Chihota is a paramount chief. Which village exactly did this happen? There are other chiefs, Samuriwo, Nyandoro, Nenguwo and Mudzimuirema. If in an area, be precise of the village head and chief.
Madrugs aya ini as a Parent I have two (2) son well educated and they behaviour as if vane mental case. As I speak, mumwe ari ku remand mumwe ari pa life support after vabayana ne banga. Hapana ari married. Vanongoita violent @ any given time because of guka.
Ko paakauraya shamwari yake chii chakatadzisa kuti agare kujere?. If this guy was in prison for murdering his friend dayi Amai vari vapenyu. Maybe ngozi yeshamwari yake ndiyo yanga yave kushanda.
A good presenter. She allows her guests to talk without interruptions , and asks relevant questions. Keep up the good work.
Zvinorwadza veduwe. Thank you my favourate humble presenter
Step yemnhu Ari muhurumende for me😅😅😅
Heyi 😂😂😂😂😂😂chitaurira pasi wangu 😂😂😂
Kkkkkkkkk haaaa ende futi
Hahaha
Ndidzo step dzavanofambirwa nevanhu vezanu votobvunda haaaa step yemunhu wehumende
😂😂😂😂 ende huye don't 😂😂
Tete Stella is my favorite ❤❤❤
Iyi ingozi iyi munhu waakauraya ndiye akamupfeka 😢RIP mama ummm
Ndaterera nyaya iyi now ndapakati asi nyaya yestep ye Munhu wehurumende haina kumira mushe.ndozvandabata for now ndakupfuurira mberi nekuterera nyaya
Kkkkkkkk😂 ah
Aiii step yekuhurumende ndeyipi chaiyo
😂😂😂😂😂 neniwo ndirikungoseka kkkk
Step ye authority
Inoratidza simba
Kkkkkk
Angaapfekwa nemunhu wakauraya now dzavangozi mbiri include yamai😢😢😢😢
Haaaa yamai ma1 mamje.havarohwe havatukwe havauraiwe...kuipa kwazvo zvinobata nevamwe sibblings ake....ngavabatsirane kuzvigadzirisa zvisati zvavaipirawo zvavaipirawo naivo.....
Wemuhurumende huyai munzwe step yenyu pano😂😂
😂😂😂😂😂😂
Kufamba step yemunhu arikuhurumende machinzwa here ichooo
Muusha you are my favourite and best mutapu we nhauuuuuu
Veduwee zvorwadza izvi...vaiti vanunura mwana kutenga ma lawyers izvo ngozi yakahwandira ...munhu haisi huku veduwee hoyoo yatovezve ngozi ya amai
Chihota is a paramount chief. Which village exactly did this happen? There are other chiefs, Samuriwo, Nyandoro, Nenguwo and Mudzimuirema. If in an area, be precise of the village head and chief.
Zvakaitikira kuBumburwi
Hayewa hazvina kana basa izvo. Precision inomutsa vafa here or kuripa ngozi?
Kubumburwi
Leadership yenyika if they have blood in their hands spirit spreads to the nation
Hanzi aifamba step.yekunge Ari muhurumende zvakaoma Mweyai zvimorwadza
kkkkk aah mamwe masasi unozongoseka zvinhu hazvo zvisinga sekesi
Ndoda kuziva mufambire we hurumende uyu kuti wakaita sei.
Sisk Stella .raramai shemm magona nyaya zhinji hangu ndichitarira shuwa .....but.Mwari dai vambotitariravoo shuwa zvootika izvi.uuumm
😂😂😂😂 kkk hanzi step yekuhurumende
Stella you are the best
Ngozi iyo yeshamwari.shamwari ikuti mai imi ndimi makaita muurayi wangu asapike jeri saka you are going to join us.
After aponda sahwira akasiiwa mucommunity? Zvinotyisa
Zvinorwadza hazvo ......sis Stella Muushamwari wedu pakugona basa and munoremekedza. Ndosaka takuzadzisa mutupo wenyu😂😂😂😂😂
Iyii ingoziii irimumushaa. Mukomana waakaurayaa.wopfukaaaa
Mwari ngaatibetsere rufu rwekuurawa nemwana wawaka bereka runorwadza
So sad news life is not easy 😭 destiny TV Stella muusha 🎤
Yoooh Zim kukuitika zvakawanda😢😢😢
Madrugs aya ini as a Parent I have two (2) son well educated and they behaviour as if vane mental case. As I speak, mumwe ari ku remand mumwe ari pa life support after vabayana ne banga. Hapana ari married. Vanongoita violent @ any given time because of guka.
Ahhh shame. Manje uyu haasi madrugs ingozi yemunhu waakauraya
Madrugs
Moti hakuna ngozi,nhasi yadya imwe yavirikidza zvakaoma sure.Vanhu ngavaripe ngozi and munhu haauraiwee.Zvopisa tsitsi.
Ehe itori ngozi
Haa tazobvuma zviitiko zvavekuitika munyika. Baba chaiwo vakauraya mwana apa mwana ouraya mai mwari dai vaibatsirawo. Ngozi zhinji dzobuda dzimwe ndedze vanhu vaiurayiswa makore ehondo
Fananidzo Hanzi kunge munhu Ari kuhurumende or ndaresva kuhwa
Ndizvo chaizvo
Ehe aimbova mapurisa ndokuraya shamwari yake kwakutenga lawyer,Saka now auraya mai as said
Shame
😂😂😂😂
Saka indomene haichemedzi vaitenga lawyer vaiti vapedza ngozi here
Hmm kumusha kwangu 😮😢😢
Kwakaipa kumusha kwenyu
Unongona Stella we enjoy watching ,unlike vamwe vatisingataure nemazita
Dai makangomhanyawo pamakaona avabhutsura asati atora badza
iye ainzi akange akuita seakupenga..pane panosvikika
Vakazosevha mwana though. Hanzi mapurisa akazosvika asungwa vabvuta mwana.
He needed to be on medication.
@@zenchen5792medication?? Medication inorapa ngozi?
Musazozviite kumhanya kusvika pakadaro ndopanoitika madouble murderers 1st mutoita asses situation
Shemu nhaimi ndokumarani kwangu kwagotora kubumbirwi ndarwadziwa shemu kugona ngozi kuiripa
Sisi Seller the best presenter
Avaaa munhu akauraiwa amai avoo vakatarisa y
How do you tag vanhu pano l want to tag someone wehurumende😂
Ko zvaanga ava nemazuva achirwara akadii kuendeswa kuchipatara....aisava madrugs here
aaaa zvonetsa izvi pamwe amai vacho vaiziva kut chii chikuitika..
cause kana akambouraya shamwari yake inenge ya ngozi..
Step yemunhu ari muhurumende iri mberi😂
Deveil is at work 😢
Haaa zvakaomawo....zvinogwadza zvinodzimba moyo veduwee
Shem zvinorwadza shuwa R.I.P mama😢
Kuberaka dzimwe nguva vana vanorwadzisa
scary ....learnt with this guy
Aisava madrugs here
ngozi chaio
Mom played her part hapana mubereki anoda kuona mwana wake ari mujere
Zvino varumwa nechekuchera ungachengeta munhu akauraya her munhu ngaripire mhosva dzake
@@kumbiraimoyo5911 chawana mumwe hachisekwe,ungatadze kutsvagira mwana wako lawyer unotoita pako semubereki
Ko paakauraya shamwari yake chii chakatadzisa kuti agare kujere?. If this guy was in prison for murdering his friend dayi Amai vari vapenyu. Maybe ngozi yeshamwari yake ndiyo yanga yave kushanda.
💯💯
True
Zvakaoma zvaitika kumushakwedu kubumburwi nematambudziko
Zvinorwadza chose zvaitika kumusha kwangu 😭
Iside ripi iri sahwi?ndoziwa kwaChipitiri Materera Farirai tichienda kuMahusekwa
Where in Chiota? Ndokumba
Gotora
@@lenainock3982gotora iBumburwi here or border Church, handichanatsozive
Bumburwi
Zvakawoma chokwadi kuuraya amai ngozi dzacho achadzigona manje
Hello Tete Stella my favorite chanel
Step yemunhu ari muhurumende ndooipi ndarasika, RIP mama
Mapurisa, ma soldier, during parade 😂😂😂
Ndozvinoita ngozi yemutorwa mumusha . Inotanga kutora mutorwa kuti vauye vave 2 vatorwa vaane Simba kuzorwisa
I ddnt want to laugh bt step yekuhurumende ndiyo yakaita seyi kkkkk
Kkkkkkkk mumacha zvee nhai Julia
Yaaa I Ngozi
Uuu zvkaoma weduwe vanhu wari kurondwa nemweya yakaipa
Wakandirwadzisa kuuraya mbuya vangu shuwa 😢😢😢😢
Step yemunhu arimuhurumende 😂😂😂
saka i ngozi chaiyo
Thanks my sister
mmmmmm zvakaoma veduwe chiiko nhaimi
Sabhuku mkomana uyo ingozi hantiti akambouraya here sabhuku taurai.chokwadi imhondi yakambouraya shamwari yake
So sad, step yehurumende yakaita sei
Mental health is real
Step yemunhu vehurumende because akamboita mupurisa
Aimarcher sezvinoita mapurisa ari paparade shamwari yake yaivawo mupurisa.
Kuhurumende uko fambai kwazvo 😂😂😂
Yaa zvakaoma ndarwadziwa
Lala ngoxolo mama
Helo sisy
😂😂hurumende 4me kkkk
Varwere ngavaende kuzvipatara
Masivhusevenzi MA step emuhurumende Makawana kupi
Mmm makatadza kumhanyawo here pamaiona nevavakidzani shuwa munhu kusvika pakufa here , mmm mai vane hat ine white and brown mandirwadzisa
Munhu akabatwa nemhepo muno nyatsomuziva here imi
Imika imi paitofa hobhozve seiko vanhu muchiti chinhu chikaitika musipo moda kuita semakangwara kupfuura vavepo imi aaah kuziva ukusoo badza moriziva imi 😢😢 apa atadza kunzwira mai vake kuzotiwo neighbour hake
Vabatanidzirwewo??
Step yevanhu vehurumende yakaita sei nhai
Munhu arikuhurumende anoramba sei tiudzeio
Uuuum zvinorwadza izvi
RIP Mama shem
Pasi raoma
Ezvino mumusha mane ngozi yamai neyasahwira,zvakaoma
Ummmm zvakaoma izvi
Vakairera ngozi inga aitaura wani
Ingozi iyi
R. I. P ama
Ibenzi iro ngaritongerwe rufu
Munhu weku government kkkkk😅
kumusha kwangu ndafara hello mahusekwa
Mafarei nhy munhuwashe
Hello ST
Murege kutumwa nema politicians muchinoponda vanhu. Kana ngozi dzaakuuya munotanga kunyeperana. Ripai ngozi dzevanhu vamakaponda anapambwa imi. Zanu haizombowanikwi ipapa
So sad umm
I noe the family it was sad
Nyika yashata
Diaspora iyi handidi kuiona yakatidyira mari kuSA, paying for almost 4yrs kungozoona tabhutsurwa, no tsananguro no what, haaa iyi itai mega
Shuwa here? Ko zvandaifunga kuti yakarongeka. Sorry
So sad zvakaita kwaChihota kupi kwacho nhai
Neni ndoda kuziva kuti papi
😢😢😢zvakaoma
Ummmm zvakaoma chokwadi
Shame zvakaoma nhaimi ko ivo vaigara naye vari2 asi vaimuita murume here
Dayimwari vatibatsira!!!
Zvakaoma hazvo 😢
Uuuuum zvinorwadza veduwe
First