@@AbigalAbigal123 Let's hope hausi kutaura chief Nyamaropa wandoziva from Madziwa.Becouse kana uchitaura iyeye that guy is arrogant, disrespectful,and anoona iye arimunhu ega in Nyamaropa.He doesn't respect anyone not even his elders.That guy i know him very well,anotonga vanhu sevariku chawagona hapana.Anotukirira zvitutsi kunyangwe mudare.The guy is insane shame,and he behaves childish
@@nomsanyika151 ngavasungwe special vamwene murume ari kuda mhuri yake asi vamwene havasi kukuchidzira moto kuti kubake uye kana murume kana orwara nechirwere chepabonde vanozomutuka futi kuti handisirini ndaiti uchinjanise vakadzi
And due to the fact yekuti anevamwe vana mukadzi uyu there is no need yekunyepera dare haroyi chete haadiwe nekuti amai vake vanooneswa zvakavanzika period
Ndarwadziwa chaizvo. Apa zviri pachena sezuva kuti amwene vakashinhira muroora uye vataura pachena kuti havadi muroora. Kusanyara kutaura kuti handizive vana vemwana wako vaviri. It’s really sad. Apa vari kutotaura vachinyemwerera kunge vari kuita zvakanaka. Even body language yavo chaiyo havana kana remorse nekupunza kwavakaita imba yevana. Amai vakadai so! Ngavataure zvavakaita ne urine yemuroora.
@@saulmhoka8907 ya zveshuwa vane moyo mukukutu vamwene and vanoziva kune weti ngavabise mombe 30 zvose ne punishment vamborwadziwawo apa muroora anotaura zvinyoro nyoro zvine respect asi vamwene vacho dayi vanga vari padhuze neni ndambovapa zimbama chairo nyaya iyi yandirwadza
Mambo vazotaura zvipini😅😅. But vamwene vane luck cz mambo makope nhasi vanga vakaita kakudzikama vanenge vasirikunzwa mushe but nestatement ravamwene avoka dai varimambo Nyamaropa vairasika road yavabva nayo ndiyo type inoda Nyamaropa manje iyoyo hatidi vanhu vanodheerera
Mambo pliz musarege Nyika ichiparara zvakadai pliz.Hamungasiye murume anotora Mwana ane 16 years form 3 pachikoro,pedzezvo wosiya Mwana uya yega.Tarisiro yemwana uyu hupenyu hwake hwakaparadzwa.Mwana uyu future yake yakaradzwa tongaiwo semubereki mambo.Ndirimurume anezera rimwechete auye arikusiya mukadzi amu damanger zve hupenyu hwese.Murikutidzidzisei kana muchivasiya vachibuda pasina muripo wakakura.Eish mambo gadzirisai Nyika weduwe,ipai muyenzaniso kune vapara mhosva
@@ElvisMawele iye aiti unoindepi mwana mudiki anoziva kuvatwa haiwa zvimwe musangoti varume varume haana kubatwa chibharo uyo
@@LindaMuzendakana wakabereka sekera muchidende
@@nomsanyika151 kutoziva zvozvo kutobereka zvese nokuberekwa
Endai nawo kwachief nyamaropa Mai ava nemwana wawo zvekungwara nhema zvavri kuita izvi zvopera kti tsvai kudherera kwavri kuita uku
@@AbigalAbigal123 Let's hope hausi kutaura chief Nyamaropa wandoziva from Madziwa.Becouse kana uchitaura iyeye that guy is arrogant, disrespectful,and anoona iye arimunhu ega in Nyamaropa.He doesn't respect anyone not even his elders.That guy i know him very well,anotonga vanhu sevariku chawagona hapana.Anotukirira zvitutsi kunyangwe mudare.The guy is insane shame,and he behaves childish
Amai nemwana wavo vanozivana uye amwene havasi kuda muroora ndovakukonzera kuti mwana wavo aende kuside raamai vake nekutya kutsamwira namai vake vanemoyo wakaipa mai ava huroyi haudi zera iri😊
Muroora Ari kunyepera muroora
Mai ava muroyi chaiye vanoziva zvekufamba kwemuroora ivo vakatora weti yake muroora uhu ndihwo uroi chaiho
Mai avo muroyi chaiye uye vanozvida nhema zibenzi chairo re mai
Amwene nyarai matoparadza imba yemwana .muri zimuroyi chaiiro vanorara nemwana mai ava
You can tell murume is scared of amai. She got angry because she uses her son.
Imi vamwene imi muri zibenzi remunhu kurambanisa vana kusanyara muromo wenyu wakarembera kubudisa mazi lips enyu kuti muroora hamumudi kusanyara nemiwo muri muroorawo ndiri ini mai vacho ndaitokuchajayi mombe 30 mumbochangamuka makadzungaira sure ndarwadziwa apa vana vadiki kutadza kuumbiridza imba yomwana kuti imire mukore uno kune zvirwere saka munofarira mwana wenyu kana achingochinja nisa vakadzi next court mutaure kuti muroora ndave kumufarira mukasadaro ndokutukai futi zvakadarikidza ipapa or kutokufonerayi
Zvirikusungisa kutambira muroora ane 16yrs or pfuma yemwana ane 16yrs
@@nomsanyika151 ngavasungwe special vamwene murume ari kuda mhuri yake asi vamwene havasi kukuchidzira moto kuti kubake uye kana murume kana orwara nechirwere chepabonde vanozomutuka futi kuti handisirini ndaiti uchinjanise vakadzi
Maonero angu nyaya iyo inoda Mukotsanjera. Vanochibvondora chete.Kaba va mwene vaine zvidhoma.Anozviburitsa pajekerere. 😮😮😮😮😮
Mai ava imbwa chaiyo muroyi wemunhu
Munopega mai mwari vachakutogai days agaariwenyu
Zigomana iri rozivana na mai varo ndimama's baby,uye njere ishomane.Vamwene vakatora weti yomurooira kuti asabate nhumbu zvekare kuti igova reason yokurambwa
Amwene havadi muroora varikuramba zviri pachena. Owen why arikungonhuwidza jacket? Amwene vabva vati handiite zvemasowe knowing vanonobatwa.
😢nyaya iyi inoda chief nyamaropa
Ngaende kwa Prophet Paul or Freddy! Zvinorwadza veduwe! Vamwene muroyi!
Mati kudii? Freddie aah 😂😂😂😂😂
Imi amwene makadii kuenda naye kuhospital than kumutora preg test mega
Pazonzi uyu musikana ari kundinyepera ndopandaona kuti vamwene vakavenga muroora and she doesn't recognize her semukadzi wemwana
Amweni vano ziva kune weti vaisada muroora uyu. Vaida muroora mumwe kwete uyu. Itsotsi amwene.
Junior Makope vari handsome
Amwene nemwanakomana havasi kutaura chokwadi.Muroora akunzi musikana uyu.Havana respect nemuroora
And due to the fact yekuti anevamwe vana mukadzi uyu there is no need yekunyepera dare haroyi chete haadiwe nekuti amai vake vanooneswa zvakavanzika period
Plus nhumbu yemusikana haikure zvaunofunga owen
Wakatadzisa musikana kuenderera mberi nechikoro
Womupa vana vaviri
Apa musikana aive mudiki
Nhasi mave kumukanda saga
Dai akafunda aizozvishandira
Dai wakamusiya dai akawanawo mumwe murume aizogona kumuchengeta
Mambo vanhu vakadai mudunhu vakafanana nevaurai
Vana vaviri ava vakaberekwa future yavo yatouraiwa takatarisa
First to like and comment 😂😂😂😂😂
Ndarwadziwa chaizvo. Apa zviri pachena sezuva kuti amwene vakashinhira muroora uye vataura pachena kuti havadi muroora. Kusanyara kutaura kuti handizive vana vemwana wako vaviri. It’s really sad. Apa vari kutotaura vachinyemwerera kunge vari kuita zvakanaka. Even body language yavo chaiyo havana kana remorse nekupunza kwavakaita imba yevana. Amai vakadai so! Ngavataure zvavakaita ne urine yemuroora.
Musikana anogona Anga asina nhumbu.sei paakabva mimba pasina kudaidzwa baba Kuti vaise signature yekupisa mwana
Munhu wakaenda naye ku clinic ndiyeangatopa chapupu
I think muroora anga asina nhumbu zveshuwa coz mawuyiro aakaita achida kuratidza amwene card nagogo zvese kkkkk she was trying to prove a point
@@margaret7446zvaiva zvehupwere
Maiva mucovid inga zvanzi murume aiti arikupindwa nechando plus paakaudzwa nemukadzi kuti ndiri kubleeder akabva amutsvagira munhu anomuperekedza kuhospital
Card ndobva rauya risina date stamp???? There are some things that are not making sense.
Amwene muri muroyi mune moyo mukukutu
If yaiwe nguva yeCovid vaisachengeta vanhu kune mamwe mahospital munhu kuzvara nekutoenda kumba
Veduwee dai mwana vangu achiroora ndaitira muroora vangu madanha
Taura hako wangu ndomuda zvekudaro can’t wait for my mzkuru. Muroora wangu ndomuda.
Vamwene vakadya muzukuru ne uroyi hwavo .mwanakomana akatovharwa kuti ayite zungairwa , amai ne mwanakomana vanotòrana kana kuti kuvatana ne kuda kwe mishonga gondwawaturuka .nokuti vamwene havasi kuda muroora.
Mbuya awa wane mugara n'anga uyu mwana wambuya awa rinenge sasikamu
Kamkomana ako kanoziva kubata nyaya bvunzifo yacho well done boy
Ava Mai ava muroyi vose nemwana wavo , muribwa imi Mai nemwana
Ko vamwene waigoita pregnant test waiwe chiremba herr makadii kuenda kuclinic wet yemuroora makasepi
Nyaya yaingoda Chief Nyamaropa
Ini ndomira naamai, court iri biased havagone kutonga
Chief Nyamaropa muripi honai madhaka ayo arikuitwa na chief.
Vamwene munoziva nyaya imi mune hutsinye imi plus hamubvume nyaya kana matadza ndimi munozokumbira ruregerero kumuroora kana mafa imi vamwene ibenzi ramai kana maiona kuti hamumude mungadayi makamudzosera zvine mutemo
Murume uyu imbwa anoroya Na Mai vke
Pane anemugaran,anga akuna kwamunoenda
Amai avo havasi right zvachose,,, sure sure mukadz mukuru kushinga kubudisa muromo wakadero pamberi pedare kut muroora handimude,, saka wamunoda mwanakomana wenyu murimunhu akaipa shem
@@saulmhoka8907 ya zveshuwa vane moyo mukukutu vamwene and vanoziva kune weti ngavabise mombe 30 zvose ne punishment vamborwadziwawo apa muroora anotaura zvinyoro nyoro zvine respect asi vamwene vacho dayi vanga vari padhuze neni ndambovapa zimbama chairo nyaya iyi yandirwadza
Varume makagara na mambo ndino mute mutenda chaizvo munogona kutsvaka nyaya pairi mkomana uyo akavhiringwa na mai vake nemushonga ari kuto tadza kupindura akavharwa muromo mubatsireyi
Under age marriage should be reported; mambo akadzungaiira uyu anenge akambotsvira mumba. Nhamo yedu muzim
Havambozvifarira mufunge i think parikushanda mugaran'anga chete cz mambo makope paunder age havazvigamuchire.
Amai ava vamboti card raive risina mudhindo apa vakuti kudiiii haaa evil mother inlaw. Weti ye muroora ndoyavano mwaya Pa zvinhu zvavainotengesa
Murume uyu anofanira kubhadhara muripo kune musikana zvisinei neroora.Nyaya iyi inorqadza vanhu vakadaro vano harsh punishment
Imi vamwene muri muroyi chaiye zvemimba yemwana zvinei nemi
Muroora haachadiwe fullstop
Chekudadira amwene hapana nyaya yese munoiziva imi murikuda kurwadzisa mwana wevamwe mai nekuda kwemwana wenyu
Amwene awo muroyi
Amai ava varoyi vakatogadzira mwanakomana wavo honestly this family doesn't add up even baba vanoshamisika nekutaure kwemukadzi wavo
Amwene vanenge vanovata naOwen kuvenga muroora kusvika pakumugadzira
Zvakaipa kuuya uchiudza murume kuti amai vako vanoroya nomatter wat muroora ummm nhumbu aive asina zvake
Inga macards anga aripo buy still amwene imboko zvavo
Tuvafana utwu hatugoni kutonga nhau
Vamwene ndevechidiki but vakangwarisa vane katurike,dai vamwene avo varimai vemukadzi dai mastreets arikupopota kuti amai vemukadzi vaputsa imba mukuwasha otouraya mukadzi achiti ambhuya vaifurira mwana ko apa panyaya iyi vamwene vakufurirawo mwanakomana wavo but hakuna mkadzi anourayira murume izvozvo,haaa ndinoti vamwene imboko vanochengeta mwana wavo vachiti muroora arikuitasei nevana 2 nxaa
Mai avo itsotsi chairo ne mwana ko mana wavo I matsotsi chaiwo
Haa imi macard rinotengwa karikunyepa kakadzi aka
Chokwadi amwene havadi muroora mai ndivo vaputsa imba yemwana nokuti daivada kuti mwana wavo agare nemukadzi wavo haizomutora kugara naye
Ana amwene ngatikwenei. Mwari tibatsirei.
Vamwene avo vakamborwara nepfungwa here avo kana kuti godo racho rasangana nehuroyi
Vamwene mhuri nzenza imi makausungwara mahara mwoyo wakazara nehutsinye hunenge kuroya. Murikuputsa imba yemwana. Ndozvimwechete nekuroya saka muchidimbu munoroya asi masikati henyu
Ngavasaende kumba mai ava vaende kunofamba vasati vaenda kumba vane mugara nanga ava
Vatongi hapana chinozivikanwa, they need to learn to gather information without kutora side.
Muadzi uyu itsotsi hure ririkutsvaga marriage manje hausviki nenyaya yenhumbu unoirasA😂😂😊😊
Haiwawo hamugone kutonga imi murikutonga nyaya muchienda kudivi 1 sei murora uyu itsotsi
Mambo ripisai kakomana ako kanodheerera namai vako mese muri mapenzi iwe muroora uri mwana mudiki dzokera kuvabereki uende kuchikoro uchafira mahara
Ombonorai mwana
Iwe une kajuzi ke grey garage zvakanak mudare!
ini munhu akanditi muroyi handidi kuona vana vake zvese naiye , unoda kuenda kune muroyi kunoiteyi
Vaamai Mobva masiyawo kuroya because munotozviitira Dara nekuti munoziva kuti vana hapana zvavanoita
Muroora mwari vave newe
Nhayimi vedare hamuzivi here kuti unogona kunyepera kuti une nhumbu iye asina
@@SheritaGuruza bt apa hapana kunyepera cz umbowo huripo kuti aiva nayo
Mai ava avana kumira mishe kutora mwana wavo vechigara naye osiya mukadzi wake ega ava vaakufata nemwana wavo chete 😂😂
Ava vamwene vanopenga vamboti card renge risina stamp ne date izvozvi vakuti enge aine pamuviri kungwara nhema kapenzi kamai
Imi changamire chokutanga murume ngaachengete vana vake first apa vachifambira nyaya dzavo
Amwene munoroya masikati machena ndimi murikutuma mwanakomana venyu kurara nevana vevanhu achisiya plus imimi handisi kukuchenesai munorara nemwana venyu
Ndoda wet Yangu,zim maOne
Vana amwene vechihure mangwariro avo ndeekupenga baba muri munhamo imi
Why vanhu varikutambira zvikutaura muroora? Kugona kutaura hazvirevi kuti ukutaura chokwadi!
You can just tell
Zvandibhowa ini vanhu vabeliever muroora and Havana kupicker mapoints
Operation wet yakaendepi
Paita hanzvadzi yemurume apa
Iwew Na Mai vko dzoserai weti yemwana varoi imi
Mambo vazotaura zvipini😅😅.
But vamwene vane luck cz mambo makope nhasi vanga vakaita kakudzikama vanenge vasirikunzwa mushe but nestatement ravamwene avoka dai varimambo Nyamaropa vairasika road yavabva nayo ndiyo type inoda Nyamaropa manje iyoyo hatidi vanhu vanodheerera
vamwene nemwana wavo vabva vakazvironga kuti tinoramba nyaya
Too much noise kunge kune vari kutobika masadza sooyooweee
Chief nyamaropa muripikoo ,vamwene awo nechimwana waizoudza wamwe
Chief munombotonga zvakanaka chiiko chamaakutiitira ichi
Mai nemwana mukarohwa zvakanaka motaura chokwadi
Braz vanopenga ava😂 varikuramba mhosva iripachena
Blaz vakatora brain dzaamai vavo
Mukomana pay madamages ekurara nemwana uyo full stop hauite mwana vevanhu toy kaaa
Vamwene havadi muroora but muroora arikunyepawo pakubva pemimba
Mambo vamwene avo hatodi muroora vanozivana nemwana wavo
In as much as amwene is wrong, mai vemusikana is meddling too much mumarriage yemwanasikana through chiporofita
Vamwene avo vane murume here 😅
Pahasha mutipewo part2 yenyaya iyi.
Vamwene vanoita ma test emhumbu yekuroora uuuuuuuu😢😢😢
Zimhata renyu mai imi murimuroyi chaiye uye makaroora mwana mudiki inoda mapurisa
Mai iyi kaaaa
Amwene hamuna kumira mushe ndimi munoita vana venyu vahure
Murora siyananavo hausi kudiwa nyangwe nemurume wakoh hakude
Pfutseke iwe mudhara iwe pane munhu angafutise dumbu mwedzi wegawega urimbwa harahwa😅
Amwene chavakaita ndopasina zvapo muroora ngaagarisane nevanhu zvakanaka
Ngasungwe mukomana akaroora under age
Vamwene ndati ndidzokorore uri mharadzi ,mhunzamusha .
Vafana vanenge vakabatwa nemadrugs mhinduro dzake dzinopisa hasha
Mambo hapana chavanotonga ava 0 over 0