No hakusi kuda pfuma..de vaida pfuma havaimbouya kudare ..vangadai vakataurirana kumba isina kumbosvika kwamambo...unotanga kwamambo then u get referred kumapurisa ..then vozodzoka futi kwamambo
Teach the boy child kuipira kwakaita kudanana neunder age😢...teach the girl child on ways to prevent pregnancy, even mukomana akasungwa mwana anochengetwa nani?
Vana havasikunzwa weduwee varume vakungosungwa zvavoo vana havachanzwiii kana kurikumitiswa it means vaitodanana vana havachanzwiii zvakutoda mwarii vapindire
I would expect this comment from a man not a whole woman mxiim..a 15year old is still a child who can be influenced and is not capable to make informed decisions.
If I were the parents of this girl I would’ve gone straight to the police for rape. Kabisira i think her father came kwaMambo for some herds of cattle. If so they too deserved to be arrested for it. Vaita mhazha yakanaka in that Mambo ati kurumidzei kuikandira kumapurisa. But zvisinei Mambo did the right thing. I’m still curious though to know the real reason the girl’s dad reported this case to the chief.😅😅
In Zimbabwe some people have connections with the police, saka vaiziva kuti inoperera pa nzira munhu atenga mapurisa. Now they have a very strong evidence from the chief’s office.
This is kinda response where are we heading as a nation? Ndipo paunoona kuti uyu achiendeswa kujere Zakaria ari kuita the same thing cos they don’t understand kuti they’re committing a crime and endangering lives of young girls. You’re already thinking about mwana without considering the dangers of impregnating a 14 year old child.
@@FunnieDube-sr4hv Ahuh. I get your point. However, at this point it’s not about changing a situation, but it’s about taking the right steps imminently in dealing with a crime. Nobody is saying let’s not think about the unborn child, but it’s about first things first approach. These parents took too long to give attention to this matter. They should’ve reported this crime as soon as they found out. Especially the mother cos we can tell something is wrong with the kid.
Thank you chief munogona henyu kutonga nyaya
Mambo magona asi mune kamwe kadzungu kandisina kunyatsoda
Havatonge havo zvaunoda iwewe.
Nxaaa naivo vana vacho vanonyanya kda zvnhu,ivo vabereki vemwana vanoziva kt underage irape kuuya kdare ktoda pfuma ukuu😂😂😂😂😅😅
No hakusi kuda pfuma..de vaida pfuma havaimbouya kudare ..vangadai vakataurirana kumba isina kumbosvika kwamambo...unotanga kwamambo then u get referred kumapurisa ..then vozodzoka futi kwamambo
Chokwadii vana havasi kunzwa
20yrs ne 15 tuvana twaindodannaa hino kuzosungisa guys thout murume mukuru ini.plus panoda DNA tuvana utu turikuvhura hombe
Destiny usatipedzera madata edu murume mukuru upi
Muise simbi😂😂😂😂, haa mambo vajamuka
Arikunzi murume mukuru ndeupi destiny's iye aiva ne19yrs
VaMunangagwa vei .If its our constitution its no ED please
Asi kana road ikasagadzirwa ndi Ed hanty?
Teach the boy child kuipira kwakaita kudanana neunder age😢...teach the girl child on ways to prevent pregnancy, even mukomana akasungwa mwana anochengetwa nani?
Sungwai sungwai nekuzara kwakaita ma single in zim vamwe votohura nekushaya vanoroora sungwa iwe bhambisto
Kasi you single? Lol
Ko mukomana akuravo sei ngavawanani
cheaf Ngezi amana ko anty vakanyengana hre haaa atonyura mupfanha uyo hey
Vapfanha ava vanonyanya hauibude iyi
Vana vacho vanoda zvinhu
Ko kwamarange warikutora ma14 years waripi wamunangagwa wacho
Mukomana mwana midiki zvekare madhara ekwamarange arikutora iwo ma13 yes wani,
Magona Mambo munhu mukati
Vana havasikunzwa weduwee varume vakungosungwa zvavoo vana havachanzwiii kana kurikumitiswa it means vaitodanana vana havachanzwiii zvakutoda mwarii vapindire
Tuvana twachoo police ngaimboturovavo hatusikunzwa tunotoziva kutii ava ndibaba nhingi twobvuma tunoda kumborohwa vana havasi kunzwa aaaa
Kkkk kupusa ndokuziwa ungaenda kudare kunomira nekamwana kakadai mucourt kutadza kutiza 😅
Baba vemwana akamitiswa ibenzi ukuendesa mwana akarepewa kwamambo ndokudii asi mapurisa haumazivi
Hanti Mapaona panoiswa Chen?
😂😂😂
Anobuda kana vachidanana ko kana mimba isi yemukoma ngavainde kwamugabe
Mambo vane iphone. Basa ririkubhadhara iri nhai
@Destiny TV I hope Sabhuku vaya will be arrested and thrown in jail too. The story you aired here a few days ago.
14years mhata inonga yavhurika sebeche remombe
Anobuda musikana akamumiririra kana vachidanana zvavo
Uyo akutonga haasi mambo anenge advisor
Mwana haanyengwi wether ane mutemo or haana mwana ari under age haavatwi mutemo ngautangire kuvakuru vana vagoukopawo zvobatsirei kupa mwana murairo vakuru vasina murairo haushandi murairo ukapiwa mwana mudoko mukuru achitonzi anemvumo yekuita zvaanoda pamwana asina mutemo
14 years inotochemerera pabonde here kana ndezvekusvotora mwana
Yaaa vari repi kujeri
❤
Kudzikameyi horo iwee
Ana Manyengavana tukukuonai mucomment section.
Ko akamanikidzwa kubisa bhurukwa hre vachapedza nyika vachisungisa vanhu ngavape mwana murairo
Aiwaka aizosvika pakubvisa burukwa anziiko nerume guru murairo unoda kupuwa vana munyika inozivawo zera
Baba avo vange vachida kuti vapiwe roora.Rape straight .
Wait until wako amitiswa wakamuraira and you will understand kuti vana havana mugoni
Chokwadi vana hvna mugoni ava askna unenge uchitozama kumupa mutemo saamai but unongonzvengwa wotozona yamimba
I would expect this comment from a man not a whole woman mxiim..a 15year old is still a child who can be influenced and is not capable to make informed decisions.
So sad chokwadi vana vedu ava ngavatye kutadza
If I were the parents of this girl I would’ve gone straight to the police for rape. Kabisira i think her father came kwaMambo for some herds of cattle. If so they too deserved to be arrested for it. Vaita mhazha yakanaka in that Mambo ati kurumidzei kuikandira kumapurisa. But zvisinei Mambo did the right thing. I’m still curious though to know the real reason the girl’s dad reported this case to the chief.😅😅
In Zimbabwe some people have connections with the police, saka vaiziva kuti inoperera pa nzira munhu atenga mapurisa. Now they have a very strong evidence from the chief’s office.
@@magmat3363quite sensible to beat corruption huh.
Pfutseke adzimakei iye atosungwa zvichine bsa nekudzikama here
Nhai zvako
Mhataaa yako mambo
Ko yakowo?
Zvakaoma veduwe
I8yrs behind bars
Iwe mudhara aripakati udzikame
Mavende
The village destiny TV live and direct
Womitisa 15yrs wapedza woda kuramba futy
Kana ari mwana nhumbu yakabatasei? Vanhu kungoisa zvimitemo zvenhando.
Ummmmm ngavasadaro veduwe
Sure ndokutonga chaiko kuzvara korwadza munhu wongotinha Mwana wako sedongi raawana kumafuro kuty hande unondibikira kkkkkkk wakaura
Iye mwana wacho achitiwo ari kuendepi?
Vanogona kutonga Mambo avo
kumapurisa Mwana ochengetwa Nani newe mudhara hauna kukwana
Iwe ndiwe usina kukwana
Saka iwe urikuona fombo iyeye achigona kuchengeta mwana?
This is kinda response where are we heading as a nation? Ndipo paunoona kuti uyu achiendeswa kujere Zakaria ari kuita the same thing cos they don’t understand kuti they’re committing a crime and endangering lives of young girls. You’re already thinking about mwana without considering the dangers of impregnating a 14 year old child.
@SheStoicForLife77 when the demage is done we can't change it bcz funga zviripo
@@FunnieDube-sr4hv Ahuh. I get your point. However, at this point it’s not about changing a situation, but it’s about taking the right steps imminently in dealing with a crime. Nobody is saying let’s not think about the unborn child, but it’s about first things first approach. These parents took too long to give attention to this matter. They should’ve reported this crime as soon as they found out. Especially the mother cos we can tell something is wrong with the kid.
MAPAONA KA
😂😂😂😂
Ummmmm
Bota rinosungisa futi
Mambo matadza kutonga nyaya apa iye mwana wacho akadi kutaura kuti ndabatwa chibharo nguva yacho iyoyo mukomana achiri mwana mudiki uyo vose vana vakatadza
Mambo just refer the case to the court which has jurisdiction over such matters. Haana chaatonga,he knows his place
Hnti aane 20 yrs.
Anonokurira mukati
bhinya mujeri
@@InnocentMukodza😂😂😂😂 You can say it again so loudly.
A 20 year old is old enough to know kuti chinonzi minor or underage chii. Ignorance is no excuse to committing a crime endangering lives.
Thata yena fakha ejele