@Joana-gj7ls totally agree with you 💯 very cool calm and collected the epitome of a very good presenter, not dzimwe calibre yatinombowona padeadbc😊.Such a tragic loss 😢 though MHSRIP and Mwari vakunyaradzeyi mese venmhuri yarasikirwa nemudikani wavo😊.
Ndarwadziwa RIP mwanakomana, sorry to muroora, To gogo ndarwadziwa only God knows kufungirwa kwakadai kwakangooma asi you can tell kuti Gogo is genuine and loving gogo. Kashoma kuona vamwene vanoratidza rudo rwakadai kuvana ve muroora. Ndinoti kumhuri chemai netariro 😢
Vabereki ngatichengetei vana tisape vana gogo mutoro tikagara nazvo tinoona hunhu nematambudziko aripa vana vedu Tatenda HANGU hazvinei inguva ZORORA MUNASHE MWANA Young boy
My the boy's soul rest in peace. I think mwana uyu hapana mhepo or even kuti tingati akatsamwira zvimwe zvinhu, asi semukomana wechidiki mu adventurer aiita ma experiments kusvika pakadai.
Tese takangokura tichitsiurwa asi hatina kufunga izvozvo isu mhepo chaidzo very sorry to the family condolences, ndine mwana kwasekuru vangu muskana akazvisungirira netambo yekumasowe iye hameno inonzii 2013 akatofa mumba but zvozonzi akasungirirwa namai vake but we don't believe that asi kuti imhepo
Gogo is exactly like my mother gogo Masuku. Chero mota yemawaya wayitoyibvunzwa kuti wayiwana kupi. Bhora rechikweshe chayiro ayitove ma1 chayiwo. Anesu maybe he joined Satanism or gule secretly
From what gogo explained zvinotaridza kuti mwana was initiated or in the process of being initiated in a satanic world. They should sick spiritual help. Shamwari yake yezvigure ndiyo inenge problem
Investigate more on zvaakabva akanyorwa kuchikoro? Any older friends doing mutoriro or mhete kugayism uko? Who was asking him to school zvikoro zvavharwa? Was it the headmaster and why?
Anesu anga aine mhepo dzaimuteera nekuty mwna mudiki wapera raqe haangakwire mumuti unokujamba it's so sad for gogo tht she has to go through all this and all fingers are now on her after chero ana gogo vakatsiura vana hazvingavaiitise kuty azvisungirire nekuty pakanzi akaridza song yekuty dai hupenyu hwaitengwa anga akatopfekwa pane munhu aita mari nerufu urwru
Gogo looks like a warm person. Pakafamba satan. So sorry gogo aigona kunge ai experimenta kune trend iri kuita nevapwere yezvisunga and release kana vave close to death zvine good sensation but vamwe vanobva vatadza to release and die
Thank you for watching Destiny TV, Kindly Subscribe. You can also watch local drama Zvazviri ua-cam.com/video/bAdvEA4p4X8/v-deo.html
What a Loving & Caring Sweet Grandmother, be comforted & have Good Health & Long Life.🙏🏽
I like the presenter very respectable, respectful and chilled
Too much l love her❤
@Joana-gj7ls totally agree with you 💯 very cool calm and collected the epitome of a very good presenter, not dzimwe calibre yatinombowona padeadbc😊.Such a tragic loss 😢 though MHSRIP and Mwari vakunyaradzeyi mese venmhuri yarasikirwa nemudikani wavo😊.
She's the best
She's well spoken ❤
Mwana anga atoriwo nemhepo dzanga dzichitoteerana naye kubva kare Gogo havana kukwanisa kuona masigns acho zvakaoma RIP
May his soul rest in peace,zvinorwadza gogo vanotaridza kuti vaichengeta mzukuru wavo zvakanaka asi kuchikoro uko kune zvange zvoitwa muchivande
Gogo and the tenant vane good relationship
This presenter is a professional lady ,she is soo humble or calm ❤
I think there was something behind tatoo yaakauya akadrawer paruoko iyo
You can say that again,Inogona itori satanism chaiyo
true kwaiiswa tatoo ndokune answer
Yes
It’s rare kuwana ambuya that feed the kids well nekupfekwdza Vana zvakanaka blessed is her family to have her! ❤❤ nyaradzwai namwari Gogo
My grandparents took amazing care of me ini
Vanambuya ndovanochengeta manje..
It’s rare? I don’t think so. AnaGogo love vazukuru vavo
i love and respect the lady interviewing so calm and humble, im always watching her
Sad why young ones taking their on lives,God intervene please in our Nation no such deaths. Mufunge, hupenyu hautengi zvakare. RIPP
So sorry gogo nehama neshamwari, nezvakakuwirari.
Gogo, mungava maichengeta Anesu nevamwe vana vatova vakuru kuna Anesu, Chandoziva ndechekuti, hupenyu ndehwa Mwari, ndovanotipa hupenyu, ndovamwezvo vanotora, vanotanha maruva avatipa zvakare
Marwadzo kuenda kwatichaenda tese, kwakasiyana, nenguva yakatorwa yakasiyana, ndinoti kwamuri mese nevagarisani, vabereki, chemai makatarisa kuna Mwari
Psalms 121 vs 1 verengai
May Anesu' soul rest in Peace
Its very unfortunate gogo vanoda vazukuru vavo zvedi, i think mumafunnies imomo he was hiding something otherwise dzimwe imhepo dzemadzinza.
Gogo good munhu mwana agara akatadza anotsiurwa but kungoti imhepo chete zvakamubvira kare misikanzwa yacho plus kuchikoro kuzoisa ma tatoo
Chokwadi mweya wetsvina chaiwo matatoo anenyaya
Tinozviona sezvisina basa satan aripa basa
Kuita mbuya veduwe,this is beautiful... thank you gogo nekurerera vazukuru venyu,mhepo dzakangosimukawo😢
Mbuya is learned. Nematambudziko gogo ingori mhepo yakasimuka don't beat yourself about it.
I guess is she is from mutare😊
Its painful...mbuya iyi ndeye chirungu ikutaura english words i think is a pensioneer
May the family make peace with Gogo so innocent n loving
Chiedza chisante chimu vhenekere🙏🏼
Ndarwadziwa RIP mwanakomana, sorry to muroora, To gogo ndarwadziwa only God knows kufungirwa kwakadai kwakangooma asi you can tell kuti Gogo is genuine and loving gogo. Kashoma kuona vamwene vanoratidza rudo rwakadai kuvana ve muroora. Ndinoti kumhuri chemai netariro 😢
Mwari tiitirei nyasha this is heartbreaking 💔💔💔
Gogo vandirwadza 💔💔💔😭😭😭. So sorry zvenyu gogo. Mwari akunyaradzei.
Gogo Mwari vekudenga ngavaku nyaradzei i know what you're going through but there is God in Heaven
Rip Anesu, i think aida ku experimenter something ini cos ughmmm misikanzwa yane vana nowadays ma1
Imhepo shame,Dai mwari vanyaradza gogo.
True vanhu vairohwa.neshamu asi never ever kumbofungakuzviura
Vabereki isu tisu problem tirikuramba tichipururidzira Zanu pf mhuri dzichipera, future yevana ichifa 💔💔💔masatanist Zanu pf they are benefiting
Mhepo dzekumusha kwenyu hadzinei ne zanu
True plus isu vananyakubereka hatichagari padyo nemhuri nekuda kwenhamo yeZanu kwanesatanism tatoo iro mybe akapihwa mhiko dzakamutyisa akashaya wekuudza akati kufa Kurinani
Anesu hana kushungurudzwa bt pashamwari apa matatu maring ndopazvakabva ipapo
Shame mzukuru uyu atoisa urwere pana gogo vake.inini sekufunga kwangu mwana uyu akazviita achiti arikutamba achida kuona kuti angafa here semunhu wemafunnies akafunga kuti pane achapinda mumba umu onunurwa fast zvino hazvina kudaro. Gogo Havana chavakamuita misikanzwa yake yakamuita kuti azvisungirire aifunga kuti paazvisungirira ipapo haafi RIP
Vabereki ngatichengetei vana tisape vana gogo mutoro tikagara nazvo tinoona hunhu nematambudziko aripa vana vedu Tatenda HANGU hazvinei inguva ZORORA MUNASHE MWANA Young boy
Mapedza zvenyu. What is a family really. If we give our parents mutoro wevana vedu ,then tirikuvazvarireyi.munhu chengeta mwana wako wega
So sad, satani agara muvana vadiki, tibatsirei Mwari baba 😭😭😭
hats off to mbuya
i respect her so much
rip lil man
My the boy's soul rest in peace. I think mwana uyu hapana mhepo or even kuti tingati akatsamwira zvimwe zvinhu, asi semukomana wechidiki mu adventurer aiita ma experiments kusvika pakadai.
Taura hako uyu musikanzwa chaiwo.Haana kutoziva kuti achazviuraya.Zvakaoma,may his soul rest in peace
true mpfana akaita experiment kwakufa manje tambo inodzipa ende anga asingade kubatwa kuti ndozvaari kutamba nazvo asiwo kuchkoro kuri kuda kubvunzwa kwaainyorera tatoo iri somebody is responsible
I think nyaya irikuchikoro. Drugs or even chingochani neadult teacher? Kukwira miAvo nekukwira pamusoro pemba could be hallucinations from drugs.
Tese takangokura tichitsiurwa asi hatina kufunga izvozvo isu mhepo chaidzo very sorry to the family condolences, ndine mwana kwasekuru vangu muskana akazvisungirira netambo yekumasowe iye hameno inonzii 2013 akatofa mumba but zvozonzi akasungirirwa namai vake but we don't believe that asi kuti imhepo
Sorry zvakaomaa kani😢
Taizvambaradzwa kusvika tati tasa
Tambo yekumasowe? Vana vacho havadi kutsiurwa umm
Gogo is exactly like my mother gogo Masuku. Chero mota yemawaya wayitoyibvunzwa kuti wayiwana kupi. Bhora rechikweshe chayiro ayitove ma1 chayiwo. Anesu maybe he joined Satanism or gule secretly
Mbuya Musalad may God be with u in the rest of your life tarwadziwa tese naAnesu ❤
Mental health is smthng we are nt concerned about as Africans bt seriously tiri pama1...
Yes mental health is an unattended issue.
So sorry Gogo , satan chakapindira pa mwana, nyaradzwai na Mwari.
Zvakaoma mweyaiko veduweeee wapinda muvana 😭💔, zvakaitika kumusha kwedu pasina kana zvaaitwa. Mwari vakunyaradzei gogo
Was probably being abused imi musingazive
Kuzvikoro kune vamwe vano bulla vana kana teacher chaivo .Vanhu potai muchigara nevana muchinzwa kuti kuchikoro kurisei
@@RonikaMajawi lts true l was in that situation yekuitwa bullying kuschool but ndakayambuka
Mazuvano nesexual abuse chaiyo vanhu ngavangwarire
Mmmm Mwari pindirai.tichengeteriwo vana wedu Mwari .tsiurai nekudzora vana wedu Mwari woye.😢.paradzai mifungo isakarurama kuvana wedu Tenzi werunyararo
So sad my condolences to gogo nd family' nd friends nyaradzwai nedenga
Imhepo ngatinamatirei vana vedu nyika yorema iyi
Chokwadi mhepo chaiyo yakafamba pa mwana uyu
Very sad probably abuse and bullying vana suffer in silence.
From what gogo explained zvinotaridza kuti mwana was initiated or in the process of being initiated in a satanic world. They should sick spiritual help. Shamwari yake yezvigure ndiyo inenge problem
@@caswellshoko4617i agree
Gogo I can fell your pain zvinorema izvi veduwee mhepo chaiyo and mweya yesatanism yazara muzvikoro,mwari vhumba mirai vana vedu😢😢
Rip son😢
Anesu wakasiya gogo pakaoma 😢
Zvakawoma veduwe,ndakarwadziwa nenyaya iyi💔😭
Rip Anesu..... Ande tinoti kuna mbuya Takudzwa very soory
Nhai Mwari kana mava kuzotora chisimbisai moyo uzive 😢😢😢
He showed suicidal acts long b4 when climbing trees,the house etc...the death spirit was after him
Kids climb trees all the time dear
@@rojamillerover ndozviziva ASI kana Ivo ma guardians muyitiro wacho wakavavhunditsa zvoreva kuti pane zvayivepo
I blame Zanu Pfuu.
Zvinoshungurudza izvii , mugoni wepwere mdoasinayoo
Shame zvakaoma Mwari akunyaradzei gogo.vana vanozviita mweya chaiwo unenge wabata.mwana we hanzvadzi yangu akambozviita ndichigara naye kunwa mushonga wemapete kwakunyora katsamba hanzi sorry mama na dad we will meet you in heaven or hell.nyaya yaiva yekuti ndakaziva kuti haasi kusvika kuxul ,saka ndakati ndoda kuenda newe kuna teacher mangwana .apo teacher anga akamuti usauye kuno usina mubereki cz aiita basa rekuzvimakira mabook mamwe achibviswa mapage .ndakazoenda naye kuxul teacher akati ini ndokuuraya nekukurova ukazviita futi iii vana Ava ibasa mufunge ,ende mwana anobatwa zvakanaka ndiye anoita mashura iwaya
Ihhh saka kuda kuzviurayira izvozvo. That's sad. Vana ava vanoita zvimwe
My sincere condolences gogo. May God comfort you and the family. MHDSRIEP💮
zvakaoma sure
So sad sure, kuzviwuraya mmmm isu tairohwa wonzi uridye asi tasambofunga mweya we kuzviwuraya, maybe pava nemweya wetsvina ukushandisa vana
Sad and painful indeed 😢
Satanism has become rampant lets pray without ceasing vabereki elders etc
rudo rwagogo ndafunga amai vangu, hazvina mhosva gogo Mwari munyaradzi
Shame so sad God help us tega hatigoni kuvachengeta vana ava😢😢😢
Nyarwadzai gogo ndaona mune rudo asi muzukuru wenyu mhepo iyi yakamutera kubva kare semaonero angu pataura mutauri wekutanga
Pamwe zvakangoitikira mukutamba nebhande asingazive kuti zvichatora upenyu hwake,uye vanhu vakanonoka kuzviona.
Investigate more on zvaakabva akanyorwa kuchikoro? Any older friends doing mutoriro or mhete kugayism uko? Who was asking him to school zvikoro zvavharwa? Was it the headmaster and why?
Mmmmmm pane nyaaya kumateacher uku
😢😢ende zvinorwadza shem rest in peace
So sorry Gogo. Imi weee..... Haa zvakaoma
I feel for Gogo eish azvivapereri mupfugwa
May his soul rest in peace,zvakaoma😢😢😢
Nyaradzwai gogo may he rest in peace
Vana havana zvavari kumbotadzirwa asi kuti nyika yazara nehuipi, kutsiurwa kutsiurwa chete, havadi kutsiurwavana ava, hapana mubereki asingade mwana wake, saka tovatsiura tichivanyengera here, Mwana wese anpkua nektiurwa anoita zvakanaka
Havatombodi kutsiurwa vana ava hameno kuti chii chaizvo
Mutori wenhau anofarira zvuma zvakawanda
Kkkkkkkkkkkk
Rest in peace young boy
Magate ngaagare akavharwa akakiyiwa. Munhu wese malodger ne adult children vochekerwa makeys. Zvekukunzi after grade 7 vana vaende kuchikoro ngazviregerwa.Chii ichocho.Misikanzwa, madrugs , alcohol, pregnancy ndipo pazvinoitwa.
It is well gogo kutonga kwaishe😢
Ndofungira Mai vaikorobho
May his soul rest in peace zvakaoma mweya irikufamba
This kid probably thought it was a prank. Kune vana vanofa doing these pranks
Amurevi nhema
Anesu anga aine mhepo dzaimuteera nekuty mwna mudiki wapera raqe haangakwire mumuti unokujamba it's so sad for gogo tht she has to go through all this and all fingers are now on her after chero ana gogo vakatsiura vana hazvingavaiitise kuty azvisungirire nekuty pakanzi akaridza song yekuty dai hupenyu hwaitengwa anga akatopfekwa pane munhu aita mari nerufu urwru
This child had been initiated into something dark and spiritual plus the signs of suicidal tendencies are not present like obvious but there
Mwari pindirai 😭😭😭
Haaa Zvakaoma.... sister stella zvuma boe ere
Shame zvinorwadza weduvee Rip anesu
Inga zvkaoma mweya wekuzviuraya wabva kupiko kuvana vedu. Mwari chengetai vana vedu
Abuse and bullying
Caption yacho veduweeka
Maybe mwana ainge ajoiniswa satanism ndoyakaita azviuraye
Maybe was being abused asingatauire vanhu
U can say that again it's Satanism
Mmmm mhepo dzacho dzainge dzakamuputira zvinesimba dzaitoda nezvake
Gogo looks like a warm person. Pakafamba satan. So sorry gogo aigona kunge ai experimenta kune trend iri kuita nevapwere yezvisunga and release kana vave close to death zvine good sensation but vamwe vanobva vatadza to release and die
Aaaaa what type of trend is that Zvakawoma sure.. 12 years kuzviuraya
There is a trend 😫😳. Nhai Mwari
I thought so as well.
Shame gogo Mwari akunyaradzei
Rest in Peace Anesu
Maybe akatotumirwa zvinhu ndizvo zvakauraya but zvongoita seazvisungira
Yaaa taura hako ,becoz kuzvisungirira pamonach yaidai yakadonha ,uku kwainge kwakungoti zvinzi akazvisungirira.
I think so too dear, the story is not adding up for me.
Rest in peace chii chapinda vana vadiki
They suffer abuse in the quite
I'm very sorry for gogo😢
Mmmm Miete nema Ring iye aiuya nazvo kuchikoro aizviwanepi?
Ummm Rip pane zaivepo
😢😢😢this is painful shme may his soul rest in peace
Kana pasina change handidi mai boy 😢😢😢😢💔💔💔
I'm sorry gogo may his Soul rest peace
12 yrs hre ummmmmm ndodzinonzi mhepo chaidzo Hakuna zvakadaro
Maybe was being abused and bullied asingataure
Ndabaiwa moyo veduweee
Ndisatan
Presenter zvuma zvemuhuro unizviwanza, kubva waita kunga Stella Chiweshe kudaro
Pamwe ndozvinomuitira ndozvaanofarira
😂😂😂😂😂😂
Masatanizimu sure awanda manzwa nyaya yezvigure uuu mishonga yaah hasha zvinobata
Rest in peace boy 💔so heart break
Uuuummmm ndarwadziwa zvangu
Sorry Gogo...... nematambudziko hama dzangu... sorry gogo