He needs to be arrested for rape kana asingadi kuchengeta mwana wacho anobatsirei baba chantelle wapa mwana mudiki vana3 womudumper how cruel is that veduwe vanoziva vemutemo vakwenyei bhinya risungwe haro
Ane huremaka kutomurarisa means there is a problem akadya agereka nhai veduwe dai zvaiita aigorarisirwei mamwe ma advice soo unoti at that age angangorariswa achidyiswa shuwa shuwa😢😢
Mufunge ndafunga kuti ndini ndega ndine mwana akadaro God bless you mai shantie
muri smart amai yoo mwana wcho anogeza veduweee❤❤❤
I feel the strong motherly love the way she says mwana wangu,haaa ndadzamirwa
Uuuuuuum ndarwadziwa nezvinoita family ya baba shanties Mwari ave navo
Gogo pihwai nyasha dzakawandisa ❤❤❤ rudo rwenyu tinofanira kunamata nemabasa sezvamuri kuita
Ndinaye mwana akadaro. Mufunge
Tinotenda Jehovah for leading you this far, it's not easy.. keep well nevana venyu semhuri
Keep your smile my sister mwari achakurangarira usanyara ramba wakadaro usazvipa grade paupenyu izvozvo zvakakwana zvakadaro tariro yake ngaive kumusiki .mhinduro iriko musiye musorobhangu ichakwana nguva❤
Akaroorwa here uyu pane zvandafunga
Uuuuu ndarwadziwa ini gogo namom ndinokutendai nemoyo wenyu wakanaka
He needs to be arrested for rape kana asingadi kuchengeta mwana wacho anobatsirei baba chantelle wapa mwana mudiki vana3 womudumper how cruel is that veduwe vanoziva vemutemo vakwenyei bhinya risungwe haro
❤❤❤mommy may God continue giving u strength to look after shantee and her sisters .
She is a strong woman
Lil sis much love❤
Amai tokutendai nebasa guru iro
Shame sorry hako sisi❤
Vasamupa kudya akarara, she needs to sit up ,
Ane huremaka kutomurarisa means there is a problem akadya agereka nhai veduwe dai zvaiita aigorarisirwei mamwe ma advice soo unoti at that age angangorariswa achidyiswa shuwa shuwa😢😢
Umm problem inengei isina kutaurwa uye achigona kugara ega. Musataure zvamusina chokwadi nazvo
Hec Eriza
Shantel arikuda kudzidziswa pot .achipedza kudya porridge ogadxikwa pa pot then system yake inojaira nguva dze toilet
Va tete vangu Stella.. Makasimba here?
maybe i can help a bit
Hi aunt Stella do you have contacts for MaiChantelle?? Please
I know someone Anokupa number
It is well 😢
Hi tete Stella
Im sorry