I don't know why ,ndne feeling yekut mbuya nasekuru vanenge varikuziva kunemwana, ko time yakanzi muroora atungamire kumvura ivo vakasara vachitei snce vanga vakabereka mwana , smthng is not adding up
Same pfungwa dzandinadzowo plus sekuru na mbuya ava vkanzi vkanga vbuda early in the morning vchienda kwa Rusape bt vkazonzi dzokerai enyu mnhu wacho haako mnhu upi wavaida knoona ndne ?? npo
Tokuydzayi kuti ma church ma synagogue of Satan. Budai muzvimachurch izvi . Inga varungu vacho vakauuya nazvo vakasiya. Zvasarira mu Africa. Zvechechi ndezve nhema kupera.
Tsvagai mudzimba muArea imomo. Munomuwana. Do door to door search . Haazi kure chete mwana iyeyu. We did it and wedu takamuwana saizvezvi. Vanhu ngavasechwe
Sahwira woye gara muberere.kkkkk nice song
Basa murikubata mukoma Neshamba ngazviende mberi munotendwa 👏👏👏
Best comment
Pamwe kwaida kuenda sekuru nambuya ndokwaidiwa mwana iyeye sei vakazodzosewa panzira.pane nyaya
Drewmas media never give up pamunodzingwa vanotokuwedzerai simba shumba haivhundunduke bere
Kwaida kuendwa na gogo na sekuru kwaive nei nekuti it seems ku n,Anga ,munhunakafonera gogo ngabatwe avhunzwe kuti vaidei ikoko🤔
Unepoint sahwi vaiendepi ?vakazoregererei kuenda zuva iroro mwana achibva ashaikwa
Usandione kunonoka sawira ndangandichiuya song for mie 1:15 1:17 💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃
I don't know why ,ndne feeling yekut mbuya nasekuru vanenge varikuziva kunemwana, ko time yakanzi muroora atungamire kumvura ivo vakasara vachitei snce vanga vakabereka mwana , smthng is not adding up
Plus ivo mbuya vaigobvunza muroora kuti mwana wamurarisepi sei ivo vainge vasiira murume wavo
Same pfungwa dzandinadzowo plus sekuru na mbuya ava vkanzi vkanga vbuda early in the morning vchienda kwa Rusape bt vkazonzi dzokerai enyu mnhu wacho haako mnhu upi wavaida knoona ndne ?? npo
And also remember vakabuda makuseni vachida kuenda rwendo vakazodzoka vachiti munhu wavaida kufambira haako vakadzoka
I think varikuziva kuziva zvirikuitika mbuya na Sekuru mwana Haana kubiwa nevekunze
@@ignatiusmachingura yes mnhu wacho wawaida kona akanzi haako ndiani pne nyaya i can smell the rat
@@aggiematsambo4648 mapurisa ngaaite basa chokwadi chibude kudzoka kwavatadza kuenda nekuti muroora handei kutsime and fanofamba ndotevera manje
Mhuri iyii musha wemhondi chaiwo tezvara vanoziva kwawakaisa mwana
Ma sata awanda..kunyanya zvima postori..fake dzega.haaa
Mwana dai ari wangu pamusha pakatamiwa kukiya madoor chaiko hapaidyiwa rinopisa vanojairira sekuru nambuya ava
Ndaitova pisira mumba vakarara ini
Tirimo muberere,mwana ngaabude
Song inongondinakidza zvayo
I like the song
Drewmas Media ndokumbirawo that song I like it
Such gatherings makes home a special place 😢 diaspora sucks
U can say that again
Very true ini moyo wangu unobva wafunga e happness of home
say it again,that's the reason y I keep watching this,I miss home
diaspora has no social life to ppl like me
Sahwira woyeee gara muberere ❤❤
❤❤❤
Sahwira woye gara mberere. Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya
Shumba Shumba vana sekuru vangu ivavo ichoo vadzokera pampata ipapo ..
Mwana ngaabude drewmas taking you to another level
Song manyama ❤
Ko,ambuya ava kwavayida kuenda kuenda vakazofonerwa vakazonzi chiregedzayi kuuya ndekupi kana ndisina kukankanisa kunzwa kun'anga mbuya nasekuru vari kuziva kune mwana
Ngava tipe mwana
Neshamba vamwe umboendesa kwaProphet Miracle Paul. Abraham's tent inomboita fast revelation ..kuedza kwese kwese
Hwedza ndeye mondi sekuru na tete vangu vakapondwa ikoko boom takazoziva vanetswa nengozi ndokuuya kwevanhu vacho
Batai basa Drewmas Media.Thank you for covering my home,Wedza.
Papi Ruth wedza
Thank you Drewmas. Nhasi vokukudzingirira vaye varipi
Madzisahwira angu musandiwone kunonoka ndanga ndichiuya
Song inondifungisa makare angu ndichatemwa dzinobuda ropa kupfonda ko Sokostina naachihera vakayendepi
Thanks Drewmas maybe dai mainge musirimi nyaya ingadai yakangonyararwa nanhasi. This is a serious matter inogarwa nayo muhana. It's unheard of.
Tokuydzayi kuti ma church ma synagogue of Satan. Budai muzvimachurch izvi . Inga varungu vacho vakauuya nazvo vakasiya. Zvasarira mu Africa. Zvechechi ndezve nhema kupera.
Nyaya dzekushaikwa nekuurawa kwevana dzorwadzisa henyu 💔💔 Praying for divine intervention mwana awanikwe uyu 🙏🏾
The story is so sad shame but p am dancing muma gumbeze kkk the song is waaal❤
Mwana ngaabude Drewmas Media taking you to another level ❤️
Kuti haana kuendeswa kumoza here
Tamirira for you to take us to another level
Ukhulu lo gogo bayazi okulomtwana abamvumbulule umoya wami ulokhu uhlukumezeka ngaba kwenze umntwana igazi labo kodwa chaa chaaa
Sahwira woyee garamuberere ,ndanga ndichiuya for me
Baba Tryson, mai Chakwa mai George ndakuonai basa ngarifambe mwana awanikwe. Zvinotirwadza zvinotyisa zviri kuitika kumusha.
Mai wemwana changamuka iwe stand on your own ndiwe wakazvara enda kwana Tasvu uko
Song usandiona kunonoka ndange ndichiuya inondiropafadza
Awanikwa here
Drewmas media taking us to another level nhasi muri kumusha kwangu
Vañhu vekuhwedza munonyanya uroyi nxaaaa
Dzifambirei nyaya dzacho mwana ngabude vanhu havachadi kudya cheziya vakudya ropa revanhu dhemeti nxiiiii
Ndakazoona vamunya ndanga ndarara ini I was so tired...Drewmas Media taking me to another level❤
Ini ndakutoonawo munya chakauya late
Ini ndiri kutoonawo now ,ndakatadza kuona manheru wifi kuita musarinya zvayo 😂😂
Kkkkkkk ndatomirira, kuona venguwo tsvuku.
Kkkkk pakaipa wangu
Mwana anorwadza veduwee vanhu ngavaendeswe kunana sekru tasvu, kanengo, ka
I can't wait to see forward
Mai wacho is too calm. I saw yer in the last episode. Atezvara vanoziva. Ko vaitandanisa Andrew vaya varipi.
Eish zvinorwadza vanhu kufarira mota yemapositori as if ndomune mwana,ko mhuri iyi iripi ,toda mbuya vataure futi nasekuru ngavataure timwe kune mwana
I pray this won't be another tapiwa makore
Musasadaro ba😢
Another level please
Ko ku Zimbabwe hakuna mapurisa here
MaVillagers anotya kutaura with the way the family violent..Dai Mwari apindira
Sekuru nambuya plus uya akazofona kuti chiregai kuuya vakuziva deal veduwe vanhu musarombe nevana vevamwe ndapota hangu
Gogo naskr vakachekeresa mwana
Song I kutanga ichinzi kudii nhy? Ndikuzongonzwa usaone kunonoka ndange ndichiuya
Achawanika here mwana
Tsvagai mudzimba muArea imomo. Munomuwana. Do door to door search . Haazi kure chete mwana iyeyu. We did it and wedu takamuwana saizvezvi. Vanhu ngavasechwe
Sekuru na mbuya va kuziva kune mwana😢😢😢😢
Why madaro
This song is addictive 🤗🥳🤗 love it nice meaning 🤗. Mberere meaning?
Mubererr, mumadziro memba
Muberere meaning mumadziro emba especially imba yehuswa
Indlu yesemakhaya zotshani uyabona lokhuyana ukunikeza umthunzi if uhlale phandle edulwini wendlu yikho abathi Muberere
Vanoti gara muberere not mberere
@@elandbull9419 Enkosi
Drewmas Media taking us to another level
Ndawana wave munya chaiwo 😢
Drewmas Media ndeyedu taking us to the next level ❤❤❤
Makazobvumirwa kutora hr drewmas taking us to another level
Hwedza kumusha kwangu musadaro mwana ngaabude iiig😢😢
MUBVUNZO.wangu seyi muchiridza mbira chivanhu chiriko muporofita ayiyita zvidawu dawu arikupinhasi kwaMutoko vanhu ava vano ramba chivanhu asi vano pedzisira vasekuru kanakuti.usa madzichembere.musawhande nechigunwe chivanhu chiriko.
Sekuru nambuya vanoroya ngavabudise mwana havasvodi kuroya
Basa ngaribatwe tinotendai drewmas ❤
Toindepiko vanhu veHwedza ..asi chii nemi imimi .ndotama here muMash east Ini hangu ...munodireiko kuromba nevana vevanhu
Mwana ngaabude takamumirira hura utete uhwu
Song song. Gara muberere vange vachiuya
Mwana ngaawanikwe varoyi veMamazivanhanga vakajaidzwa. Kana zvaramba sekuru Tasvu ngavadeedzwe.
Mwana ngaabude mr Neshamba
Can't wait mabudire emwana
Take us plz
Sekuru ndimi munoziva kune mwana hamunyare here kuunganidza vanhu vese muchiziva hurombwa hwamunoda kuita.
this is touching
Takachango mirira vaneshamba mwana akazooneka her
Please vanhu we hwedza musatishorese buritsai mwana chiichocho chinenge ngozi
Ngozi yomene
Toda mwana ari mupenyu chete
Good evening lion king
Havasiivo vanhu vekumhanyisa drewmas team nhasi vava kubvuma sei
Sekuru nambuya ndavabudise mwana , vanoziwa zvavakaita naye😊
Ava venguwo tsvuku siyanai navo torai sekuru tasvu or kanengo ndivo chete vanoziva
Vna madzibaba namadzimai mune tsika zvenyu
Ini wangu mwana vaiburitsa vanodakurakashwa chaiko Chembere nemudhara suspect
Inga tasvu na kanengo, vanokutaridzai pagirazi
Andrew uri mboko saka iwe uri kukoshesa kutora video kuti uite mari. Maporofita vanei nezve kuti kwadoka pavanoita mapungwe avashandiri hare
Drewmas media gairai muberei musandiona kunonoka ndange ndichitsvaga Bundle me singing zvangu ndkamirira kuuya kuno vata
Manje mukarovashumba isunyika dzekunze topindira hwedza hamungari nokori
Song manya inobudisa zviripasi pemvura
VaNeshamba daidzai Tasvu pamusha apo pane nhaurwa huru
Zvakaoma
Ko zvavakamboku dzingayi wani imbwaaa dzevanhu
Hazvingatori nguva tasvu na kanengoni varipi vatiudze kune mwana
Vaya havana chavanoziva
Ini ndoti nyaya iyika inoda Kanengo or Tasvu zvana madzibaba izvii idrama irooo
Tirikuda Mwana abude zvovo zvekunyepera tuhasha ngazvimbomira
Waiting
Madzimai Connie namadzibaba Herry muzukuru aripi
Madzibaba nemadzimai apiko kutsvaga kwekuwandira uko
Ko ivo sekuru vakasara nemwa na kana kumbouyawo pa camera kuti vatsanangure bho here
Haana kudiwa nemapere here
Part 2 yezvakazoitika tanzwa nekudzika .
Chihera naSoko varipi nhai vaneshamba
Hello drewmas