Zvinoyera Zvinoshamisa Zvinoda Kufumurwa: Mwana akamboshayika vazomuwana ku orphanage after 2 years

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 31 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 295

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 4 місяці тому +86

    I think iyi ichenjedzo. Mukaona mwana ashaikwa munzvimbo. The best way kutanga kutsvaga mudzimba dzevanhu nemumotor. Ini wangu ndakamuwana nenzira iyoyi . Mwana atovigwa padhuze dhuze. Just kufunga chete maMinutes ashaikwa mwana then kwave kutogaya kuti mwana hakuna distance yaari. Kwave kutoita zvivindi zvekutosecha vanhu paye. Mwana budi. Uuuuum. Don.t trust anyone

    • @linnetbhasvi8115
      @linnetbhasvi8115 4 місяці тому +6

      We thank God for that

    • @portiashava3023
      @portiashava3023 4 місяці тому +1

      What 😲😲 hezvooo nhai Mwari

    • @AbigailChisekereni
      @AbigailChisekereni 4 місяці тому

      Uuuuu inga zvakaoma. Kunze kwaipa uku

    • @MeloMelo-lk1nj
      @MeloMelo-lk1nj 4 місяці тому +5

      Mai avo ngavasungwe havadiwe munharaunda vanorwei umm nyika yaoma

    • @sharonmkwate3676
      @sharonmkwate3676 4 місяці тому

      Ummmm zvakaoma nhaimi, but imi mai wemwana kuita calm down kudero mamuwana mwana ku nzvimbo one munhu akambomuba mototeramira haaa hapasikundijekera

  • @rojamillerover
    @rojamillerover 4 місяці тому +13

    Whether she was abused by her mother or not, she was kidnapped Saka neighbour needs to be held accountable. Child abduction hayewa neighbour ngaasungwe.

    • @maudkadonzvo1133
      @maudkadonzvo1133 4 місяці тому

      Kana imba isiri yenyu tamai mubvebipapo

    • @gogoatanaka
      @gogoatanaka 4 місяці тому

      Ngavasungwe mai avo

    • @KennedyMNhandara
      @KennedyMNhandara 3 місяці тому

      Amai ngavasungwe vekumutora mwana pekutanga mwana akatoiswa musatanism

  • @nobuhlegumbo9712
    @nobuhlegumbo9712 4 місяці тому +12

    Amai ndoziva kuti muri kutevera mutemo but ndirini pamwana wangu handioni ndaizvigona chero ndisina mashoko zvezuva iroro ndaimawana,plus iiii handioni ndaizo garisika

  • @VimbaiMarisa-yu7bj
    @VimbaiMarisa-yu7bj 4 місяці тому +25

    Tete tilda amai ava ngava recodee mwana achitaura nezvamai vepa next door kuitira mangwana

    • @tanakamukombero2991
      @tanakamukombero2991 4 місяці тому +1

      Something is not adding up,,,,shuwa vanotofanha kumu recorder because control yavanayo pamwana uyu ,mangwana anovachinjira,,,,

  • @innocentmakuvaza7843
    @innocentmakuvaza7843 4 місяці тому +6

    Baba ngavamire saBaba,this is spiritual

  • @RingisaiMapuranga
    @RingisaiMapuranga 4 місяці тому +21

    Mai vekutora mwana muSatanist

    • @decee-vk6ed
      @decee-vk6ed 4 місяці тому

      Yaaa

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 3 місяці тому +1

      @RingisaiMapuranga taura hako 💯. 😊

    • @Mazvitah
      @Mazvitah 3 місяці тому +1

      Unoreva idi iwe this is heartbreaking 💔💔💔

  • @HeAloneIsGod9901
    @HeAloneIsGod9901 4 місяці тому +27

    People who are saying mai pane zvavanoziva mukwane, hamugoni kungooteerera and if you have nothing to contribute monyarara

  • @Sarah44557
    @Sarah44557 4 місяці тому +10

    Makadii Tete ini ndirikuona kunge maivepa next door vanemushonga chete

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 3 місяці тому +2

    Vabereki Ava vakapusa pavakaona mwana ari mu bedroom ramai vepa next door dai vasina kubuda before coming of police. And dai vaka recoder the whole incident. Sure muka relaxer zvamakaita izvi mwana muchamushaya forever zvenyu. Act fast get spiritual help.

  • @sharaichiwara-oj9qg
    @sharaichiwara-oj9qg 4 місяці тому +5

    Every child should know their parents fon numbers.... this is a lesson to those who change numbers like clothes.... imagine when she was called and number u dialed not in use

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 4 місяці тому +21

    Zvakaoma hazvo, l think need to move from that place/area , you need to protect all your kids , praying u will get help.

  • @NomsaZindove
    @NomsaZindove 4 місяці тому +5

    Uuum nyaya iyi handisi kuona iri straight or iri kutadza kutaurwa.kaviri muchiudzwa kt mwana akatorwa nanhingi imi monyarara henyu aah kwete pamwana wangu noooo mhani.baba vokuudzai kt ngatiende pamba apo titarise mwana imi moramba nemhaka yei nhy.ngapajeke apo.pls for two years kwamaifamba kwainzi kudii

  • @emillypesanai9855
    @emillypesanai9855 4 місяці тому +5

    asi mai ava mwana uyu mwana wavo here...chinoda kukawuriswa mai vake chii. the girl must be protected.

  • @katiendlovu6982
    @katiendlovu6982 4 місяці тому +3

    This is a classic case of kidnapping and human trafficking of a child that should result in significant jail time. Our laws need to do better...

  • @jah13765.
    @jah13765. 4 місяці тому +24

    Ava vabereki vakadhakwa, mwana iyeye muchamushaya zvachose. Ko police station inovharwa here. There is no need yekutaura nyaya iyi imi munhu anomuba muchimuziva

    • @mekong7529
      @mekong7529 4 місяці тому +3

      There's a lot she is not saying.... Vanenge vane maPrevious naamai vepanext, mushona tinoti "idzivane".

    • @NomuhleNyambi-r5d
      @NomuhleNyambi-r5d 4 місяці тому

      Ndozvaungatorere mwana weumwe izvizvo her​@@mekong7529

    • @MakahManiki
      @MakahManiki 4 місяці тому +3

      Unopedzisira wava iwe unomhosva shaaa unomuziva ari kutora mwana asi mutemo fti unouziva wepazim ukada kuenda mberi unonyura ndiwe apa uriwe urikutadzirwa sooo usazviite hko mugoni panyaya iyi zvinotoda kudzikama chaiko

    • @carolinechirima
      @carolinechirima 4 місяці тому

      Mai vepa next door vanoshandisa mushonga saka even vakareporter maputisa haasjnge zvinhi zvisiri physical.zvatova zvemweya

  • @lydiatigere4759
    @lydiatigere4759 4 місяці тому +36

    Endai nemwana ku unit L kwamiracle Paul zvinopera izvo

    • @ssam1430
      @ssam1430 4 місяці тому +1

      Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk

    • @ednatopez7612
      @ednatopez7612 4 місяці тому +3

      Aaaaaa anodyirwe mari ukoo itsotsi takabva neko

    • @Rumbie87
      @Rumbie87 4 місяці тому

      ​@@ednatopez7612asi kunobhadharwa here?

    • @ednatopez7612
      @ednatopez7612 4 місяці тому +1

      500

    • @mikemaestromangara5176
      @mikemaestromangara5176 4 місяці тому +1

      Is evil that small boy paul same like bushiri

  • @svodainduma9979
    @svodainduma9979 4 місяці тому +6

    Vabereki imwi munonzwisa hasha kudzungaira here iye mwana achingotaura

  • @lizzymazambara1002
    @lizzymazambara1002 4 місяці тому +9

    i wish mai varikuba mwana avo vazvita kumba kwamai vangu mapurisa ayivatora chava chitunha

    • @priscachingonzo5284
      @priscachingonzo5284 3 місяці тому +2

      Nhai hako haidi porisi iyi tovagadzirisa vakaita order kana huri huroi vanohurasa

  • @annadzoto6837
    @annadzoto6837 4 місяці тому +7

    There is secret behind the mother and next door

  • @rojamillerover
    @rojamillerover 4 місяці тому +11

    Thank God mwana uyu aiziva number dza mama vake nemusoro. Mwari vakapindira apa, muteuro wakatoshanda nekuti mwana uyu pamwe dai asina kuzombofunga mhuri yake. Pakatoshanda mushonga chete, neighbour akabata mushonga

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 4 місяці тому +15

    My question imba yavari kugara ndeyavo here kana kuti vari ku randa kana vachirenda vadii vabva ikoko vachinogara kumwe vambonoona kuti chii choitika kana kuti kumbomuendesa somewhere mwana vcho

    • @MattyManhanga
      @MattyManhanga 4 місяці тому +2

      Vati varikuchengeta pamba apa hameno why vasiri kutsvaga kumwe kwekugara,aaaa 2yrs ndisina mwana vangu ndingafazve nhy

  • @rojamillerover
    @rojamillerover 4 місяці тому +5

    ASI police yekuzimbabwe so shuwa a child comes to you saying they were abused and you send them back to the abuser with a letter? Imi that’s nonsense, what kind of law is that. Shouldn’t they have accompanied the child

  • @KAYS-GREEN-WORLD-FARM
    @KAYS-GREEN-WORLD-FARM 4 місяці тому +11

    Tafadzwa basa iro batsira amai ava please

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 4 місяці тому +6

    Zvekuti musataure mazita zvine basa reiko? Those who know her already know her children too.

  • @MafirakurevaMafirakureva
    @MafirakurevaMafirakureva 4 місяці тому +4

    Baba ava havakudanana kan akuti havana kumbodanana namai vepanext door here. Reururai baba

  • @sherry4535
    @sherry4535 4 місяці тому +23

    Why didn’t they tell the police all the information? About the lady that’s kidnapping her? These parents aren’t serious. They are going to lose their child forever playing games.

    • @rojamillerover
      @rojamillerover 4 місяці тому +2

      Zvandishamisawo kuti ko sei vasina kuenda kumapurisa ne information yekuti mwana akabiwa na neighbour

    • @rangariraizvidzai7535
      @rangariraizvidzai7535 4 місяці тому +10

      Ko zvavarikut vakayenda wani asi hamuteerere nyaya kana kut shona hainzwikwe

    • @alexrathete465
      @alexrathete465 4 місяці тому

      ​@@rojamillerovertoo much kunamatisa Ava, gambling ne life yemwana

    • @constancegava5352
      @constancegava5352 4 місяці тому

      Kkkkkkkkk​@@rangariraizvidzai7535

    • @leeroy583
      @leeroy583 4 місяці тому +2

      Police yemuZimba yaishanda pachiri na Mugabe chete not ikozvino too much corruption

  • @patriciagunzo6171
    @patriciagunzo6171 4 місяці тому +6

    Ummmmm mai vari kushandisa mushonga kune mwana dai mwana abatsirwa zvakasimba

  • @thandimasara9254
    @thandimasara9254 4 місяці тому +12

    Something is not adding up

  • @leekambanga6450
    @leekambanga6450 4 місяці тому +4

    This situation is fishing, momz ava havasikutaura zviri straight. She didn't go to report or confront the lady arikunzi akatora mwana until the 3rd time yaakaenda. We also have to look at that side re abuse iro,kurohwa nezvimwe zvekuti mwana anoenda zvake ari reluctant apo pekutanga apo. Our African mothers tovaziva marangire avanotiita, zvinoita ufunge kuti i abuse uri mwana. Something is not adding up apa

    • @chenaimoyodzingira4489
      @chenaimoyodzingira4489 4 місяці тому +3

      Yes true ,this is a case of child abuse, mwana uyu aitoudza mai vepanext kuti arikubatwa rough, pamwe vaitonzwawo achirohwa, so mai. Vepanext vakada kuprotector mwana from abuse vakmuendes kuhome vàmuchinja zita, hamenowo kuti ari wrong pamamai awa ndiani

    • @leekambanga6450
      @leekambanga6450 4 місяці тому +3

      @chenaimoyodzingira4489 yes because she was 10 years when she left unenge wakura, most of the time pa 2 years she was ku orphanage so aingokwanisa kutaura her real name and address. Ange asiri mu captivity, her being reluctant kutaura kumba speaks a lot. Yes what the next door lady did was wrong, she could have found better ways to deal with the situation like reporting to the child services.

  • @mekong7529
    @mekong7529 4 місяці тому +11

    Munotuma mwana kunotenga muriwo after sunset?????? Nyaya ine maburi iyi....

    • @sherry4535
      @sherry4535 4 місяці тому +2

      Nhai hako! The same child that keeps disappearing

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346 4 місяці тому +5

    Ko mweya hauratidze in advance Seiko zvese izvi

  • @lydiamusarapasi4528
    @lydiamusarapasi4528 4 місяці тому +5

    Ummmm shame , panoda rubatsiro apa spiritual nd police. Vabereki ava ndiwo vave kutopedza mari ne evil neighbor uyu.

  • @josiemadziwa
    @josiemadziwa 4 місяці тому +8

    Haa dai ndirini ndakasovakwatura moms ivawo kare

    • @SmartSusan-h6f
      @SmartSusan-h6f 4 місяці тому +1

      Dai ndirini nditori kujeri ndava Tema nedemo

    • @rojamillerover
      @rojamillerover 4 місяці тому +2

      I think vanenge vane mushonga va neighbour Ava

    • @josiemadziwa
      @josiemadziwa 4 місяці тому

      @@rojamillerover true coz haungonyarare zvinhu zvichidai

    • @dorrenmudau7298
      @dorrenmudau7298 4 місяці тому

      Havana chavanoziva vaye

  • @queenfireheavymachine1498
    @queenfireheavymachine1498 3 місяці тому +3

    Ko kuenda kumapurisa aaahhh hayas.... Regai ndisa comment hngu

  • @Endenegmanjira
    @Endenegmanjira 3 місяці тому

    😢😢😢😢😢😢😭😭😭😭😭 Zvandirwadza indai kwana sekuru vachivanhu abatsire

  • @HeatherDzidzisoRwambiwa
    @HeatherDzidzisoRwambiwa 3 місяці тому

    Amai vekuba Mwana Ava vanoda kutosungiswa chaiko. Vane miedzo

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 4 місяці тому +7

    Haa minamato yemapostori iye ndiyo yakabatsira apa....Mwari ane tsitsi.....vamweni vatigere navo varoi veduwee

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 3 місяці тому

    Aaa nhai mwari ko madii kubva pamba apa pamunogara kana kuchinja town yacho muende kureee namai ava kana iri imba yenyu tengesai muende kumwe

  • @ChakomberarueChakombera
    @ChakomberarueChakombera 4 місяці тому +3

    Baaba ava chiiko ngavapfire dandy seiko varikutongwa nemasalad..
    Mai sakhi vanezvavari kuvanza
    Vanoziyana na neighbor chete
    Parikuda chidawa apa

    • @ShortCircuit05445
      @ShortCircuit05445 3 місяці тому

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂@ChakomberarueChakombera mdara ari kutongwa nema salad apa haasi kupfira dandy 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂is.😊

  • @abigailuzizo6798
    @abigailuzizo6798 4 місяці тому +6

    Prophet miracle Paul. Ndochte vanogona,kukuyqmbutsai pa situation iyi

  • @ShaniMasedi
    @ShaniMasedi 3 місяці тому

    Ummmm😢😢😢😢 ndarwadziwa varikuda kumamiswa neighbor uyu yooo

  • @TindoMadzama
    @TindoMadzama 3 місяці тому +2

    Mwana uyo ndoona sekuti akatojoiniswa satanism asi pamwe panemhiko dzisina kuzadziswa kt zvinyatsozadzisa ita.mai vepanxt vanoda mucheka

  • @NormaPawadyira
    @NormaPawadyira 3 місяці тому

    Very sad story. In as much as the alleged kidnapper is next door, this case may require this family to consult n'anga or faith healers to exorcise bad spirit yakaturikwa pamwana uyu. Varikutomushandisa .

  • @sharonmutkula7330
    @sharonmutkula7330 4 місяці тому +5

    Please batai Tafadzwa chidawa kutii nyaya iyi ifambe mushe

  • @TatendaGeorge
    @TatendaGeorge 4 місяці тому +2

    Varikuitira mwana hutsinye mai avo

  • @HazelMutumba
    @HazelMutumba 4 місяці тому +4

    Ko sei mai ava vasiri kusungwa

  • @mekong7529
    @mekong7529 4 місяці тому +10

    Tilder, you need a seperate interview with the father chete.

    • @mancuencube5409
      @mancuencube5409 3 місяці тому +1

      Yes, ndozvandaonao cz mama ungati varimudhiri rese bba ungati ndovarisirikuziva zvinoitika

    • @RunyararoNyamuyaruka
      @RunyararoNyamuyaruka 3 місяці тому

      Aaah sis Tilder ava amai vakangwarisa pakutaura instead yekuti vaite action kupolice poitwa action aah kana baba vacho vakazungaira seiko vachawana mwana adimurwa musoro

  • @Loraine887
    @Loraine887 4 місяці тому +2

    Madzimai maviri ava vari kuzivana ,shuwa waudzwa kt ndakabiwa nanhinhi motongonyarara ,Mai inoziva zvose kudarika mrume

  • @KudzaiMaunganidze-v6f
    @KudzaiMaunganidze-v6f 6 днів тому

    Mai vari kutora mwana it seems kt ari kugadzira vose nevabereki vemwana uyu bcz kahusoft kavari kuita panyaya iyi hakasi kepasi pano😏

  • @godfreyvavi1875
    @godfreyvavi1875 3 місяці тому

    Nyaya inemaburi iyi.Mai vangagare pasofa waona mapush emwana
    PaDoor!Paifanira kurwiwa

  • @ChristopherKaseke-vp8ry
    @ChristopherKaseke-vp8ry 3 місяці тому

    Why not going to the police amai nababa ava, at first

  • @walterpausiri7279
    @walterpausiri7279 3 місяці тому

    ngavamboenda kuchivanhu kwasekuru Tasvu PLEASE

  • @NanastaniaEmanuel-gp6fw
    @NanastaniaEmanuel-gp6fw 4 місяці тому

    Amai ava vanenge vari kuititwa basa nemwana nguva dzese is she enjoying her childhood . Spiritual help is needed

  • @ssam1430
    @ssam1430 4 місяці тому +1

    Tamai henyu from that area because mapurisa are as useless as a toothless dog, kwazara ma half baked form 4 e zimsec curriculum mazuva ano 😢

  • @MemoryMavhera
    @MemoryMavhera 3 місяці тому

    Madzimai muchapedzesera matomushaya zvachese wamunyudza mwana iyeye zvikashaya basa

  • @dorcasmtsau8345
    @dorcasmtsau8345 4 місяці тому +1

    Nmbr 5 here,it's painfull

  • @berthelchinengundu7223
    @berthelchinengundu7223 3 місяці тому

    Zvesure ndovaziva mai ava sure mwana vakamushaya muCovid mapics akacirculater everywhere but sometimes zvakaipa kuzoisa mutemo mumaoko ako police yacho isingakubatsire

  • @GratewinMbundire
    @GratewinMbundire 4 місяці тому +2

    This tym mwana akashayika amumuwane so itai action please hupenyu hwemwana hwakakosha

  • @MEMORunner1
    @MEMORunner1 4 місяці тому +1

    Ko muri kudii kubva pamogara nhaimi?Muri kunyanya kushingirirei chaizvo .Lets hope Tete muchabatsira mhuri iyi kuti culprit isungwe

  • @GloryMabs
    @GloryMabs 4 місяці тому +1

    Tamai please

  • @KennedyMNhandara
    @KennedyMNhandara 3 місяці тому

    Why not sue that neighbour that's kidnapping anotofanha kusungwa amai ava vakatora mwana...

  • @MarisaNja-c5d
    @MarisaNja-c5d 4 місяці тому

    Mufambe nemwana munzwe kuti hapana chiri kushandisirwa mwana here.hazvisi zvega izvi

  • @mollenruziwa8485
    @mollenruziwa8485 4 місяці тому

    Ndadzidza kuti mwana must know atleast phone number 1 nemusoro❤

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 3 місяці тому

    I think these parents should seek permanent deliverance yemwana mwana arikuda hedge of protection ine back to sender zvekuti angoisa ruoko pamwana anobatwa red handed ainaye. Don’t waste money nevanhu vanochaja mazi mari endai kuna Evangelist Eria Chibvongo we Zaoga free of charge zvose zvinopera and anoita back to sender just by praying nothing else no miracle water no wrist band just the name of Jesus. Hanz ukaona Pa zita ra jesu pakuwedzeredxwa zvimwe ziva kuti hapasisina jesu, pana jesu chete it’s just commanding …. Pls try Eria Chibvongo mwana asati ashaika zvachose. Wh not reporting amai Ava ku police bcz this girl can testify against mai Ava. My question is sei vabereki Ava vasina chavarikuita pana mai Ava. I have a BIG ❓ mark.

  • @LatoyaSakupwanya-r4v
    @LatoyaSakupwanya-r4v 4 місяці тому

    Mai vepa next vanoroya chokwadi

  • @mekong7529
    @mekong7529 4 місяці тому +6

    The mom knows everything.

  • @EugeneMahunde
    @EugeneMahunde Місяць тому

    Mais Awa mu satânic mufambire nguva dxichripo

  • @StephenSte-y3w
    @StephenSte-y3w 3 місяці тому

    Ndoona sekuti mai vekuba mwana avo vanotove nemushonga chete unoita kuti vabereki vemwana uyo vangoneta neta and police yachowo haisi kuita basa nemazvo panyaya iyi parikushandiswa mushonga.bcs waba mwana wangu tinotosvitsana kure chaiko

  • @koeksistersamoosa6456
    @koeksistersamoosa6456 3 місяці тому

    Mai ava vanoratidza panezvaita mwana

  • @takundanashepemhiwa8924
    @takundanashepemhiwa8924 3 місяці тому

    ummmm thus mother something is really really fishy all this something isnt adding up need to hear from the neighbours

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 4 місяці тому +2

    Vabereki chimbosiyai zvechipostori mupinde muchivanhu, kwa Tasvu or Kanengo, vaite back to sender kumkadzi uyu

  • @PreciousTakaza
    @PreciousTakaza 4 місяці тому +2

    This a serious case the l think the police must dill with this case

  • @PaidamoyoMichelle
    @PaidamoyoMichelle 4 місяці тому +1

    My first time kuona tete vasingamise munhu achitaura 😂😂😂

  • @carenmuponde
    @carenmuponde 4 місяці тому +14

    Amai ava vanoziva zviikuitika, ngavataure nyaya yavo, cause nekurwadza kunoita kuzvara ummmmh handingamiriri zvisina basa

    • @HeAloneIsGod9901
      @HeAloneIsGod9901 4 місяці тому +2

      Chimbotangai mapfeka bhutsu dzavo mozouya for now musataure zvisina basa

    • @modistamaraidza1346
      @modistamaraidza1346 4 місяці тому +2

      ​@@HeAloneIsGod9901vakadii kusungisa mbavha yakaba mwana at first

    • @yvonnemakurumidze
      @yvonnemakurumidze 4 місяці тому

      She's hiding her abusive kuvana .she looks clever

    • @prayermswapa5681
      @prayermswapa5681 4 місяці тому +3

      ​@@yvonnemakurumidze I dnt think kty inyaya ye abuse ko zita vsnomuchinjirei kana ari ku abusiwa, ko ivo vcho varikumutora vari kuregerei kuenda kupolice ko kadzungu kaanonzwa ozoerekana ava mumba mamai ava chii

    • @VRMARSHMALLOW
      @VRMARSHMALLOW 3 місяці тому

      ​@yvonnemakurumidze not sure about that but I think keeping her silence protects her other children as well cz this neighbour is clearly muroyi ari kuvatsvaga. Vanourayirwa vana vakada kungwarisa

  • @bezadaniel1379
    @bezadaniel1379 4 місяці тому +1

    Kuba mwana munhu oendesa kuhome .....handizivi zvangu Mai Ava vanenge vairova mwana or vaisamubata zvakanaka neighbour akafunga kuprotector mwana though kuzomuba was wrong

    • @florencedzinodya2757
      @florencedzinodya2757 3 місяці тому +1

      Abuse mwana wavo here imi ummmm havasi step mom ka avo hapana zve abuse apa

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 4 місяці тому +2

    The story is adding up kunze kwaipa uko

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 4 місяці тому

    Iyi nyaya yavakuda vashandiri vechovanhu chaizvo. Kana muchiti vakazorova bembera pakati peusiku mapedza nyaya yose. Zvimwe zvacho hazvichadi kuti mutemo, nekuti matauriro amaita kuti vakataura kuti hamusati mati eke? Mukai mufambe kune vabatsiri vanogona kunze uku vanopedza masports ese aya

  • @sinikiwemtombeni3464
    @sinikiwemtombeni3464 4 місяці тому +2

    I think kutotama area iyoyo ndiko chaiko

  • @TroyieMaddie
    @TroyieMaddie 4 місяці тому +2

    Neighbour uyo anoziva zvaari kuita nemwana anenge atori nemishonga arikumushandisa chaiko

  • @TadiMagutsa-ii6in
    @TadiMagutsa-ii6in 4 місяці тому +1

    Lord 🙏

  • @DesireTafaRukure
    @DesireTafaRukure 3 місяці тому

    Tete Tilda mai ava varikutora mwana vanoda kurohwa chete

  • @PerfectGonamombe-ec4ok
    @PerfectGonamombe-ec4ok 3 місяці тому

    Saka kureva kuti mai vepa next door ava vaisabatsirana nevamwe kutsvaga mwana,maifanira kutotanga kususpector ivo ende vanenge vakatoita dhiri vakawanda vakadzi ava uyu aizotaura zvekuti mwana aendeswa kuorphanage aiziva

  • @preciouswachi-f3f
    @preciouswachi-f3f 2 місяці тому

    mai avo vanoziva smthn, moziva kuti mwana arikutorwa apo ivo voramba vanyerere, she's even smiling lol

  • @ShamahSakala
    @ShamahSakala 3 місяці тому

    Vabereki ava vakatadza kufambira nyaya . dai mbava iyi yemu next-door yakabatwa kudhara. Vane zvavakaita chete neighbor

  • @gracempofu7433
    @gracempofu7433 4 місяці тому +1

    What a sad story shuwa

  • @minglee4133
    @minglee4133 4 місяці тому

    Makatuma futi mwana kunotenga muriwo husiku iye akambobiwa, mai avo vepanext door ari mwana wangu wavatora paimuka jambanja, ndaisiya ndarova vese varipamba ipapo

  • @Rumbidzaichivhanga
    @Rumbidzaichivhanga 3 місяці тому

    Strange things happening everyday in our country ummmmm

  • @nesterncube7490
    @nesterncube7490 3 місяці тому

    Uuuu vanhu ava havasi serious aaaa

  • @Ashley-up6xy
    @Ashley-up6xy 4 місяці тому

    Zvakaoma 😢😢😢 ndarwadziwa 😢😢

  • @annetsitsi3062
    @annetsitsi3062 4 місяці тому +1

    Kana iye mwana wacho anatwo…why is she going back kuna mai ava nhai???hopefully pane vachabatsira mai ava vasungwe nekuti chii chavarikuita nhai mukadzi mukuru…

  • @Monica-z3t
    @Monica-z3t 3 місяці тому

    Apa apadi police apa zvoda munhu anobatsira bcz mushonga urikushandiswa kumudedza apa

  • @TafadzwaMabvengwa
    @TafadzwaMabvengwa 4 місяці тому

    You are too soft amai imi ini mutemoo pamwana wangu hndiuone inii

  • @PreciousMadiro
    @PreciousMadiro 3 місяці тому +1

    Haaaaa amaivemwana vane moyo munyoro chaiwo, ini ndingadai ndakatotongerwa murder, ndagadzirisa muroyi size yake chaiyo aaaaah ... Chii chakadaro chinenge ngozi

  • @RekeniaMakandreck
    @RekeniaMakandreck 4 місяці тому +1

    Akushandiswa namai avo haachatozivi zvaanoita

  • @ChristopherKaseke-vp8ry
    @ChristopherKaseke-vp8ry 3 місяці тому

    Ava amai neneibhough yavo vanozivana wy vachinyarara nyaya yakadai

  • @mamzo38
    @mamzo38 4 місяці тому +5

    Mai ava varikunyeba. Vanozivana ne next door yavo. Kuzvara kunorwadza you can not be calm like that pasina chaunoziva

  • @florencedzinodya2757
    @florencedzinodya2757 3 місяці тому

    Hezvoo vanhu hutsinye kngoba mwana kndokanda kure nevabereki yooo.hutsinye hwacho soo

  • @eunicadumbura1500
    @eunicadumbura1500 4 місяці тому +1

    This needs a spiritual help

  • @Nunec
    @Nunec 4 місяці тому +1

    This is a serious case of kidnapping why mai ava vasina kusungwa I wonder

  • @ShingieKamwanda
    @ShingieKamwanda 3 місяці тому

    Tamai mubve ipapo mai avoo vanoroya varikurwadziwa nekunamata kwenyu ibvai ipapo