Council of Chiefs should repremand Chief ava. Noone is above the law. All court sessions should be respected regardless kuti ndi mambo, jinda or those standing before the court. The least he could have done is having a glass of water. Take a leaf from Chief Mutasa , Headman Chigodora etc
Vataurirei chokwadi iduzvi mambo ava tovaremekedza sei ivo vachiita humbwa vanongofunga sadza chete vanofanira vakakurira kunzara mambo haa muri rema hamuna respect
Kamwe kanyaya kekuti vanhu vakuvara nenhamo vaakutsvaga kuwana mari nekuhura kwevakadzi. Katori ka game katojairirwa kuZimbabwe. Makamboonepi vakadzi vanobvuma chihure varume vacho voti mahure edu toada asi tiripei chete. Mahure edu haana mhosva
Haaaa mambo avo ndavaende kuschool chaiko vanodzidza izvi zvekungoti humambo hurikuinda Mumbai mangana apa mumba mangana hapana kana chozivikamwa .pliz gvt must revisit madzimambo ayo vachiona zvikuita vanhu vavo what kind of a chief asina kanarespect ne cour yake kupi kwamakamboona mambo vachidya vachitonga .ma advisors mukuitei apa muchirega mumwe uyu achinda musango. Nxaaaaaaaaaa ko kubuda kunodyira panze Apa chii chatongwa apa haaaaa sis mhano lutongwa ne ECD A chaiyo
Please can someone talk to this mambo he is not respectful and his behaviour and character I dont think he deserve to have that High position in our society. Last time he came to attend to the court very drunk and always disturbing the proceedings.
Handisati ndakamboona zvakadai zvirikuitwa nevamunoti Mambo arikudya sadza padre 😅😅😅 asi chimbori chiiii vanhu what a disgusting 😢😢thing 😂😂😂 aaah zvakaoma
That's exactly how government departments are run. They go for lunch at 12pm come back at 1430 hrs. They love sadza. What kind of ruling do you expect from a person with this kind of brain.
Destiny tv mubatsirewo baba vasina hunhu avo vasiye zvekudyira mudare thus disgusting and disrespectful to the office. Hapana chinoshamisira pakudya kwake sadza, ngatore break kana anenzara asatisemesa
Zvazvinoita kna uri wehumambo yoooh i know this guy asati ave mambo...ndikazonzwa kuti akunogadzwa humambo now vave vanhu vakuru❤❤❤❤❤
Mambo itai hunhu imi respect dare munonyadzisa munomwa hwahwa muri mudare modya pamberi pedare semarara kuchikokiyana nyarai imi dzidzai kwevamwe
Council of Chiefs should repremand Chief ava. Noone is above the law. All court sessions should be respected regardless kuti ndi mambo, jinda or those standing before the court. The least he could have done is having a glass of water. Take a leaf from Chief Mutasa , Headman Chigodora etc
Mambo mambo pliz kudya mudare kushaya respect Destiny tv tisvitsireiwo uye matongero enyu uuuuuu
Ndatoshayawo kut zvii shuwa, hazvina hunhu
Very true zvakashorka izvi
Vanenge vachimhanyisa nyaya dzinenge dzakawanda nhai imi
Vataurirei chokwadi iduzvi mambo ava tovaremekedza sei ivo vachiita humbwa vanongofunga sadza chete vanofanira vakakurira kunzara mambo haa muri rema hamuna respect
Thank you Destiny TV for exposing this unrespectiful Chief ndo vanhu vanotukisa ED ivava
Ndakamuona kare mambo uyu.
Zvoshoresa izvi.
Ndanyara fani!!
Zimbabwe yatambura Mambo kushaina nesadza nemazondo asina kubvurwa zvakanaka.Tooneswa mashura
What a mockery, chief not even concerntrating. How do we progress as a nation
Make yo own progress isinei nevamwe vanhu.
Dare iri rokutadzisa kubudirira nenzira ipi?
Zanu pf ndiyo irikutongai
Chief Ratidzaiwo unhu mungadye mudare kuratidza kusazvibata haisi drama iyii kuvaka nyika neunhu wedu. Im sure kana imi munofanira kunyara
Mambo makashoreka kwacho munodya Sadza pamberi pedare sei hunhu rudziii hwamunoita , madiii madya Sadza kumba kwenyu asi muri bhachura her ... kuita zvinhu zvinonyadzisa kudaro
Mambo respect dare renyu phone yenyu plus munodya pamberi pevanhu.
Chokwadii avana hunhu mambo vacho sure
Kkk pane imwe nyaya yavambotonga vachinwa Doro
Kkk pane imwe nyaya yavambotonga vachinwa Doro
😂😂😂😂😂😂😂@@TauraiMawere
Kuvhengezera kuripo nekuda kuvhairira vane nzara.akakura achitambura
Musuva vamambo vakakurisa 😅😅😅😅 ndosaka ndichifarira mambo Mtasa respect inongodiva kuvnhu weduwee
Mutasa is corrupt akapiwa mari namfundisi
@@Smoothcriminal11-h7d nyaya yamfundisi iya yakazongonyararwa aimboti achaita tsvakurudzo wani yawe papi
Kuvengera munhu musuva vesadza kkkkkkk
😮😮😮😮😮😮😮😮😮😮mukutonga muchidya???????pamberi pewanhu nesu watarisi wakatekeshera nyika yese here?
Mambo zvimwe zvese munogona asi kuzodyira pa dare kunge marara kuhwahwa sei.Hakusi kuzvidza dare hre kusanyarawo vanhu nekuvapawo zvitsvimbo chawo.
Kamwe kanyaya kekuti vanhu vakuvara nenhamo vaakutsvaga kuwana mari nekuhura kwevakadzi. Katori ka game katojairirwa kuZimbabwe. Makamboonepi vakadzi vanobvuma chihure varume vacho voti mahure edu toada asi tiripei chete. Mahure edu haana mhosva
Ichokwadi rato business
Taura hako hama vakutoita business nemahure avo uko
Ko ivo vacho vacho vakunyenga vakunyengerei
@@Fungisaiwenhamo-mx7sk ko ivo vari kumbobvumirei ivo vane varume
Haaa iyiitori game sure.3 women pa1 guy.Vese vachibvuma ...they are morre interested in the pay outs
Chokwadi pamadzimambo akagadzwa asingazvikudzi akazodzwa mambo mutasa dai mamwe madzimambo aendawo ukoko kwetekuita semahumbwe saka chihure chichinyanya kwenyu chief ngezi hamuna hunhu
Haaaa mambo avo ndavaende kuschool chaiko vanodzidza izvi zvekungoti humambo hurikuinda Mumbai mangana apa mumba mangana hapana kana chozivikamwa .pliz gvt must revisit madzimambo ayo vachiona zvikuita vanhu vavo what kind of a chief asina kanarespect ne cour yake kupi kwamakamboona mambo vachidya vachitonga .ma advisors mukuitei apa muchirega mumwe uyu achinda musango. Nxaaaaaaaaaa ko kubuda kunodyira panze Apa chii chatongwa apa haaaaa sis mhano lutongwa ne ECD A chaiyo
Honestly badge rehumambo rakapiwa munhu asiriiye. Dzonofunga kuti kudya vachaunga kunoshamisira here?
Mambo respect inodiwa sei muchidya mudare mutarise vamwe kana vachitonga
ko kana asina kudya nguva yakareba nyaya yomira here
Mambo vashora dare havangadye in court hazviko izvi tanyara shuwa
Drunken Master bhoo here kudya vamwe vakatarisa
😂😂😂😂😂😂
Mambo wechimanje manje siyanai nekudya mudare Baba zvinoshoresa
Mambo mofanirwa kubva kumba madya kwete kushama shaman sepwere mune vanhu or kunodyira panze
Please can someone talk to this mambo he is not respectful and his behaviour and character I dont think he deserve to have that High position in our society. Last time he came to attend to the court very drunk and always disturbing the proceedings.
Zvinokatyamadza here izvi , dai vakadzi vasiri majoki 3 rounds aipihwa Nani 🤣🤣
Mambo vasatonga ndava vachidya atizozivi kuti zvimwe akusi kunakirwa nezondo here .
Zvotenderwa here kuti mambo vataure mudare mean while vachidys. Hakusi kuzvidza dare here. First time kuzviona. Kuto seva
Zvimwe zvacho kutoremwa ko hazviite here kumbomisa dare racho
He is very uncouth and disrespectful to the dare rake iroro.Hakana hunhu kaMambo ako 😅
Disrespect the same court he is leading 😅
This is very disappointing and disrespectful Chief
Amai kuyamwisa mudare .+ kudya sadza mudare ..zvininyaezisa and vanotoda kubviswa huchief hwacho
Mambo lo Kala nhlonipho busy eating and phone is screaming khuzeka mambo impela
Pakuzodya pamberi pedare renyu manje Mambo ummmmmmmmmmmmmmm. Hazvinyatsobuda zvakanaka Ishe wangu
Sadza riri nani. Dzinorova castle dzichitonga 😂😂 check Drewmas in Mhondoro
@@DadiraiShambare kikikikikikikikikikiki ndabva ndaneta DS
mambo uyu Ari right right here ? kudyira mudare pamberi pevanhu
mxxxxxm mambo haana hunhu uyu ashaya kwekudyira here
Aaayaa hubhuru hwese tsvayi...hanzi hee isu tinosvira vakadzi hatitambi...nhasi zvaiwana ngwarati....inosvava mboro iyoyo...unodziwanepi mombe 7 nemakwayi two.. ndosaka shoko ramwari richiti usaite upombwe...izvezvi anenge achisiya wake mukadzi akanaka mumba achinosvinyanga zvitikidhima zvevakadzi vevanhu vaanoziva...mukadzi wake chaiye haana kuroora asi aakubvisa mombe dzose dzichienda kuvakadzi coz he cant control mboro yake kuita as if akabuda mudumbu ramai vake akabata mhata mumaoko..ndosaka vanhu vachiisa runyoka kuvakadzi vavo..kudheerera kwakadai munhu achinyenga vakadzi vemasahwira..kana iri mishonga yekusvira inotsvagwa nevanhu.. bva rwendo runo wamama..ndokuti upfidze...munhu asina matyira boiboi maziso uchifunga kut uchateererwa nani padarepo..l hope all mhombwe dzatora manotes from this kind of stupidity.😅😅 nonsense.
where are we going as a nation nemadzimambo akadai. Ndanyara chaizvo. Kutodya riri zisadya ummmmh
Hanzi namambo Mutasa uchikwira uchidzika ziva kuti imhosva siyanai nekumwa congo dust
Chief Ngezi miganhu yake yakambonyatsomira seiko? Rinenge vhatani iri.
Kana mambo wacho achidya mudare zvinorevei izvozvo
Mambo avo honorable ngavaite serious nebasa kwete chitamba pwere chavari kuita.Hatidi madrama pakutongwa kwevanhu.
Mambo vakangofanana nemusungwa wavo.
Nemiwo varume hongu chihure hachikurudzirwe but chengetai vakadzi mukadzi anoda rudo nekuriritirwa nekuva strong pabonde. Sme time don't blame munhu ahura svagai chikonzero imi mambo kungodyawo muchitonga chirudziyi vamwe vanenge vachitonzwa nzara its beter kudya musati matanga kutonga
Kusasimba pabonde haisi sarudzo yemurume. Pamwe kuramba kwazvowo zvega sekut mudzimai anogona kungotadzawo kuita mwana.
Destiny TV musatiigirewo avinhu zvakadai
Chimambo hachina respect nevanhu iye nevadzimu ichi why chichidyira mudare
Mudhara ane shirt yeblue anotaura zvinonzwisisika sando dzake,asi chief anodeerera dare kudya shuwa shuwa here
Ndo mangaingai
Mambo uyo atosiyana nevamwe , ukuita like ma jokes zvake nxaa
Varume vevakadzi vacho vanofanirwa kumuripisa vobva varambana nevakadzi vacho.
True! What a joke. Twuvakadzi twunokwirisa kwirisa utwo marabishi chaivo, and the husbands should divorce such scum
Mambo wacho anotodawo vakadzi wevanhu .ihure iro
Kudyira mudare umm itype inorowa mulato chan
😂😂😂😂
Nevakadzi Vacho ngavabhadharewo
Ko mudare munodyirwa futi sadza nhy😂😂😂.mombe 5 dzei nevakadzi vacho ngavaripiswewo ka mahure evanhu
Mambo apedza kudya imwe nyama ye hwayi amirira dzimwe 3 dziri kutevera kkkkk.Idyai makahwanda mambo kudya pamberi pedare hazvina chiremerera.
Mambo inzara here. Munonyadzisa imi.
Mambo wenzara nzara😂😂😂
Uyu mufesi anowanza vakadzi vevanhu adii kunotenga mahure yaah anozvinyanya
Mambo munojairira imi kuita noise nezibhonzo mudare muri duzvi
uyu mambo anogaona hake but haaremekedze dare rake ,anogona kutonga achinwa doro now akudya sadza imi weeeeeee ndochii ichocho
How can mambo eat during a court session Its unbecoming What a circus
Uyo akadhakwa mambo uyo kubatira humambo padenga ndiriini ndaipindawo ne sadza ranguwoo uyo anotonwa beer pamatare
Mupfana mudiki watotora vakadzi vevanhu 2 nguva imwe chete Mwari akuitire nyasha
Handisati ndakamboona zvakadai zvirikuitwa nevamunoti Mambo arikudya sadza padre 😅😅😅 asi chimbori chiiii vanhu what a disgusting 😢😢thing 😂😂😂 aaah zvakaoma
Kudya mudare is the greatest dishonour to our courts apa otaura futi uchitsenga
Mambo wacho ma1 hatina kwatiri kuenda senyika kana kune vana mambo vakadai
Komambo apindwa neyi dzikutodzisira nehunotonhorera 😂😂😂
VaTezvaraa vangu musadya pamberi pevanhu hazviite dare rotanga hunhu kwamuri baba yayanyanyokurumai sei nzara immmmmm apa bodo Mpamombe
That's exactly how government departments are run. They go for lunch at 12pm come back at 1430 hrs. They love sadza. What kind of ruling do you expect from a person with this kind of brain.
Mambo akurovera bhonzo pasi kuti ribude mongo achiita noise sure sure pamberi pechaunga.Ndanyara.
NDIMAMBO HERE AVA,,,,KO NZARA HANZII
😂😂😂😂😂😂Mambo manyama kugogodza mongo here mudare haaa makanyanya
Yarova sei nzara yacho?
Zimambo iri ndere kumama sure kdyira sadza mudare nxaaa ndiko knonzi kfumura mutanha chaiko
Vanofanirwa kuona vamwe madzimambo achtonga
😂😂😂😂😂 haaaa zip yaku Costa Jussy , dai hako wakanokecha zvirinani 😅😅😅
1.Siyanai nemaAma2k Ava chimbovasiyai vagodzikama vapera coz havadzikame
2. You should also punish the ladies coz kazhinji ndivo honzeri
3. Hwai $100😂
Mambo avo vadya padaro hazviko vazvidza dare depersonal interest pasadza😂😂😂
ini i guess even Vakadzi vacho should also panished / fined ,,
Muripo wacho woshandiswa kuCommunity problems or development
Mambo vacho mazino kudya vachitonga chichakadaro chinenge ngozi. Hunhu hwamambo avo hwakadhakwa mambo rongekai
Mambo munaita muchidzidzawo kutongwa kwematare y masiyanisa kuti imwe mhosva moti 5 mombe imwe moti 3 idzo dzakafanana haa makadhakwa
Mambo mambo mambo murikudzikisira Ushe.Musadye mudare.
Ibhabharasi here rokufyidyisai sadza mudare mambo imika chii nemi chaizvo
Uyo haasi mambo hamuone dzungu mambo haapo
Muri kungo harasa vanhu ma . Chii chinokatyamadza ne three rounds Handiti ndizvo zvacho zvavakadanananirana here.
Kudya pamberi pedare zvaratidza kushaiwa respect ne dare
Justine uri mukono ndakutya heyiiiu mukura zhizha kkkkk
Mambo makadhakwa kudya mudare muri kushamisira ne sadza here. Chikoro chakanaka hama dzangu bcz ndokwazvinodzidziswa
Mambo mmmm munonyadzisa. Kudya mudare
Mambo dzakadhakwa😂😂😂
Zvadzi mombe 5.
Mambo uyo anofanirwa kuita mufudzi wemombe.akadhakwa brain.
Destiny tv mubatsirewo baba vasina hunhu avo vasiye zvekudyira mudare thus disgusting and disrespectful to the office. Hapana chinoshamisira pakudya kwake sadza, ngatore break kana anenzara asatisemesa
Mambo hamufanirwi kudya pamberi pevanhu hazvina hunhu uye hamuzowani chiremera
Mambo mudiiko kudya dare risati ratanga
True
Idzi dziri nani dzinodya mudare pane dzimwe dzinotorova fodya chaiyo mudare imomo, 🤗
😅😅😅😅 dziya thot ndini ndazviona ndoga weduwee ronakidza napapi dare racho
Imajeni ndedzeku Guruve ndatodzionawo nhasi
Mambo ava nei nyaya dzavo zhinji dzichitanga vasimo vozouya havo vachiseka vachidya, the other tym dzaive dzakatomwira hadzo 😂😂😂
Mambo Ngezi ndochaivo mombe shanu.
Imimi varume varikubatwa vachinzi manyenga vakadzi vevanhu ivo vari mahure itai plan. Kana wanyenga hure ripe chirwere becoz rinenge rawirirana nemurume kuti hura tiwane mari. Ripe chirwere ribva ranopa murume waro anoda kudya zvemahara. Kana vakudeedza kudare ibva watiza woenda Joni kana kunogara mutown vasakuone futi. Vakapusa stereki
Madzimbo vane mukanwa mu kitchen kuda hwai pa mbudzi
Kkkkkk haa anorova sure mambo vabvuma
Avo ndoChief Ngezi here?Hapana zvinozivikanwa naThief Ngozi
Aahh this man anojairira
Mambo why muchidya mudare ,madii masiya vice venyu vapedza kutonga ,,,mouya mapedza kudya
Uyu anodhakwa apa kuzodya pavanhu dhadharasi rakatomurova
Mambo rerutsirai munhu uyo mwana uyo uye zvinoitika mukutamba
Nonsense...kutamba nevakadzi vevanhu achiputsa misha yevamwe vanhu? Dai uriwe uri kudyirwa bota mukadzi ungadai uchitaura matuzwi iwayo...ngaaende anotamba nemahure..ari all over th place....kutamba kwacho ngakumubhadharireka mombe dzacho tione nedrought yadai kutsvai mombe dzacho...ko iyo US2 300 iri mari anoidhota kupi iye achitochemera kudzoserwa US10 chaiyo😅😅 Rakazvirova rikazhamba.
Mambo uyu aiva munhu aitoridza magitare hazive kutonga
Mambo uyu chidhakwa ndomuziva ndokumusha Kwan gu kuchegutudare rake rosvota anotoitira paseri pebhawa
Hwayi dzekwenyu dzinoita $100?