zvakafanana nekurashwa. Inini ndinogara mutown asi kana ndafa ndinondovigwa kumusha kwangu kuruzevha
Verengai list revanhu vakavigwa imomo moverenga makuva acho kuti zvirikuenderana here or that guy ndaaratidze vanhu makuva acho avakaita izvozvo mopihwa matsamba movhura
Thanks Stella nekudzi fambira nyaya dzacho
Uuuuu
Zvinorwadza izvi zvirikuitwa nevaridzi veRestcemetry.....nehurumende yacho
Ko Respect kuvafi yakaendepi nhai
Ndatya ini ..madiro emari akadai Aya ka..itai zvenyu asi muzive kt Khama serves everyone zvakaringangana
One day is one day
Thank you si Stella munonyatsobvunza zvakakwana
Keep it up
Ndosaka mvura isiri kunaya ,makunhakunha mumatunhu awandisa .
Vanehama dziriapoo musanete makuva ngaafukunarwe ayooo mukomana uyoo arikutaura chokwadi becarefull
Zvinorwadza vanhu vemuzimbabwe ngatiendesei hama dzedu kumamisha kana vashaya zvirinai kutoita chikwereti kuhurumende tarisai pazvazvika now hama idzodzi dzichakunetsai mangwanani vanhu ngatikoshesei chivanhu chedu
Wataura chokwadi Hama shuwa kumusha is the best
Ndizvo ndichigara ndichitaura Kut ndikafa ndoda kumusha kwanga kwatovigwa kumakuva e family kwete zvemudanganiswa izvi
Ko kana tisina Misha yacho todii
@@lindamukwevo2511 hama uchibva kupi unoshaya musha ikoko kumusha kwevaberekeri vako enda unotaura nasabhuku akupe dzvimbo inoti yako kana vabereki vako vasina musha bvunza kune dzidza rababa vako vononokupa pekugara
@lindamukwevo2511 kana uchitoda ndokutengesera kwangu ndine prazi remusha hapana arikutomborima tingori vana vasikana takasirwa nevabereki vedu
Mmmmm mai avo mhepo dzichavatevera
Makambozvionepi izvozvo kuti vanhu vanochetewa vonovigwa pamwe ko vakadini kunoviga vatsva ikoko
Mai vanopenga ava nebasa rinotyisa rakadero zvichavanetsa regai muone
Restlands ndooiri kuzasi kweDz extension here?
Ko iye Tinashe wacho ngauye aratidze vanhu makuva aakafukunyura
Nemuguva macho zororo apana..Its scary
Mai vapedzesera kubvunziwa na Stella avo varikutiza nyaya. Ko sei vaka sungwa avo vakazosungwa if they were permitted to exhume and re bury. Mmm pane nyaya apa mai iyo irikuvhara nyaya
Imi mai imi mukapupura nhema nemiwo mucharumwa husiku
Chokwadi vacharumwa vari kuona sedambe riri kuita mukomana uya ng'anga iri kuuya kwavari very soon
My sister Stella❤❤
ngativakei kumamisha, ngativiganei kumamisha!!
unozonzwa zvakunzi it's illegal kumusha kwacho. Zanu hamuizivi
As for me ndinoti vanhu ivavo vakanozvipira vega ku police which means is a true story.2 muridzi wenzvimbo iyi ngaasungwe zvekare nekuti ndiye aituma vanhu ava kuti vaite basa iri.3 vashandi vese varikumiririra nyaya iyi kuti haisi yechokwadi ngozi dzese idzi dzichakuteverai
Mai awo varikunyepa mukomana aitobvisa vanhu vanyoro asiri mapfupa aaaaaaa
Mai imi munonyepa musakoshese Basa zvichazokunetsai
Avo mai varikuti kambani haina mhosva vaneshuwa nazvo here iye umwe munhu aakurumwa nevafi iwe woda kufakaza zvinhu zvaarikutsanungura zvimwe zvaiitija usipo 😢😢😢😢obvious vane makuva ari recent vanomawana makuva avo ko vakaviga kare vanoziva sei kuti muguva maiva nehama yavo maanemumwe munhu mutsva 😢😢😢😢
VANA VE ZIMBABWE sure let’s bury our loved ones kumusha .
Was waiting for this comment ur 100% correct
Kumusha kwacho same same last year December ndakawana vanhu vachichera manyenya pane makuva evanhu vekumusha kwedu wen I reported Kuna sabhuku akati vanhu vekunemamwe mavillage all because of sabhuku deals and only to find out kuti mukadzi wasabhuku ari kucherawo
Kumusha kwacho kukunetsa kuti vanhu vakungovigana njake nyake
@ what do u mean? Isu pedu pamba titori ne area inotozikanwa kt i grave yard yepamusha pedu we have musha wedu pakati minda yedu yakakomberedza musha then kwakaperera minda ndokune grave yard. Hakuna kana ma issues each house hold ine minda yayo and their own place yavanoisa makuva avo saka hakuna ma issues
@masciemudumo Same as kwedu tinongovigwa mu yard medu imomo
Imi amai imi murikupupura nhema makatanga kushandapo may saka zvekutanga kwe cemetery mazviwanepi mukarohwa nemapurisa munonyarara kumiririra zvamusingazive
Ngavaende kujere kweupenyu hwese
Stella anogona basa nyaya ine vakuru mufunge muridzi we cemetry iyi Mwari avenewe kuchengeta mhuri yako nemari inouya nenzira yakadai .hakuna zuva risinga svike
Mai ava vari ku protecter basa vakatonzi zvirambe
Amai imi mushandi Musapa umbowo wamusingazivi.how do you know kuti akadzingwa basa iwe wakawana asisipo
Zvayingoda Mugabe izvi
Mainn Stella ndinokufarirai munotaura zvakadzikamira zvandinoda chaizvo
Mai anga ngavakwane how do you know kti munhu arimo ndiye hama yavo nekuti zvaiitwa recently after burial
Vanhu Ava vaurauya nyika ngaivharwe iyo ivavo Mai ngavaende kutirongo zvavanotaura hazvinzwiki
Hello ST❤❤❤❤
Hurumende ikati hamuna ngozi yamunobata pamunovhukunyura makuva 😢😢😢😢 munhu haavhukunyugwi veduwe muchasengana nazvo henyu itai hulumende hulumende muchaona moto hulumende isipo henyu ....why cant hulumende legalise havo pakafushirwa vanhu vongoti vasiyei vazororepo vokupa kwacho kuri legal pane kuti mubvutire mufi guva rake to make money😢
Haiwa mai ava vakatodyiswao na boss wavo havana chavachataura chitsvene dai vakamborumwa vakavata zvakuitwa umwe kuti vataure chokwadi
Makadzinga vamugabe muchiti ngaende honai Va munangagwa venyu which president who does that
From Texas to grave-digging kuZim, ma1 chaiwo. Anechivindi mukomana uyyu
Ini ndoda kupiswa hanku☹️☹️
Imi Mai imi reburial pasina hama dzemunhu
Baka shedzewa vhakaramba saka who's problem 😊
Saka this woman is comfortable working there
Vana marovha nekuomerwa vakubatiswa mabasa erima .chokwadi zuva renyu richasvika vanhu imi
Picture quality matiregerera sisi Stella
Manyepo a mai varikunyepa akataura chokwadi mukomana
Zvakaoma chaiko. Vanhu havachakoshesi chivanhu nekuda mari.
One ago we lost the relative vamwe vaida kunomuradzika this place can we ndokuzoramba ndobva tazoebda kuzororo😅
Kubvisa mapfupa emumwe kuti muvige mumwe kuda mari kwenyu zuva renyu richasvika
there is another version iri pane imwewo channel ummmmm iyi yakanyanya
Havasi vese vanekumusha Restlands irikupi iyi
Dzinza rake ririkupi asinakumisha??
Ummmm mai avo vachinja statement
ndazvinzwawo vakuda kugadzirisa
vakubvisa mapfupa evanhu kana vamaona
Vakorohwa a mai avo vanotaura
Amai ava ngavarumwewo
Ummm zvorwadza izvi ko zvivindi zvacho vanozviwanepi vanhu
Madiro oita vanhu Mari vakungoita zvese zvese
Tingatadze kufa nenzara sure vanhu vachiita zvakadai ....inonaya sei mvura yacho veduwe
Imi mai vanoshanda musapupurira vanhu nekuda basa munoita ngozi imi
Ko vanhu vakavigwa kare vaigonvisigwei pavakavigwa iyo ichingove iri cimetry sei vaibisiwa dai vakangomasiya akadero
Aaah veduweee murikuzobvisa ese here ma parts evanhu vacho,ko nyama yakapararira inenge yatove muvhu pavigwa munhu ipqpo,murikubvisa here ivhu racho ,haaah vanhu hamucharemekedza vashakabvu vedu,musadaro mufunge
Vanonyeba mai ava mukomana anonzi akupenga ndiye anechokwadi chose ,ungati kusudurudza mapfupa uchiisa madivi sexvinonzi pfupa rembudzi haaa imikaaa
Ndowirirana newe
Zvakaoma hazvo sure
Vasati vaendeswa kujeri ngavaripiswe kuchenura zvimbo ndozvakutadzisa mvura kunaya mapfupa anoera
Reburial pasina chikwangwari how do you now say husiku wachatisa boss haasi kuita ma activities ekusaver land yake 😢😢😢 dai wazarira romo munhu washe 🤔🤔🤔
Mai avo ngavasungwe re burial vanoiziva
Amai imi musapupure zvamusinga zive zvorwadza izvi ndine Huron.bo kune vane hama dzakazorora apo
Ndosaka mvura isinganayi munyika medu
Mkomana uya angango nyepa here guys ummmmm
Haangambonyepa kuti azvisungise
So sad
Haaa nhym how did they exhume the bodies pasina tsamba dzaivapa mvumo yekufukunura vanhu ko imi mai mune dress re yellow pakanzi Hama dzenyu dzakaitwa re bury what action did u do? Makatariezwa here tsamba dze exhumation and re burial? Vanhu ngatizivei kodzero dzedu uye matanho ekutora kana paine zvaitika
Hurumende yeZimbabwe irikutongwa nasatani varikumutsa wakafa kupwanyira vapenyu dzimba daimwari wahvara iyi nyika se Sodhoma neGomora
Zvakaoma 😢
Koinga vamwe varikuti zvakaringana wani..wc is wc
Zimai rinorya vanhu iro rinoshanda ku cemetery 😂
😂😂😂😂 zitsotsi.
Saka better kunoviga hama kumusha saka
Stella wanga warova
Mai imi munoda mambama kubva kuvafi muri kungohumana nxaa
Mai imi asi mwakaromba kanhi. Muri kungotiza tiza why?
Ahh vanhu vangavigwe zvavo kumusha asi havasi vese vane misha veduweehhh. Plus vamwe vanhu havatodi kuvigwa kumusha for reasons best known to themselves
Nowonder mvura yaramba kunaya
Aaaa vnhi kushaya matyora n mabonzo emunhu wausingazive nxaa
So sad news
Iro dam racho ayisi mura inonwa vanhu ere
Iyi imi musapupure nhema munot unknown sei muchavova nevanhu vakafa
Ma trench akatariswa pakashsikwa chinhu asika tisakakanganwa kuti chakatanga inyaya ykayanga kubuda mapurisa asati aende kunotarisa saka makaenda kunobvisa ku destroy evidence saka hapana pamungambobvuma nokuti makatadzira mhuri yakawanda
Hanzi itrench pamwe vakayeredzwa nekuti trench rinofambisa mvura here mostly
Hurumende yedu ndeyekumamasbyrg mmxm inoda mari kusvika vabvumidza vanhu kufukunura vafi zvinorwadza
Imi mai imi ityayi Mwari nenyika mati hamuna kushanda naye Tinashe nyaku fukunura mapfupa evanhu why muri kurondedzera zvepa kutanga kunge maivapo moda kurowa motaura chokwadi muri kuto fukunura nemiwo mapfupa evanhu
Exactly zvako iwe she must keep zii!
Dzimbahwe haaa mwari pindirai veduwee
Mai wari kutaura wanopenga hakuna munhu anoitwa reburial pasina Hama plus chiwanhu uye ngawa pfukirwa kunyanya munhu akapetenga nzvimbo iyi
Aaaah mukutoita reburial mega motonyora kuti unknown mati madiii mhepo dzichakutsomai
KuZim uri mupenyu dzimba vanoputsa iye zvino wakafa futi wakufukunurwa futi chiiko nehurumende yedu nhaimi
Ko vainokandireiko mumadhamu macho kut zvidiiko haa 😢
Kune vamwe vanhu vaiti mukomana uya arikunyepa mazozvinzwaka
Chirungu ndecheiko nhai
Kutonga nyika kusvika vakafa vasisina zorororo. Nyika ahina mutemo tikushandisa mari
Thats why vanaSamanyika vachidya kunovingws kumusha zvavo
ko tombstone raive paguva ramai vaamai avo rakaiswepi
Imagine
Zvakaoma
Nevakafa vari kutambudzwa, ko kuzoti vapenyu ummmm
Uhhmmm inga nyika uazominama nhai imi. Kucherenura vanhu chaiko here shuwa. Zvinothyisa izvi. Where has our tradition go. Whats happening ndati
Hove hadzichadyiwe kuzim honai mumadam murikukandwa vanhu vakafa
Pane nyaya
Zvivindi munozviwanepi kubata mapfupa asiri ehama dzenyu
Nyika yedu haisisina mutemo ave mazvake mazvake
Muri kunyepa amai imi reburial yechii dai mukarumwa imi munofunga kuti makangwara
Avo mai nemhuri yavo vanopenga chete, imagine makanzi come and exhume your relatives and yet you continued buying graves and continued burying your relatives there🤦♂️. In as much as the company is in the wrong - the people buying graves there are equally responsible for this mess
Vanganzi vakavigwa zvisiri pamutemo sei imo maive mupurazi remunhu hurumende isadaro plz chero naivewo vanhu vanochera vacho ityai nazvo Parisi basa iri rakadai kubvisa mapfupa evanhu muchinoiisa kumwe ko kuno siya zvakadaro ipapo vanhu vakuuda mari nenzira dzakashata veduwee uuuuummmm zimbabwe yava sodhoma ne Gomorrah vanhu avachatyi zvinotyisa havo well done sisi Stella nekugona kubvunza